< Return to Video

MWANA AKAZVARWA NEMUNANA | ''NDAKAWANA MUNAMATO NDIRI MUCHIPATARA

  • 0:00 - 0:05
    Munhu waMwari paakandinamatira ndakanzwa simba rakawanda!
  • 0:05 - 0:10
    Ndakatanga ku manifester ndichibva ndangotanga kurutsa.
  • 0:10 - 0:14
    Ndakarutsa ropa ndikanzwa kurerukirwa panguva iyoyo.
  • 0:14 - 0:17
    Uye ndakanzwa chimwe chinhu - mwana achitendeuka!
  • 0:19 - 0:24
    Parizvino, chero dhipatimendi rehupenyu hwako riri muhusungwa,
  • 0:24 - 0:28
    Ndinoti - sunungurwa, muzita raJesu!
  • 0:28 - 0:31
    Sunungurwa, nemuzita rine simba raJesu Kristu!
  • 0:31 - 0:32
    Sunungurwa, nemuzita rine simba raJesu Kristu!
  • 0:32 - 0:36
    Iwo mweya unoshamisa, iwo mweya wetsvina
  • 0:36 - 0:45
    kukonzeresa hurwere, husungwa, kuvhiringidzika uye kudzikisira -
  • 0:45 - 0:48
    buda izvozvi!
  • 0:48 - 0:52
    Out!
  • 0:52 - 0:56
    Unogona kuona zviri kuitika munyika yose iye zvino.
  • 0:56 - 1:03
    Iri isimba raMwari rinodzika kuunza kuporeswa, kusunungurwa uye rusununguko.
  • 1:03 - 1:05
    Iwe dhiabhori - unofanira kubva nehurwere hwako.
  • 1:05 - 1:07
    Ndiwe honzeri yehurwere!
  • 1:07 - 1:09
    Iwe ndiwe unokonzera chirwere!
  • 1:09 - 1:11
    Iwe ndiwe unokonzera kurwadziwa!
  • 1:11 - 1:16
    Parizvino, chirwere icho, icho chirwere, chero kwachiri -
  • 1:16 - 1:17
    tanga kuirutsa!
  • 1:17 - 1:21
    Rutsa chirwere ichocho! Rutsa muchetura uyo!
  • 1:21 - 1:25
    Zvirutse izvozvi, nemuZita rine simba raJesu Kristu!
  • 1:25 - 1:29
    Nhasi izuva rako rekupora nekudzoreredzwa!
  • 1:29 - 1:34
    Poreswa, muzita raJesu!
  • 1:34 - 1:38
    Poreswa, nemuZita rine simba raJesu Kristu!
  • 1:38 - 1:41
    Ndine mashoko akanaka kwamuri.
  • 1:41 - 1:47
    Netsitsi dzaMwari, wakasunungurwa muzita raJesu!
  • 1:48 - 1:53
    Ini ndinonzi Phephile uye padivi pangu ndiine murume wangu Stephan.
  • 1:53 - 1:58
    Ndafara zvikuru nhasi kuti Ishe vatipa mukana
  • 1:58 - 2:01
    kuvawo nemwana wedu anoshamisa Joshua.
  • 2:01 - 2:07
    Ndinotenda Ishe kuti ndinokwanisa kupa uchapupu hwangu nhasi
  • 2:07 - 2:12
    zvezvakaitika pandakanga ndakamirira mwana uyu.
  • 2:12 - 2:17
    Ndakava nezvinetso zvakawanda zveBP; rakanga rakakwirira kwazvo.
  • 2:17 - 2:20
    Takasvika paTV yeMoyo waMwari
  • 2:20 - 2:27
    uye vakawana mukana wekunamatirwa kuburikidza neInteractive Prayer Service.
  • 2:27 - 2:31
    Pavakandinamatira, ndakanga ndichiri muchipatara; Ndainge ndisina kusununguka mwana.
  • 2:31 - 2:36
    Nekuti ndaive nezvainetsa - chinzvimbo chemwana chaive chisina kunaka.
  • 2:36 - 2:40
    Saka, iro raivewo dambudziko pamwe neBP.
  • 2:40 - 2:48
    Vanachiremba vaiedza zvose kuti ndisununguke zvakanaka.
  • 2:48 - 2:54
    Pandakanamatirwa, ndakangonzwa simba reMweya Mutsvene.
  • 2:54 - 3:01
    Munhu waMwari akati zarura moyo wako uyu munyengetero wokutenda.
  • 3:01 - 3:05
    Nekuti kunyangwe paine chinhambwe, hazvina basa.
  • 3:05 - 3:08
    Mwari vanoshanda zvakatonyanya kunevarikure!
  • 3:08 - 3:13
    Ndaiziva kuti iyi ndiyo nguva yangu—nguva yatakarongerwa naJehovha.
  • 3:13 - 3:16
    Tine kusangana naMweya Mutsvene!
  • 3:16 - 3:25
    Nekuti ndinotenda kuti ini ndinamatirwe muchipatara yakakosha!
  • 3:25 - 3:30
    Munhu waMwari paakandinamatira ndakanzwa simba rakawanda!
  • 3:30 - 3:35
    Ndakatanga ku manifester ndichibva ndangotanga kurutsa.
  • 3:35 - 3:39
    Ndakarutsa ropa ndikanzwa kurerukirwa panguva iyoyo.
  • 3:39 - 3:44
    Uye ndakanzwa chimwe chinhu - mwana achitendeuka!
  • 3:44 - 3:52
    Ndakaziva kuti izvi zvinobva kuna Ishe Jesu uye ndakaisa maoko angu ndikati mazvita Jesu!
  • 3:52 - 3:56
    Munamato wapera vakauya kuzotarisa vakati:
  • 3:56 - 3:59
    "Hongu - pane zvaitika! Mwana adzika!"
  • 3:59 - 4:03
    Nekuti chinzvimbo chemwana chaive chakakwira zvishoma,
  • 4:03 - 4:08
    mwana aifanira kudzika zvishoma kuti ndisununguke zvakanaka.
  • 4:08 - 4:14
    Uye vakaedzawo vakatarisa blood pressure yakange yanaka!
  • 4:14 - 4:18
    Munamato wapera vakabva vauya vakatarisa BP yainge yanaka!
  • 4:18 - 4:20
    Ndinotenda Ishe zvikuru.
  • 4:20 - 4:23
    Uye ipapo ndakakwanisa kutumira.
  • 4:23 - 4:26
    Takasununguka mwana akanaka uyu!
  • 4:26 - 4:30
    Ndaive ndakangogara pasofa muchipatara
  • 4:30 - 4:35
    ndokumirira ndipo pandakanzwa izwi rakasimba kwazvo richinditi ndisimuke.
  • 4:35 - 4:42
    Ndakasimuka uye mukati memaminitsi matatu, mvura yangu yakatsemuka - saizvozvo.
  • 4:42 - 4:45
    Ndikati, "Rumbidzai Jesu!"
  • 4:45 - 4:49
    Ndakatozochema nekuti ndinoziva kuti Jesu chete ndiye aigona kuita izvi.
  • 4:49 - 4:55
    Jesu akandibatsira kuzvara mwana uyu nekuti tine vana vashanu.
  • 4:55 - 4:58
    Ndasunungutsa vana vakawanda.
  • 4:58 - 5:03
    Ndosaka ndaiziva kuti kusununguka uku kwaiva mumaoko aShe.
  • 5:03 - 5:07
    Ndivo vanondibatsira. Ndakanga ndisingarwadziwi muimba yevashandi!
  • 5:07 - 5:14
    Ndosaka ndichiziva kuti imhaka yemunamato! Munamato wacho waive nesimba.
  • 5:14 - 5:19
    Zvakabvisa basa rose remuvengi uye Jesu akanga achingoriita!
  • 5:19 - 5:22
    Mhoroi. Ini ndinonzi Stephan.
  • 5:22 - 5:27
    Padivi pangu pane mukadzi wangu akanaka Phephile nemwana wedu Joshua achangozvarwa.
  • 5:27 - 5:29
    Isu tinobva kuGermany.
  • 5:29 - 5:35
    Patakagamuchira munamato kubva kuna Mukoma Chris paGod's Heart TV,
  • 5:35 - 5:38
    mudzimai wangu akanga ari muchipatara.
  • 5:38 - 5:42
    Kechishanu, aifanira kurapwa -
  • 5:42 - 5:49
    nguva dzose high blood pressure uye matambudziko akawanda uye kurwadziwa nekusununguka.
  • 5:49 - 5:55
    Paakawana munamato akabva asununguka ndokutanga kurutsa.
  • 5:55 - 6:00
    Paakasununguka mwana, zvakakurumidza.
  • 6:00 - 6:08
    Akanga asingarwadziwi nema contractions. Yakanga iri imwe nguva uye mwana akauya.
  • 6:08 - 6:12
    Kwaikurumidza chaizvo uye vanachiremba vakatoshamisika.
  • 6:12 - 6:18
    Zvaishamisa kuti takabatana neMwoyo waMwari TV uye munamato waHama Chris.
  • 6:18 - 6:23
    Kunyangwe high blood pressure yaive nemukadzi wangu -
  • 6:23 - 6:28
    awa imwe chete mushure memunamato, yakaongororwa uye BP yakanga yakanaka chose.
  • 6:28 - 6:32
    Vanachiremba vakashamiswa uye zvinoshamisa zvikuru!
  • 6:32 - 6:36
    Iye zvino, tine mwanakomana wedu ane utano hwakanaka.
  • 6:36 - 6:39
    Mukadzi wangu ari mutanowo mushure mekusununguka.
  • 6:39 - 6:45
    Tinotenda Jesu! Tinotenda mukoma Chris neTV yeMoyo waMwari.
  • 6:45 - 6:51
    Minamato inopindirana ine simba guru; vanonyatso shandura hupenyu.
  • 6:51 - 6:58
    Kwandiri pachangu, ndaiva nemigraines yakawanda uye matambudziko emusoro.
  • 6:58 - 7:01
    Paiuya dzvinyiriro huru, pane dzimwe nguva ndaitemwa nomusoro.
  • 7:01 - 7:05
    Ini ndaizoda kurara pasi - kunyangwe nguva yadarika mushure mekusununguka.
  • 7:05 - 7:08
    Mushure memunamato waHama Chris, ine simba kwazvo -
  • 7:08 - 7:12
    Kubva ipapo handina kurwadziwa kana kutemwa nemusoro.
  • 7:12 - 7:16
    Iko zvino kwave nemavhiki maviri uye ndakasununguka zvachose.
  • 7:16 - 7:20
    Minamato iyi ine simba uye inoshandura hupenyu.
  • 7:20 - 7:24
    Vari kuchinja mwoyo uye kunyange
  • 7:24 - 7:30
    kuratidza mumuviri wenyama mukuporeswa nekudzikinurwa.
  • 7:30 - 7:37
    Ndinoda kukurudzira munhu wese arikuona kuti abate Moyo waMwari TV.
  • 7:37 - 7:41
    Kupfuura zvose, gadzirira mwoyo wako kuna Jesu.
  • 7:41 - 7:47
    Batana naJesu uye unamate Mweya Mutsvene uchakuwana mumunamato.
  • 7:47 - 7:53
    Tenda kuti Mwari vachakuporesa, kukubata, kukununura uye kupindura munamato wako
  • 7:53 - 7:56
    nokuti Mwari ndiye Mwari anopindura munyengetero!
  • 7:57 - 7:59
    Mangwanani akanaka!
  • 7:59 - 8:07
    Ndinokutendai, Jesu, nokuda kweTV yeMwoyo waMwari!
  • 8:07 - 8:10
    Ndinokutendai, Mukoma Chris.
Title:
MWANA AKAZVARWA NEMUNANA | ''NDAKAWANA MUNAMATO NDIRI MUCHIPATARA
Description:

Wonayi munana mukuru wakaititka kuchipatara kuGERMAN apo Mrs Phephile vakawana munamato kubva kuna Mukoma CHRIS mukusununguka zvakanaka uye Simba raMwari rakaburuka rikavabata zvinoshamisa. Uhwu ndihwo huchapupu hwavo hunosimudzira kutenda.

Munhu waMwari pavakandinamatira, ndakanzwa simba guru! ndikarutsa ropa uye ndakanzwa kureruka panguva iyoyo. Uye pane zvandakanzwa - mwana achishanduka ..." - Phephile, Germany ��

Zvizere nezve Interactive Prayer Service naMukoma Chris, ndapota endai pa - https://www.godsheart.tv/interactive-prayer

➡️ Munogona kuona zvizere apa - https://www.youtube.com/watch?v=Q4G6d6RcFWo

#InteractivePrayer

➡️ Wana kurudziro mazuva ose pa WhatsApp - https://godsheart.tv/whatsapp/
➡️ Kna uchida kubatsira nemari enda paGod's Heart TV financially - https://godsheart.tv/financial/
➡️ Zvakawanda nezve Interactive Prayer - https://godsheart.tv/interactive-prayer/
➡️ Volunteer semuturikiri we God's Heart TV - https://godsheart.tv/translate/

more » « less
Video Language:
English
Team:
God's Heart TV
Project:
YES English captions imported
Duration:
08:23

Shona subtitles

Revisions Compare revisions