-
Vhoti iyi yekuti nyika yeBritain
isiye European Union
-
inogona kuunza kukanganisika kukuru,
kwatisingagone kuzotsanangura
-
Vamwe vanokwanisa kuzvigona
asi ruzhinji harukwanise
-
Parizvino zvinonetsa kuona nyika idzi dzakasiyana
-
Nengari yekuti dzine nhorondo yakasiyana
kusanganisira nhorondo yeruvengo rwadzo
-
zvinonetsa kuti dzizobatane
-
Matangiro eEuropean Union akabva paWorld War 2
-
nenhau yedambudziko guru iri,
-
chizvarwa Chema Europeans
chakati "Hatingazvidzokorodze izvi zvakare!"
-
Naizvozvo pakaita kakunzwisisana kekuti
kana uchida runyararo,
-
panofanira kuitwa wirirano mumaitiro ehupfumi hwedu
-
nenzira yekuti hazvizounze ruvengo
-
Vanhu vazhinji havanzwisise
kuti chitendero
-
ndichochanga chakato kosha mukuumbwa kwe
-
European Economic Community
-
Pachine chiratidzo chechitendero
panyaya ye European Union.
-
Mukutanga kwegore re 2000,
mukuru weEuropean Commission,
-
VaRamano Prodi, vakanyora bhuku
-
Muchirudzi rwe Italian, asi musoro wenyaya yacho muchirungu inoti, "Zano re Europe"
-
Vakati,
" Chinyi chinokwanisa kubata nyika dzakasiyana?
-
hazvina kukwana chete kuti vanoremekedzwa
vangounze pfungwa dzavo dzezvematongerwo enyika
-
pfungwa yetsika nemagariro
zvinofana kuvepo
-
Vakati," Zvizvarwa zve Europe
zvakafanana pachinhu chimwe chete,
-
chinhu chinokwanisa
kutibatanidza tose,
-
kutendeka kwedu kuKereke."
-
Asi semunhu weku Italy. Aireveiko?
-
Aireva kuti, Kereke yama Roma.
-
Ndonyaya yevanhu varikuedza kuita Europe
isimbe mukuburikidza kubatana
-
asi iyo Europe
inongoramba ichiwira kakawanda.
-
Funga nezva Napoleon: zvose zvakaita kunge
zvakanaka, asi nemakore akatera; Europe yakawira
-
Funga nezve Hitler:
zvakakona zvakare.
-
Semunhu wemu Europe, ndakakura ndine mubvunzo wekuti: " Europe inopindirana seiko nechi Porofita cheBhaibheri?"
-
Bhuku ra Daniel chitsauko chechipiri:
mambo Nebuchadnezzar vakaita chiroto
-
muchiroto ichochi, akaona mufananidzo
mukuru wanga wakanaka.
-
Simbi dzakasiyana dzaakaona
dzaimirira hushe hwakasiyana hwaizotevera
-
Nebuchadnezzar ndiye musoro we goridhe,
Babylon, Medo-Persia, humambo wema Greek
-
kozoti kusimba kwe humambo hwe Roma
-
Asi kune kutsoka nemakumbo,
-
kwakazanganiswa simbi nedhaga
-
Muporofita Daniel akati,
"Hazvichasangane zvakare.
-
kumwe kwakasimba, kumwe hakuna kusimba"
Naizvozvo ndonyaya ye Europe.
-
Kunyanya nyaya dzakaitika
mu Greece, Spain, Italy ne Cyprus-
-
ndodzaive nyika dzepamusoro mu EU,
dzimwe nyika dzeku chamhembe dzainzi dzinodzvanyirira
-
nekuti dzaipinda munyaya dzevanhu,
uyezve tinofanirwa kuziva kuti,
-
rwuvengo rwaivepo kunduzi dzakasiyana
rwakamboita senge rwapera
-
World War 2 payakaguma, rwuvengo urwu
haruna kumbozoka kwemakore 70 adarika
-
Asi munguva yadarika iyi,
rwakudzoka rwuvengo urwu.
-
Saka tichiona matambudziko aya
EU yainosangana nawo
-
kuti nyika ine hupfumi hwakawanda,
yaibatsira mumauto
-
nekupa hwurongwa hweEU- kubuda kwayo mu EU
yasiya kushushikana kukuru mumwoyo.
-
Chiporofita hachizi
-
chinhu chinofadza chekuti tiverenge,
unoziva mumabhuku eHistory kana dzidzo dzeBhaiberi
-
Tinokwanisa kuwana muwono
-
kubva kuchiporofita.
-
Zvinyorwa zvinoti hakuchazova ne Europe
yakabatana zvakare,
-
ichashaya simba,
Ende izvozvo tirikuzviona
-
Asi hapazipo panogumira nyaya.
Daniel chitsauko chechipiri haigumi nekuti
-
mufananidzo netsoka dzesimbi nedhaga.
-
Kune Ibwe: rinoita kunge idoko pakutanga,
asi Ibwe iroro rinopunza mufananidzo
-
Ibwe iroro rinozoita Ibwe guru,
ndi Jesu Kristu
-
Humambo hutsva. Hwumambo hwaMwari.