< Return to Video

MWARI VANOZIVA DANHO RESE RERWENDO RWAKO! | #MukomaChris #Pfupiso#ShokoraMwari #Kurudziro #Mharidzo

  • 0:00 - 0:05
    Nhanho dzese dzerwendo rwako - Mwari vanodziziva.
  • 0:05 - 0:08
    Kana uchimushumira muchokwadi uye nokutenda.
  • 0:08 - 0:10
    chero chinouya kwauri -
  • 0:10 - 0:12
    angava maropafadzo kana miedzo,
  • 0:12 - 0:14
    dutu kana nguva dzakanaka -
  • 0:14 - 0:18
    zviri sezvazvinofanira kuva nokuda kwaMwari.
  • 0:18 - 0:20
    Anoziva!
  • 0:20 - 0:23
    Hapana huwandu hwekunzwira tsitsi kwevanhu kana manzwiro
  • 0:23 - 0:26
    anogona kuchinja nzira yaMwari.
  • 0:26 - 0:30
    Kana 'zvakanyorwa' kuti unofanira kutarisana nedutu iri
  • 0:30 - 0:34
    kana kupfuura nemuyedzo uyu - unofanira kutarisana nawo!
  • 0:34 - 0:37
    Unogona kufunga kuti, 'Kana ndikatora nzira pfupi yekuinzvenga,
  • 0:37 - 0:39
    ndichakurumidza kukunda...'
  • 0:39 - 0:42
    Zvauri kuita kungoverengera zuva rakaipa.
  • 0:42 - 0:43
    ucharamba uchidzokera kuchiso
  • 0:43 - 0:45
    chezvawakaedza kutiza.
  • 0:45 - 0:48
    Kana 'kwakanyorwa' kuti unofanira kutarisana neizvi,
  • 0:48 - 0:50
    usapinze manzwiro mukati
  • 0:50 - 0:54
    mune izvo zvakafanorongwa kubva kumusoro.
Title:
MWARI VANOZIVA DANHO RESE RERWENDO RWAKO! | #MukomaChris #Pfupiso#ShokoraMwari #Kurudziro #Mharidzo
Description:

"Nhanho imwe neimwe yerwendo rwako - Mwari anoziva. Kana iwe uchimushumira muchokwadi uye mukutenda, chero zvipi zvingauya nenzira yako - angave maropafadzo kana miedzo, dutu kana nguva dzakanaka - sezvazvinofanira kuva nekuda kwaMwari. Anoziva! Hapana huwandu hwekunzwira tsitsi kwevanhu kana manzwiro anogona kuchinja nzira yaMwari. Kana 'zvakanyorwa' kuti unofanira kutarisana nedutu iri - iwe unofanirwa kutarisana nedutu iri kana kuti ufunge kuti 'ndingapfuura nemuyedzo uyu! ini, ndichakurumidza kukunda...’ Zvose zvauri kuita kuverengera zuva rakaipa.

Unogona kuona mharidzo yakazara pano - https://www.youtube.com/watch?v=tCpHeGro_aw

more » « less
Video Language:
English
Team:
God's Heart TV
Duration:
0:54

Shona subtitles

Revisions Compare revisions