-
Vhoti iyi yekuti nyika yeBritain isiye European Union
-
inogona kuunza kukanganisika kukuru, kwatisingagone kuzotsanangura
-
Vamwe vanokwanisa kuzvigona asi ruzhinji harukwanise
-
Parizvino zvinonetsa kuona nyika idzi dzakasiyana
-
Nengari yekuti dzine nhorondo yakasiyana kusanganisira nhorondo yeruvengo rwadzo
-
zvinonetsa kuti dzizobatane
-
Matangangiro eEuropean Union akabva paWorld War 2
-
nenhau yedambudziko guru iri, chizvarwa
-
Chema Europeans chakati "Hatingazvidzokorodze izvi zvakare!"
-
Naizvozvo pakaita kakunzwisisana kekuti kana uchida runyararo,
-
panofanira kuitwa wirirano mumaitiro ehupfumi hwedu
-
nenzira yekuti hazvizounze ruvengo
-
Vanhu vazhinji havanzwisise kuti chitendero
-
ndichochanga chakato kosha mukuumbwa kwe
-
European Economic Community
-
Pachine chiratidzo chechitendero panyaya ye European Union.
-
Mukutanga kwegore re 2000, mukuru weEuropean Commission,
-
VaRamano Prodi, vakanyora bhuku
-
Muchirudzi rwe Italian, asi musoro wenyaya yacho muchirungu inoti, "Zano re Europe"
-
Vakati, " Chinyi chinokwanisa kubata nyika dzakasiyana?
-
hazvina kukwana chete kuti vanoremekedzwa vangounze pfungwa dzavo dzezvematongerwo enyika
-
pfungwa yetsika nemagariro zvinofana kuvepo
-
Vakati, " Zvizvarwa zve Europe zvakafanana pachinhu chimwe chete,
-
chinhu chinokwanisa kutibatanidza tose,
-
kutendeka kwedu kuKereke."
-
Asi semunhu weku Italy. Aireveiko?
-
Aireva kuti, Kereke yama Roma.
-
Ndonyaya yevanhu varikuedza kuita Europe isimbe mukuburikidza kubatana
-
asi iyo Europe inongoramba ichiwira kakawanda.
-
Funga nezva Napoleon: zvose zvakaita kunge zvakanaka, asi nemakore akatera; Europe yakawira
-
Funga nezve Hitler: zvakakona zvakare.
-
Semunhu wemu Europe, ndakakura ndine mubvunzo wekuti: " Europe inopindirana seiko nechi Porofita cheBhaibheri?"
-
Bhuku ra Daniel chitsauko chechipiri: mambo akarota- Nebuchadnezzar akaita chiroto
-
muchiroto ichochi, akaona mufananidzo mukuru wanga wakanaka.
-
Simbi dzakasiyana dzaakaona dzaimirira hushe hwakasiyana hwaizotevera
-
Nebuchadnezzar anomirira musoro we goridhe, Babylon, Medo-Persia, humambo wema Greek
-
kozoti kusimba kwe humambo hwe Roma
-
-
-
-
-
-
-
-
-
-
-
-
-
-
-
-
-
-
-
-
-
-
-
-