0:00:00.000,0:00:05.840 Wanga uchitsanya asi hapana chinoratidza. 0:00:05.840,0:00:07.800 Edza izvi kubva nhasi. 0:00:07.800,0:00:13.520 Mwari wangu. Uchauya pano kuzopupura! 0:00:15.440,0:00:19.880 Nyasha nerugare ngazvive nemi [br]mose muzita raJesu guru 0:00:19.880,0:00:25.440 uye tinokugashirai kune imwe nhepfenuro [br]'Nhaka Inogara Pamusoro'. 0:00:25.440,0:00:30.880 Zvino, nhasi tichange tichikuunzirai [br]zvikamu zviviri zveMuporofita T.B. Joshua 0:00:30.880,0:00:37.320 kutaura nezvenyaya yakakosha [br]uye inodzidzisa 0:00:37.320,0:00:41.480 zvandinotenda zvichabatsira [br]chaizvo hupenyu hwako hwechiKristu. 0:00:41.480,0:00:44.520 Chikamu chekutanga chinotorwa [br]kubva pakati pemharidzo 0:00:44.520,0:00:49.480 uyezve chikamu chechipiri chinotorwa[br]kubva pakati peuchapupu 0:00:49.480,0:00:53.520 kubva kune mukadzi wekuSouth Africa [br]akagamuchira rusununguko 0:00:53.520,0:00:59.400 kubva kumweya wakaipa wakamupinza [br]muhupenyu hwehuroyi. 0:00:59.400,0:01:04.800 Uye apo Muporofita TB Joshua akanga [br]achiteerera kupupura kwake, 0:01:04.800,0:01:09.640 akashandisa zvakaitika muupenyu [br]hwake somukana 0:01:09.640,0:01:15.440 kudzidzisa vanhu musimboti uyu [br]wepamweya unokosha. 0:01:15.440,0:01:21.240 Saka, komborerwa izvozvi [br]paunodzidza nezverudzi rwemunamato, 0:01:21.240,0:01:28.640 rudzi rwekutsanya kunogara [br]kukwezva meso aMwari. 0:01:28.640,0:01:31.840 Ngatitarisei. 0:01:31.840,0:01:37.240 Kana usingade kuti satan akuite nhapwa [br]shanda pahunhu hwako. 0:01:37.240,0:01:41.320 Zvinoreva kuti, kubva nhasi, usatanga [br]kubvunza Mwari kuti, "Ndiporesei!" 0:01:41.320,0:01:47.480 Namata uchipesana nekahunhu kanokuita[br]utadze. 0:01:47.480,0:01:51.120 Kubva nhasi, usatanga kuti,[br]"Mwari, ndiropafadzei!" 0:01:51.120,0:01:56.080 Namata uchipesana nekakahunhu [br]kanokuita utadze. 0:01:56.080,0:01:59.080 Kubva nhasi, usatanga kuti,[br]“Mwari, ndidzivirirei! 0:01:59.080,0:02:01.000 Vanhu vari kunditevera,[br]kuda kundiuraya 0:02:01.000,0:02:02.120 Kutambisa nguva 0:02:02.120,0:02:07.080 Enda wakananga - uchipesana nekahunhu[br]kanoita kuti utadze. 0:02:07.080,0:02:10.520 Ndonzira inoshandiswa [br]nasatan kuti akupinde, 0:02:10.520,0:02:12.840 okutuka nourombo, 0:02:12.840,0:02:15.160 okutuka nokushaya kugadzikana, 0:02:15.160,0:02:16.720 okutuka nourwere, 0:02:16.720,0:02:18.760 okutuka nechero iwe chiri kukunetsa. 0:02:18.760,0:02:21.720 Anoshandisa kahunhu kanoita utadze[br]kuti akupinde. 0:02:21.720,0:02:29.040 Ukavhara ipapo, satani haachakwanisi [br]kupinda. 0:02:29.040,0:02:38.920 Mukoma huyai henyu. Ndichakuvhiringa [br]nhasi nekuti unondivhiringidza! 0:02:38.920,0:02:45.640 Mira pano. Hama mira pano. 0:02:45.640,0:02:51.040 Mira pano. 0:02:51.040,0:02:59.480 Murume uyu achapfuura pano [br]achiuya kwandiri. 0:02:59.480,0:03:05.280 Asi kana vaviri vedu vakavhara, [br]hapana nzira yekuti apfuure. 0:03:05.280,0:03:18.320 Zvinoreva kuti unorarama [br]mukuzara - hupenyu huzhinji. 0:03:18.320,0:03:21.880 Chii chakanaka kuvhara ichi. 0:03:21.880,0:03:23.600 Ndokahunhu kanoita utadze 0:03:23.600,0:03:31.040 Apa ndipo panopinda kahunhu kakaipa, [br]kuti murume uyu apinde apa auye 0:03:31.040,0:03:33.640 kokutambudzika nourombo; 0:03:33.640,0:03:35.400 kokutambudza nourwere, 0:03:35.400,0:03:43.280 kokutambudza nemhingampinji nekushaya[br]nekushaya mbereko chingava chii 0:03:43.280,0:03:45.440 Iyi ndiyo nzira yokupfuura nayo 0:03:45.440,0:03:51.920 Pane kudaro, mumwe anotanga kuti,[br]"Mwari, ndiporesei!" 0:03:51.920,0:03:54.560 Zvine musoro here kuti, [br]“Mwari, ndiporesei”? 0:03:54.560,0:04:03.960 Sei usingakwanise kuvhara nzira [br]kuti uve nehupenyu hwakawanda 0:04:03.960,0:04:05.880 Asi tinoramba tichiti, "Ndiporesei!" 0:04:05.880,0:04:07.400 Uchirwara unoti ndiporesei! 0:04:07.400,0:04:09.880 Kana uri murombo unoti, Ndiropafadzei! 0:04:09.880,0:04:13.000 Kana usingabereki, unoti: Ndiropafadzei [br]nechibereko chedumbu; 0:04:13.000,0:04:17.080 Aihwa! Mwari anoziva; Anoziva [br]mamiriro ako ezvinhu. 0:04:17.080,0:04:20.400 Paunotanga kuudza Mwari, [br]"Ndinoda kuendako" - 0:04:20.400,0:04:24.280 zvinoreva kuti unoti mwari wako ibofu. 0:04:24.280,0:04:27.440 Akakusika anokuziva. 0:04:27.440,0:04:30.480 Anoziva chimiro chako. [br]Anoziva pfungwa dzako. 0:04:30.480,0:04:34.520 Uye iwe zvino uri kuti kwaari,[br]"Ndiri murombo - ndiropafadzei!" 0:04:34.520,0:04:36.720 Zvine musoro here? 0:04:36.720,0:04:43.680 Zvatiri kutaura izvozvi - kuzviita uye [br]kugadzirisa hupenyu hwako ... 0:04:43.680,0:04:46.400 Unofanira kuenderana nehupenyu hwako. 0:04:46.400,0:04:52.080 Upenyu hwakawanda [br]hwakaparadzaniswa noMusiki. 0:04:52.080,0:05:03.160 Kubva nhasi, tanga kunamata [br]uchipesana nekahunhu kanoita utadze 0:05:03.160,0:05:08.560 Izvi ndizvo zvakanga zvichiudzwa [br]Apostora Pauro naMwari. 0:05:08.560,0:05:16.840 Katatu, akauya kuna Mwari achiti: [br]‘Ndiporesei! Ndine munzwa munyama yangu!' 0:05:16.840,0:05:20.040 Nguva imwe neimwe, Ishe vakati,[br]"Nyasha dzangu dzakakukwanira." 0:05:20.040,0:05:30.520 Izvi zvinoreva kuti, 'Kururama [br]kwangu kwakakukwanira.' 0:05:30.520,0:05:35.240 Pauro paaiti, 'Poresei', Mwari akati,[br]'Nyasha dzangu dzakakukwanirai.' 0:05:35.240,0:05:44.320 Zvinoreva kuti, ‘Tanga kutsvaka Umambo. [br]zvimwe zvose zvichawedzerwa.' 0:05:44.320,0:05:53.280 Mwari akashandisa Pauro semuenzaniso[br]kune isu tose. 0:05:53.280,0:05:56.960 Hatina kumbonzwa chinhu shure [br]kweizvozvo katatu Ishe akati, 0:05:56.960,0:05:58.680 "Nyasha dzangu dzakakukwanira!" 0:05:58.680,0:06:00.320 Hauzoone chinyorwa ichi futi 0:06:00.320,0:06:06.200 Hatina kumbonzwa kuti chirwere [br]ndicho chakauraya Pauro 0:06:06.200,0:06:11.320 Uye Pauro akararama kusvika kunguva [br]yechipikirwa yaakapiwa naMwari. 0:06:11.320,0:06:15.640 Dambudziko rako nderei izvozvi? [br]kahunhu kanoita kuti utadze. 0:06:15.640,0:06:23.400 Udza muvakidzani wako, "Dambudziko rangu[br]kahunhu ikako, kwete kuomerwa kwangu, 0:06:23.400,0:06:28.600 kwete chirwere changu, [br]kwete dambudziko rangu. 0:06:28.600,0:06:32.600 Dambudziko rangu kahunhu[br]kanoita kuti nditadze." 0:06:32.600,0:06:36.320 Ndodambudziko rako iroro. 0:06:36.320,0:06:41.120 Dai wanga uchinamata uchipesana [br]neizvi nguva yese iyi, 0:06:41.120,0:06:44.080 mamiriro ako haaizoramba akadai. 0:06:44.080,0:06:56.800 Muchidimbu, munamato wako unofanirwa[br]kunge uchipesana nekahunhu ikaka. 0:06:56.800,0:07:00.600 "Ndiri murombo" - Mwari anoziva. 0:07:00.600,0:07:04.360 "Ndiri kurwara" - Mwari anoziva. 0:07:04.360,0:07:06.880 "Ini handibereki" - Mwari anoziva. 0:07:06.880,0:07:09.640 Chero matambudziko aungasangana nawo, [br]Mwari vanozviziva. 0:07:09.640,0:07:12.400 Hazvina basa kuti utange kunongedza 0:07:12.400,0:07:17.080 'Ndini uyu! Ndinoda izvi!' 0:07:17.080,0:07:21.960 Vhara nzira inoshandiswa [br]nasatan kukutambudza. 0:07:21.960,0:07:29.880 Vimba kupinda kuri kushandiswa [br]nasatan kukubata zvinova weakness. 0:07:29.880,0:07:31.800 Anoshandisa utera [br]hwedu kutikanganisa. 0:07:31.800,0:07:33.480 Anoshandisa utera hwedu kutirwisa. 0:07:33.480,0:07:36.160 Anoshandisa utera hwedu kutirova. 0:07:36.160,0:07:39.760 Ndiko kupera simba. Namata uchipesana [br]nekushaya simba kwako. 0:07:39.760,0:07:46.440 Uye kana izvi zvavharwa, zvimwe zvinhu [br]zvese zvichawedzerwa kwauri. 0:07:46.440,0:07:48.520 Chinhu chimwe pamusoro pekushaya simba - 0:07:48.520,0:07:52.400 paunoshamisa muromo wako, uchiti, [br]'Mwari, ndinotaura zvakanyanyisa! 0:07:52.400,0:07:57.160 Ndipeiwo nyasha. Handidi [br]kutaura zvakawanda.' 0:07:57.160,0:08:02.680 Mushure memunamato wako, semunhu [br]wenyama, unoda kuita zvaunenge wanamatira. 0:08:02.680,0:08:05.280 Paunenge uchienda uye wave kuda [br]kutaura zvakanyanya, 0:08:05.280,0:08:12.240 ucharangarira kuti wanamata nezvazvo. 0:08:12.240,0:08:16.040 Kana mumwe munhu akati, [br]"T.B. Joshua, unoti kudii?" 0:08:16.040,0:08:22.440 "Usanetsekana- ndokuona papera kanguva" 0:08:22.440,0:08:24.560 Nekuti haudi kutaura zvakanyanya. 0:08:24.560,0:08:31.280 Nekuti ibenzi chete rinonamatira [br]kutaura zvakanyanya 0:08:31.280,0:08:35.720 wobva wasiya munamato iwoyo wobva [br]wataura zvakawandisa. 0:08:35.720,0:08:38.120 Unonamata futi, 'Ishe, handidi kutaurisa' 0:08:38.120,0:08:41.600 Panguva yaunoramba uchinamata uchipesana[br]nekahunhu kanoita kuti utadze 0:08:41.600,0:08:47.160 unofanira kutanga kurarama hupenyu [br]hwemunamato wako. 0:08:47.160,0:08:51.360 Udza muvakidzani wako kuti, [br]"Rarama hupenyu hwemunamato wako." 0:08:51.360,0:08:56.160 Ndiko kuti, zvaunotaura mumunamato [br]wako - zvirarame. 0:08:56.160,0:08:58.160 'Handidi kutaura zvakawanda.' 0:08:58.160,0:09:03.280 Mushure memunamato ndichararama [br]hupenyu hwekusanyanya kutaura. 0:09:03.280,0:09:12.240 Kana uchida kutsanya, kutsanya kunounza [br]mhinduro kubva kuna Mwari... 0:09:12.240,0:09:19.200 Hautombodi kuti Mwari vashumire [br]moyo wako kuti uende nekutsanya. 0:09:19.200,0:09:23.360 Chero nguva yaunokutsanya uchipesana [br]neutera hwako, Mwari vanokupindura. 0:09:23.360,0:09:26.440 Kana ndichitaura newe, rega [br]ndione ruoko rwako. 0:09:26.440,0:09:31.800 Asi kumwe kutsanya - uri kuenda kugomo [br]kundotsanya nokuti uri murombo 0:09:31.800,0:09:33.560 Uchida kuti Mwari vakuropafadze 0:09:33.560,0:09:37.360 Kana ukagara musango ukatanga [br]kutsanya kwemazuva mana, 0:09:37.360,0:09:45.120 kunyange ukatsanya makore zana, [br]uchafira ikoko! 0:09:45.120,0:09:54.360 Enda unotsanya uye unamate[br]uchipesana neutera imhinduro yakananga! 0:09:54.360,0:10:02.800 Mwari anopindura nekukurumidza [br]nekuti Mwari anoda muvaki wehukama. 0:10:02.800,0:10:05.280 Paunovaka hukama hwako - 0:10:05.280,0:10:09.240 'Ndinotaurisa; Handidi kutaura [br]zvakawanda' - zvinofadza Mwari 0:10:09.240,0:10:14.520 Chinokosha kuna Mwari ukama [br]hwedu, kwete zvatinoita. 0:10:14.520,0:10:18.600 Enda uzvinyise - zvimwe zvinhu zvose [br]zvichawedzerwa kwauri. 0:10:18.600,0:10:25.160 Chero nguva yaunowana mukana [br]wekutsanya nekuda kwehutera hwako, 0:10:25.160,0:10:28.000 imhinduro yakananga. 0:10:28.000,0:10:33.840 Wanga uchitsanya asi hapana chinoratidza. 0:10:33.840,0:10:38.600 Edza izvi kubva nhasi. 0:10:38.600,0:10:45.720 Wana zuva rekutsanya kubva [br]mangwanani kusvika manheru nekuda kwazvo 0:10:45.720,0:10:53.280 uchauya kuno kuzopupura. 0:10:53.280,0:11:00.320 Hope dzauri kuita – kubudikidza neutera [br]hwako, satan anouya kuzokurwisa. 0:11:00.320,0:11:02.480 Dambudziko rauri kutarisana naro - 0:11:02.480,0:11:06.920 satani anouya kubudikidza neutera[br]wako kuzokurwisa nemweya wekuomesera. 0:11:06.920,0:11:09.160 Chirwere chauri kuita izvozvi - 0:11:09.160,0:11:15.040 kubudikidza nehutera hwako satani anouya [br]kuzokurwisa nemweya wehurwere. 0:11:15.040,0:11:18.760 Kushaya mbereko - kuburikidza [br]neutera. 0:11:18.760,0:11:22.800 Ndapota, ngativharei izvi. [br]Nyengetera uchipikisana nazvo. 0:11:22.800,0:11:25.240 Uyu ngauve munamato wako. 0:11:25.240,0:11:35.240 Neizvi, ndinofara nehupenyu hwako. 0:11:35.720,0:11:40.920 Kana munhu ari muKristu, tinoenda [br]mberi totarisa muhupenyu hwavo - 0:11:40.920,0:11:44.360 chero nzvimbo ine utera 0:11:44.360,0:11:47.360 Vachava pane imwe nhanho zviri pachena. 0:11:47.360,0:11:51.320 Saka, isu tichatarisa padanho iro ravari, 0:11:51.320,0:11:53.720 vanonyengetera kakawanda sei? 0:11:53.720,0:11:56.520 Vanotsamwa kakawanda sei? 0:11:56.520,0:11:59.480 Vane ruchiva here kana umwe utera? 0:11:59.480,0:12:05.440 Ikoko kunogona kuva ruchiva, kutsamwa, [br]kusaregerera, ruvengo kana kuzvikudza 0:12:05.440,0:12:08.960 Simukai 0:12:08.960,0:12:13.960 Haisi dzidziso here iyi 0:12:13.960,0:12:18.440 Ndosaka ndati simukai mosimukira Jesu 0:12:18.440,0:12:21.800 Tichasimuka tomusiira mukana wokutaura 0:12:21.800,0:12:27.440 Idzidziso huru mazvinzwa here izvo 0:12:27.440,0:12:31.000 Atanga kutaura zvibereko zvose zvenyama. 0:12:31.000,0:12:35.480 Ati pane imwe yavanofanira ... [br]iyo nzvimbo. 0:12:35.480,0:12:39.320 Tanga kubva pawakamira manje. 0:12:39.320,0:12:44.080 Kungava kutsamwa, kuzvikudza [br]kana kuzvitutumadza. 0:12:44.080,0:12:48.280 Semuenzaniso wakanaka, munhu ane manyawi,[br]iwe unoshandisa sei kudada ikoko? 0:12:48.280,0:12:51.320 Unopinda sei pakuzvikudza? 0:12:51.320,0:12:54.440 Semuenzaniso, kana dambudziko riri kudada, 0:12:54.440,0:13:00.280 ipapo tichagadzira mamiriro ezvinhu [br]anozoita kuti awedzere kudada, 0:13:00.280,0:13:06.400 kutaura pamusoro pake - kubudirira [br]kwake, zvaakawana. 0:13:06.400,0:13:11.880 Munzvimbo iyoyo yekuva neutera,[br]isu tinowedzera nzvimbo yacho, 0:13:11.880,0:13:17.720 kuitira kuti mubatiswe mariri kwenguva [br]yakakwana toita zvatinoda. 0:13:17.720,0:13:21.440 Hombererai Jesu Kirisitu 0:13:21.440,0:13:23.360 Mazvinzwa here izvo 0:13:23.360,0:13:27.400 Vanoshandisa kkuzvitutumadza kwako[br]kuti vakupinde 0:13:27.400,0:13:32.840 zvobva zvaita kuti kuzvitutumadza[br]nokuzvikudza kwako zviwedzere 0:13:32.840,0:13:47.880 Ndozvoga zvodiwa kuti uwire mumambure avo. 0:13:47.880,0:13:49.920 Enderera mberi 0:13:49.920,0:13:52.440 Tobva tashandisa izvozvo 0:13:52.440,0:13:57.000 Uchiri wakatarisana noutera wako 0:13:57.000,0:14:00.480 isu tobva tapinda toita zvatinoda. 0:14:00.480,0:14:01.800 Ipapo tinenge takuwanikidza 0:14:01.800,0:14:03.240 Moda kuita sei 0:14:03.240,0:14:08.240 Sei ipapa tinenge tichida kuputsa muchato. 0:14:08.240,0:14:13.160 Ehe, tinenge tichida kuti murume uyu[br]arambane nemudzimai wake 0:14:13.160,0:14:18.760 obva aroora sisi varikutibhadhara [br]kuti vadiwe 0:14:18.760,0:14:21.560 Saka makatombobuirira here kuvakawanda[br]muchidai 0:14:21.560,0:14:25.560 Takabudirira kakawandisa 0:14:25.560,0:14:27.880 Kuva Kirisitu sevava? 0:14:27.880,0:14:30.760 Hongu seivava 0:14:30.760,0:14:36.320 Manzwa zvaataura? 0:14:36.320,0:14:41.680 Arikushandisa shoko raMwari - hakuna[br]mutsvene chero mumwe zvake. 0:14:41.680,0:14:44.320 Ndiyo angle yavari kushandisa. 0:14:44.320,0:14:54.000 Tarisa zvakataurwa naPauro, "Kana ndine [br]utera, ndipo pandine simba." 0:14:54.000,0:15:01.360 Mumusangano wedu wekupedzisira, [br]ndakashandisa izwi rekuti 'kutambudzika'. 0:15:01.360,0:15:08.080 Matambudziko edu akaitirwa [br]kutibatsira pakunamata. 0:15:08.080,0:15:17.040 Uye ndakazvitsanangura ndichiti - isu [br]dzimwe nguva tinoedzwa 0:15:17.040,0:15:22.880 kuti tidzidze kunyengetera zvikuru. 0:15:22.880,0:15:29.680 Zvino, zvaari kutaura ndezvekuti kudada[br]ikoko kuri kushaya simba kwako, 0:15:29.680,0:15:34.000 uye mutsara wako wekunamatira uchiripo, 0:15:34.000,0:15:38.840 paunoedzwa nekuzvikudza, ndipo [br]paunonyanya kunamata. 0:15:38.840,0:15:45.440 Zvino, havagoni kushandisa [br]kona iyoyo pauri. 0:15:45.440,0:15:48.400 Kunze kwekunge vavhara mutsara [br]wako wekunamatira. 0:15:48.400,0:15:54.240 Kana mutsara wako wekunamatira [br]wakavharwa, ndipo paunonyanya kudada, 0:15:54.240,0:15:57.640 unowedzera kuparadzwa. 0:15:57.640,0:16:02.040 Kunyanya kudada ikoko ndiko kuwedzera[br]kwekuparadzwa kwako. 0:16:02.040,0:16:07.880 Asi kana mutsara wako wekunamatira [br]usina kuvharwa, 0:16:07.880,0:16:19.000 kana kuzvikudza kuchiuya, ndipo [br]paunonyanya kunamata. 0:16:19.000,0:16:27.360 Vavariro yavo, nechinangwa chekushandiswa [br]kweutera wako kukuwisa pasi semukristu. 0:16:27.360,0:16:34.120 Asi pachinzvimbo chekukuwisira pasi, [br]zvinokusimbisa zvakanyanya. 0:16:34.120,0:16:41.720 Varasika. 0:16:41.720,0:16:44.200 Tiri tose here 0:16:44.200,0:16:50.840 Zvino, ndinoda kutakura izvi, [br]kuti ndisundire izvi. 0:16:50.840,0:16:59.960 Paunoedza kudzivira kuti ndisasundire [br]ndipo pandinosunda! 0:16:59.960,0:17:04.920 Unoona chinangwa chekundidzinga [br]panzvimbo iyi chakundwa. 0:17:04.920,0:17:07.480 Hapana chikonzero chekundisundidzira. 0:17:07.480,0:17:14.120 Chinangwa chasatani, chekuti ashandise[br]utera wako - 0:17:14.120,0:17:18.040 vanowanzoshandisa kupera simba sechirauro. 0:17:18.040,0:17:27.000 Zvino, kurwiswa uku kwakanyanya, [br]ndipo paunonyanya kunamata - 0:17:27.000,0:17:36.320 ndozvinoreva 'kutambudzika kwedu [br]kwakaitirwa kuti tibatsirwe pamweya'. 0:17:36.320,0:17:40.840 Kutambudzika kunogona kuva muedzo, [br]urombo, kurwiswa, izvi, izvo. 0:17:40.840,0:17:46.080 Asi kana zvasvika, zvakaitirwa kuti [br]ubatsirwe pamweya. 0:17:46.080,0:17:56.000 Iwe namata nekutsanya zvakanyanya [br]uchitsvaga tsvaga chiso chaMwari. 0:17:56.000,0:18:00.400 Saka, zvaari kutaura iye zvino[br]ndezvekuti vanotarisa hutera. 0:18:00.400,0:18:06.920 Kana hutera hwako huri ihwohwo [br]asi mutsara wako wekunamatira uripo, 0:18:06.920,0:18:11.960 zvino kana kurwiswa uku kwauya, [br]unowedzera kunamata. 0:18:11.960,0:18:22.800 Havana simba pamusoro pako. 0:18:22.800,0:18:24.560 Mutsara wako wekunamata wakavharwa - 0:18:24.560,0:18:32.360 kana vakakwanisa kutora mutsara wako [br]wekunamata, vanotora hupenyu hwako. 0:18:32.360,0:18:38.680 Ndiko kusaka Bhaibheri richiti,[br]"Hapana chingandiparadzanisa." 0:18:38.680,0:18:39.880 Ndizvo zvazvinoreva. 0:18:39.880,0:18:44.280 Utera hunogona here? Kwete - [br]kana mutsara wako wekunamata uripo. 0:18:44.280,0:18:50.440 kana mutsara wakowakavharwa, [br]utera hunokuparadzanisa nerudo rwaMwari. 0:18:50.440,0:18:54.720 Kana ndirikutaura newe isa ruoko mudenga. 0:18:54.720,0:19:00.640 Kana mutsara wako wekunamata wakavharwa,[br]utera unokuparadzanisa nerudo rwaMwari. 0:19:00.640,0:19:03.720 Kana mutsara wako wekunamata uripo, [br]hapana chinokuparadzanisai. 0:19:03.720,0:19:05.520 Ndozvairehwa naPauro. 0:19:05.520,0:19:09.280 Akati, 'Chii chingandiparadzanisa? Munzwa[br]here? Kwete. 0:19:09.280,0:19:14.000 Utera here? Hurwere here? Ruvengo here? 0:19:14.000,0:19:20.560 Akati hapana chaimuparadzanisa naMwari,[br]mutsara wake wekunamatawaivapo. 0:19:20.560,0:19:31.480 Kanaana vangovhara mutsara wako [br]wotadza kunamata zvakare, wapedza. 0:19:31.480,0:19:38.800 Tichataura zvakawanda . Wana pekugara. 0:19:38.800,0:19:42.280 Tarisa nyaya yaPauro. 0:19:42.280,0:19:45.200 Akachema kuna Mwari katatu, [br]kwete kamwe chete. 0:19:45.200,0:19:48.720 Akachema kuna Mwari katatu, [br]kwete kamwe chete. 0:19:48.720,0:19:51.920 Nguva imwe neimwe inoreva kane zana. 0:19:51.920,0:19:55.480 Kakawanda, akamhanyira kuna Mwari. 0:19:55.480,0:20:01.160 'Jesu, ndiponesei. Ndiporesei. [br]Ndiropafadzei. Ndinunurei. 0:20:01.160,0:20:09.840 Kangani kawakamhanyira kuna Mwari [br]wobva wakanda mapfumo pasi? 0:20:09.840,0:20:19.080 Pasina kunzwa kubva kuna Mwari - [br]asi iwe unokanda mapfumo pasi? 0:20:19.080,0:20:24.400 Rangarira, Pauro akapindurwa, [br]'Nyasha dzangu dzakakukwanira.' 0:20:24.400,0:20:28.920 Akaendereramberi. 0:20:28.920,0:20:34.240 Ko imi hamuna kunzwa kubva kuna [br]Mwari here mukakanda mapfumo pasi? 0:20:34.240,0:20:37.960 Kufananidzwa nemunhu akanzwa [br]kubva kuna Mwari. 0:20:37.960,0:20:43.520 'Nyasha dzangu dzakakukwanira. [br]Usazvinetsa iwe.' 0:20:43.520,0:20:48.480 Asi iwe haubvi kuna Mwari uye [br]unokanda mapfumo pasi. 0:20:48.480,0:20:55.200 Uye haana kumbogumbuka kuti Mwari [br]haana kubvisa munzwa wacho. 0:20:55.200,0:21:00.640 Paakanzi, 'Nyasha dzangu dzakakukwanira'- [br]akanga akanaka nazvo 0:21:00.640,0:21:04.240 nokuti aiziva kuti nyange akanga aporeswa [br]kana kuti kwete. 0:21:04.240,0:21:06.960 hazvaishandura chimiro chake panamwari. 0:21:06.960,0:21:10.160 Ungave iwe semunhu wakapinda [br]muHumambo hwaMwari kana kwete, 0:21:10.160,0:21:14.000 izvo hazvizoshanduri Humambo hwaMwari. 0:21:14.000,0:21:20.200 Mwari vacharamba vari Musununguri, [br]zvisinei wapora kana kwete. 0:21:20.200,0:21:27.040 Aiziva kuti kunyange akanga aporeswa [br]kana kuti kwete, Jesu ndiye Mupodzi. 0:21:27.040,0:21:33.400 Saka, unozvinetserei? 0:21:33.400,0:21:39.520 Totaura futi nezve weakness [br]irikutaurwa nasisi. 0:21:39.520,0:21:41.040 Shoko roti hakuna mutsvene. 0:21:41.040,0:21:50.880 Chero hutera huri hwako, sezvo mutsara [br]wemunamato hauna kuvharwa, 0:21:50.880,0:22:03.720 utera ihwohwo ibetsero yomudzimu [br]inokuswededza pedyo naMwari, 0:22:03.720,0:22:11.080 ukamhanya kuna Mwari, tenda zvakanyanya, [br]iva nekutenda kwakakwana. 0:22:11.080,0:22:13.960 Nokuti une kutenda asi kusina kukwana. 0:22:13.960,0:22:16.960 Asi utera hunozoita kuti uve [br]nerutendo rwakakwana. 0:22:18.560,0:22:19.920 Ndinokutendai, Jesu Kristu. 0:22:19.920,0:22:21.680 Ndaida message iyo. 0:22:21.680,0:22:25.560 Ini ndainyanya kuda muchikamu chekutanga [br]umo Muporofita T.B. Joshua akati 0:22:25.560,0:22:29.760 chinodiwa naMwari muvaki wehukama. 0:22:29.760,0:22:32.680 Nokuti ndizvo zvazviri, vanhu vaMwari. 0:22:32.680,0:22:38.600 0:22:38.600,0:22:41.240 0:22:41.240,0:22:45.360 0:22:45.360,0:22:51.760 0:22:51.760,0:23:02.840 0:23:02.840,0:23:11.320 0:23:11.320,0:23:14.080 0:23:14.080,0:23:20.480 0:23:20.480,0:23:26.600 0:23:26.600,0:23:28.960 0:23:28.960,0:23:35.080 0:23:35.080,0:23:42.240 0:23:42.240,0:23:48.680 0:23:48.680,0:23:52.400 0:23:52.400,0:23:57.400 0:23:57.400,0:23:59.880 0:23:59.880,0:24:05.720 0:24:05.720,0:24:13.440 0:24:13.440,0:24:18.600 0:24:18.600,0:24:23.240 0:24:23.240,0:24:29.640 0:24:29.640,0:24:31.920 0:24:31.920,0:24:36.600 0:24:36.600,0:24:41.560 0:24:41.560,0:24:48.920 0:24:48.920,0:24:55.000 0:24:55.000,0:25:00.320 0:25:00.320,0:25:05.760 0:25:05.760,0:25:12.040 0:25:12.040,0:25:15.720 0:25:15.720,0:25:21.560 0:25:21.560,0:25:26.240 0:25:26.240,0:25:29.520 0:25:29.520,0:25:36.080 0:25:36.080,0:25:40.000 0:25:40.000,0:25:44.120 0:25:44.120,0:25:45.320 0:25:45.320,0:25:49.840 0:25:49.840,0:25:52.480 0:25:52.480,0:25:56.000 0:25:56.000,0:26:00.920 0:26:00.920,0:26:03.880 0:26:03.880,0:26:08.440 0:26:08.440,0:26:11.880 0:26:11.880,0:26:19.440