[Script Info] Title: [Events] Format: Layer, Start, End, Style, Name, MarginL, MarginR, MarginV, Effect, Text Dialogue: 0,0:00:00.50,0:00:04.70,Default,,0000,0000,0000,,Vhoti iyi yekuti nyika yeBritain\Nisiye European Union Dialogue: 0,0:00:04.70,0:00:08.57,Default,,0000,0000,0000,,inogona kuunza kukanganisika kukuru,\Nkwatisingagone kuzotsanangura Dialogue: 0,0:00:08.57,0:00:10.45,Default,,0000,0000,0000,,Vamwe vanokwanisa kuzvigona \Nasi ruzhinji harukwanise Dialogue: 0,0:00:10.45,0:00:14.19,Default,,0000,0000,0000,,Parizvino zvinonetsa kuona nyika idzi dzakasiyana Dialogue: 0,0:00:14.19,0:00:18.11,Default,,0000,0000,0000,,Nengari yekuti dzine nhorondo yakasiyana\Nkusanganisira nhorondo yeruvengo rwadzo Dialogue: 0,0:00:18.11,0:00:21.49,Default,,0000,0000,0000,,zvinonetsa kuti dzizobatane Dialogue: 0,0:00:21.49,0:00:24.75,Default,,0000,0000,0000,,Matangiro eEuropean Union akabva paWorld War 2 Dialogue: 0,0:00:24.75,0:00:28.33,Default,,0000,0000,0000,,nenhau yedambudziko guru iri, Dialogue: 0,0:00:28.33,0:00:31.17,Default,,0000,0000,0000,,chizvarwa Chema Europeans\Nchakati "Hatingazvidzokorodze izvi zvakare!" Dialogue: 0,0:00:31.17,0:00:34.02,Default,,0000,0000,0000,,Naizvozvo pakaita kakunzwisisana kekuti\Nkana uchida runyararo, Dialogue: 0,0:00:34.02,0:00:36.49,Default,,0000,0000,0000,,panofanira kuitwa wirirano mumaitiro ehupfumi hwedu Dialogue: 0,0:00:36.49,0:00:40.42,Default,,0000,0000,0000,,nenzira yekuti hazvizounze ruvengo Dialogue: 0,0:00:40.42,0:00:43.82,Default,,0000,0000,0000,,Vanhu vazhinji havanzwisise \Nkuti chitendero Dialogue: 0,0:00:43.82,0:00:46.27,Default,,0000,0000,0000,,ndichochanga chakato kosha mukuumbwa kwe Dialogue: 0,0:00:46.27,0:00:48.18,Default,,0000,0000,0000,,European Economic Community Dialogue: 0,0:00:48.18,0:00:52.59,Default,,0000,0000,0000,,Pachine chiratidzo chechitendero\Npanyaya ye European Union. Dialogue: 0,0:00:52.59,0:00:56.59,Default,,0000,0000,0000,,Mukutanga kwegore re 2000,\Nmukuru weEuropean Commission, Dialogue: 0,0:00:56.59,0:00:59.41,Default,,0000,0000,0000,,VaRamano Prodi, vakanyora bhuku Dialogue: 0,0:00:59.41,0:01:03.09,Default,,0000,0000,0000,,Muchirudzi rwe Italian, asi musoro wenyaya yacho muchirungu inoti, "Zano re Europe" Dialogue: 0,0:01:03.09,0:01:07.00,Default,,0000,0000,0000,,Vakati,\N" Chinyi chinokwanisa kubata nyika dzakasiyana? Dialogue: 0,0:01:07.00,0:01:10.76,Default,,0000,0000,0000,,hazvina kukwana chete kuti vanoremekedzwa\Nvangounze pfungwa dzavo dzezvematongerwo enyika Dialogue: 0,0:01:10.76,0:01:12.94,Default,,0000,0000,0000,,pfungwa yetsika nemagariro\Nzvinofana kuvepo Dialogue: 0,0:01:12.94,0:01:16.28,Default,,0000,0000,0000,,Vakati," Zvizvarwa zve Europe\Nzvakafanana pachinhu chimwe chete, Dialogue: 0,0:01:16.28,0:01:17.96,Default,,0000,0000,0000,,chinhu chinokwanisa\Nkutibatanidza tose, Dialogue: 0,0:01:17.96,0:01:19.86,Default,,0000,0000,0000,,kutendeka kwedu kuKereke." Dialogue: 0,0:01:19.86,0:01:21.74,Default,,0000,0000,0000,,Asi semunhu weku Italy. Aireveiko? Dialogue: 0,0:01:21.74,0:01:24.51,Default,,0000,0000,0000,,Aireva kuti, Kereke yama Roma. Dialogue: 0,0:01:24.51,0:01:29.29,Default,,0000,0000,0000,,Ndonyaya yevanhu varikuedza kuita Europe \Nisimbe mukuburikidza kubatana Dialogue: 0,0:01:29.29,0:01:31.77,Default,,0000,0000,0000,,asi iyo Europe\Ninongoramba ichiwira kakawanda. Dialogue: 0,0:01:31.77,0:01:36.79,Default,,0000,0000,0000,,Funga nezva Napoleon: zvose zvakaita kunge\Nzvakanaka, asi nemakore akatera; Europe yakawira Dialogue: 0,0:01:36.79,0:01:40.07,Default,,0000,0000,0000,,Funga nezve Hitler:\Nzvakakona zvakare. Dialogue: 0,0:01:40.07,0:01:47.52,Default,,0000,0000,0000,,Semunhu wemu Europe, ndakakura ndine mubvunzo wekuti: " Europe inopindirana seiko nechi Porofita cheBhaibheri?" Dialogue: 0,0:01:47.52,0:01:51.52,Default,,0000,0000,0000,,Bhuku ra Daniel chitsauko chechipiri:\Nmambo Nebuchadnezzar vakaita chiroto Dialogue: 0,0:01:51.52,0:01:56.51,Default,,0000,0000,0000,,muchiroto ichochi, akaona mufananidzo\Nmukuru wanga wakanaka. Dialogue: 0,0:01:56.51,0:02:00.51,Default,,0000,0000,0000,,Simbi dzakasiyana dzaakaona\Ndzaimirira hushe hwakasiyana hwaizotevera Dialogue: 0,0:02:00.51,0:02:05.26,Default,,0000,0000,0000,,Nebuchadnezzar ndiye musoro we goridhe,\NBabylon, Medo-Persia, humambo wema Greek Dialogue: 0,0:02:05.26,0:02:08.71,Default,,0000,0000,0000,,kozoti kusimba kwe humambo hwe Roma Dialogue: 0,0:02:08.71,0:02:12.39,Default,,0000,0000,0000,,Asi kune kutsoka nemakumbo, Dialogue: 0,0:02:12.39,0:02:16.30,Default,,0000,0000,0000,,kwakazanganiswa simbi nedhaga Dialogue: 0,0:02:16.30,0:02:20.00,Default,,0000,0000,0000,,Muporofita Daniel akati,\N"Hazvichasangane zvakare. Dialogue: 0,0:02:20.00,0:02:25.49,Default,,0000,0000,0000,,kumwe kwakasimba, kumwe hakuna kusimba"\NNaizvozvo ndonyaya ye Europe. Dialogue: 0,0:02:25.49,0:02:31.28,Default,,0000,0000,0000,,Kunyanya nyaya dzakaitika \Nmu Greece, Spain, Italy ne Cyprus- Dialogue: 0,0:02:31.28,0:02:36.27,Default,,0000,0000,0000,,ndodzaive nyika dzepamusoro mu EU, \Ndzimwe nyika dzeku chamhembe dzainzi dzinodzvanyirira Dialogue: 0,0:02:36.27,0:02:40.06,Default,,0000,0000,0000,,nekuti dzaipinda munyaya dzevanhu,\Nuyezve tinofanirwa kuziva kuti, Dialogue: 0,0:02:40.06,0:02:44.97,Default,,0000,0000,0000,,rwuvengo rwaivepo kunduzi dzakasiyana\Nrwakamboita senge rwapera Dialogue: 0,0:02:44.97,0:02:50.79,Default,,0000,0000,0000,,World War 2 payakaguma, rwuvengo urwu\Nharuna kumbozoka kwemakore 70 adarika Dialogue: 0,0:02:50.79,0:02:53.51,Default,,0000,0000,0000,,Asi munguva yadarika iyi,\Nrwakudzoka rwuvengo urwu. Dialogue: 0,0:02:53.52,0:02:57.73,Default,,0000,0000,0000,,Saka tichiona matambudziko aya \NEU yainosangana nawo Dialogue: 0,0:02:57.73,0:03:01.73,Default,,0000,0000,0000,,kuti nyika ine hupfumi hwakawanda, \Nyaibatsira mumauto Dialogue: 0,0:03:01.73,0:03:08.63,Default,,0000,0000,0000,,nekupa hwurongwa hweEU- kubuda kwayo mu EU\Nyasiya kushushikana kukuru mumwoyo.\N\N Dialogue: 0,0:03:08.63,0:03:12.11,Default,,0000,0000,0000,,Chiporofita hachizi Dialogue: 0,0:03:12.11,0:03:16.55,Default,,0000,0000,0000,,chinhu chinofadza chekuti tiverenge, \Nunoziva mumabhuku eHistory kana dzidzo dzeBhaiberi Dialogue: 0,0:03:16.55,0:03:20.50,Default,,0000,0000,0000,,Tinokwanisa kuwana muwono Dialogue: 0,0:03:20.50,0:03:21.88,Default,,0000,0000,0000,,kubva kuchiporofita. Dialogue: 0,0:03:21.88,0:03:26.64,Default,,0000,0000,0000,,Zvinyorwa zvinoti hakuchazova ne Europe\Nyakabatana zvakare, Dialogue: 0,0:03:26.64,0:03:29.17,Default,,0000,0000,0000,,ichashaya simba, \NEnde izvozvo tirikuzviona Dialogue: 0,0:03:29.17,0:03:33.76,Default,,0000,0000,0000,,Asi hapazipo panogumira nyaya.\NDaniel chitsauko chechipiri haigumi nekuti Dialogue: 0,0:03:33.76,0:03:37.76,Default,,0000,0000,0000,,mufananidzo netsoka dzesimbi nedhaga. Dialogue: 0,0:03:37.76,0:03:44.33,Default,,0000,0000,0000,,Kune Ibwe: rinoita kunge idoko pakutanga,\Nasi Ibwe iroro rinopunza mufananidzo Dialogue: 0,0:03:44.33,0:03:48.33,Default,,0000,0000,0000,,Ibwe iroro rinozoita Ibwe guru, \Nndi Jesu Kristu Dialogue: 0,0:03:48.35,0:03:52.53,Default,,0000,0000,0000,,Humambo hutsva. Hwumambo hwaMwari.