[Script Info] Title: [Events] Format: Layer, Start, End, Style, Name, MarginL, MarginR, MarginV, Effect, Text Dialogue: 0,0:00:00.00,0:00:05.68,Default,,0000,0000,0000,,Umbowo hwekuratidza kuti wakunda dambudziko Dialogue: 0,0:00:05.68,0:00:11.45,Default,,0000,0000,0000,,zvinooneka nekuti dambudziko racho harina kuku kunda iwe wacho. Dialogue: 0,0:00:14.08,0:00:18.40,Default,,0000,0000,0000,,muzita raJesu uye ndichikugamuchirai kune chimwe chikamu Dialogue: 0,0:00:18.40,0:00:22.88,Default,,0000,0000,0000,,chinotaura nezve RUTENDO RUSINA KUGOMBEDZERA, tiri pano pa GOD'S HEART TV (NHEPHENYURO YEMOYO WAMWARI) Dialogue: 0,0:00:22.88,0:00:26.24,Default,,0000,0000,0000,,Nhasi ndoda kutaura nezvenyaya yandavhunzwa Dialogue: 0,0:00:26.24,0:00:30.72,Default,,0000,0000,0000,,nguva nenguva kwemakore apfuura Dialogue: 0,0:00:30.72,0:00:33.04,Default,,0000,0000,0000,,yakamira yakadai Dialogue: 0,0:00:33.04,0:00:42.64,Default,,0000,0000,0000,,semutendi, nemhaka yeyi matambudziko angu achiwedzera nemanamatiro andinoita? Dialogue: 0,0:00:42.64,0:00:44.40,Default,,0000,0000,0000,,zvandofanirwa kuita ndaita Dialogue: 0,0:00:44.40,0:00:47.92,Default,,0000,0000,0000,,munoziva, kukereke ndoenda, ndanamata,zvese nekutsanya. Dialogue: 0,0:00:47.92,0:00:52.08,Default,,0000,0000,0000,,munamato ndakapuwa, ndakanamatirwa zvekudzikinurwa. Dialogue: 0,0:00:52.08,0:00:56.48,Default,,0000,0000,0000,,Shoko raMwari Bhaibheri ndoverenga, ndinotenda kune zvakanyorwa mushoko Dialogue: 0,0:00:56.48,0:00:59.92,Default,,0000,0000,0000,,uye ndinotsungirira kufadza Mwari. Dialogue: 0,0:00:59.92,0:01:08.80,Default,,0000,0000,0000,,asi nemhaka yeyi ndichitadza kukunda dambudziko iri? Dialogue: 0,0:01:08.80,0:01:15.12,Default,,0000,0000,0000,,Vanhu vaMwari, semusikirwe watakaitwa naMwari takasiyana Dialogue: 0,0:01:15.12,0:01:20.24,Default,,0000,0000,0000,,tiri mumweya umwe, matambudziko atosangana nawo akasiyana. Dialogue: 0,0:01:20.24,0:01:26.72,Default,,0000,0000,0000,,saka hapana shoko rakamira roga ringataurwa ringabata chimiro chimwe nechimwe Dialogue: 0,0:01:26.72,0:01:31.28,Default,,0000,0000,0000,,asi mhinduro, zvirikwazvo iri mushoko raMwari. Dialogue: 0,0:01:31.28,0:01:35.76,Default,,0000,0000,0000,,Nhasi, ndoda kugoverana nemi chinhu chakakosha Dialogue: 0,0:01:35.76,0:01:40.80,Default,,0000,0000,0000,,uye chokwadi chineudzamu chandovimba kuti chichakubatsirai. Dialogue: 0,0:01:40.80,0:01:47.68,Default,,0000,0000,0000,,Semutendi, kukunda dambudziko rako Dialogue: 0,0:01:47.68,0:01:53.28,Default,,0000,0000,0000,,Uye kana ndichiti 'dambudziko'- ndoreva, kti ringava remari, Dialogue: 0,0:01:53.28,0:01:59.84,Default,,0000,0000,0000,,utano hwako, wanano, mhuri,bhizimusi, basa rako, zvakawanda zvatingareva. Dialogue: 0,0:01:59.84,0:02:06.32,Default,,0000,0000,0000,,Semutendi, kukunda dambudziko rako Dialogue: 0,0:02:06.32,0:02:14.64,Default,,0000,0000,0000,,hazvirevi kuti mamirire ezvinhu achachinja Dialogue: 0,0:02:14.64,0:02:21.12,Default,,0000,0000,0000,,Kwete! uchapupu hwekuti wakunda dambudziko Dialogue: 0,0:02:21.12,0:02:27.68,Default,,0000,0000,0000,,hunooneka nekuti dambudziko harina kukukurira iwe wacho. Dialogue: 0,0:02:27.68,0:02:30.24,Default,,0000,0000,0000,,Regai ndipadzokorore- Dialogue: 0,0:02:30.24,0:02:35.44,Default,,0000,0000,0000,,Uchapupu hunoratidza kuti wakunda dambudziko Dialogue: 0,0:02:35.44,0:02:39.52,Default,,0000,0000,0000,,kuti dambudziko racho harina kukukurira iwe kana kukuwisira pasi, Dialogue: 0,0:02:39.52,0:02:43.52,Default,,0000,0000,0000,,harina kukubvisa pana Mwari, Dialogue: 0,0:02:43.52,0:02:48.88,Default,,0000,0000,0000,,dambudziko harina kukuwisira muchivi. Dialogue: 0,0:02:48.88,0:02:55.52,Default,,0000,0000,0000,,Munoona, zvajairika mazuvano kuti tienzanise kukunda dambudziko Dialogue: 0,0:02:55.52,0:03:00.48,Default,,0000,0000,0000,,nekushanduka kwaita chimiro chedambudziko. Dialogue: 0,0:03:00.48,0:03:05.04,Default,,0000,0000,0000,,semuyenzaniso, tinoenzanisa kukunda kuomerwa ne Dialogue: 0,0:03:05.04,0:03:07.92,Default,,0000,0000,0000,,kuwana kukunda panezve mari Dialogue: 0,0:03:07.92,0:03:12.32,Default,,0000,0000,0000,,kana kuti tinoenzanisa kukunda urwere, kugombedzerwa Dialogue: 0,0:03:12.32,0:03:15.76,Default,,0000,0000,0000,,nekuwana dzikinuro panyama. Dialogue: 0,0:03:15.76,0:03:23.28,Default,,0000,0000,0000,,Asi yeuka- semaKristu, tinofamba nekutenda , kwete nekuona. Dialogue: 0,0:03:23.28,0:03:29.12,Default,,0000,0000,0000,,Saka, huchapupu hwekukunda hunotangira muMweya kutanga, Dialogue: 0,0:03:29.12,0:03:32.16,Default,,0000,0000,0000,,kwete panyama- Mumweya kutanga. Dialogue: 0,0:03:32.16,0:03:45.28,Default,,0000,0000,0000,,Rangarira, Mwari Mweya uye kuva iwe chaiko kuri mumweya.(the spirit) Dialogue: 0,0:03:45.28,0:03:51.68,Default,,0000,0000,0000,,Saka, uchapupu hwekukunda huri mumweya kwete panyama. Dialogue: 0,0:03:51.68,0:03:56.64,Default,,0000,0000,0000,,Zvino, handisi kuti Mwari vangakundikana zvikuru Dialogue: 0,0:03:56.64,0:04:01.36,Default,,0000,0000,0000,,pamweya kupindira nekuchinja dambudziko muupenyu hwako. Dialogue: 0,0:04:01.36,0:04:06.88,Default,,0000,0000,0000,,Zvirikwazvo, Vanogona- hapana chinokundikana naMwari. Dialogue: 0,0:04:06.88,0:04:13.92,Default,,0000,0000,0000,,Ndirirkudzamisa kwauri kuti mamirire ezvinhu parizvino Dialogue: 0,0:04:13.92,0:04:22.80,Default,,0000,0000,0000,,haisiyo nzira yekuratidza udzamu hweupenyu hwako pamweya. Dialogue: 0,0:04:22.80,0:04:30.24,Default,,0000,0000,0000,,Kukunda dambudziko hazvirevi kuva mupfumi. Dialogue: 0,0:04:30.24,0:04:36.64,Default,,0000,0000,0000,,KWETE- zvinoreva kusatongwa nedambudziko iroro. Dialogue: 0,0:04:36.64,0:04:41.44,Default,,0000,0000,0000,,Hongu, ndingava nedambudziko uye hongu, ndiri kutsvaga Mwari- Dialogue: 0,0:04:41.44,0:04:44.32,Default,,0000,0000,0000,,Ndiri kutsvaga kupindira kwedenga. Dialogue: 0,0:04:44.32,0:04:51.12,Default,,0000,0000,0000,,Asi zvisinei nekuti zvaoma zvakadii, kuti zvatora nguva yakareba sei, Dialogue: 0,0:04:51.12,0:05:00.40,Default,,0000,0000,0000,,hazvizombondi runziri kutsvaga dzimwe nzira dzisiri dza Kristu. Dialogue: 0,0:05:00.40,0:05:04.32,Default,,0000,0000,0000,,kunyange zviome sei zvinooma zvacho, Dialogue: 0,0:05:04.32,0:05:11.60,Default,,0000,0000,0000,,hazvizombondinyengeri mukutsvaga mamwe matanho asirir munzira dzaMWARI. Dialogue: 0,0:05:11.60,0:05:17.20,Default,,0000,0000,0000,,Nyangwe marwadzo acho arwadze sei, Dialogue: 0,0:05:17.20,0:05:23.36,Default,,0000,0000,0000,,hazviputse kuyerera komufaro mumoyo Dialogue: 0,0:05:23.36,0:05:26.24,Default,,0000,0000,0000,,nemunamato mumweya wangu. Dialogue: 0,0:05:26.24,0:05:33.20,Default,,0000,0000,0000,,Ndiwo makundire awunoita! Dialogue: 0,0:05:33.20,0:05:38.24,Default,,0000,0000,0000,,Uye kana makomborero auya munguva yaMwari, Dialogue: 0,0:05:38.24,0:05:42.88,Default,,0000,0000,0000,,zvichienderana nehurongwa hukuru hwavo, Dialogue: 0,0:05:42.88,0:05:47.28,Default,,0000,0000,0000,,sekusatongwa kwaunoitwa nenguva yakaoma, Dialogue: 0,0:05:47.28,0:05:55.76,Default,,0000,0000,0000,,ndozvimwe makomborero haakutongi asi Mupi wawo -Mwari. Dialogue: 0,0:05:55.76,0:06:01.92,Default,,0000,0000,0000,,Zvino,sevatendi, hazvirevi kuti hatiwire mumatambudziko. Dialogue: 0,0:06:01.92,0:06:07.36,Default,,0000,0000,0000,,Kwete- munyika ino, muchava nematambudziko. Dialogue: 0,0:06:07.36,0:06:10.72,Default,,0000,0000,0000,,Asihatitongwe nawo Dialogue: 0,0:06:10.72,0:06:12.88,Default,,0000,0000,0000,,Hatisirirwe pamatambudziko. Dialogue: 0,0:06:12.88,0:06:14.56,Default,,0000,0000,0000,,Pachava nematambudziko Dialogue: 0,0:06:14.56,0:06:18.40,Default,,0000,0000,0000,,Dzimwe dzenguva anovapo kwenguva refu, asingaperi matambudziko. Dialogue: 0,0:06:18.40,0:06:22.96,Default,,0000,0000,0000,,Asi hatingatongwi nawo. Dialogue: 0,0:06:22.96,0:06:26.64,Default,,0000,0000,0000,,Vanhu vaMwari, ndoda kukuyeuchidzai nyaya inozivikanwa zvikuru Dialogue: 0,0:06:26.64,0:06:31.76,Default,,0000,0000,0000,,pavavhangeri mubhuku raMariko 4:37-40 Dialogue: 0,0:06:31.76,0:06:36.96,Default,,0000,0000,0000,,nyaya yepakanyaradzwa dutu naJesu KRISTU Dialogue: 0,0:06:36.96,0:06:41.44,Default,,0000,0000,0000,,Ndoda mucherechedze chimwe chinhu. Dialogue: 0,0:06:41.44,0:06:47.44,Default,,0000,0000,0000,,Jesu Kristu vakanga vakadzikama munguva yedutu iri Dialogue: 0,0:06:47.44,0:06:52.32,Default,,0000,0000,0000,,vasati vanyaradza dutu. Dialogue: 0,0:06:52.32,0:07:00.88,Default,,0000,0000,0000,,dutu raibvongodza pakavatenderedza asi kwete mavari. Dialogue: 0,0:07:00.88,0:07:05.04,Default,,0000,0000,0000,,Kutya hakuna Kuvakurira. Dialogue: 0,0:07:05.04,0:07:08.40,Default,,0000,0000,0000,,kunetseka hakuna kuvakunda Dialogue: 0,0:07:08.40,0:07:11.52,Default,,0000,0000,0000,,kuzvidya moyo hakuna kuvakurira Dialogue: 0,0:07:11.52,0:07:20.16,Default,,0000,0000,0000,,Kwete! Vakakunda dutu nekuda kwekuti dutu harina kuvakurira Jesu! Dialogue: 0,0:07:20.16,0:07:23.92,Default,,0000,0000,0000,,Asi nerumwe rutivi, tarisai kuita kwevadzidzi vaJesu. Dialogue: 0,0:07:23.92,0:07:25.68,Default,,0000,0000,0000,,Tarisai madairire avakaita. Dialogue: 0,0:07:25.68,0:07:27.44,Default,,0000,0000,0000,,Vakamutsa Jesu vakati, Dialogue: 0,0:07:27.44,0:07:31.60,Default,,0000,0000,0000,,'Tenzi', hamuna mhaka here nekuti tavekunyura? Dialogue: 0,0:07:31.60,0:07:38.00,Default,,0000,0000,0000,,Hamuna basa nekuti tave kufa here?hamuna basa nazvo here? Dialogue: 0,0:07:38.00,0:07:46.00,Default,,0000,0000,0000,,Ndiwo mufananidzo wezvinoitika kana dambudziko rako rakukurira- Dialogue: 0,0:07:46.00,0:07:54.40,Default,,0000,0000,0000,,Unotanga kuona Mwari nenzira yakaipa. Dialogue: 0,0:07:54.40,0:08:01.20,Default,,0000,0000,0000,,'Mwari, hamuna hanya nekuti ndiri kurwara? Hamuna hanya nekuti ndiri mumarwadzo? Dialogue: 0,0:08:01.20,0:08:05.04,Default,,0000,0000,0000,,Hamuna kana basa nekuti bhizimusi rangu rakuparara? Dialogue: 0,0:08:05.04,0:08:09.92,Default,,0000,0000,0000,,Hamuna basa nekuti kubasa kwangu havasi kundibata zvakanaka ? Dialogue: 0,0:08:09.92,0:08:12.24,Default,,0000,0000,0000,,Hamuna hanya nazvo ka? Dialogue: 0,0:08:12.24,0:08:19.12,Default,,0000,0000,0000,,Ko nei Mwari vachitendera zvakadai kuti zviitike kwandiri? Dialogue: 0,0:08:19.12,0:08:29.84,Default,,0000,0000,0000,,Tinotanga kubvunzurudza kunaka kwaMwari, nekutsvakurudza kugona kwavo. Dialogue: 0,0:08:29.84,0:08:32.56,Default,,0000,0000,0000,,Uye kunyange tikavavinga Mwari, Dialogue: 0,0:08:32.56,0:08:35.68,Default,,0000,0000,0000,,chero hazvo tikamhanyira kuimba yaMwari, Dialogue: 0,0:08:35.68,0:08:45.44,Default,,0000,0000,0000,,Tinenge tichienda kunosiya zvikumbiro nekuda kwekuvhunduka, kwete nekuda kwekutenda. Dialogue: 0,0:08:45.44,0:08:53.68,Default,,0000,0000,0000,,Vanhu vaMwari, ndoda kugoverana nemi chinhu chakavanzika pakukunda- Dialogue: 0,0:08:53.68,0:09:01.52,Default,,0000,0000,0000,,kuziva kuti zvese hazvizi nekuda kwako. Dialogue: 0,0:09:01.52,0:09:04.72,Default,,0000,0000,0000,,Hazvisi nekuti urikunzwa sei, Dialogue: 0,0:09:04.72,0:09:08.16,Default,,0000,0000,0000,,Kuti urikuita sei, kuti urikubatwa zvakadii. Dialogue: 0,0:09:08.16,0:09:15.20,Default,,0000,0000,0000,,Kwete! Munhu ari pakati nepakati penyaya yako ndiMwari Dialogue: 0,0:09:15.20,0:09:19.20,Default,,0000,0000,0000,,nekuti wakasikirwa kubwinya kwavo. Dialogue: 0,0:09:19.20,0:09:24.96,Default,,0000,0000,0000,,Zvino, bvisa kutarisira zvose pauri asi utarise kuna Mwari. Dialogue: 0,0:09:24.96,0:09:31.12,Default,,0000,0000,0000,,Panekuvhunza kuti, 'nemhaka yeyi Mwari vachitendera izvi kuti zviitike pandiri'?- Dialogue: 0,0:09:31.12,0:09:33.60,Default,,0000,0000,0000,,chinja zvawakatarisira Dialogue: 0,0:09:33.60,0:09:39.28,Default,,0000,0000,0000,,Nemhaka yei Mwari vachitendera izvi kuti zviitike pandiri? Dialogue: 0,0:09:39.28,0:09:45.04,Default,,0000,0000,0000,,Nekuti Mwari vakazvitendera, Mwari vazvitendera - zvakandinakira. Dialogue: 0,0:09:45.04,0:09:48.48,Default,,0000,0000,0000,,Zvimwe kuda vane chidzidzo chavari kuda kuti udzidze Dialogue: 0,0:09:48.48,0:09:51.52,Default,,0000,0000,0000,,chakanakira ramangwana rako, Dialogue: 0,0:09:51.52,0:09:55.36,Default,,0000,0000,0000,,nezvavari kuda kuti uite mune ramangwana. Dialogue: 0,0:09:55.36,0:10:00.24,Default,,0000,0000,0000,,zvimwe kuda varikukuninipisa muruwoko Rwavo runesimba. Dialogue: 0,0:10:00.24,0:10:06.24,Default,,0000,0000,0000,,Pamwe varikukusuka kuti ubude segoride. Dialogue: 0,0:10:06.24,0:10:10.24,Default,,0000,0000,0000,,Pamwe varikuumba hunhu hwako kuitira Dialogue: 0,0:10:10.24,0:10:14.96,Default,,0000,0000,0000,,hukuru hurimberi kwako Dialogue: 0,0:10:14.96,0:10:19.04,Default,,0000,0000,0000,,Tarisa kuna Jesu! Dialogue: 0,0:10:19.04,0:10:30.08,Default,,0000,0000,0000,,Chinhanho chaunotsaudzwa nedambudziko rako, Dialogue: 0,0:10:30.08,0:10:39.28,Default,,0000,0000,0000,,kutiuzvidye moyo, uve nekutya, kufunga funga, kudzikisirwa, kufunga dzimwe nzira Dialogue: 0,0:10:39.28,0:10:51.60,Default,,0000,0000,0000,,ndicho chinhanho chaunoisa chimwe chinhu chisinei naMwari mumoyo mako, Dialogue: 0,0:10:51.60,0:10:58.00,Default,,0000,0000,0000,,kunyanya iwe mbune. Dialogue: 0,0:10:58.00,0:11:04.40,Default,,0000,0000,0000,,Zvino, vanhu vaMwari , ndichipedzisa- Dialogue: 0,0:11:04.40,0:11:14.16,Default,,0000,0000,0000,,ngatitarisei kuna Jesu, nekutindivo Chiedza chenyika. Dialogue: 0,0:11:14.16,0:11:19.68,Default,,0000,0000,0000,,Nhasi, tiripedyo neimba yechiedza- imba yakanakisa yeChiedza. Dialogue: 0,0:11:19.68,0:11:26.24,Default,,0000,0000,0000,,Uye tinoona kukosha kweimba yeChiedza murima, Dialogue: 0,0:11:26.24,0:11:30.48,Default,,0000,0000,0000,,kwete kana denga rakachena uye zuva richipenya. Dialogue: 0,0:11:30.48,0:11:34.32,Default,,0000,0000,0000,,Kwete!- murima matinoona kukosha, Dialogue: 0,0:11:34.32,0:11:38.72,Default,,0000,0000,0000,,kuti hupenyu- muchiyedza hwakadii Dialogue: 0,0:11:38.72,0:11:42.96,Default,,0000,0000,0000,,Panguva dzerima muupenyu patinoona kuti Dialogue: 0,0:11:42.96,0:11:52.80,Default,,0000,0000,0000,,tinocherechedza, nekugamuchira, nekukoshesa Chiedza- Jesu Kristu. Dialogue: 0,0:11:52.80,0:11:55.60,Default,,0000,0000,0000,,Jesu ndivo chiedza chenyika. Dialogue: 0,0:11:55.60,0:12:02.80,Default,,0000,0000,0000,,Vanojekesa nzira dzako, vobvisa kutya kwako! Dialogue: 0,0:12:02.80,0:12:06.88,Default,,0000,0000,0000,,Vnokupa simba rekukunda, Dialogue: 0,0:12:06.88,0:12:09.04,Default,,0000,0000,0000,,runyararo rwekuti utsungirire, Dialogue: 0,0:12:09.04,0:12:14.48,Default,,0000,0000,0000,,nyasha dzekuti urambe uchitsungirira zvisinei nemamiriro akita zvinhu. Dialogue: 0,0:12:14.48,0:12:20.40,Default,,0000,0000,0000,,Zvisinei nenguva yauri, ziva izvi- Dialogue: 0,0:12:20.40,0:12:33.12,Default,,0000,0000,0000,,kuti kumira kwakaita zvinhu kuchisimudzira mweya wako, urimukundi. Dialogue: 0,0:12:33.12,0:12:38.72,Default,,0000,0000,0000,,Ikozvino, ngatinamatei tose. Dialogue: 0,0:12:38.72,0:12:46.00,Default,,0000,0000,0000,,Jesu Kristuvakamira muchikepe mukati medutu Dialogue: 0,0:12:46.00,0:12:50.88,Default,,0000,0000,0000,,vakataura kudzikama! Dialogue: 0,0:12:50.88,0:12:55.04,Default,,0000,0000,0000,,Ikezvino, rese dutu rakakukomberedza, Dialogue: 0,0:12:55.04,0:12:58.56,Default,,0000,0000,0000,,chero zvaro dutu ririkubvongodzeka pauri- Dialogue: 0,0:12:58.56,0:13:05.44,Default,,0000,0000,0000,,Ndinoraira kudzikama muzita raMambo Jesu Kristu! Dialogue: 0,0:13:05.44,0:13:08.72,Default,,0000,0000,0000,,Ngapave nekudzikama muwanano yako! Dialogue: 0,0:13:08.72,0:13:11.92,Default,,0000,0000,0000,,Ngapave nerunyararo mumhuri mako! Dialogue: 0,0:13:11.92,0:13:15.20,Default,,0000,0000,0000,,Ngapave nerunyararo mubhizimusi rako, Dialogue: 0,0:13:15.20,0:13:18.32,Default,,0000,0000,0000,,mumari dzako, mubasa rako! Dialogue: 0,0:13:18.32,0:13:22.24,Default,,0000,0000,0000,,Ngakuve nekudzikama muutano hwako izvezvi! Dialogue: 0,0:13:22.24,0:13:27.28,Default,,0000,0000,0000,,Kudzikama, nemuzita raMambo Jesu Kristu! Dialogue: 0,0:13:27.28,0:13:34.40,Default,,0000,0000,0000,,Kune moyo yose ine kunetseka, kune moyo yese isina kugadzikana, Dialogue: 0,0:13:34.40,0:13:37.76,Default,,0000,0000,0000,,ngamuchira kudzikama kwaKristu! Dialogue: 0,0:13:37.76,0:13:43.74,Default,,0000,0000,0000,,Gashira kudzikama kwaKristu izvezvi! Dialogue: 0,0:13:43.76,0:13:49.28,Default,,0000,0000,0000,,Jesu Kristu ndivo Chiedza chenyika! Dialogue: 0,0:13:49.28,0:13:54.72,Default,,0000,0000,0000,,Chipi chese chakamirira rima muupenyu hwako, Dialogue: 0,0:13:54.72,0:13:57.20,Default,,0000,0000,0000,,Ngapave nechiyedza izvezvi! Dialogue: 0,0:13:57.20,0:13:59.68,Default,,0000,0000,0000,,Ngapave nechiyedza izvezvi! Dialogue: 0,0:13:59.68,0:14:02.48,Default,,0000,0000,0000,,Ngapave nechiedza izvezvi! Dialogue: 0,0:14:02.48,0:14:04.80,Default,,0000,0000,0000,,Chirwere ichocho irima. Dialogue: 0,0:14:04.80,0:14:07.12,Default,,0000,0000,0000,,Kurambira panzvimbo imwe irima. Dialogue: 0,0:14:07.12,0:14:11.12,Default,,0000,0000,0000,,Kusaenderera mberi uchisimukira irima. Dialogue: 0,0:14:11.12,0:14:14.56,Default,,0000,0000,0000,,Madzikirira iwayo irima. Dialogue: 0,0:14:14.56,0:14:18.48,Default,,0000,0000,0000,,Ndinokuraira ubude murima! Dialogue: 0,0:14:18.48,0:14:21.52,Default,,0000,0000,0000,,Buda murima izvezvi! Dialogue: 0,0:14:21.52,0:14:28.80,Default,,0000,0000,0000,,Ngapave nechiyedza! Dialogue: 0,0:14:28.80,0:14:33.60,Default,,0000,0000,0000,,Muzita raMambo Jesu. Dialogue: 0,0:14:33.60,0:14:39.36,Default,,0000,0000,0000,,Amen. Amen. Amen Dialogue: 0,0:14:39.36,0:14:40.72,Default,,0000,0000,0000,,Tinotenda,Jesu Christu! Dialogue: 0,0:14:40.72,0:14:42.16,Default,,0000,0000,0000,,Tinotenda, vatariri Dialogue: 0,0:14:42.16,0:14:47.36,Default,,0000,0000,0000,,Mwari vakuropafadzei nekuva kenyu nesu muzuva ranhasi pachikamu chedu chinonzi RUTENDO RUSINA KUGOMBEDZERA Dialogue: 0,0:14:47.36,0:14:50.40,Default,,0000,0000,0000,,Tokumbirisa mugoverane nesu zvamadzidza kubva Dialogue: 0,0:14:50.40,0:14:53.76,Default,,0000,0000,0000,,muchidzidzo chedu chanhasi pazasi apo uye rangarirai- Dialogue: 0,0:14:53.76,0:15:01.44,Default,,0000,0000,0000,,kuramba muchitsvagaMoyo waMwari kuti muone hupenyu zvakajeka, Dialogue: 0,0:15:01.44,0:15:03.98,Default,,0000,0000,0000,,Muzita raJesu .