PAKAREPO Kuporeswa nekuNunurwa I MUNAMATO wepaMhepo I Nyika dzinosvika 50 nekupfuura
-
0:00 - 0:03Ndinoti sunungurwa pahurwere ihwohwo.
-
0:03 - 0:05Sunungurwa kubva muusungwa ihwohwo.
-
0:05 - 0:08Sunungurwa kubva mukudzvinyirirwa ikoko.
-
0:08 - 0:15Sunungurwa, sunungurwa nemuzita rinesimba raJesu Kristu.
-
0:15 - 0:21Tinokugashirai kumusangano wemunamato.
-
0:21 - 0:28Pano pa God's Heart TV Studio mu North Wales mu United Kingdom.
-
0:28 - 0:35Uye neNyasha dzaMwari dzinoshamisa musangano wanhasi uno ndewe marudzi ose.
-
0:35 - 0:38Tine Vanhu vabatana nesu kubva kumarudzi ose epasi pano
-
0:38 - 0:44vachimiririra maKondinendi anobata Nyika dzinokwana kusvika makumi mashanu nenomwe.
-
0:44 - 0:46Kunyange kusvika kuUkraine
-
0:46 - 0:52nyika iri mundangariro dzedu neminamato yedu panguva ino.
-
0:52 - 0:58Ndinoda kutenda moyo yose inotenda kuna Jesu,
-
0:58 - 1:03vanotenda kuti kunyange paine chinhambwe chikuru chepanyama
-
1:03 - 1:06kubva pandiri kusvika pamuri,
-
1:06 - 1:11anotenda kuti Jesu Kristu achakubata nhasi nenzira inokosha,
-
1:11 - 1:16nokuti kutenda maari kunokudza Mwari
-
1:16 - 1:21kunyange pfungwa dzese dzichipikisana naye.
-
1:21 - 1:26uye Mwari vanokudza avo vanomukudza.
-
1:26 - 1:32Hongu, tauya kuna Mwari nhasi tichitenda
-
1:32 - 1:35kuti kuda kwavo kutinunura,
-
1:35 - 1:43kuti atidzoserezve, atiraramise, atisunungure pamatambudziko ose.
-
1:43 - 1:51kuda kwake ngakuitwe nokuti kuda kwake ndiwo murayiro yedu.
-
1:51 - 1:56saka tirikuda kunamata pamwechete nemuzita raJesu Kristu.
-
1:56 - 2:04Tisati tanamata zvakakosha kuti tidyise mweya yedu neshoko raMwari,
-
2:04 - 2:10sekutaura kunoita Bhaibheri mu bhuku ra Peter wekutanga , Ndima 1:23
-
2:10 - 2:12kuti shoko raMwari imhodzi,
-
2:12 - 2:19imhodzi isingaori inopinda mumwoyo yedu
-
2:19 - 2:22uye inokonzera kuti kutenda kwedu kukure.
-
2:22 - 2:27Zvino, cherechedzai izvi, ndinoti inopinda mumwoyo yenyu,
-
2:27 - 2:31mwoyo wako ndiwo unobva wasangana naMwari
-
2:31 - 2:37Ndosaka kutenda hakurevi kutevedzera zvinoitwa nemumwe munhu.
-
2:37 - 2:38kana kutevedzera mumwe munhu.
-
2:38 - 2:46kutenda kunofanhira kusumuka kubva mukati memoyo wako, kunofanhira kubuda mumoyo mako.
-
2:46 - 2:48zvichibva pashoko raMwari.
-
2:48 - 2:53saka mubvunzo wangu kwauri nhasi ndeuyu,
-
2:53 - 2:57moyo wako wakamirasei ?
-
2:57 - 3:00Zvibvunze mubvunzo iwoyo izvozvi.
-
3:00 - 3:04moyo wako wakamirasei ?
-
3:04 - 3:09nokuti ndaona nhasi kuti vanhu vakawanda vanotsvaka Mwari,
-
3:09 - 3:12vanotsvaka chiso chaMwari kuti vazorore kubva mumatambudziko avo,
-
3:12 - 3:15kubva mumatambudziko avo, kubva mukuremerwa kwavo,
-
3:15 - 3:21asi moyo yavo haina kugadzikana, moyo yavo yakavhiringidzika,
-
3:21 - 3:25moyo yavo irikunetsekana
-
3:25 - 3:34asi Jesu Kristu vakati kwatiri mubhuku ra Johane 14: 1,27
-
3:34 - 3:39Moyo yenyu ngairege kumanikidzwa.
-
3:39 - 3:42zvino hazvireve kuti hapazove nedambudziko.
-
3:42 - 3:45havana kutaura kuti hauchazofe wakasangana nedambudziko,
-
3:45 - 3:53asi kuti usaregedze moyo wako uchinetsekana, zvichireva kuti semukristu
-
3:53 - 3:57hongu pane zvikonzero zvekunetsekana
-
3:57 - 4:03asi panewo zvikonzero zvikuru zvekuti usanetsekane.
-
4:03 - 4:06kunyange kwose kwose kune kusagadzikana,
-
4:06 - 4:12tarisa mamiriro akaita nyika, hakuna zororo.
-
4:12 - 4:18asi semuKristu, moyo wako ngauzorore
-
4:18 - 4:22mukuziva kuti Mwari vanewe.
-
4:22 - 4:29sekutaura kwa Isaya 41:10, hongu panyika pachava nenhamo hongu,
-
4:29 - 4:34asi semukristu moyo wako ngauzorore
-
4:34 - 4:41mukuziva kuti Mwari ari kwauri (VaRoma 8:31).
-
4:41 - 4:48kunyange madutu ehupenyu achitenderera, achikupoterera
-
4:48 - 4:55mwoyo wako ngaugare uri muruzivo rwechipikirwa ichocho chaMwari
-
4:55 - 5:01kuti havazombofa vakakusiya kana kukurasa.
-
5:01 - 5:08sezvinoreva rugwaro mubhuku ravaHebheru 13:5.
-
5:08 - 5:16saka vanhu vaMwari kudikamisa moyo yenyu, tarisai pana Jesu Kristu,
-
5:16 - 5:20kwete mamiriro ako, kwete dambudziko rako, kwete dutu rako,
-
5:20 - 5:22Tarisa kuna Jesu.
-
5:22 - 5:27Rangarira vimbiso yake kwatiri, mubhuku raMateu 11:28.
-
5:27 - 5:30Jesu anoti, Huyai kwandiri
-
5:30 - 5:37vose vakaremerwa, ndikupeyi zororo.
-
5:37 - 5:40kana Mwari vakativimbisa zororo
-
5:40 - 5:47hapana chikonzero chekuti moyo yedu isazorore.
-
5:47 - 5:52Tinongoda kuziva chokwadi ichi,
-
5:52 - 5:55pinda mukuwirirana neshoko raMwari.
-
5:55 - 5:57saka ikozvino ndinoda kuti upupure izvi,
-
5:57 - 6:03Ndinoda kuti uti: Ndinobvumirana neshoko raMwari.
-
6:03 - 6:09Ini handibvumirani nechero mamiriro, chero mamiriro
-
6:09 - 6:11anopokana neshoko raMwari.
-
6:11 - 6:14Revesa nemoyo wako wose.
-
6:14 - 6:20kupupura kwemuromo wako ngakubvumirane nemoyo wako
-
6:20 - 6:25naikoko kubvumirana kwemoyo wako , ikozvino
-
6:25 - 6:29yavanguva yekunamata.
-
6:29 - 6:32moyo wako unofanhira kuwirirana naMwari.
-
6:32 - 6:35moyo wako unofanhira kubvumirana naMwari.
-
6:35 - 6:39moyo wako unofanhira kuva wakasununguka, wakasungunuka pakugumburwa,
-
6:39 - 6:44usina shungu, usina marwadzo ekare.
-
6:44 - 6:47izvi zvipingaidzo zvinomira pakati pako naMwari.
-
6:47 - 6:51Izvozvi, siya zvakapfuura zvako, siya zvekare zvako,
-
6:51 - 6:56uye gadzirira kugamuchira kubva kuna Jesu izvozvi.
-
6:56 - 7:03chero kukanganisa kumire pakati pako nezvipikirwa zvaMwari,
-
7:03 - 7:08regererwa nezita raJesu Kristu.
-
7:08 - 7:18
-
7:18 - 7:22
-
7:22 - 7:30
-
7:30 - 7:37
-
7:37 - 7:41
-
7:41 - 7:45
-
7:45 - 7:51
-
7:51 - 7:56
-
7:56 - 7:59
-
7:59 - 8:02
-
8:02 - 8:05
-
8:05 - 8:13
-
8:13 - 8:20
-
8:20 - 8:26
-
8:26 - 8:32
-
8:32 - 8:33
-
8:33 - 8:48
-
8:48 - 8:52
-
8:52 - 8:56
-
8:56 - 8:58
-
8:58 - 9:01
-
9:01 - 9:06
-
9:06 - 9:08
-
9:08 - 9:17
-
9:17 - 9:20
-
9:20 - 9:24
-
9:24 - 9:26
-
9:26 - 9:30
-
9:30 - 9:32
-
9:32 - 9:39
-
9:39 - 9:44
-
9:44 - 9:49
-
9:49 - 9:53
-
9:53 - 9:55
-
9:55 - 10:09
-
10:09 - 10:13
-
10:13 - 10:18
-
10:18 - 10:23
-
10:23 - 10:27
-
10:27 - 10:31
-
10:31 - 10:33
-
10:33 - 10:35
-
10:35 - 10:37
-
10:37 - 10:41
-
10:41 - 10:44
-
10:44 - 10:49
-
10:49 - 10:58
-
10:58 - 11:03
-
11:03 - 11:06
-
11:06 - 11:10
-
11:10 - 11:12
-
11:12 - 11:25
-
11:25 - 11:32
-
11:32 - 11:40
-
11:40 - 11:44
-
11:44 - 11:47
-
11:47 - 11:51
-
11:51 - 11:54
-
11:54 - 11:57
-
11:57 - 12:11
-
12:11 - 12:16
-
12:16 - 12:20
-
12:20 - 12:25
-
12:25 - 12:31
-
12:31 - 12:35
-
12:35 - 12:39
-
12:39 - 12:42
-
12:42 - 12:47
-
12:47 - 12:53
-
12:53 - 12:57
-
12:57 - 13:06
-
13:06 - 13:13
-
13:13 - 13:17
-
13:17 - 13:19
-
13:19 - 13:24
-
13:24 - 13:28
-
13:28 - 13:33
-
13:33 - 13:38
-
13:38 - 13:47
-
13:47 - 13:52
-
13:52 - 13:56
-
13:56 - 14:00
-
14:00 - 14:06
-
14:06 - 14:11
-
14:11 - 14:19
-
14:19 - 14:26
-
14:26 - 14:29
-
14:29 - 14:34
-
14:34 - 14:38
-
14:38 - 14:42
-
14:42 - 14:47
-
14:47 - 14:51
-
14:51 - 14:57
-
14:57 - 15:00
-
15:00 - 15:03
-
15:03 - 15:07
-
15:07 - 15:14
-
15:14 - 15:19
-
15:19 - 15:24
-
15:24 - 15:27
-
15:27 - 15:30
-
15:30 - 15:31
-
15:31 - 15:33
-
15:33 - 15:35
-
15:35 - 15:38
-
15:38 - 15:42
-
15:42 - 15:46
-
15:46 - 15:48
-
15:48 - 15:49
-
15:49 - 15:53
-
15:53 - 15:59
-
15:59 - 16:05
-
16:05 - 16:09
-
16:09 - 16:15
-
16:15 - 16:17
-
16:17 - 16:20
-
16:20 - 16:25
-
16:25 - 16:28
-
16:28 - 16:32
-
16:32 - 16:35
-
16:35 - 16:37
-
16:37 - 16:39
-
16:39 - 16:43
-
16:43 - 16:47
-
16:47 - 16:49
-
16:49 - 16:51
-
16:51 - 16:54
-
16:54 - 16:56
-
16:56 - 17:00
-
17:00 - 17:01
-
17:01 - 17:04
-
17:04 - 17:07
-
17:07 - 17:10
-
17:10 - 17:11
-
17:11 - 17:15
-
17:15 - 17:17
-
17:17 - 17:22
-
17:22 - 17:28
-
17:28 - 17:37
-
17:37 - 17:40
-
17:40 - 17:47
-
17:47 - 17:53
-
17:53 - 17:54
-
17:54 - 17:56
-
17:56 - 17:58
-
17:58 - 18:02
-
18:02 - 18:05
-
18:05 - 18:08
-
18:08 - 18:11
-
18:11 - 18:14
-
18:14 - 18:17
-
18:17 - 18:19
-
18:19 - 18:23
-
18:23 - 18:27
-
18:27 - 18:33
-
18:33 - 18:35
-
18:35 - 18:41
-
18:41 - 18:48
-
18:48 - 18:52
-
18:52 - 18:57
-
18:57 - 18:59
-
18:59 - 19:04
-
19:04 - 19:10
-
19:10 - 19:14
-
19:14 - 19:19
-
19:19 - 19:22
-
19:22 - 19:26
-
19:26 - 19:31
-
19:31 - 19:34
-
19:34 - 19:37
-
19:37 - 19:41
-
19:41 - 19:42
-
19:42 - 19:46
-
19:46 - 19:49
-
19:49 - 19:54
-
19:54 - 19:57
-
19:57 - 20:03
-
20:03 - 20:05
-
20:05 - 20:06
-
20:06 - 20:11
-
20:11 - 20:16
-
20:16 - 20:19
-
20:19 - 20:23
-
20:23 - 20:28
-
20:28 - 20:32
-
20:32 - 20:36
-
20:36 - 20:38
-
20:38 - 20:41
-
20:45 - 20:53
-
20:53 - 20:59
-
20:59 - 21:06
-
21:06 - 21:13
-
21:13 - 21:17
-
21:17 - 21:21
-
21:21 - 21:24
-
21:24 - 21:28
-
21:28 - 21:31
-
21:31 - 21:34
-
21:34 - 21:43
-
21:43 - 21:46
-
21:46 - 21:47
-
21:47 - 21:53
-
21:53 - 21:57
-
21:57 - 22:01
-
22:01 - 22:04
-
22:04 - 22:08
-
22:08 - 22:11
-
22:11 - 22:14
-
22:14 - 22:15
-
22:15 - 22:17
-
22:17 - 22:19
-
22:19 - 22:23
-
22:23 - 22:26
-
22:26 - 22:31
-
22:31 - 22:35
-
22:35 - 22:36
-
22:36 - 22:40
-
22:40 - 22:44
-
22:44 - 22:47
-
22:47 - 22:52
-
22:52 - 22:57
-
22:57 - 22:59
-
22:59 - 23:01
-
23:01 - 23:04
-
23:04 - 23:13
-
23:13 - 23:14
-
23:14 - 23:21
-
23:21 - 23:25
-
23:25 - 23:27
-
23:27 - 23:31
-
23:31 - 23:35
-
23:35 - 23:44
-
23:44 - 23:48
-
23:48 - 23:51
-
23:51 - 23:56
-
23:56 - 23:58
-
23:58 - 24:04
-
24:04 - 24:09
-
24:09 - 24:11
-
24:11 - 24:14
-
24:14 - 24:28
-
24:28 - 24:33
-
24:33 - 24:38
-
24:38 - 24:41
-
24:41 - 24:50
-
24:50 - 24:52
-
24:52 - 24:56
-
24:56 - 25:00
-
25:00 - 25:05
-
25:05 - 25:11
-
25:11 - 25:16
-
25:16 - 25:19
-
25:19 - 25:24
-
25:24 - 25:31
-
25:31 - 25:35
-
25:35 - 25:39
-
25:39 - 25:42
-
25:42 - 25:47
-
25:47 - 25:50
-
25:50 - 25:53
-
25:53 - 25:55
-
25:55 - 25:57
-
25:57 - 26:00
-
26:00 - 26:07
-
26:07 - 26:10
-
26:10 - 26:15
-
26:15 - 26:18
-
26:18 - 26:21
-
26:21 - 26:24
-
26:24 - 26:27
-
26:27 - 26:30
-
26:30 - 26:32
-
26:32 - 26:37
-
26:37 - 26:39
-
26:39 - 26:43
-
26:43 - 26:46
-
26:46 - 26:47
-
26:47 - 26:49
-
26:49 - 26:51
-
26:51 - 26:55
-
26:55 - 26:58
-
26:58 - 26:59
-
26:59 - 27:02
-
27:02 - 27:07
-
27:07 - 27:12
-
27:12 - 27:19
-
27:19 - 27:22
-
27:22 - 27:28
-
27:28 - 27:31
-
27:31 - 27:34
-
27:34 - 27:35
-
27:35 - 27:37
-
27:37 - 27:42
-
27:42 - 27:45
-
27:45 - 27:47
-
27:47 - 27:54
-
27:54 - 27:56
-
27:56 - 28:05
-
28:05 - 28:10
-
28:10 - 28:12
-
28:12 - 28:16
-
28:16 - 28:22
-
28:22 - 28:27
-
28:27 - 28:31
-
28:31 - 28:36
-
28:36 - 28:41
-
28:41 - 28:47
-
28:47 - 28:51
-
28:51 - 28:55
-
28:55 - 28:58
-
28:58 - 29:01
-
29:01 - 29:04
-
29:04 - 29:09
-
29:09 - 29:14
-
29:14 - 29:16
-
29:16 - 29:19
-
29:19 - 29:24
-
29:24 - 29:27
-
29:27 - 29:31
-
29:31 - 29:34
-
29:34 - 29:37
-
29:37 - 29:40
-
29:40 - 29:43
-
29:43 - 29:45
-
29:45 - 29:48
-
29:48 - 29:53
-
29:53 - 29:57
-
29:57 - 30:04
-
30:04 - 30:06
- Title:
- PAKAREPO Kuporeswa nekuNunurwa I MUNAMATO wepaMhepo I Nyika dzinosvika 50 nekupfuura
- Description:
-
- Video Language:
- English
- Team:
God's Heart TV
- Duration:
- 30:18
![]() |
Memorykh edited Shona subtitles for INSTANT Healing & Deliverance! | Online PRAYER! | 50+ Countries � | |
![]() |
Memorykh edited Shona subtitles for INSTANT Healing & Deliverance! | Online PRAYER! | 50+ Countries � | |
![]() |
Memorykh edited Shona subtitles for INSTANT Healing & Deliverance! | Online PRAYER! | 50+ Countries � | |
![]() |
Memorykh edited Shona subtitles for INSTANT Healing & Deliverance! | Online PRAYER! | 50+ Countries � | |
![]() |
Memorykh edited Shona subtitles for INSTANT Healing & Deliverance! | Online PRAYER! | 50+ Countries � | |
![]() |
Memorykh edited Shona subtitles for INSTANT Healing & Deliverance! | Online PRAYER! | 50+ Countries � | |
![]() |
Memorykh edited Shona subtitles for INSTANT Healing & Deliverance! | Online PRAYER! | 50+ Countries � | |
![]() |
Memorykh edited Shona subtitles for INSTANT Healing & Deliverance! | Online PRAYER! | 50+ Countries � |