MWARI VANOZIVA DANHO RESE RERWENDO RWAKO! | #MukomaChris #Pfupiso#ShokoraMwari #Kurudziro #Mharidzo
-
0:00 - 0:05Nhanho dzese dzerwendo rwako - Mwari vanodziziva.
-
0:05 - 0:08Kana uchimushumira muchokwadi uye nokutenda.
-
0:08 - 0:10chero chinouya kwauri -
-
0:10 - 0:12angava maropafadzo kana miedzo,
-
0:12 - 0:14dutu kana nguva dzakanaka -
-
0:14 - 0:18zviri sezvazvinofanira kuva nokuda kwaMwari.
-
0:18 - 0:20Anoziva!
-
0:20 - 0:23Hapana huwandu hwekunzwira tsitsi kwevanhu kana manzwiro
-
0:23 - 0:26anogona kuchinja nzira yaMwari.
-
0:26 - 0:30Kana 'zvakanyorwa' kuti unofanira kutarisana nedutu iri
-
0:30 - 0:34kana kupfuura nemuyedzo uyu - unofanira kutarisana nawo!
-
0:34 - 0:37Unogona kufunga kuti, 'Kana ndikatora nzira pfupi yekuinzvenga,
-
0:37 - 0:39ndichakurumidza kukunda...'
-
0:39 - 0:42Zvauri kuita kungoverengera zuva rakaipa.
-
0:42 - 0:43ucharamba uchidzokera kuchiso
-
0:43 - 0:45chezvawakaedza kutiza.
-
0:45 - 0:48Kana 'kwakanyorwa' kuti unofanira kutarisana neizvi,
-
0:48 - 0:50usapinze manzwiro mukati
-
0:50 - 0:54mune izvo zvakafanorongwa kubva kumusoro.
- Title:
- MWARI VANOZIVA DANHO RESE RERWENDO RWAKO! | #MukomaChris #Pfupiso#ShokoraMwari #Kurudziro #Mharidzo
- Description:
-
more » « less
"Nhanho imwe neimwe yerwendo rwako - Mwari anoziva. Kana iwe uchimushumira muchokwadi uye mukutenda, chero zvipi zvingauya nenzira yako - angave maropafadzo kana miedzo, dutu kana nguva dzakanaka - sezvazvinofanira kuva nekuda kwaMwari. Anoziva! Hapana huwandu hwekunzwira tsitsi kwevanhu kana manzwiro anogona kuchinja nzira yaMwari. Kana 'zvakanyorwa' kuti unofanira kutarisana nedutu iri - iwe unofanirwa kutarisana nedutu iri kana kuti ufunge kuti 'ndingapfuura nemuyedzo uyu! ini, ndichakurumidza kukunda...’ Zvose zvauri kuita kuverengera zuva rakaipa.
Unogona kuona mharidzo yakazara pano - https://www.youtube.com/watch?v=tCpHeGro_aw
- Video Language:
- English
- Team:
God's Heart TV
- Duration:
- 0:54