1 00:00:00,000 --> 00:00:05,840 Wanga uchitsanya asi hapana chinoratidza. 2 00:00:05,840 --> 00:00:07,800 Edza izvi kubva nhasi. 3 00:00:07,800 --> 00:00:13,520 Mwari wangu. Uchauya pano kuzopupura! 4 00:00:15,440 --> 00:00:19,880 Nyasha nerugare ngazvive nemi mose muzita raJesu guru 5 00:00:19,880 --> 00:00:25,440 uye tinokugashirai kune imwe nhepfenuro 'Nhaka Inogara Pamusoro'. 6 00:00:25,440 --> 00:00:30,880 Zvino, nhasi tichange tichikuunzirai zvikamu zviviri zveMuporofita T.B. Joshua 7 00:00:30,880 --> 00:00:37,320 kutaura nezvenyaya yakakosha uye inodzidzisa 8 00:00:37,320 --> 00:00:41,480 zvandinotenda zvichabatsira chaizvo hupenyu hwako hwechiKristu. 9 00:00:41,480 --> 00:00:44,520 Chikamu chekutanga chinotorwa kubva pakati pemharidzo 10 00:00:44,520 --> 00:00:49,480 uyezve chikamu chechipiri chinotorwa kubva pakati peuchapupu 11 00:00:49,480 --> 00:00:53,520 kubva kune mukadzi wekuSouth Africa akagamuchira rusununguko 12 00:00:53,520 --> 00:00:59,400 kubva kumweya wakaipa wakamupinza muhupenyu hwehuroyi. 13 00:00:59,400 --> 00:01:04,800 Uye apo Muporofita TB Joshua akanga achiteerera kupupura kwake, 14 00:01:04,800 --> 00:01:09,640 akashandisa zvakaitika muupenyu hwake somukana 15 00:01:09,640 --> 00:01:15,440 kudzidzisa vanhu musimboti uyu wepamweya unokosha. 16 00:01:15,440 --> 00:01:21,240 Saka, komborerwa izvozvi paunodzidza nezverudzi rwemunamato, 17 00:01:21,240 --> 00:01:28,640 rudzi rwekutsanya kunogara kukwezva meso aMwari. 18 00:01:28,640 --> 00:01:31,840 Ngatitarisei. 19 00:01:31,840 --> 00:01:37,240 Kana usingade kuti satan akuite nhapwa shanda pahunhu hwako. 20 00:01:37,240 --> 00:01:41,320 Zvinoreva kuti, kubva nhasi, usatanga kubvunza Mwari kuti, "Ndiporesei!" 21 00:01:41,320 --> 00:01:47,480 Namata uchipesana nekahunhu kanokuita utadze. 22 00:01:47,480 --> 00:01:51,120 Kubva nhasi, usatanga kuti, "Mwari, ndiropafadzei!" 23 00:01:51,120 --> 00:01:56,080 Namata uchipesana nekakahunhu kanokuita utadze. 24 00:01:56,080 --> 00:01:59,080 Kubva nhasi, usatanga kuti, “Mwari, ndidzivirirei! 25 00:01:59,080 --> 00:02:01,000 Vanhu vari kunditevera, kuda kundiuraya 26 00:02:01,000 --> 00:02:02,120 Kutambisa nguva 27 00:02:02,120 --> 00:02:07,080 Enda wakananga - uchipesana nekahunhu kanoita kuti utadze. 28 00:02:07,080 --> 00:02:10,520 Ndonzira inoshandiswa nasatan kuti akupinde, 29 00:02:10,520 --> 00:02:12,840 okutuka nourombo, 30 00:02:12,840 --> 00:02:15,160 okutuka nokushaya kugadzikana, 31 00:02:15,160 --> 00:02:16,720 okutuka nourwere, 32 00:02:16,720 --> 00:02:18,760 okutuka nechero iwe chiri kukunetsa. 33 00:02:18,760 --> 00:02:21,720 Anoshandisa kahunhu kanoita utadze kuti akupinde. 34 00:02:21,720 --> 00:02:29,040 Ukavhara ipapo, satani haachakwanisi kupinda. 35 00:02:29,040 --> 00:02:38,920 Mukoma huyai henyu. Ndichakuvhiringa nhasi nekuti unondivhiringidza! 36 00:02:38,920 --> 00:02:45,640 Mira pano. Hama mira pano. 37 00:02:45,640 --> 00:02:51,040 Mira pano. 38 00:02:51,040 --> 00:02:59,480 Murume uyu achapfuura pano achiuya kwandiri. 39 00:02:59,480 --> 00:03:05,280 Asi kana vaviri vedu vakavhara, hapana nzira yekuti apfuure. 40 00:03:05,280 --> 00:03:18,320 Zvinoreva kuti unorarama mukuzara - hupenyu huzhinji. 41 00:03:18,320 --> 00:03:21,880 Chii chakanaka kuvhara ichi. 42 00:03:21,880 --> 00:03:23,600 Ndokahunhu kanoita utadze 43 00:03:23,600 --> 00:03:31,040 Apa ndipo panopinda kahunhu kakaipa, kuti murume uyu apinde apa auye 44 00:03:31,040 --> 00:03:33,640 kokutambudzika nourombo; 45 00:03:33,640 --> 00:03:35,400 kokutambudza nourwere, 46 00:03:35,400 --> 00:03:43,280 kokutambudza nemhingampinji nekushaya nekushaya mbereko chingava chii 47 00:03:43,280 --> 00:03:45,440 Iyi ndiyo nzira yokupfuura nayo 48 00:03:45,440 --> 00:03:51,920 Pane kudaro, mumwe anotanga kuti, "Mwari, ndiporesei!" 49 00:03:51,920 --> 00:03:54,560 Zvine musoro here kuti, “Mwari, ndiporesei”? 50 00:03:54,560 --> 00:04:03,960 Sei usingakwanise kuvhara nzira kuti uve nehupenyu hwakawanda 51 00:04:03,960 --> 00:04:05,880 Asi tinoramba tichiti, "Ndiporesei!" 52 00:04:05,880 --> 00:04:07,400 Uchirwara unoti ndiporesei! 53 00:04:07,400 --> 00:04:09,880 Kana uri murombo unoti, Ndiropafadzei! 54 00:04:09,880 --> 00:04:13,000 Kana usingabereki, unoti: Ndiropafadzei nechibereko chedumbu; 55 00:04:13,000 --> 00:04:17,080 Aihwa! Mwari anoziva; Anoziva mamiriro ako ezvinhu. 56 00:04:17,080 --> 00:04:20,400 Paunotanga kuudza Mwari, "Ndinoda kuendako" - 57 00:04:20,400 --> 00:04:24,280 zvinoreva kuti unoti mwari wako ibofu. 58 00:04:24,280 --> 00:04:27,440 Akakusika anokuziva. 59 00:04:27,440 --> 00:04:30,480 Anoziva chimiro chako. Anoziva pfungwa dzako. 60 00:04:30,480 --> 00:04:34,520 Uye iwe zvino uri kuti kwaari, "Ndiri murombo - ndiropafadzei!" 61 00:04:34,520 --> 00:04:36,720 Zvine musoro here? 62 00:04:36,720 --> 00:04:43,680 Zvatiri kutaura izvozvi - kuzviita uye kugadzirisa hupenyu hwako ... 63 00:04:43,680 --> 00:04:46,400 Unofanira kuenderana nehupenyu hwako. 64 00:04:46,400 --> 00:04:52,080 Upenyu hwakawanda hwakaparadzaniswa noMusiki. 65 00:04:52,080 --> 00:05:03,160 Kubva nhasi, tanga kunamata uchipesana nekahunhu kanoita utadze 66 00:05:03,160 --> 00:05:08,560 Izvi ndizvo zvakanga zvichiudzwa Apostora Pauro naMwari. 67 00:05:08,560 --> 00:05:16,840 Katatu, akauya kuna Mwari achiti: ‘Ndiporesei! Ndine munzwa munyama yangu!' 68 00:05:16,840 --> 00:05:20,040 Nguva imwe neimwe, Ishe vakati, "Nyasha dzangu dzakakukwanira." 69 00:05:20,040 --> 00:05:30,520 Izvi zvinoreva kuti, 'Kururama kwangu kwakakukwanira.' 70 00:05:30,520 --> 00:05:35,240 Pauro paaiti, 'Poresei', Mwari akati, 'Nyasha dzangu dzakakukwanirai.' 71 00:05:35,240 --> 00:05:44,320 Zvinoreva kuti, ‘Tanga kutsvaka Umambo. zvimwe zvose zvichawedzerwa.' 72 00:05:44,320 --> 00:05:53,280 Mwari akashandisa Pauro semuenzaniso kune isu tose. 73 00:05:53,280 --> 00:05:56,960 Hatina kumbonzwa chinhu shure kweizvozvo katatu Ishe akati, 74 00:05:56,960 --> 00:05:58,680 "Nyasha dzangu dzakakukwanira!" 75 00:05:58,680 --> 00:06:00,320 Hauzoone chinyorwa ichi futi 76 00:06:00,320 --> 00:06:06,200 77 00:06:06,200 --> 00:06:11,320 78 00:06:11,320 --> 00:06:15,640 79 00:06:15,640 --> 00:06:23,400 80 00:06:23,400 --> 00:06:28,600 81 00:06:28,600 --> 00:06:32,600 82 00:06:32,600 --> 00:06:36,320 83 00:06:36,320 --> 00:06:41,120 84 00:06:41,120 --> 00:06:44,080 85 00:06:44,080 --> 00:06:56,800 86 00:06:56,800 --> 00:07:00,600 87 00:07:00,600 --> 00:07:04,360 88 00:07:04,360 --> 00:07:06,880 89 00:07:06,880 --> 00:07:09,640 90 00:07:09,640 --> 00:07:12,400 91 00:07:12,400 --> 00:07:17,080 92 00:07:17,080 --> 00:07:21,960 93 00:07:21,960 --> 00:07:29,880 94 00:07:29,880 --> 00:07:31,800 95 00:07:31,800 --> 00:07:33,480 96 00:07:33,480 --> 00:07:36,160 97 00:07:36,160 --> 00:07:39,760 98 00:07:39,760 --> 00:07:46,440 99 00:07:46,440 --> 00:07:48,520 100 00:07:48,520 --> 00:07:52,400 101 00:07:52,400 --> 00:07:57,160 102 00:07:57,160 --> 00:08:02,680 103 00:08:02,680 --> 00:08:05,280 104 00:08:05,280 --> 00:08:12,240 105 00:08:12,240 --> 00:08:16,040 106 00:08:16,040 --> 00:08:22,440 107 00:08:22,440 --> 00:08:24,560 108 00:08:24,560 --> 00:08:31,280 109 00:08:31,280 --> 00:08:35,720 110 00:08:35,720 --> 00:08:38,120 111 00:08:38,120 --> 00:08:41,600 112 00:08:41,600 --> 00:08:47,160 113 00:08:47,160 --> 00:08:51,360 114 00:08:51,360 --> 00:08:56,160 115 00:08:56,160 --> 00:08:58,160 116 00:08:58,160 --> 00:09:03,280 117 00:09:03,280 --> 00:09:12,240 118 00:09:12,240 --> 00:09:19,200 119 00:09:19,200 --> 00:09:23,360 120 00:09:23,360 --> 00:09:26,440 121 00:09:26,440 --> 00:09:31,800 122 00:09:31,800 --> 00:09:33,560 123 00:09:33,560 --> 00:09:37,360 124 00:09:37,360 --> 00:09:45,120 125 00:09:45,120 --> 00:09:54,360 126 00:09:54,360 --> 00:10:02,800 127 00:10:02,800 --> 00:10:05,280 128 00:10:05,280 --> 00:10:09,240 129 00:10:09,240 --> 00:10:14,520 130 00:10:14,520 --> 00:10:18,600 131 00:10:18,600 --> 00:10:25,160 132 00:10:25,160 --> 00:10:28,000 133 00:10:28,000 --> 00:10:33,840 134 00:10:33,840 --> 00:10:38,600 135 00:10:38,600 --> 00:10:45,720 136 00:10:45,720 --> 00:10:53,280 137 00:10:53,280 --> 00:11:00,320 138 00:11:00,320 --> 00:11:02,480 139 00:11:02,480 --> 00:11:06,920 140 00:11:06,920 --> 00:11:09,160 141 00:11:09,160 --> 00:11:15,040 142 00:11:15,040 --> 00:11:18,760 143 00:11:18,760 --> 00:11:22,800 144 00:11:22,800 --> 00:11:25,240 145 00:11:25,240 --> 00:11:35,240 146 00:11:35,720 --> 00:11:40,920 147 00:11:40,920 --> 00:11:44,360 148 00:11:44,360 --> 00:11:47,360 149 00:11:47,360 --> 00:11:51,320 150 00:11:51,320 --> 00:11:53,720 151 00:11:53,720 --> 00:11:56,520 152 00:11:56,520 --> 00:11:59,480 153 00:11:59,480 --> 00:12:05,440 154 00:12:05,440 --> 00:12:08,960 155 00:12:08,960 --> 00:12:13,960 156 00:12:13,960 --> 00:12:18,440 157 00:12:18,440 --> 00:12:21,800 158 00:12:21,800 --> 00:12:27,440 159 00:12:27,440 --> 00:12:31,000 160 00:12:31,000 --> 00:12:35,480 161 00:12:35,480 --> 00:12:39,320 162 00:12:39,320 --> 00:12:44,080 163 00:12:44,080 --> 00:12:48,280 164 00:12:48,280 --> 00:12:51,320 165 00:12:51,320 --> 00:12:54,440 166 00:12:54,440 --> 00:13:00,280 167 00:13:00,280 --> 00:13:06,400 168 00:13:06,400 --> 00:13:11,880 169 00:13:11,880 --> 00:13:17,720 170 00:13:17,720 --> 00:13:21,440 171 00:13:21,440 --> 00:13:23,360 172 00:13:23,360 --> 00:13:27,400 173 00:13:27,400 --> 00:13:32,840 174 00:13:32,840 --> 00:13:47,880 175 00:13:47,880 --> 00:13:49,920 176 00:13:49,920 --> 00:13:52,440 177 00:13:52,440 --> 00:13:57,000 178 00:13:57,000 --> 00:14:00,480 179 00:14:00,480 --> 00:14:01,800 180 00:14:01,800 --> 00:14:03,240 181 00:14:03,240 --> 00:14:08,240 182 00:14:08,240 --> 00:14:13,160 183 00:14:13,160 --> 00:14:18,760 184 00:14:18,760 --> 00:14:21,560 185 00:14:21,560 --> 00:14:25,560 186 00:14:25,560 --> 00:14:27,880 187 00:14:27,880 --> 00:14:30,760 188 00:14:30,760 --> 00:14:36,320 189 00:14:36,320 --> 00:14:41,680 190 00:14:41,680 --> 00:14:44,320 191 00:14:44,320 --> 00:14:54,000 192 00:14:54,000 --> 00:15:01,360 193 00:15:01,360 --> 00:15:08,080 194 00:15:08,080 --> 00:15:17,040 195 00:15:17,040 --> 00:15:22,880 196 00:15:22,880 --> 00:15:29,680 197 00:15:29,680 --> 00:15:34,000 198 00:15:34,000 --> 00:15:38,840 199 00:15:38,840 --> 00:15:45,440 200 00:15:45,440 --> 00:15:48,400 201 00:15:48,400 --> 00:15:54,240 202 00:15:54,240 --> 00:15:57,640 203 00:15:57,640 --> 00:16:02,040 204 00:16:02,040 --> 00:16:07,880 205 00:16:07,880 --> 00:16:19,000 206 00:16:19,000 --> 00:16:27,360 207 00:16:27,360 --> 00:16:34,120 208 00:16:34,120 --> 00:16:41,720 209 00:16:41,720 --> 00:16:44,200 210 00:16:44,200 --> 00:16:50,840 211 00:16:50,840 --> 00:16:59,960 212 00:16:59,960 --> 00:17:04,920 213 00:17:04,920 --> 00:17:07,480 214 00:17:07,480 --> 00:17:14,120 215 00:17:14,120 --> 00:17:18,040 216 00:17:18,040 --> 00:17:27,000 217 00:17:27,000 --> 00:17:36,320 218 00:17:36,320 --> 00:17:40,840 219 00:17:40,840 --> 00:17:46,080 220 00:17:46,080 --> 00:17:56,000 221 00:17:56,000 --> 00:18:00,400 222 00:18:00,400 --> 00:18:06,920 223 00:18:06,920 --> 00:18:11,960 224 00:18:11,960 --> 00:18:22,800 225 00:18:22,800 --> 00:18:24,560 226 00:18:24,560 --> 00:18:32,360 227 00:18:32,360 --> 00:18:38,680 228 00:18:38,680 --> 00:18:39,880 229 00:18:39,880 --> 00:18:44,280 230 00:18:44,280 --> 00:18:50,440 231 00:18:50,440 --> 00:18:54,720 232 00:18:54,720 --> 00:19:00,640 233 00:19:00,640 --> 00:19:03,720 234 00:19:03,720 --> 00:19:05,520 235 00:19:05,520 --> 00:19:09,280 236 00:19:09,280 --> 00:19:14,000 237 00:19:14,000 --> 00:19:20,560 238 00:19:20,560 --> 00:19:31,480 239 00:19:31,480 --> 00:19:38,800 240 00:19:38,800 --> 00:19:42,280 241 00:19:42,280 --> 00:19:45,200 242 00:19:45,200 --> 00:19:48,720 243 00:19:48,720 --> 00:19:51,920 244 00:19:51,920 --> 00:19:55,480 245 00:19:55,480 --> 00:20:01,160 246 00:20:01,160 --> 00:20:09,840 247 00:20:09,840 --> 00:20:19,080 248 00:20:19,080 --> 00:20:24,400 249 00:20:24,400 --> 00:20:28,920 250 00:20:28,920 --> 00:20:34,240 251 00:20:34,240 --> 00:20:37,960 252 00:20:37,960 --> 00:20:43,520 253 00:20:43,520 --> 00:20:48,480 254 00:20:48,480 --> 00:20:55,200 255 00:20:55,200 --> 00:21:00,640 256 00:21:00,640 --> 00:21:04,240 257 00:21:04,240 --> 00:21:06,960 258 00:21:06,960 --> 00:21:10,160 259 00:21:10,160 --> 00:21:14,000 260 00:21:14,000 --> 00:21:20,200 261 00:21:20,200 --> 00:21:27,040 262 00:21:27,040 --> 00:21:33,400 263 00:21:33,400 --> 00:21:39,520 264 00:21:39,520 --> 00:21:41,040 265 00:21:41,040 --> 00:21:50,880 266 00:21:50,880 --> 00:22:03,720 267 00:22:03,720 --> 00:22:11,080 268 00:22:11,080 --> 00:22:13,960 269 00:22:13,960 --> 00:22:16,960 270 00:22:18,560 --> 00:22:19,920 271 00:22:19,920 --> 00:22:21,680 272 00:22:21,680 --> 00:22:25,560 273 00:22:25,560 --> 00:22:29,760 274 00:22:29,760 --> 00:22:32,680 275 00:22:32,680 --> 00:22:38,600 276 00:22:38,600 --> 00:22:41,240 277 00:22:41,240 --> 00:22:45,360 278 00:22:45,360 --> 00:22:51,760 279 00:22:51,760 --> 00:23:02,840 280 00:23:02,840 --> 00:23:11,320 281 00:23:11,320 --> 00:23:14,080 282 00:23:14,080 --> 00:23:20,480 283 00:23:20,480 --> 00:23:26,600 284 00:23:26,600 --> 00:23:28,960 285 00:23:28,960 --> 00:23:35,080 286 00:23:35,080 --> 00:23:42,240 287 00:23:42,240 --> 00:23:48,680 288 00:23:48,680 --> 00:23:52,400 289 00:23:52,400 --> 00:23:57,400 290 00:23:57,400 --> 00:23:59,880 291 00:23:59,880 --> 00:24:05,720 292 00:24:05,720 --> 00:24:13,440 293 00:24:13,440 --> 00:24:18,600 294 00:24:18,600 --> 00:24:23,240 295 00:24:23,240 --> 00:24:29,640 296 00:24:29,640 --> 00:24:31,920 297 00:24:31,920 --> 00:24:36,600 298 00:24:36,600 --> 00:24:41,560 299 00:24:41,560 --> 00:24:48,920 300 00:24:48,920 --> 00:24:55,000 301 00:24:55,000 --> 00:25:00,320 302 00:25:00,320 --> 00:25:05,760 303 00:25:05,760 --> 00:25:12,040 304 00:25:12,040 --> 00:25:15,720 305 00:25:15,720 --> 00:25:21,560 306 00:25:21,560 --> 00:25:26,240 307 00:25:26,240 --> 00:25:29,520 308 00:25:29,520 --> 00:25:36,080 309 00:25:36,080 --> 00:25:40,000 310 00:25:40,000 --> 00:25:44,120 311 00:25:44,120 --> 00:25:45,320 312 00:25:45,320 --> 00:25:49,840 313 00:25:49,840 --> 00:25:52,480 314 00:25:52,480 --> 00:25:56,000 315 00:25:56,000 --> 00:26:00,920 316 00:26:00,920 --> 00:26:03,880 317 00:26:03,880 --> 00:26:08,440 318 00:26:08,440 --> 00:26:11,880 319 00:26:11,880 --> 00:26:19,440