< Return to Video

Ungakunda sei muMweya! | Mukoma Chris

  • 0:00 - 0:06
    Umbowo hwekuratidza kuti wakunda dambudziko
  • 0:06 - 0:11
    zvinooneka nekuti dambudziko racho harina kuku kunda iwe wacho.
  • 0:14 - 0:18
    muzita raJesu uye ndichikugamuchirai kune chimwe chikamu
  • 0:18 - 0:23
    chinotaura nezve RUTENDO RUSINA KUGOMBEDZERA, tiri pano pa GOD'S HEART TV (NHEPHENYURO YEMOYO WAMWARI)
  • 0:23 - 0:26
    Nhasi ndoda kutaura nezvenyaya yandavhunzwa
  • 0:26 - 0:31
    nguva nenguva kwemakore apfuura
  • 0:31 - 0:33
    yakamira yakadai
  • 0:33 - 0:43
    semutendi, nemhaka yeyi matambudziko angu achiwedzera nemanamatiro andinoita?
  • 0:43 - 0:44
    zvandofanirwa kuita ndaita
  • 0:44 - 0:48
    munoziva, kukereke ndoenda, ndanamata,zvese nekutsanya.
  • 0:48 - 0:52
    munamato ndakapuwa, ndakanamatirwa zvekudzikinurwa.
  • 0:52 - 0:56
    Shoko raMwari Bhaibheri ndoverenga, ndinotenda kune zvakanyorwa mushoko
  • 0:56 - 1:00
    uye ndinotsungirira kufadza Mwari.
  • 1:00 - 1:09
    asi nemhaka yeyi ndichitadza kukunda dambudziko iri?
  • 1:09 - 1:15
    Vanhu vaMwari, semusikirwe watakaitwa naMwari takasiyana
  • 1:15 - 1:20
    tiri mumweya umwe, matambudziko atosangana nawo akasiyana.
  • 1:20 - 1:27
    saka hapana shoko rakamira roga ringataurwa ringabata chimiro chimwe nechimwe
  • 1:27 - 1:31
    asi mhinduro, zvirikwazvo iri mushoko raMwari.
  • 1:31 - 1:36
    Nhasi, ndoda kugoverana nemi chinhu chakakosha
  • 1:36 - 1:41
    uye chokwadi chineudzamu chandovimba kuti chichakubatsirai.
  • 1:41 - 1:48
    Semutendi, kukunda dambudziko rako
  • 1:48 - 1:53
    Uye kana ndichiti 'dambudziko'- ndoreva, kti ringava remari,
  • 1:53 - 2:00
    utano hwako, wanano, mhuri,bhizimusi, basa rako, zvakawanda zvatingareva.
  • 2:00 - 2:06
    Semutendi, kukunda dambudziko rako
  • 2:06 - 2:15
    hazvirevi kuti mamirire ezvinhu achachinja
  • 2:15 - 2:21
    Kwete! uchapupu hwekuti wakunda dambudziko
  • 2:21 - 2:28
    hunooneka nekuti dambudziko harina kukukurira iwe wacho.
  • 2:28 - 2:30
    Regai ndipadzokorore-
  • 2:30 - 2:35
    Uchapupu hunoratidza kuti wakunda dambudziko
  • 2:35 - 2:40
    kuti dambudziko racho harina kukukurira iwe kana kukuwisira pasi,
  • 2:40 - 2:44
    harina kukubvisa pana Mwari,
  • 2:44 - 2:49
    dambudziko harina kukuwisira muchivi.
  • 2:49 - 2:56
    Munoona, zvajairika mazuvano kuti tienzanise kukunda dambudziko
  • 2:56 - 3:00
    nekushanduka kwaita chimiro chedambudziko.
  • 3:00 - 3:05
    semuyenzaniso, tinoenzanisa kukunda kuomerwa ne
  • 3:05 - 3:08
    kuwana kukunda panezve mari
  • 3:08 - 3:12
    kana kuti tinoenzanisa kukunda urwere, kugombedzerwa
  • 3:12 - 3:16
    nekuwana dzikinuro panyama.
  • 3:16 - 3:23
    Asi yeuka- semaKristu, tinofamba nekutenda , kwete nekuona.
  • 3:23 - 3:29
    Saka, huchapupu hwekukunda hunotangira muMweya kutanga,
  • 3:29 - 3:32
    kwete panyama- Mumweya kutanga.
  • 3:32 - 3:45
    Rangarira, Mwari Mweya uye kuva iwe chaiko kuri mumweya.(the spirit)
  • 3:45 - 3:52
    Saka, uchapupu hwekukunda huri mumweya kwete panyama.
  • 3:52 - 3:57
    Zvino, handisi kuti Mwari vangakundikana zvikuru
  • 3:57 - 4:01
    pamweya kupindira nekuchinja dambudziko muupenyu hwako.
  • 4:01 - 4:07
    Zvirikwazvo, Vanogona- hapana chinokundikana naMwari.
  • 4:07 - 4:14
    Ndirirkudzamisa kwauri kuti mamirire ezvinhu parizvino
  • 4:14 - 4:23
    haisiyo nzira yekuratidza udzamu hweupenyu hwako pamweya.
  • 4:23 - 4:30
    Kukunda dambudziko hazvirevi kuva mupfumi.
  • 4:30 - 4:37
    KWETE- zvinoreva kusatongwa nedambudziko iroro.
  • 4:37 - 4:41
    Hongu, ndingava nedambudziko uye hongu, ndiri kutsvaga Mwari-
  • 4:41 - 4:44
    Ndiri kutsvaga kupindira kwedenga.
  • 4:44 - 4:51
    Asi zvisinei nekuti zvaoma zvakadii, kuti zvatora nguva yakareba sei,
  • 4:51 - 5:00
    hazvizombondi runziri kutsvaga dzimwe nzira dzisiri dza Kristu.
  • 5:00 - 5:04
    kunyange zviome sei zvinooma zvacho,
  • 5:04 - 5:12
    hazvizombondinyengeri mukutsvaga mamwe matanho asirir munzira dzaMWARI.
  • 5:12 - 5:17
    Nyangwe marwadzo acho arwadze sei,
  • 5:17 - 5:23
    hazviputse kuyerera komufaro mumoyo
  • 5:23 - 5:26
    nemunamato mumweya wangu.
  • 5:26 - 5:33
    Ndiwo makundire awunoita!
  • 5:33 - 5:38
    Uye kana makomborero auya munguva yaMwari,
  • 5:38 - 5:43
    zvichienderana nehurongwa hukuru hwavo,
  • 5:43 - 5:47
    sekusatongwa kwaunoitwa nenguva yakaoma,
  • 5:47 - 5:56
    ndozvimwe makomborero haakutongi asi Mupi wawo -Mwari.
  • 5:56 - 6:02
    Zvino,sevatendi, hazvirevi kuti hatiwire mumatambudziko.
  • 6:02 - 6:07
    Kwete- munyika ino, muchava nematambudziko.
  • 6:07 - 6:11
    Asihatitongwe nawo
  • 6:11 - 6:13
    Hatisirirwe pamatambudziko.
  • 6:13 - 6:15
    Pachava nematambudziko
  • 6:15 - 6:18
    Dzimwe dzenguva anovapo kwenguva refu, asingaperi matambudziko.
  • 6:18 - 6:23
    Asi hatingatongwi nawo.
  • 6:23 - 6:27
    Vanhu vaMwari, ndoda kukuyeuchidzai nyaya inozivikanwa zvikuru
  • 6:27 - 6:32
    pavavhangeri mubhuku raMariko 4:37-40
  • 6:32 - 6:37
    nyaya yepakanyaradzwa dutu naJesu KRISTU
  • 6:37 - 6:41
    Ndoda mucherechedze chimwe chinhu.
  • 6:41 - 6:47
    Jesu Kristu vakanga vakadzikama munguva yedutu iri
  • 6:47 - 6:52
    vasati vanyaradza dutu.
  • 6:52 - 7:01
    dutu raibvongodza pakavatenderedza asi kwete mavari.
  • 7:01 - 7:05
    Kutya hakuna Kuvakurira.
  • 7:05 - 7:08
    kunetseka hakuna kuvakunda
  • 7:08 - 7:12
    kuzvidya moyo hakuna kuvakurira
  • 7:12 - 7:20
    Kwete! Vakakunda dutu nekuda kwekuti dutu harina kuvakurira Jesu!
  • 7:20 - 7:24
    Asi nerumwe rutivi, tarisai kuita kwevadzidzi vaJesu.
  • 7:24 - 7:26
    Tarisai madairire avakaita.
  • 7:26 - 7:27
    Vakamutsa Jesu vakati,
  • 7:27 - 7:32
    'Tenzi', hamuna mhaka here nekuti tavekunyura?
  • 7:32 - 7:38
    Hamuna basa nekuti tave kufa here?hamuna basa nazvo here?
  • 7:38 - 7:46
    Ndiwo mufananidzo wezvinoitika kana dambudziko rako rakukurira-
  • 7:46 - 7:54
    Unotanga kuona Mwari nenzira yakaipa.
  • 7:54 - 8:01
    'Mwari, hamuna hanya nekuti ndiri kurwara? Hamuna hanya nekuti ndiri mumarwadzo?
  • 8:01 - 8:05
    Hamuna kana basa nekuti bhizimusi rangu rakuparara?
  • 8:05 - 8:10
    Hamuna basa nekuti kubasa kwangu havasi kundibata zvakanaka ?
  • 8:10 - 8:12
    Hamuna hanya nazvo ka?
  • 8:12 - 8:19
    Ko nei Mwari vachitendera zvakadai kuti zviitike kwandiri?
  • 8:19 - 8:30
    Tinotanga kubvunzurudza kunaka kwaMwari, nekutsvakurudza kugona kwavo.
  • 8:30 - 8:33
    Uye kunyange tikavavinga Mwari,
  • 8:33 - 8:36
    chero hazvo tikamhanyira kuimba yaMwari,
  • 8:36 - 8:45
    Tinenge tichienda kunosiya zvikumbiro nekuda kwekuvhunduka, kwete nekuda kwekutenda.
  • 8:45 - 8:54
    Vanhu vaMwari, ndoda kugoverana nemi chinhu chakavanzika pakukunda-
  • 8:54 - 9:02
    kuziva kuti zvese hazvizi nekuda kwako.
  • 9:02 - 9:05
    Hazvisi nekuti urikunzwa sei,
  • 9:05 - 9:08
    Kuti urikuita sei, kuti urikubatwa zvakadii.
  • 9:08 - 9:15
    Kwete! Munhu ari pakati nepakati penyaya yako ndiMwari
  • 9:15 - 9:19
    nekuti wakasikirwa kubwinya kwavo.
  • 9:19 - 9:25
    Zvino, bvisa kutarisira zvose pauri asi utarise kuna Mwari.
  • 9:25 - 9:31
    Panekuvhunza kuti, 'nemhaka yeyi Mwari vachitendera izvi kuti zviitike pandiri'?-
  • 9:31 - 9:34
    chinja zvawakatarisira
  • 9:34 - 9:39
    Nemhaka yei Mwari vachitendera izvi kuti zviitike pandiri?
  • 9:39 - 9:45
    Nekuti Mwari vakazvitendera, Mwari vazvitendera - zvakandinakira.
  • 9:45 - 9:48
    Zvimwe kuda vane chidzidzo chavari kuda kuti udzidze
  • 9:48 - 9:52
    chakanakira ramangwana rako,
  • 9:52 - 9:55
    nezvavari kuda kuti uite mune ramangwana.
  • 9:55 - 10:00
    zvimwe kuda varikukuninipisa muruwoko Rwavo runesimba.
  • 10:00 - 10:06
    Pamwe varikukusuka kuti ubude segoride.
  • 10:06 - 10:10
    Pamwe varikuumba hunhu hwako kuitira
  • 10:10 - 10:15
    hukuru hurimberi kwako
  • 10:15 - 10:19
    Tarisa kuna Jesu!
  • 10:19 - 10:30
    Chinhanho chaunotsaudzwa nedambudziko rako,
  • 10:30 - 10:39
    kutiuzvidye moyo, uve nekutya, kufunga funga, kudzikisirwa, kufunga dzimwe nzira
  • 10:39 - 10:52
    ndicho chinhanho chaunoisa chimwe chinhu chisinei naMwari mumoyo mako,
  • 10:52 - 10:58
  • 10:58 - 11:04
  • 11:04 - 11:14
  • 11:14 - 11:20
  • 11:20 - 11:26
  • 11:26 - 11:30
  • 11:30 - 11:34
  • 11:34 - 11:39
  • 11:39 - 11:43
  • 11:43 - 11:53
  • 11:53 - 11:56
  • 11:56 - 12:03
  • 12:03 - 12:07
  • 12:07 - 12:09
  • 12:09 - 12:14
  • 12:14 - 12:20
  • 12:20 - 12:33
  • 12:33 - 12:39
  • 12:39 - 12:46
  • 12:46 - 12:51
  • 12:51 - 12:55
  • 12:55 - 12:59
  • 12:59 - 13:05
  • 13:05 - 13:09
  • 13:09 - 13:12
  • 13:12 - 13:15
  • 13:15 - 13:18
  • 13:18 - 13:22
  • 13:22 - 13:27
  • 13:27 - 13:34
  • 13:34 - 13:38
  • 13:38 - 13:44
  • 13:44 - 13:49
  • 13:49 - 13:55
  • 13:55 - 13:57
  • 13:57 - 14:00
  • 14:00 - 14:02
  • 14:02 - 14:05
  • 14:05 - 14:07
  • 14:07 - 14:11
  • 14:11 - 14:15
  • 14:15 - 14:18
  • 14:18 - 14:22
  • 14:22 - 14:29
  • 14:29 - 14:34
  • 14:34 - 14:39
  • 14:39 - 14:41
  • 14:41 - 14:42
  • 14:42 - 14:47
  • 14:47 - 14:50
  • 14:50 - 14:54
  • 14:54 - 15:01
  • 15:01 - 15:04
Title:
Ungakunda sei muMweya! | Mukoma Chris
Description:

more » « less
Video Language:
English
Team:
God's Heart TV
Duration:
15:24

Shona subtitles

Revisions Compare revisions