WEBVTT 00:00:00.000 --> 00:00:05.840 Wanga uchitsanya asi hapana chinoratidza. 00:00:05.840 --> 00:00:07.800 Edza izvi kubva nhasi. 00:00:07.800 --> 00:00:13.520 Mwari wangu. Uchauya pano kuzopupura! 00:00:15.440 --> 00:00:19.880 Nyasha nerugare ngazvive nemi mose muzita raJesu guru 00:00:19.880 --> 00:00:25.440 uye tinokugashirai kune imwe nhepfenuro 'Nhaka Inogara Pamusoro'. 00:00:25.440 --> 00:00:30.880 Zvino, nhasi tichange tichikuunzirai zvikamu zviviri zveMuporofita T.B. Joshua 00:00:30.880 --> 00:00:37.320 kutaura nezvenyaya yakakosha uye inodzidzisa 00:00:37.320 --> 00:00:41.480 zvandinotenda zvichabatsira chaizvo hupenyu hwako hwechiKristu. 00:00:41.480 --> 00:00:44.520 Chikamu chekutanga chinotorwa kubva pakati pemharidzo 00:00:44.520 --> 00:00:49.480 uyezve chikamu chechipiri chinotorwa kubva pakati peuchapupu 00:00:49.480 --> 00:00:53.520 kubva kune mukadzi wekuSouth Africa akagamuchira rusununguko 00:00:53.520 --> 00:00:59.400 kubva kumweya wakaipa wakamupinza muhupenyu hwehuroyi. 00:00:59.400 --> 00:01:04.800 Uye apo Muporofita TB Joshua akanga achiteerera kupupura kwake, 00:01:04.800 --> 00:01:09.640 akashandisa zvakaitika muupenyu hwake somukana 00:01:09.640 --> 00:01:15.440 kudzidzisa vanhu musimboti uyu wepamweya unokosha. 00:01:15.440 --> 00:01:21.240 Saka, komborerwa izvozvi paunodzidza nezverudzi rwemunamato, 00:01:21.240 --> 00:01:28.640 rudzi rwekutsanya kunogara kukwezva meso aMwari. 00:01:28.640 --> 00:01:31.840 Ngatitarisei. 00:01:31.840 --> 00:01:37.240 Kana usingade kuti satan akuite nhapwa shanda pahunhu hwako. 00:01:37.240 --> 00:01:41.320 Zvinoreva kuti, kubva nhasi, usatanga kubvunza Mwari kuti, "Ndiporesei!" 00:01:41.320 --> 00:01:47.480 Namata uchipesana nekahunhu kanokuita utadze. 00:01:47.480 --> 00:01:51.120 Kubva nhasi, usatanga kuti, "Mwari, ndiropafadzei!" 00:01:51.120 --> 00:01:56.080 Namata uchipesana nekakahunhu kanokuita utadze. 00:01:56.080 --> 00:01:59.080 Kubva nhasi, usatanga kuti, “Mwari, ndidzivirirei! 00:01:59.080 --> 00:02:01.000 Vanhu vari kunditevera, kuda kundiuraya 00:02:01.000 --> 00:02:02.120 Kutambisa nguva 00:02:02.120 --> 00:02:07.080 Enda wakananga - uchipesana nekahunhu kanoita kuti utadze. 00:02:07.080 --> 00:02:10.520 Ndonzira inoshandiswa nasatan kuti akupinde, 00:02:10.520 --> 00:02:12.840 okutuka nourombo, 00:02:12.840 --> 00:02:15.160 okutuka nokushaya kugadzikana, 00:02:15.160 --> 00:02:16.720 okutuka nourwere, 00:02:16.720 --> 00:02:18.760 okutuka nechero iwe chiri kukunetsa. 00:02:18.760 --> 00:02:21.720 Anoshandisa kahunhu kanoita utadze kuti akupinde. 00:02:21.720 --> 00:02:29.040 Ukavhara ipapo, satani haachakwanisi kupinda. 00:02:29.040 --> 00:02:38.920 Mukoma huyai henyu. Ndichakuvhiringa nhasi nekuti unondivhiringidza! 00:02:38.920 --> 00:02:45.640 Mira pano. Hama mira pano. 00:02:45.640 --> 00:02:51.040 Mira pano. 00:02:51.040 --> 00:02:59.480 Murume uyu achapfuura pano achiuya kwandiri. 00:02:59.480 --> 00:03:05.280 Asi kana vaviri vedu vakavhara, hapana nzira yekuti apfuure. 00:03:05.280 --> 00:03:18.320 Zvinoreva kuti unorarama mukuzara - hupenyu huzhinji. 00:03:18.320 --> 00:03:21.880 Chii chakanaka kuvhara ichi. 00:03:21.880 --> 00:03:23.600 Ndokahunhu kanoita utadze 00:03:23.600 --> 00:03:31.040 Apa ndipo panopinda kahunhu kakaipa, kuti murume uyu apinde apa auye 00:03:31.040 --> 00:03:33.640 kokutambudzika nourombo; 00:03:33.640 --> 00:03:35.400 kokutambudza nourwere, 00:03:35.400 --> 00:03:43.280 kokutambudza nemhingampinji nekushaya nekushaya mbereko chingava chii 00:03:43.280 --> 00:03:45.440 Iyi ndiyo nzira yokupfuura nayo 00:03:45.440 --> 00:03:51.920 Pane kudaro, mumwe anotanga kuti, "Mwari, ndiporesei!" 00:03:51.920 --> 00:03:54.560 Zvine musoro here kuti, “Mwari, ndiporesei”? 00:03:54.560 --> 00:04:03.960 Sei usingakwanise kuvhara nzira kuti uve nehupenyu hwakawanda 00:04:03.960 --> 00:04:05.880 Asi tinoramba tichiti, "Ndiporesei!" 00:04:05.880 --> 00:04:07.400 Uchirwara unoti ndiporesei! 00:04:07.400 --> 00:04:09.880 Kana uri murombo unoti, Ndiropafadzei! 00:04:09.880 --> 00:04:13.000 Kana usingabereki, unoti: Ndiropafadzei nechibereko chedumbu; 00:04:13.000 --> 00:04:17.080 Aihwa! Mwari anoziva; Anoziva mamiriro ako ezvinhu. 00:04:17.080 --> 00:04:20.400 Paunotanga kuudza Mwari, "Ndinoda kuendako" - 00:04:20.400 --> 00:04:24.280 zvinoreva kuti unoti mwari wako ibofu. 00:04:24.280 --> 00:04:27.440 Akakusika anokuziva. 00:04:27.440 --> 00:04:30.480 Anoziva chimiro chako. Anoziva pfungwa dzako. 00:04:30.480 --> 00:04:34.520 Uye iwe zvino uri kuti kwaari, "Ndiri murombo - ndiropafadzei!" 00:04:34.520 --> 00:04:36.720 Zvine musoro here? 00:04:36.720 --> 00:04:43.680 Zvatiri kutaura izvozvi - kuzviita uye kugadzirisa hupenyu hwako ... 00:04:43.680 --> 00:04:46.400 Unofanira kuenderana nehupenyu hwako. 00:04:46.400 --> 00:04:52.080 Upenyu hwakawanda hwakaparadzaniswa noMusiki. 00:04:52.080 --> 00:05:03.160 Kubva nhasi, tanga kunamata uchipesana nekahunhu kanoita utadze 00:05:03.160 --> 00:05:08.560 Izvi ndizvo zvakanga zvichiudzwa Apostora Pauro naMwari. 00:05:08.560 --> 00:05:16.840 Katatu, akauya kuna Mwari achiti: ‘Ndiporesei! Ndine munzwa munyama yangu!' 00:05:16.840 --> 00:05:20.040 Nguva imwe neimwe, Ishe vakati, "Nyasha dzangu dzakakukwanira." 00:05:20.040 --> 00:05:30.520 Izvi zvinoreva kuti, 'Kururama kwangu kwakakukwanira.' 00:05:30.520 --> 00:05:35.240 Pauro paaiti, 'Poresei', Mwari akati, 'Nyasha dzangu dzakakukwanirai.' 00:05:35.240 --> 00:05:44.320 Zvinoreva kuti, ‘Tanga kutsvaka Umambo. zvimwe zvose zvichawedzerwa.' 00:05:44.320 --> 00:05:53.280 Mwari akashandisa Pauro semuenzaniso kune isu tose. 00:05:53.280 --> 00:05:56.960 Hatina kumbonzwa chinhu shure kweizvozvo katatu Ishe akati, 00:05:56.960 --> 00:05:58.680 "Nyasha dzangu dzakakukwanira!" 00:05:58.680 --> 00:06:00.320 Hauzoone chinyorwa ichi futi 00:06:00.320 --> 00:06:06.200 Hatina kumbonzwa kuti chirwere ndicho chakauraya Pauro 00:06:06.200 --> 00:06:11.320 Uye Pauro akararama kusvika kunguva yechipikirwa yaakapiwa naMwari. 00:06:11.320 --> 00:06:15.640 Dambudziko rako nderei izvozvi? kahunhu kanoita kuti utadze. 00:06:15.640 --> 00:06:23.400 Udza muvakidzani wako, "Dambudziko rangu kahunhu ikako, kwete kuomerwa kwangu, 00:06:23.400 --> 00:06:28.600 kwete chirwere changu, kwete dambudziko rangu. 00:06:28.600 --> 00:06:32.600 Dambudziko rangu kahunhu kanoita kuti nditadze." 00:06:32.600 --> 00:06:36.320 Ndodambudziko rako iroro. 00:06:36.320 --> 00:06:41.120 Dai wanga uchinamata uchipesana neizvi nguva yese iyi, 00:06:41.120 --> 00:06:44.080 mamiriro ako haaizoramba akadai. 00:06:44.080 --> 00:06:56.800 Muchidimbu, munamato wako unofanirwa kunge uchipesana nekahunhu ikaka. 00:06:56.800 --> 00:07:00.600 "Ndiri murombo" - Mwari anoziva. 00:07:00.600 --> 00:07:04.360 "Ndiri kurwara" - Mwari anoziva. 00:07:04.360 --> 00:07:06.880 "Ini handibereki" - Mwari anoziva. 00:07:06.880 --> 00:07:09.640 Chero matambudziko aungasangana nawo, Mwari vanozviziva. 00:07:09.640 --> 00:07:12.400 Hazvina basa kuti utange kunongedza 00:07:12.400 --> 00:07:17.080 'Ndini uyu! Ndinoda izvi!' 00:07:17.080 --> 00:07:21.960 Vhara nzira inoshandiswa nasatan kukutambudza. 00:07:21.960 --> 00:07:29.880 Vimba kupinda kuri kushandiswa nasatan kukubata zvinova weakness. 00:07:29.880 --> 00:07:31.800 Anoshandisa utera hwedu kutikanganisa. 00:07:31.800 --> 00:07:33.480 Anoshandisa utera hwedu kutirwisa. 00:07:33.480 --> 00:07:36.160 Anoshandisa utera hwedu kutirova. 00:07:36.160 --> 00:07:39.760 Ndiko kupera simba. Namata uchipesana nekushaya simba kwako. 00:07:39.760 --> 00:07:46.440 Uye kana izvi zvavharwa, zvimwe zvinhu zvese zvichawedzerwa kwauri. 00:07:46.440 --> 00:07:48.520 Chinhu chimwe pamusoro pekushaya simba - 00:07:48.520 --> 00:07:52.400 paunoshamisa muromo wako, uchiti, 'Mwari, ndinotaura zvakanyanyisa! 00:07:52.400 --> 00:07:57.160 Ndipeiwo nyasha. Handidi kutaura zvakawanda.' 00:07:57.160 --> 00:08:02.680 Mushure memunamato wako, semunhu wenyama, unoda kuita zvaunenge wanamatira. 00:08:02.680 --> 00:08:05.280 Paunenge uchienda uye wave kuda kutaura zvakanyanya, 00:08:05.280 --> 00:08:12.240 ucharangarira kuti wanamata nezvazvo. 00:08:12.240 --> 00:08:16.040 Kana mumwe munhu akati, "T.B. Joshua, unoti kudii?" 00:08:16.040 --> 00:08:22.440 "Usanetsekana- ndokuona papera kanguva" 00:08:22.440 --> 00:08:24.560 Nekuti haudi kutaura zvakanyanya. 00:08:24.560 --> 00:08:31.280 Nekuti ibenzi chete rinonamatira kutaura zvakanyanya 00:08:31.280 --> 00:08:35.720 wobva wasiya munamato iwoyo wobva wataura zvakawandisa. 00:08:35.720 --> 00:08:38.120 Unonamata futi, 'Ishe, handidi kutaurisa' 00:08:38.120 --> 00:08:41.600 Panguva yaunoramba uchinamata uchipesana nekahunhu kanoita kuti utadze 00:08:41.600 --> 00:08:47.160 unofanira kutanga kurarama hupenyu hwemunamato wako. 00:08:47.160 --> 00:08:51.360 Udza muvakidzani wako kuti, "Rarama hupenyu hwemunamato wako." 00:08:51.360 --> 00:08:56.160 Ndiko kuti, zvaunotaura mumunamato wako - zvirarame. 00:08:56.160 --> 00:08:58.160 'Handidi kutaura zvakawanda.' 00:08:58.160 --> 00:09:03.280 Mushure memunamato ndichararama hupenyu hwekusanyanya kutaura. 00:09:03.280 --> 00:09:12.240 Kana uchida kutsanya, kutsanya kunounza mhinduro kubva kuna Mwari... 00:09:12.240 --> 00:09:19.200 Hautombodi kuti Mwari vashumire moyo wako kuti uende nekutsanya. 00:09:19.200 --> 00:09:23.360 Chero nguva yaunokutsanya uchipesana neutera hwako, Mwari vanokupindura. 00:09:23.360 --> 00:09:26.440 Kana ndichitaura newe, rega ndione ruoko rwako. 00:09:26.440 --> 00:09:31.800 Asi kumwe kutsanya - uri kuenda kugomo kundotsanya nokuti uri murombo 00:09:31.800 --> 00:09:33.560 Uchida kuti Mwari vakuropafadze 00:09:33.560 --> 00:09:37.360 Kana ukagara musango ukatanga kutsanya kwemazuva mana, 00:09:37.360 --> 00:09:45.120 kunyange ukatsanya makore zana, uchafira ikoko! 00:09:45.120 --> 00:09:54.360 Enda unotsanya uye unamate uchipesana neutera imhinduro yakananga! 00:09:54.360 --> 00:10:02.800 Mwari anopindura nekukurumidza nekuti Mwari anoda muvaki wehukama. 00:10:02.800 --> 00:10:05.280 Paunovaka hukama hwako - 00:10:05.280 --> 00:10:09.240 'Ndinotaurisa; Handidi kutaura zvakawanda' - zvinofadza Mwari 00:10:09.240 --> 00:10:14.520 Chinokosha kuna Mwari ukama hwedu, kwete zvatinoita. 00:10:14.520 --> 00:10:18.600 Enda uzvinyise - zvimwe zvinhu zvose zvichawedzerwa kwauri. 00:10:18.600 --> 00:10:25.160 Chero nguva yaunowana mukana wekutsanya nekuda kwehutera hwako, 00:10:25.160 --> 00:10:28.000 imhinduro yakananga. 00:10:28.000 --> 00:10:33.840 Wanga uchitsanya asi hapana chinoratidza. 00:10:33.840 --> 00:10:38.600 Edza izvi kubva nhasi. 00:10:38.600 --> 00:10:45.720 Wana zuva rekutsanya kubva mangwanani kusvika manheru nekuda kwazvo 00:10:45.720 --> 00:10:53.280 uchauya kuno kuzopupura. 00:10:53.280 --> 00:11:00.320 Hope dzauri kuita – kubudikidza neutera hwako, satan anouya kuzokurwisa. 00:11:00.320 --> 00:11:02.480 Dambudziko rauri kutarisana naro - 00:11:02.480 --> 00:11:06.920 satani anouya kubudikidza neutera wako kuzokurwisa nemweya wekuomesera. 00:11:06.920 --> 00:11:09.160 Chirwere chauri kuita izvozvi - 00:11:09.160 --> 00:11:15.040 kubudikidza nehutera hwako satani anouya kuzokurwisa nemweya wehurwere. 00:11:15.040 --> 00:11:18.760 Kushaya mbereko - kuburikidza neutera. 00:11:18.760 --> 00:11:22.800 Ndapota, ngativharei izvi. Nyengetera uchipikisana nazvo. 00:11:22.800 --> 00:11:25.240 Uyu ngauve munamato wako. 00:11:25.240 --> 00:11:35.240 Neizvi, ndinofara nehupenyu hwako. 00:11:35.720 --> 00:11:40.920 Kana munhu ari muKristu, tinoenda mberi totarisa muhupenyu hwavo - 00:11:40.920 --> 00:11:44.360 chero nzvimbo ine utera 00:11:44.360 --> 00:11:47.360 Vachava pane imwe nhanho zviri pachena. 00:11:47.360 --> 00:11:51.320 Saka, isu tichatarisa padanho iro ravari, 00:11:51.320 --> 00:11:53.720 vanonyengetera kakawanda sei? 00:11:53.720 --> 00:11:56.520 Vanotsamwa kakawanda sei? 00:11:56.520 --> 00:11:59.480 Vane ruchiva here kana umwe utera? 00:11:59.480 --> 00:12:05.440 Ikoko kunogona kuva ruchiva, kutsamwa, kusaregerera, ruvengo kana kuzvikudza 00:12:05.440 --> 00:12:08.960 Simukai 00:12:08.960 --> 00:12:13.960 Haisi dzidziso here iyi 00:12:13.960 --> 00:12:18.440 Ndosaka ndati simukai mosimukira Jesu 00:12:18.440 --> 00:12:21.800 Tichasimuka tomusiira mukana wokutaura 00:12:21.800 --> 00:12:27.440 Idzidziso huru mazvinzwa here izvo 00:12:27.440 --> 00:12:31.000 Atanga kutaura zvibereko zvose zvenyama. 00:12:31.000 --> 00:12:35.480 Ati pane imwe yavanofanira ... iyo nzvimbo. 00:12:35.480 --> 00:12:39.320 Tanga kubva pawakamira manje. 00:12:39.320 --> 00:12:44.080 Kungava kutsamwa, kuzvikudza kana kuzvitutumadza. 00:12:44.080 --> 00:12:48.280 Semuenzaniso wakanaka, munhu ane manyawi, iwe unoshandisa sei kudada ikoko? 00:12:48.280 --> 00:12:51.320 Unopinda sei pakuzvikudza? 00:12:51.320 --> 00:12:54.440 Semuenzaniso, kana dambudziko riri kudada, 00:12:54.440 --> 00:13:00.280 ipapo tichagadzira mamiriro ezvinhu anozoita kuti awedzere kudada, 00:13:00.280 --> 00:13:06.400 kutaura pamusoro pake - kubudirira kwake, zvaakawana. 00:13:06.400 --> 00:13:11.880 Munzvimbo iyoyo yekuva neutera, isu tinowedzera nzvimbo yacho, 00:13:11.880 --> 00:13:17.720 kuitira kuti mubatiswe mariri kwenguva yakakwana toita zvatinoda. 00:13:17.720 --> 00:13:21.440 Hombererai Jesu Kirisitu 00:13:21.440 --> 00:13:23.360 Mazvinzwa here izvo 00:13:23.360 --> 00:13:27.400 Vanoshandisa kkuzvitutumadza kwako kuti vakupinde 00:13:27.400 --> 00:13:32.840 zvobva zvaita kuti kuzvitutumadza nokuzvikudza kwako zviwedzere 00:13:32.840 --> 00:13:47.880 Ndozvoga zvodiwa kuti uwire mumambure avo. 00:13:47.880 --> 00:13:49.920 Enderera mberi 00:13:49.920 --> 00:13:52.440 Tobva tashandisa izvozvo 00:13:52.440 --> 00:13:57.000 Uchiri wakatarisana noutera wako 00:13:57.000 --> 00:14:00.480 isu tobva tapinda toita zvatinoda. 00:14:00.480 --> 00:14:01.800 Ipapo tinenge takuwanikidza 00:14:01.800 --> 00:14:03.240 Moda kuita sei 00:14:03.240 --> 00:14:08.240 Sei ipapa tinenge tichida kuputsa muchato. 00:14:08.240 --> 00:14:13.160 Ehe, tinenge tichida kuti murume uyu arambane nemudzimai wake 00:14:13.160 --> 00:14:18.760 obva aroora sisi varikutibhadhara kuti vadiwe 00:14:18.760 --> 00:14:21.560 Saka makatombobuirira here kuvakawanda muchidai 00:14:21.560 --> 00:14:25.560 Takabudirira kakawandisa 00:14:25.560 --> 00:14:27.880 Kuva Kirisitu sevava? 00:14:27.880 --> 00:14:30.760 Hongu seivava 00:14:30.760 --> 00:14:36.320 Manzwa zvaataura? 00:14:36.320 --> 00:14:41.680 Arikushandisa shoko raMwari - hakuna mutsvene chero mumwe zvake. 00:14:41.680 --> 00:14:44.320 Ndiyo angle yavari kushandisa. 00:14:44.320 --> 00:14:54.000 Tarisa zvakataurwa naPauro, "Kana ndine utera, ndipo pandine simba." 00:14:54.000 --> 00:15:01.360 Mumusangano wedu wekupedzisira, ndakashandisa izwi rekuti 'kutambudzika'. 00:15:01.360 --> 00:15:08.080 Matambudziko edu akaitirwa kutibatsira pakunamata. 00:15:08.080 --> 00:15:17.040 Uye ndakazvitsanangura ndichiti - isu dzimwe nguva tinoedzwa 00:15:17.040 --> 00:15:22.880 kuti tidzidze kunyengetera zvikuru. 00:15:22.880 --> 00:15:29.680 Zvino, zvaari kutaura ndezvekuti kudada ikoko kuri kushaya simba kwako, 00:15:29.680 --> 00:15:34.000 uye mutsara wako wekunamatira uchiripo, 00:15:34.000 --> 00:15:38.840 00:15:38.840 --> 00:15:45.440 00:15:45.440 --> 00:15:48.400 00:15:48.400 --> 00:15:54.240 00:15:54.240 --> 00:15:57.640 00:15:57.640 --> 00:16:02.040 00:16:02.040 --> 00:16:07.880 00:16:07.880 --> 00:16:19.000 00:16:19.000 --> 00:16:27.360 00:16:27.360 --> 00:16:34.120 00:16:34.120 --> 00:16:41.720 00:16:41.720 --> 00:16:44.200 00:16:44.200 --> 00:16:50.840 00:16:50.840 --> 00:16:59.960 00:16:59.960 --> 00:17:04.920 00:17:04.920 --> 00:17:07.480 00:17:07.480 --> 00:17:14.120 00:17:14.120 --> 00:17:18.040 00:17:18.040 --> 00:17:27.000 00:17:27.000 --> 00:17:36.320 00:17:36.320 --> 00:17:40.840 00:17:40.840 --> 00:17:46.080 00:17:46.080 --> 00:17:56.000 00:17:56.000 --> 00:18:00.400 00:18:00.400 --> 00:18:06.920 00:18:06.920 --> 00:18:11.960 00:18:11.960 --> 00:18:22.800 00:18:22.800 --> 00:18:24.560 00:18:24.560 --> 00:18:32.360 00:18:32.360 --> 00:18:38.680 00:18:38.680 --> 00:18:39.880 00:18:39.880 --> 00:18:44.280 00:18:44.280 --> 00:18:50.440 00:18:50.440 --> 00:18:54.720 00:18:54.720 --> 00:19:00.640 00:19:00.640 --> 00:19:03.720 00:19:03.720 --> 00:19:05.520 00:19:05.520 --> 00:19:09.280 00:19:09.280 --> 00:19:14.000 00:19:14.000 --> 00:19:20.560 00:19:20.560 --> 00:19:31.480 00:19:31.480 --> 00:19:38.800 00:19:38.800 --> 00:19:42.280 00:19:42.280 --> 00:19:45.200 00:19:45.200 --> 00:19:48.720 00:19:48.720 --> 00:19:51.920 00:19:51.920 --> 00:19:55.480 00:19:55.480 --> 00:20:01.160 00:20:01.160 --> 00:20:09.840 00:20:09.840 --> 00:20:19.080 00:20:19.080 --> 00:20:24.400 00:20:24.400 --> 00:20:28.920 00:20:28.920 --> 00:20:34.240 00:20:34.240 --> 00:20:37.960 00:20:37.960 --> 00:20:43.520 00:20:43.520 --> 00:20:48.480 00:20:48.480 --> 00:20:55.200 00:20:55.200 --> 00:21:00.640 00:21:00.640 --> 00:21:04.240 00:21:04.240 --> 00:21:06.960 00:21:06.960 --> 00:21:10.160 00:21:10.160 --> 00:21:14.000 00:21:14.000 --> 00:21:20.200 00:21:20.200 --> 00:21:27.040 00:21:27.040 --> 00:21:33.400 00:21:33.400 --> 00:21:39.520 00:21:39.520 --> 00:21:41.040 00:21:41.040 --> 00:21:50.880 00:21:50.880 --> 00:22:03.720 00:22:03.720 --> 00:22:11.080 00:22:11.080 --> 00:22:13.960 00:22:13.960 --> 00:22:16.960 00:22:18.560 --> 00:22:19.920 00:22:19.920 --> 00:22:21.680 00:22:21.680 --> 00:22:25.560 00:22:25.560 --> 00:22:29.760 00:22:29.760 --> 00:22:32.680 00:22:32.680 --> 00:22:38.600 00:22:38.600 --> 00:22:41.240 00:22:41.240 --> 00:22:45.360 00:22:45.360 --> 00:22:51.760 00:22:51.760 --> 00:23:02.840 00:23:02.840 --> 00:23:11.320 00:23:11.320 --> 00:23:14.080 00:23:14.080 --> 00:23:20.480 00:23:20.480 --> 00:23:26.600 00:23:26.600 --> 00:23:28.960 00:23:28.960 --> 00:23:35.080 00:23:35.080 --> 00:23:42.240 00:23:42.240 --> 00:23:48.680 00:23:48.680 --> 00:23:52.400 00:23:52.400 --> 00:23:57.400 00:23:57.400 --> 00:23:59.880 00:23:59.880 --> 00:24:05.720 00:24:05.720 --> 00:24:13.440 00:24:13.440 --> 00:24:18.600 00:24:18.600 --> 00:24:23.240 00:24:23.240 --> 00:24:29.640 00:24:29.640 --> 00:24:31.920 00:24:31.920 --> 00:24:36.600 00:24:36.600 --> 00:24:41.560 00:24:41.560 --> 00:24:48.920 00:24:48.920 --> 00:24:55.000 00:24:55.000 --> 00:25:00.320 00:25:00.320 --> 00:25:05.760 00:25:05.760 --> 00:25:12.040 00:25:12.040 --> 00:25:15.720 00:25:15.720 --> 00:25:21.560 00:25:21.560 --> 00:25:26.240 00:25:26.240 --> 00:25:29.520 00:25:29.520 --> 00:25:36.080 00:25:36.080 --> 00:25:40.000 00:25:40.000 --> 00:25:44.120 00:25:44.120 --> 00:25:45.320 00:25:45.320 --> 00:25:49.840 00:25:49.840 --> 00:25:52.480 00:25:52.480 --> 00:25:56.000 00:25:56.000 --> 00:26:00.920 00:26:00.920 --> 00:26:03.880 00:26:03.880 --> 00:26:08.440 00:26:08.440 --> 00:26:11.880 00:26:11.880 --> 00:26:19.440