[Script Info] Title: [Events] Format: Layer, Start, End, Style, Name, MarginL, MarginR, MarginV, Effect, Text Dialogue: 0,0:00:00.00,0:00:05.84,Default,,0000,0000,0000,,Wanga uchitsanya asi hapana chinoratidza. Dialogue: 0,0:00:05.84,0:00:07.80,Default,,0000,0000,0000,,Edza izvi kubva nhasi. Dialogue: 0,0:00:07.80,0:00:13.52,Default,,0000,0000,0000,,Mwari wangu. Uchauya pano kuzopupura! Dialogue: 0,0:00:15.44,0:00:19.88,Default,,0000,0000,0000,,Nyasha nerugare ngazvive nemi \Nmose muzita raJesu guru Dialogue: 0,0:00:19.88,0:00:25.44,Default,,0000,0000,0000,,uye tinokugashirai kune imwe nhepfenuro \N'Nhaka Inogara Pamusoro'. Dialogue: 0,0:00:25.44,0:00:30.88,Default,,0000,0000,0000,,Zvino, nhasi tichange tichikuunzirai \Nzvikamu zviviri zveMuporofita T.B. Joshua Dialogue: 0,0:00:30.88,0:00:37.32,Default,,0000,0000,0000,,vachitaura nezvenyaya yakakosha \Nuye inodzidzisa Dialogue: 0,0:00:37.32,0:00:41.48,Default,,0000,0000,0000,,yandinotenda kuti ichabatsira \Nchaizvo hupenyu hwako hwechiKristu. Dialogue: 0,0:00:41.48,0:00:44.52,Default,,0000,0000,0000,,Chikamu chekutanga chinotorwa \Nkubva pakati pemharidzo Dialogue: 0,0:00:44.52,0:00:49.48,Default,,0000,0000,0000,,uyezve chikamu chechipiri chinotorwa\Nkubva pakati peuchapupu Dialogue: 0,0:00:49.48,0:00:53.52,Default,,0000,0000,0000,,kubva kune mukadzi wekuSouth Africa \Nakagamuchira rusununguko Dialogue: 0,0:00:53.52,0:00:59.40,Default,,0000,0000,0000,,kubva kumweya wakaipa wakamupinza \Nmuhupenyu hwehuroyi. Dialogue: 0,0:00:59.40,0:01:04.80,Default,,0000,0000,0000,,Muporofita TB Joshua pavakanga \Nachiteerera kupupura kwake, Dialogue: 0,0:01:04.80,0:01:09.64,Default,,0000,0000,0000,,vakashandisa zvakaitika muupenyu \Nhwake somukana Dialogue: 0,0:01:09.64,0:01:15.44,Default,,0000,0000,0000,,kudzidzisa vanhu musimboti uyu \Nwepamweya unokosha. Dialogue: 0,0:01:15.44,0:01:21.24,Default,,0000,0000,0000,,Saka, komborerwa izvozvi \Npaunodzidza nezverudzi rwemunamato, Dialogue: 0,0:01:21.24,0:01:28.64,Default,,0000,0000,0000,,rudzi rwekutsanya runogaro \Nkwezva meso aMwari. Dialogue: 0,0:01:28.64,0:01:31.84,Default,,0000,0000,0000,,Ngatitarisei. Dialogue: 0,0:01:31.84,0:01:37.24,Default,,0000,0000,0000,,Kana usingade kuti satan akuite nhapwa \Nshanda pahunhu hwako. Dialogue: 0,0:01:37.24,0:01:41.32,Default,,0000,0000,0000,,Zvinoreva kuti, kubva nhasi, usatanga \Nkubvunza Mwari kuti, "Ndiporesei!" Dialogue: 0,0:01:41.32,0:01:47.48,Default,,0000,0000,0000,,Namata uchipesana nekahunhu kanokuita\Nutadze. Dialogue: 0,0:01:47.48,0:01:51.12,Default,,0000,0000,0000,,Kubva nhasi, usatanga kuti,\N"Mwari, ndiropafadzei!" Dialogue: 0,0:01:51.12,0:01:56.08,Default,,0000,0000,0000,,Namata uchipesana neutera hwako. Dialogue: 0,0:01:56.08,0:01:59.08,Default,,0000,0000,0000,,Kubva nhasi, usatanga kuti,\N“Mwari, ndidzivirirei! Dialogue: 0,0:01:59.08,0:02:01.00,Default,,0000,0000,0000,,Vanhu vari kunditevera,\Nkuda kundiuraya Dialogue: 0,0:02:01.00,0:02:02.12,Default,,0000,0000,0000,,Uko kutambisa nguva Dialogue: 0,0:02:02.12,0:02:07.08,Default,,0000,0000,0000,,Enda wakananga - uchipesana neutera hwako. Dialogue: 0,0:02:07.08,0:02:10.52,Default,,0000,0000,0000,,Ndonzira inoshandiswa \Nnasatan kuti akupinde, Dialogue: 0,0:02:10.52,0:02:12.84,Default,,0000,0000,0000,,okutambudza nourombo, Dialogue: 0,0:02:12.84,0:02:15.16,Default,,0000,0000,0000,,okutambudza nokushaya kugadzikana, Dialogue: 0,0:02:15.16,0:02:16.72,Default,,0000,0000,0000,,okutambudza nourwere, Dialogue: 0,0:02:16.72,0:02:18.76,Default,,0000,0000,0000,,okutambudze nechero iwe chiri kukunetsa. Dialogue: 0,0:02:18.76,0:02:21.72,Default,,0000,0000,0000,,Anoshandisa kahunhu kanoita utadze\Nkuti akupinde. Dialogue: 0,0:02:21.72,0:02:29.04,Default,,0000,0000,0000,,Ukavhara ipapo, satani haachakwanise \Nkupinda. Dialogue: 0,0:02:29.04,0:02:38.92,Default,,0000,0000,0000,,Mukoma huyai henyu. Ndichakuvhiringa \Nnhasi nekuti munombondivhiringidzawo! Dialogue: 0,0:02:38.92,0:02:45.64,Default,,0000,0000,0000,,Mirai pano. Vamwe vacho mirai apa. Dialogue: 0,0:02:45.64,0:02:51.04,Default,,0000,0000,0000,,Mirai pano. Dialogue: 0,0:02:51.04,0:02:59.48,Default,,0000,0000,0000,,Murume uyu achapfuura nepano apa \Nachiuya kwandiri. Dialogue: 0,0:02:59.48,0:03:05.28,Default,,0000,0000,0000,,Asi kana vaviri vedu vakavhara nzira, \Nhapana nzira yekuti apfuure. Dialogue: 0,0:03:05.28,0:03:18.32,Default,,0000,0000,0000,,Zvinoreva kuti unorarama \Nmukuzara - hupenyu huzhinji. Dialogue: 0,0:03:18.32,0:03:21.88,Default,,0000,0000,0000,,Chakanaka kuvhara nzira iyi. Dialogue: 0,0:03:21.88,0:03:23.60,Default,,0000,0000,0000,,Nzira iyi utera Dialogue: 0,0:03:23.60,0:03:31.04,Default,,0000,0000,0000,,Apa ndipo panopinda utera, \Nkuti murume uyu apinde apa auye Dialogue: 0,0:03:31.04,0:03:33.64,Default,,0000,0000,0000,,okutambudzika nourombo; Dialogue: 0,0:03:33.64,0:03:35.40,Default,,0000,0000,0000,,okutambudza nourwere, Dialogue: 0,0:03:35.40,0:03:43.28,Default,,0000,0000,0000,,okutambudza nemhingampinji yekudzoswa \Nshure nekushaya mbereko chipi chinokunetsa Dialogue: 0,0:03:43.28,0:03:45.44,Default,,0000,0000,0000,,Iyi ndiyo nzira yokupfuura nayo Dialogue: 0,0:03:45.44,0:03:51.92,Default,,0000,0000,0000,,Pane kudaro, mumwe anotanga kuti,\N"Mwari, ndiporesei!" Dialogue: 0,0:03:51.92,0:03:54.56,Default,,0000,0000,0000,,Zvine musoro here kuti, \N“Mwari, ndiporesei”? Dialogue: 0,0:03:54.56,0:04:03.96,Default,,0000,0000,0000,,Sei usingakwanise kuvhara nzira \Niyi kuti uve nehupenyu hwazara Dialogue: 0,0:04:03.96,0:04:05.88,Default,,0000,0000,0000,,Asi tinoramba tichiti, "Ndiporesei!" Dialogue: 0,0:04:05.88,0:04:07.40,Default,,0000,0000,0000,,Uchirwara unoti ndiporesei! Dialogue: 0,0:04:07.40,0:04:09.88,Default,,0000,0000,0000,,Kana uri murombo unoti, Ndiropafadzei! Dialogue: 0,0:04:09.88,0:04:13.00,Default,,0000,0000,0000,,Kana usingabereki, unoti: Ndiropafadzei \Nnembereko; Dialogue: 0,0:04:13.00,0:04:17.08,Default,,0000,0000,0000,,Aihwa! Mwari anoziva; Anoziva \Nmamiriro ako ezvinhu. Dialogue: 0,0:04:17.08,0:04:20.40,Default,,0000,0000,0000,,Paunotanga kuudza Mwari, \N"Ndinoda kuendako" - Dialogue: 0,0:04:20.40,0:04:24.28,Default,,0000,0000,0000,,zvinoreva kuti unoti mwari wako ibofu. Dialogue: 0,0:04:24.28,0:04:27.44,Default,,0000,0000,0000,,Akakusika anokuziva. Dialogue: 0,0:04:27.44,0:04:30.48,Default,,0000,0000,0000,,Anoziva chimiro chako. \NAnoziva pfungwa dzako. Dialogue: 0,0:04:30.48,0:04:34.52,Default,,0000,0000,0000,,Zvino wave kuti kwaari,\N"Ndiri murombo - ndiropafadzei!" Dialogue: 0,0:04:34.52,0:04:36.72,Default,,0000,0000,0000,,Zvine musoro here? Dialogue: 0,0:04:36.72,0:04:43.68,Default,,0000,0000,0000,,Zvatiri kutaura izvozvi - kuzviita uye \Nkugadzirisa hupenyu hwako ... Dialogue: 0,0:04:43.68,0:04:46.40,Default,,0000,0000,0000,,Unofanira kuenderana nehupenyu hwako. Dialogue: 0,0:04:46.40,0:04:52.08,Default,,0000,0000,0000,,Upenyu hwakawanda \Nhwakaparadzaniswa noMusiki. Dialogue: 0,0:04:52.08,0:05:03.16,Default,,0000,0000,0000,,Kubva nhasi, tanga kunamata \Nuchipesana neutera. Dialogue: 0,0:05:03.16,0:05:08.56,Default,,0000,0000,0000,,Izvi ndizvo zvakanga zvichiudzwa \NApostora Pauro naMwari. Dialogue: 0,0:05:08.56,0:05:16.84,Default,,0000,0000,0000,,Katatu, akauya kuna Mwari achiti: \N‘Ndiporesei! Ndine munzwa munyama yangu!' Dialogue: 0,0:05:16.84,0:05:20.04,Default,,0000,0000,0000,,Nguva imwe neimwe, Ishe vakati,\N"Nyasha dzangu dzakakukwanira." Dialogue: 0,0:05:20.04,0:05:30.52,Default,,0000,0000,0000,,Zvichireva kuti, 'Kururama \Nkwangu kwakakukwanira.' Dialogue: 0,0:05:30.52,0:05:35.24,Default,,0000,0000,0000,,Pose Pauro paaiti, 'Poresei', Mwari akati,\N'Nyasha dzangu dzakakukwanirai.' Dialogue: 0,0:05:35.24,0:05:44.32,Default,,0000,0000,0000,,Zvinoreva kuti, ‘Tanga kutsvaka Umambo. \Nzvimwe zvose zvichawedzerwa.' Dialogue: 0,0:05:44.32,0:05:53.28,Default,,0000,0000,0000,,Mwari akashandisa Pauro \Nsemuenzaniso kwatiri tose. Dialogue: 0,0:05:53.28,0:05:56.96,Default,,0000,0000,0000,,Hatina kumbonzwa chinhu shure \Nkweizvozvo katatu Ishe akati, Dialogue: 0,0:05:56.96,0:05:58.68,Default,,0000,0000,0000,,"Nyasha dzangu dzakakukwanira!" Dialogue: 0,0:05:58.68,0:06:00.32,Default,,0000,0000,0000,,Hauzoone chinyorwa ichi futi Dialogue: 0,0:06:00.32,0:06:06.20,Default,,0000,0000,0000,,Hatina kumbonzwa kuti chirwere \Nndicho chakauraya Pauro Dialogue: 0,0:06:06.20,0:06:11.32,Default,,0000,0000,0000,,Uye Pauro akararama kusvika kunguva \Nyechipikirwa yaakapiwa naMwari. Dialogue: 0,0:06:11.32,0:06:15.64,Default,,0000,0000,0000,,Dambudziko rako nderei izvozvi? \Nutera. Dialogue: 0,0:06:15.64,0:06:23.40,Default,,0000,0000,0000,,Udza muvakidzani wako, "Dambudziko rangu\Nutera, kwete kuomerwa kwangu, Dialogue: 0,0:06:23.40,0:06:28.60,Default,,0000,0000,0000,,kwete chirwere changu, \Nkwete dambudziko rangu. Dialogue: 0,0:06:28.60,0:06:32.60,Default,,0000,0000,0000,,Dambudziko rangu utera." Dialogue: 0,0:06:32.60,0:06:36.32,Default,,0000,0000,0000,,Ndodambudziko rako iroro. Dialogue: 0,0:06:36.32,0:06:41.12,Default,,0000,0000,0000,,Dai wanga uchinamata uchipesana \Nneizvi nguva yese iyi, Dialogue: 0,0:06:41.12,0:06:44.08,Default,,0000,0000,0000,,mamiriro ako haaizoramba akadai. Dialogue: 0,0:06:44.08,0:06:56.80,Default,,0000,0000,0000,,Muchidimbu, munamato wako unofanirwa\Nkunge uchipesana neutera. Dialogue: 0,0:06:56.80,0:07:00.60,Default,,0000,0000,0000,,"Ndiri murombo" - Mwari vanoziva. Dialogue: 0,0:07:00.60,0:07:04.36,Default,,0000,0000,0000,,"Ndiri kurwara" - Mwari vanoziva. Dialogue: 0,0:07:04.36,0:07:06.88,Default,,0000,0000,0000,,"Ini handibereki" - Mwari vanoziva. Dialogue: 0,0:07:06.88,0:07:09.64,Default,,0000,0000,0000,,Chero matambudziko aungasangana nawo, \NMwari vanozviziva. Dialogue: 0,0:07:09.64,0:07:12.40,Default,,0000,0000,0000,,Hazvina basa kuti utange kunongedza Dialogue: 0,0:07:12.40,0:07:17.08,Default,,0000,0000,0000,,'Ndini uyu! Ndinoda izvi!' Dialogue: 0,0:07:17.08,0:07:21.96,Default,,0000,0000,0000,,Vhara nzira inoshandiswa \Nnasatan kukutambudza. Dialogue: 0,0:07:21.96,0:07:29.88,Default,,0000,0000,0000,,Vhara nzira inoshandiswa nasatani\Nkukutambudza inova ndiyo utera. Dialogue: 0,0:07:29.88,0:07:31.80,Default,,0000,0000,0000,,Anoshandisa utera \Nhwedu kutikanganisa. Dialogue: 0,0:07:31.80,0:07:33.48,Default,,0000,0000,0000,,Anoshandisa utera hwedu kutirwisa. Dialogue: 0,0:07:33.48,0:07:36.16,Default,,0000,0000,0000,,Anoshandisa utera hwedu kutirova. Dialogue: 0,0:07:36.16,0:07:39.76,Default,,0000,0000,0000,,Ndo utera. Namata uchipesana \Nnekushaya simba kwako. Dialogue: 0,0:07:39.76,0:07:46.44,Default,,0000,0000,0000,,Uye kana izvi zvavharwa, zvimwe zvinhu \Nzvese zvichawedzerwa kwauri. Dialogue: 0,0:07:46.44,0:07:48.52,Default,,0000,0000,0000,,Chinhu chimwe pamusoro pekushaya simba - Dialogue: 0,0:07:48.52,0:07:52.40,Default,,0000,0000,0000,,paunoshamisa muromo wako, uchiti, \N'Mwari, ndinotaurisa zvakanyanyisa! Dialogue: 0,0:07:52.40,0:07:57.16,Default,,0000,0000,0000,,Ndipeiwo nyasha. Handidi \Nkutaurisa.' Dialogue: 0,0:07:57.16,0:08:02.68,Default,,0000,0000,0000,,Mushure memunamato wako, semunhu \Nwenyama, unoda kuita zvaunenge wanamatira. Dialogue: 0,0:08:02.68,0:08:05.28,Default,,0000,0000,0000,,Paunenge uchienda uye wave kuda \Nkutaura zvakanyanya, Dialogue: 0,0:08:05.28,0:08:12.24,Default,,0000,0000,0000,,ucharangarira kuti wanamata nezvazvo. Dialogue: 0,0:08:12.24,0:08:16.04,Default,,0000,0000,0000,,Kana mumwe munhu akati, \N"T.B. Joshua, unoti kudii?" Dialogue: 0,0:08:16.04,0:08:22.44,Default,,0000,0000,0000,,"Usanetsekana- ndokuona papera kanguva" Dialogue: 0,0:08:22.44,0:08:24.56,Default,,0000,0000,0000,,Nekuti haudi kuti utaurise zvekare. Dialogue: 0,0:08:24.56,0:08:31.28,Default,,0000,0000,0000,,Nekuti ibenzi chete rinonamatira \Nkutaura zvakanyanya Dialogue: 0,0:08:31.28,0:08:35.72,Default,,0000,0000,0000,,wobva wasiya munamato iwoyo wobva \Nwataura zvakawandisa. Dialogue: 0,0:08:35.72,0:08:38.12,Default,,0000,0000,0000,,Unonamata futi, 'Ishe, handidi kutaurisa' Dialogue: 0,0:08:38.12,0:08:41.60,Default,,0000,0000,0000,,Panguva yaunoramba uchinamata uchipesana\Nnekahunhu kanoita kuti utadze Dialogue: 0,0:08:41.60,0:08:47.16,Default,,0000,0000,0000,,unofanira kutanga kurarama hupenyu \Nhwemunamato wako. Dialogue: 0,0:08:47.16,0:08:51.36,Default,,0000,0000,0000,,Udza muvakidzani wako kuti, \N"Rarama hupenyu hwemunamato wako." Dialogue: 0,0:08:51.36,0:08:56.16,Default,,0000,0000,0000,,Ndiko kuti, zvaunotaura mumunamato \Nwako - zvirarame. Dialogue: 0,0:08:56.16,0:08:58.16,Default,,0000,0000,0000,,'Handidi kutaura zvakawanda.' Dialogue: 0,0:08:58.16,0:09:03.28,Default,,0000,0000,0000,,Mushure memunamato ndichararama \Nhupenyu hwekusanyanya kutaura. Dialogue: 0,0:09:03.28,0:09:12.24,Default,,0000,0000,0000,,Kana uchida kutsanya, kutsanya kunounza \Nmhinduro kubva kuna Mwari... Dialogue: 0,0:09:12.24,0:09:19.20,Default,,0000,0000,0000,,Hautombodi kuti Mwari vashumire \Nmoyo wako kuti uende nekutsanya. Dialogue: 0,0:09:19.20,0:09:23.36,Default,,0000,0000,0000,,Chero nguva yaunokutsanya uchipesana \Nneutera hwako, Mwari vanokupindura. Dialogue: 0,0:09:23.36,0:09:26.44,Default,,0000,0000,0000,,Kana ndichitaura newe, rega \Nndione ruoko rwako. Dialogue: 0,0:09:26.44,0:09:31.80,Default,,0000,0000,0000,,Asi kumwe kutsanya - uri kuenda kugomo \Nkundotsanya nokuti uri murombo Dialogue: 0,0:09:31.80,0:09:33.56,Default,,0000,0000,0000,,Uchida kuti Mwari vakuropafadze Dialogue: 0,0:09:33.56,0:09:37.36,Default,,0000,0000,0000,,Kana ukagara musango ukatanga \Nkutsanya kwemazuva mana, Dialogue: 0,0:09:37.36,0:09:45.12,Default,,0000,0000,0000,,kunyange ukatsanya makore zana, \Nuchafira ikoko! Dialogue: 0,0:09:45.12,0:09:54.36,Default,,0000,0000,0000,,Enda unotsanya uye unamate\Nuchipesana neutera imhinduro yakananga! Dialogue: 0,0:09:54.36,0:10:02.80,Default,,0000,0000,0000,,Mwari anopindura nekukurumidza \Nnekuti Mwari anoda muvaki wehukama. Dialogue: 0,0:10:02.80,0:10:05.28,Default,,0000,0000,0000,,Paunovaka hukama hwako - Dialogue: 0,0:10:05.28,0:10:09.24,Default,,0000,0000,0000,,'Ndinotaurisa; Handidi kutaura \Nzvakawanda' - zvinofadza Mwari Dialogue: 0,0:10:09.24,0:10:14.52,Default,,0000,0000,0000,,Chinokosha kuna Mwari ukama \Nhwedu, kwete zvatinoita. Dialogue: 0,0:10:14.52,0:10:18.60,Default,,0000,0000,0000,,Enda unotsanya - zvimwe zvinhu zvose \Nzvichawedzerwa kwauri. Dialogue: 0,0:10:18.60,0:10:25.16,Default,,0000,0000,0000,,Chero nguva yaunowana mukana \Nwekutsanya nekuda kweutera hwako, Dialogue: 0,0:10:25.16,0:10:28.00,Default,,0000,0000,0000,,imhinduro yakananga. Dialogue: 0,0:10:28.00,0:10:33.84,Default,,0000,0000,0000,,Wanga uchitsanya asi hapana chinoratidza. Dialogue: 0,0:10:33.84,0:10:38.60,Default,,0000,0000,0000,,Edza izvi kubva nhasi. Dialogue: 0,0:10:38.60,0:10:45.72,Default,,0000,0000,0000,,Wana zuva rekutsanya kubva \Nmangwanani kusvika manheru nekuda kwazvo Dialogue: 0,0:10:45.72,0:10:53.28,Default,,0000,0000,0000,,uchauya kuno kuzopupura. Dialogue: 0,0:10:53.28,0:11:00.32,Default,,0000,0000,0000,,Hope dzauri kuita – kubudikidza neutera \Nhwako, satan anouya kuzokurwisa. Dialogue: 0,0:11:00.32,0:11:02.48,Default,,0000,0000,0000,,Dambudziko rauri kutarisana naro - Dialogue: 0,0:11:02.48,0:11:06.92,Default,,0000,0000,0000,,satani anouya kubudikidza neutera\Nwako kuzokurwisa nemweya wekuomesera. Dialogue: 0,0:11:06.92,0:11:09.16,Default,,0000,0000,0000,,Chirwere chauri kuita izvozvi - Dialogue: 0,0:11:09.16,0:11:15.04,Default,,0000,0000,0000,,kubudikidza neutera hwako satani anouya \Nkuzokurwisa nemweya wehurwere. Dialogue: 0,0:11:15.04,0:11:18.76,Default,,0000,0000,0000,,Kushaya mbereko - kuburikidza \Nneutera. Dialogue: 0,0:11:18.76,0:11:22.80,Default,,0000,0000,0000,,Ndapota, ngativharei izvi. \NNyengetera uchipikisana nazvo. Dialogue: 0,0:11:22.80,0:11:25.24,Default,,0000,0000,0000,,Uyu ngauve munamato wako. Dialogue: 0,0:11:25.24,0:11:35.24,Default,,0000,0000,0000,,Neizvi, ndinofara nehupenyu hwako. Dialogue: 0,0:11:35.72,0:11:40.92,Default,,0000,0000,0000,,Kana munhu ari muKristu, tinoenda \Nmberi totarisa muhupenyu hwavo - Dialogue: 0,0:11:40.92,0:11:44.36,Default,,0000,0000,0000,,chero nzvimbo ine utera Dialogue: 0,0:11:44.36,0:11:47.36,Default,,0000,0000,0000,,Vachava pane imwe nhanho zviri pachena. Dialogue: 0,0:11:47.36,0:11:51.32,Default,,0000,0000,0000,,Saka, isu tichatarisa padanho iro ravari, Dialogue: 0,0:11:51.32,0:11:53.72,Default,,0000,0000,0000,,vanonyengetera kakawanda sei? Dialogue: 0,0:11:53.72,0:11:56.52,Default,,0000,0000,0000,,Vanotsamwa kakawanda sei? Dialogue: 0,0:11:56.52,0:11:59.48,Default,,0000,0000,0000,,Vane ruchiva here kana umwe utera? Dialogue: 0,0:11:59.48,0:12:05.44,Default,,0000,0000,0000,,Ikoko kunogona kuva ruchiva, kutsamwa, \Nkusaregerera, ruvengo kana kuzvikudza Dialogue: 0,0:12:05.44,0:12:08.96,Default,,0000,0000,0000,,Simukai Dialogue: 0,0:12:08.96,0:12:13.96,Default,,0000,0000,0000,,Haisi dzidziso here iyi Dialogue: 0,0:12:13.96,0:12:18.44,Default,,0000,0000,0000,,Ndosaka ndati simukai mosimukira Jesu Dialogue: 0,0:12:18.44,0:12:21.80,Default,,0000,0000,0000,,Tichasimuka tomusiira mukana wokutaura Dialogue: 0,0:12:21.80,0:12:27.44,Default,,0000,0000,0000,,Idzidziso huru mazvinzwa here izvo Dialogue: 0,0:12:27.44,0:12:31.00,Default,,0000,0000,0000,,Atanga kutaura zvibereko zvose zvenyama. Dialogue: 0,0:12:31.00,0:12:35.48,Default,,0000,0000,0000,,Ati pane imwe yavanofanira ... \Niyo nzvimbo. Dialogue: 0,0:12:35.48,0:12:39.32,Default,,0000,0000,0000,,Tanga kubva pagumira. Dialogue: 0,0:12:39.32,0:12:44.08,Default,,0000,0000,0000,,Kungava kutsamwa, kuzvikudza \Nkana kuzvitutumadza. Dialogue: 0,0:12:44.08,0:12:48.28,Default,,0000,0000,0000,,Semuenzaniso wakanaka, kana munhu ane \Nmanyawi,munoshandisa sei kudada ikoko? Dialogue: 0,0:12:48.28,0:12:51.32,Default,,0000,0000,0000,,Munopinda sei pakuzvikudza uku? Dialogue: 0,0:12:51.32,0:12:54.44,Default,,0000,0000,0000,,Semuenzaniso, kana dambudziko riri kudada, Dialogue: 0,0:12:54.44,0:13:00.28,Default,,0000,0000,0000,,ipapo tichagadzira mamiriro ezvinhu \Nanozoita kuti awedzere kudada, Dialogue: 0,0:13:00.28,0:13:06.40,Default,,0000,0000,0000,,kutaura pamusoro pake - kubudirira \Nkwake, zvaakawana. Dialogue: 0,0:13:06.40,0:13:11.88,Default,,0000,0000,0000,,Munzvimbo iyoyo yekuva neutera,\Nisu tinowedzera nzvimbo yacho, Dialogue: 0,0:13:11.88,0:13:17.72,Default,,0000,0000,0000,,kuitira kuti mubatiswe mairi kwenguva \Nyakakwana toita zvatinoda. Dialogue: 0,0:13:17.72,0:13:21.44,Default,,0000,0000,0000,,Wombererai Jesu Kirisitu Dialogue: 0,0:13:21.44,0:13:23.36,Default,,0000,0000,0000,,Mazvinzwa here izvo Dialogue: 0,0:13:23.36,0:13:27.40,Default,,0000,0000,0000,,Vanoshandisa kuzvitutumadza kwako\Nkuti vakupinde Dialogue: 0,0:13:27.40,0:13:32.84,Default,,0000,0000,0000,,zvobva zvaita kuti kuzvitutumadza\Nnokuzvikudza kwako kuwedzere Dialogue: 0,0:13:32.84,0:13:47.88,Default,,0000,0000,0000,,Ndozvoga zvodiwa kuti uwire mumambure avo. Dialogue: 0,0:13:47.88,0:13:49.92,Default,,0000,0000,0000,,Enderera mberi Dialogue: 0,0:13:49.92,0:13:52.44,Default,,0000,0000,0000,,Tobva tashandisa izvozvo Dialogue: 0,0:13:52.44,0:13:57.00,Default,,0000,0000,0000,,Iwe paunenge uchiri wakatarisana \Nnoutera wako Dialogue: 0,0:13:57.00,0:14:00.48,Default,,0000,0000,0000,,isu tobva tapinda toita zvatinoda. Dialogue: 0,0:14:00.48,0:14:01.80,Default,,0000,0000,0000,,Ipapo tinenge takuwanikidza Dialogue: 0,0:14:01.80,0:14:03.24,Default,,0000,0000,0000,,Moda kuita sei Dialogue: 0,0:14:03.24,0:14:08.24,Default,,0000,0000,0000,,Sei ipapa tinenge tichida kuputsa muchato. Dialogue: 0,0:14:08.24,0:14:13.16,Default,,0000,0000,0000,,Ehe, tinenge tichida kuti murume uyu\Narambane nemudzimai wake Dialogue: 0,0:14:13.16,0:14:18.76,Default,,0000,0000,0000,,obva aroora sisi varikutibhadhara \Nkuti vadiwe Dialogue: 0,0:14:18.76,0:14:21.56,Default,,0000,0000,0000,,Saka makatombobuirira here kuvakawanda\Nmuchidai Dialogue: 0,0:14:21.56,0:14:25.56,Default,,0000,0000,0000,,Takabudirira kakawandisa Dialogue: 0,0:14:25.56,0:14:27.88,Default,,0000,0000,0000,,Kuva Kirisitu sevava? Dialogue: 0,0:14:27.88,0:14:30.76,Default,,0000,0000,0000,,Hongu seivava Dialogue: 0,0:14:30.76,0:14:36.32,Default,,0000,0000,0000,,Manzwa zvaataura? Dialogue: 0,0:14:36.32,0:14:41.68,Default,,0000,0000,0000,,Arikushandisa shoko raMwari - hakuna\Nmutsvene chero mumwe zvake. Dialogue: 0,0:14:41.68,0:14:44.32,Default,,0000,0000,0000,,Ndiyo angle yavari kushandisa. Dialogue: 0,0:14:44.32,0:14:54.00,Default,,0000,0000,0000,,Tarisa zvakataurwa naPauro, "Kana ndine \Nutera, ndipo pandine simba." Dialogue: 0,0:14:54.00,0:15:01.36,Default,,0000,0000,0000,,Mumusangano wedu wekupedzisira, \Nndakashandisa izwi rekuti 'kutambudzika'. Dialogue: 0,0:15:01.36,0:15:08.08,Default,,0000,0000,0000,,Matambudziko edu akaitirwa \Nkutibatsira pakunamata. Dialogue: 0,0:15:08.08,0:15:17.04,Default,,0000,0000,0000,,Uye ndakazvitsanangura ndichiti - isu \Ndzimwe nguva tinoedzwa Dialogue: 0,0:15:17.04,0:15:22.88,Default,,0000,0000,0000,,kuti tidzidze kunyengetera zvikuru. Dialogue: 0,0:15:22.88,0:15:29.68,Default,,0000,0000,0000,,Zvino, iye zvaari kutaura ndezvekuti \Nkudada ikoko ndoutera wako, Dialogue: 0,0:15:29.68,0:15:34.00,Default,,0000,0000,0000,,uye mutsara wako wekunamatira uchiripo, Dialogue: 0,0:15:34.00,0:15:38.84,Default,,0000,0000,0000,,paunoedzwa nekuzvikudza, ndipo \Npaunonyanya kunamata. Dialogue: 0,0:15:38.84,0:15:45.44,Default,,0000,0000,0000,,Zvino, havagoni kushandisa \Nkona iyoyo pauri. Dialogue: 0,0:15:45.44,0:15:48.40,Default,,0000,0000,0000,,Kunze kwekunge vavhara mutsara \Nwako wekunamatira. Dialogue: 0,0:15:48.40,0:15:54.24,Default,,0000,0000,0000,,Kana mutsara wako wekunamata \Nwakavharwa, ndipo paunonyanya kudada, Dialogue: 0,0:15:54.24,0:15:57.64,Default,,0000,0000,0000,,wobva wawedzera kuparadzwa. Dialogue: 0,0:15:57.64,0:16:02.04,Default,,0000,0000,0000,,Kunyanya kudada ikoko ndiko kuwedzera\Nkwekuparadzwa kwako. Dialogue: 0,0:16:02.04,0:16:07.88,Default,,0000,0000,0000,,Asi kana mutsara wako wekunamata \Nusina kuvharwa, Dialogue: 0,0:16:07.88,0:16:19.00,Default,,0000,0000,0000,,kana kuzvikudza kukauya, ndipo \Npaunonyanya kunamata. Dialogue: 0,0:16:19.00,0:16:27.36,Default,,0000,0000,0000,,Vavariro yavo, nechinangwa chekushandiswa \Nkweutera wako kukuwisa pasi semukristu. Dialogue: 0,0:16:27.36,0:16:34.12,Default,,0000,0000,0000,,Asi pachinzvimbo chekukuwisira pasi, \Nzvinokusimbisa zvakanyanya. Dialogue: 0,0:16:34.12,0:16:41.72,Default,,0000,0000,0000,,Varasika. Dialogue: 0,0:16:41.72,0:16:44.20,Default,,0000,0000,0000,,Tiri tose here Dialogue: 0,0:16:44.20,0:16:50.84,Default,,0000,0000,0000,,Zvino, ndinoda kutakura chinhu ichi, \Nkuti ndichisunde. Dialogue: 0,0:16:50.84,0:16:59.96,Default,,0000,0000,0000,,Paunoedza kudzivira kuti ndisachisunde \Nndipo pandinobva ndachisunda zvakanyanya! Dialogue: 0,0:16:59.96,0:17:04.92,Default,,0000,0000,0000,,Unoona chinangwa chekundidzinga \Npanzvimbo iyi chakundwa. Dialogue: 0,0:17:04.92,0:17:07.48,Default,,0000,0000,0000,,Hapana chikonzero chekundisundidzira. Dialogue: 0,0:17:07.48,0:17:14.12,Default,,0000,0000,0000,,Chinangwa chasatani, chekuti ashandise\Nutera wako - Dialogue: 0,0:17:14.12,0:17:18.04,Default,,0000,0000,0000,,vanowanzoshandisa kupera simba sechirauro. Dialogue: 0,0:17:18.04,0:17:27.00,Default,,0000,0000,0000,,Zvino, kurwiswa uku kwakanyanya, \Nndipo paunonyanya kunamata - Dialogue: 0,0:17:27.00,0:17:36.32,Default,,0000,0000,0000,,ndozvinoreva 'kutambudzika kwedu \Nkwakaitirwa kuti tibatsirwe pamweya'. Dialogue: 0,0:17:36.32,0:17:40.84,Default,,0000,0000,0000,,Kutambudzika kunogona kuva muedzo, \Nurombo, kurwiswa, izvi, izvo. Dialogue: 0,0:17:40.84,0:17:46.08,Default,,0000,0000,0000,,Asi kana zvasvika, zvakaitirwa kuti \Nubatsirwe pamweya. Dialogue: 0,0:17:46.08,0:17:56.00,Default,,0000,0000,0000,,Iwe namata nekutsanya zvakanyanya \Nuchitsvaga chiso chaMwari. Dialogue: 0,0:17:56.00,0:18:00.40,Default,,0000,0000,0000,,Saka, zvaari kutaura iye zvino\Nndezvekuti vanotarisa utera. Dialogue: 0,0:18:00.40,0:18:06.92,Default,,0000,0000,0000,,Kana utera hwako huri uhwo \Nasi mutsara wako wekunamata uripo, Dialogue: 0,0:18:06.92,0:18:11.96,Default,,0000,0000,0000,,zvino kana kurwiswa uku kwauya, \Nunowedzera kunamata. Dialogue: 0,0:18:11.96,0:18:22.80,Default,,0000,0000,0000,,Havana simba pamusoro pako. Dialogue: 0,0:18:22.80,0:18:24.56,Default,,0000,0000,0000,,Mutsara wako wekunamata wakavharwa - Dialogue: 0,0:18:24.56,0:18:32.36,Default,,0000,0000,0000,,kana vakakwanisa kutora mutsara wako \Nwekunamata, vanotora hupenyu hwako. Dialogue: 0,0:18:32.36,0:18:38.68,Default,,0000,0000,0000,,Ndiko kusaka Bhaibheri richiti,\N"Hapana chingandiparadzanisa." Dialogue: 0,0:18:38.68,0:18:39.88,Default,,0000,0000,0000,,Ndizvo zvazvinoreva. Dialogue: 0,0:18:39.88,0:18:44.28,Default,,0000,0000,0000,,Utera hunogona here? Kwete - \Nkana mutsara wako wekunamata uripo. Dialogue: 0,0:18:44.28,0:18:50.44,Default,,0000,0000,0000,,Asi kana mutsara wakavharwa, \Nutera hunokuparadzanisa nerudo rwaMwari. Dialogue: 0,0:18:50.44,0:18:54.72,Default,,0000,0000,0000,,Kana ndirikutaura newe isa ruoko mudenga. Dialogue: 0,0:18:54.72,0:19:00.64,Default,,0000,0000,0000,,Kana mutsara wako wekunamata wakavharwa,\Nutera unokuparadzanisa nerudo rwaMwari. Dialogue: 0,0:19:00.64,0:19:03.72,Default,,0000,0000,0000,,Kana mutsara wako wekunamata uripo, \Nhapana chinokuparadzanisai. Dialogue: 0,0:19:03.72,0:19:05.52,Default,,0000,0000,0000,,Ndozvairehwa naPauro. Dialogue: 0,0:19:05.52,0:19:09.28,Default,,0000,0000,0000,,Akati, 'Chii chingandiparadzanisa? Munzwa\Nhere? Kwete. Dialogue: 0,0:19:09.28,0:19:14.00,Default,,0000,0000,0000,,Utera here? Hurwere here? Ruvengo here? Dialogue: 0,0:19:14.00,0:19:20.56,Default,,0000,0000,0000,,Akati hapana chaimuparadzanisa naMwari,\Nmutsara wake wekunamatawaivapo. Dialogue: 0,0:19:20.56,0:19:31.48,Default,,0000,0000,0000,,Asi kana vangovhara mutsara wako \Nwotadza kunamata zvakare, waparara. Dialogue: 0,0:19:31.48,0:19:38.80,Default,,0000,0000,0000,,Tichataura zvakawanda . Wana pekugara. Dialogue: 0,0:19:38.80,0:19:42.28,Default,,0000,0000,0000,,Tarisa nyaya yaPauro. Dialogue: 0,0:19:42.28,0:19:45.20,Default,,0000,0000,0000,,Akachema kuna Mwari katatu, \Nkwete kamwe chete. Dialogue: 0,0:19:45.20,0:19:48.72,Default,,0000,0000,0000,,Akachema kuna Mwari katatu, \Nkwete kamwe chete. Dialogue: 0,0:19:48.72,0:19:51.92,Default,,0000,0000,0000,,Nguva imwe neimwe inoreva kane zana. Dialogue: 0,0:19:51.92,0:19:55.48,Default,,0000,0000,0000,,Kakawanda, akamhanyira kuna Mwari. Dialogue: 0,0:19:55.48,0:20:01.16,Default,,0000,0000,0000,,'Jesu, ndiponesei. Ndiporesei. \NNdiropafadzei. Ndinunurei. Dialogue: 0,0:20:01.16,0:20:09.84,Default,,0000,0000,0000,,Kangani kawamhanyira kuna Mwari \Nwobva wakanda mapfumo pasi? Dialogue: 0,0:20:09.84,0:20:19.08,Default,,0000,0000,0000,,Pasina kunzwa kubva kuna Mwari - \Nasi iwe unokanda mapfumo pasi? Dialogue: 0,0:20:19.08,0:20:24.40,Default,,0000,0000,0000,,Rangarira, Pauro akapindurwa, \N'Nyasha dzangu dzakakukwanira.' Dialogue: 0,0:20:24.40,0:20:28.92,Default,,0000,0000,0000,,Akaenderera mberi. Dialogue: 0,0:20:28.92,0:20:34.24,Default,,0000,0000,0000,,Ko imi musina kana kunzwa kubva kuna \NMwari mukutokanda mapfumo pasi? Dialogue: 0,0:20:34.24,0:20:37.96,Default,,0000,0000,0000,,Kufananidzwa nemunhu akanzwa \Nkubva kuna Mwari. Dialogue: 0,0:20:37.96,0:20:43.52,Default,,0000,0000,0000,,'Nyasha dzangu dzakakukwanira. \NUsazvinetsa iwe.' Dialogue: 0,0:20:43.52,0:20:48.48,Default,,0000,0000,0000,,Asi iwe hauna kunzwa kuna Mwari uye \Nasi uri kukanda mapfumo pasi. Dialogue: 0,0:20:48.48,0:20:55.20,Default,,0000,0000,0000,,Uye haana kumbogumbuka kuti Mwari \Nhaana kubvisa munzwa wacho. Dialogue: 0,0:20:55.20,0:21:00.64,Default,,0000,0000,0000,,Paakanzi, 'Nyasha dzangu dzakakukwanira'- \Nakanga akanaka nazvo Dialogue: 0,0:21:00.64,0:21:04.24,Default,,0000,0000,0000,,nokuti aiziva kuti nyange akanga aporeswa \Nkana kuti kwete. Dialogue: 0,0:21:04.24,0:21:06.96,Default,,0000,0000,0000,,hazvaishandura chimiro chake panamwari. Dialogue: 0,0:21:06.96,0:21:10.16,Default,,0000,0000,0000,,Ungave iwe semunhu wakapinda \NmuHumambo hwaMwari kana kwete, Dialogue: 0,0:21:10.16,0:21:14.00,Default,,0000,0000,0000,,izvo hazvizoshanduri Humambo hwaMwari. Dialogue: 0,0:21:14.00,0:21:20.20,Default,,0000,0000,0000,,Mwari vacharamba vari Musununguri, \Nzvisinei wapora kana kwete. Dialogue: 0,0:21:20.20,0:21:27.04,Default,,0000,0000,0000,,Aiziva kuti kunyange akanga aporeswa \Nkana kuti kwete, Jesu ndiye Muponesi. Dialogue: 0,0:21:27.04,0:21:33.40,Default,,0000,0000,0000,,Saka, unozvinetserei? Dialogue: 0,0:21:33.40,0:21:39.52,Default,,0000,0000,0000,,Ngatitaurei futi nezve utera \Nurikutaurwa nasisi ava. Dialogue: 0,0:21:39.52,0:21:41.04,Default,,0000,0000,0000,,Shoko roti hakuna mutsvene. Dialogue: 0,0:21:41.04,0:21:50.88,Default,,0000,0000,0000,,Ungave utera upi wauinawo, sezvo mutsara \Nwemunamato usina kuvharwa, Dialogue: 0,0:21:50.88,0:22:03.72,Default,,0000,0000,0000,,utera ihwohwo ibetsero pamweya wako\Nkukuswededza pedyo naMwari, Dialogue: 0,0:22:03.72,0:22:11.08,Default,,0000,0000,0000,,ukamhanya kuna Mwari, tenda zvakanyanya, \Niva nekutenda kwakakwana. Dialogue: 0,0:22:11.08,0:22:13.96,Default,,0000,0000,0000,,Nokuti une kutenda asi kushoma. Dialogue: 0,0:22:13.96,0:22:16.96,Default,,0000,0000,0000,,Asi utera hunozoita kuti uve \Nnerutendo rwakakwana. Dialogue: 0,0:22:18.56,0:22:19.92,Default,,0000,0000,0000,,Ndinokutendai, Jesu Kristu. Dialogue: 0,0:22:19.92,0:22:21.68,Default,,0000,0000,0000,,Ndaida message iyo. Dialogue: 0,0:22:21.68,0:22:25.56,Default,,0000,0000,0000,,Ini ndafarira chikamu chekutanga \Numo Muporofita T.B. Joshua akati Dialogue: 0,0:22:25.56,0:22:29.76,Default,,0000,0000,0000,,chinodiwa naMwari muvaki wehukama. Dialogue: 0,0:22:29.76,0:22:32.68,Default,,0000,0000,0000,,Nokuti ndizvo zvazviri, vanhu vaMwari. Dialogue: 0,0:22:32.68,0:22:38.60,Default,,0000,0000,0000,,Zvose ndezvekuvaka ukama hwedu naMwari. Dialogue: 0,0:22:38.60,0:22:41.24,Default,,0000,0000,0000,,Hongu, tine utera. Dialogue: 0,0:22:41.24,0:22:45.36,Default,,0000,0000,0000,,Hungu, murwendo urwu rwoupenyu, \Ntinoita zvikanganiso. Dialogue: 0,0:22:45.36,0:22:51.76,Default,,0000,0000,0000,,Uye hungu, munyika ino tinotarisana \Nnemiedzo, matambudziko nemiedzo yokutenda. Dialogue: 0,0:22:51.76,0:23:02.84,Default,,0000,0000,0000,,Asi hatifaniri kurega chero chii zvacho \Nkuti chikanganise ukama hwedu naMwari. Dialogue: 0,0:23:02.84,0:23:11.32,Default,,0000,0000,0000,,Satani anogona kutikanganisira mari, \Nbhizinesi, basa kana hutano hwedu. Dialogue: 0,0:23:11.32,0:23:14.08,Default,,0000,0000,0000,,Hatisi kure, anokwanisa kutibata. Dialogue: 0,0:23:14.08,0:23:20.48,Default,,0000,0000,0000,,Asi usamurega achikanganisa \Nhupenyu hwako hwepamweya. Dialogue: 0,0:23:20.48,0:23:26.60,Default,,0000,0000,0000,,Usamurega achikanganisa mutsara \Nwako wekunamata naMwari. Dialogue: 0,0:23:26.60,0:23:28.96,Default,,0000,0000,0000,,Motto yedu ndeipi sevatendi? Dialogue: 0,0:23:28.96,0:23:35.08,Default,,0000,0000,0000,,Hapana chinhu - hapana zvachose - \Nchingatiparadzanisa Dialogue: 0,0:23:35.08,0:23:42.24,Default,,0000,0000,0000,,kubva murudo rwaMwari rwuri \Nmuna Kristu Jesu. Dialogue: 0,0:23:42.24,0:23:48.68,Default,,0000,0000,0000,,Ndafarira apo Muporita T.B. Joshua \Natiyeuchidza nyaya yaApostora Pauro. Dialogue: 0,0:23:48.68,0:23:52.40,Default,,0000,0000,0000,,2 VaKorinte 12:7-10 Dialogue: 0,0:23:52.40,0:23:57.40,Default,,0000,0000,0000,,Nokuti kunyange pachiyero chake \Nmuzvinhu zvaMwari. Dialogue: 0,0:23:57.40,0:23:59.88,Default,,0000,0000,0000,,muzvinhu zvoMweya. Dialogue: 0,0:23:59.88,0:24:05.72,Default,,0000,0000,0000,,Bhaibheri rinoti aive nemunzwa\Nmunyama yake. Dialogue: 0,0:24:05.72,0:24:13.44,Default,,0000,0000,0000,,Asi izvozvo hazvina kuva chigumbuso \Nmuupenyu hwake hwomudzimu. Dialogue: 0,0:24:13.44,0:24:18.60,Default,,0000,0000,0000,,Asi, yakava nzira yekutomuswededza \Npedyo naMwari - Dialogue: 0,0:24:18.60,0:24:23.24,Default,,0000,0000,0000,,kuti uwedzere kunyengetera, tenda \Nzvikuru, ude Mwari zvikuru. Dialogue: 0,0:24:23.24,0:24:29.64,Default,,0000,0000,0000,,Hapana chakakanganisa mutsara \Nwake wekunamata Dialogue: 0,0:24:29.64,0:24:31.92,Default,,0000,0000,0000,,Iyi ikurudziro huru kwauri \Niwe neni nhasi. Dialogue: 0,0:24:31.92,0:24:36.60,Default,,0000,0000,0000,,Chero mamiriro ako \Nezvinhu, vanhu vaMwari - Dialogue: 0,0:24:36.60,0:24:41.56,Default,,0000,0000,0000,,kana mamiriro ezvinhu akadaro \Nachikuyeuchidza nezvaMwari, Dialogue: 0,0:24:41.56,0:24:48.92,Default,,0000,0000,0000,,kana mamiriro ezvinhu iwayo neutera\Nzvova tsime rako rekuvimba naMwari, Dialogue: 0,0:24:48.92,0:24:55.00,Default,,0000,0000,0000,,zvowedzera pfungwa yako \Nyekutsamira pana Mwari, Dialogue: 0,0:24:55.00,0:25:00.32,Default,,0000,0000,0000,,zivai kuti promotion irikuuya. Dialogue: 0,0:25:00.32,0:25:05.76,Default,,0000,0000,0000,,Saka, mashandisirwo eShoko iri \Nmuhupenyu hwedu hwemazuva ese ndeekuti: Dialogue: 0,0:25:05.76,0:25:12.04,Default,,0000,0000,0000,,Rega kunamatira vavengi vako. Dialogue: 0,0:25:12.04,0:25:15.72,Default,,0000,0000,0000,,Tanga kunamata uchipesana \Nneutera kwako. Dialogue: 0,0:25:15.72,0:25:21.56,Default,,0000,0000,0000,,Vhara musuwo wadhiabhorosi \Nmuhupenyu hwako. Dialogue: 0,0:25:21.56,0:25:26.24,Default,,0000,0000,0000,,Chengeta mutsara wako wekunamata kuna\NnaMwari wakavhurika. Dialogue: 0,0:25:26.24,0:25:29.52,Default,,0000,0000,0000,,Uye usarega chero chinhu munyika ino Dialogue: 0,0:25:29.52,0:25:36.08,Default,,0000,0000,0000,,kuti chive chimhingamupinyi pakukura \Nkwako pamweya. Dialogue: 0,0:25:36.08,0:25:40.00,Default,,0000,0000,0000,,Uye panguva yakatarwa, yakakwana yaMwari, Dialogue: 0,0:25:40.00,0:25:44.12,Default,,0000,0000,0000,,zvinhu zvose zvakanaka. Dialogue: 0,0:25:44.12,0:25:45.32,Default,,0000,0000,0000,,Ndinotenda, Jesu Kristu. Dialogue: 0,0:25:45.32,0:25:49.84,Default,,0000,0000,0000,,Zvakanaka, ndinokutendai nekubatana \Nnesu nokuda kweshoko rinofadza nhasi. Dialogue: 0,0:25:49.84,0:25:52.48,Default,,0000,0000,0000,,Ndinoda kunzwa kubva kwamuri \Nzvidzidzo zvamadzidza Dialogue: 0,0:25:52.48,0:25:56.00,Default,,0000,0000,0000,,kubva mushoko rinoshanda rabva \NkuMuporofita T.B. Joshua. Dialogue: 0,0:25:56.00,0:26:00.92,Default,,0000,0000,0000,,Munoziva, mashoko anotaurwa \Npasi pesimba reMweya Mutsvene Dialogue: 0,0:26:00.92,0:26:03.88,Default,,0000,0000,0000,,haana nguva. Dialogue: 0,0:26:03.88,0:26:08.44,Default,,0000,0000,0000,,Saka, ndapota govana nesu zvawadzidza \Npa meseji yataurwa pazasi apo. Dialogue: 0,0:26:08.44,0:26:11.88,Default,,0000,0000,0000,,Uye zvechokwadi, rangarira nguva dzose - Dialogue: 0,0:26:11.88,0:26:19.44,Default,,0000,0000,0000,,tsvaka mwoyo waMwari kuti uone \Nhupenyu zvakajeka, muzita raJesu.