[Script Info] Title: [Events] Format: Layer, Start, End, Style, Name, MarginL, MarginR, MarginV, Effect, Text Dialogue: 0,0:00:00.00,0:00:02.84,Default,,0000,0000,0000,,Ndinoti sunungurwa pahurwere ihwohwo. Dialogue: 0,0:00:02.84,0:00:05.04,Default,,0000,0000,0000,,Sunungurwa kubva muusungwa ihwohwo. Dialogue: 0,0:00:05.04,0:00:07.76,Default,,0000,0000,0000,,Sunungurwa kubva mukudzvinyirirwa ikoko. Dialogue: 0,0:00:07.76,0:00:14.88,Default,,0000,0000,0000,,Sunungurwa, sunungurwa nemuzita rinesimba raJesu Kristu. Dialogue: 0,0:00:14.88,0:00:20.60,Default,,0000,0000,0000,,Tinokugashirai kuchimwe chirongwa cheMunamato. Dialogue: 0,0:00:20.60,0:00:27.84,Default,,0000,0000,0000,,Pano pa God's Heart TV Studio mu North Wales mu United Kingdom. Dialogue: 0,0:00:27.84,0:00:34.88,Default,,0000,0000,0000,,Uye neNyasha dzaMwari dzinoshamisa chokwadi chirongwa chanhasi ndeche Marudzi ose. Dialogue: 0,0:00:34.88,0:00:37.52,Default,,0000,0000,0000,,Tine Vanhu vabatana nesu kubva kumarudzi ose epasi pano Dialogue: 0,0:00:37.52,0:00:43.84,Default,,0000,0000,0000,,vachimiririra maKondinendi anobata Nyika dzinokwana kusvika makumi mashanu nenomwe. Dialogue: 0,0:00:43.84,0:00:45.92,Default,,0000,0000,0000,,Kunyange kusvika kuUkraine Dialogue: 0,0:00:45.92,0:00:51.52,Default,,0000,0000,0000,,nyika iri mundangariro dzedu neMuminamato yedu panguva ino. Dialogue: 0,0:00:51.52,0:00:57.96,Default,,0000,0000,0000,,Ndinoda kutenda mwoyo yose inotenda kuna Jesu, Dialogue: 0,0:00:57.96,0:01:03.00,Default,,0000,0000,0000,,vanotenda kuti kunyange paine chinhambwe chikuru chepanyama Dialogue: 0,0:01:03.00,0:01:05.80,Default,,0000,0000,0000,,kubva pandiri kusvika kwamuri, Dialogue: 0,0:01:05.80,0:01:11.16,Default,,0000,0000,0000,,munotenda kuti Jesu Kristu achakubatayi nhasi nenzira inokosha, Dialogue: 0,0:01:11.16,0:01:15.80,Default,,0000,0000,0000,,nokuti zvinokudza Mwari zvirokwazvo kumutenda Dialogue: 0,0:01:15.80,0:01:20.52,Default,,0000,0000,0000,,kunyange pfungwa dzese dzichipikisana naye. Dialogue: 0,0:01:20.52,0:01:25.52,Default,,0000,0000,0000,,uye Mwari vanokudza avo vanomukudza. Dialogue: 0,0:01:25.52,0:01:31.52,Default,,0000,0000,0000,,Hongu, tauya kuna Mwari nhasi tichitenda Dialogue: 0,0:01:31.52,0:01:35.36,Default,,0000,0000,0000,,kuti kuda kwavo kutinunura, Dialogue: 0,0:01:35.36,0:01:43.44,Default,,0000,0000,0000,,kuti atidzoserezve, atiraramise, atisunungure pamatambudziko ose. Dialogue: 0,0:01:43.44,0:01:50.76,Default,,0000,0000,0000,,kuda kwake ngakuitwe nokuti kuda kwake ndiwo murayiro yedu. Dialogue: 0,0:01:50.76,0:01:55.52,Default,,0000,0000,0000,,saka tirikuda kunamata pamwechete nemuzita raJesu Kristu. Dialogue: 0,0:01:55.52,0:02:03.96,Default,,0000,0000,0000,,Tisati tanamata zvakakosha kuti tidyise mweya yedu neshoko raMwari, Dialogue: 0,0:02:03.96,0:02:09.52,Default,,0000,0000,0000,,sekutaura kunoita Bhaibheri mu bhuku ra Peter wekutanga , Ndima 1:23 Dialogue: 0,0:02:09.52,0:02:12.00,Default,,0000,0000,0000,,kuti shoko raMwari imhodzi, Dialogue: 0,0:02:12.00,0:02:19.20,Default,,0000,0000,0000,,imhodzi isingaori inopinda mumwoyo yedu Dialogue: 0,0:02:19.20,0:02:22.20,Default,,0000,0000,0000,,uye inokonzera kuti kutenda kwedu kukure. Dialogue: 0,0:02:22.20,0:02:27.08,Default,,0000,0000,0000,,Zvino, cherechedzai izvi, ndinoti inopinda mumwoyo yenyu, Dialogue: 0,0:02:27.08,0:02:31.08,Default,,0000,0000,0000,,mwoyo wako ndiwo unobva wasangana naMwari Dialogue: 0,0:02:31.08,0:02:36.84,Default,,0000,0000,0000,,Ndosaka kutenda hakurevi kutevedzera zvinoitwa nemumwe munhu. Dialogue: 0,0:02:36.84,0:02:38.48,Default,,0000,0000,0000,,kana kutevedzera mumwe munhu. Dialogue: 0,0:02:38.48,0:02:45.96,Default,,0000,0000,0000,,kutenda kunofanhira kusumuka kubva mukati memwoyo wako, kunofanhira kubuda kubva mumwoyo mako. Dialogue: 0,0:02:45.96,0:02:47.60,Default,,0000,0000,0000,,zvichibva pashoko raMwari. Dialogue: 0,0:02:47.60,0:02:52.64,Default,,0000,0000,0000,,saka mubvunzo wangu kwauri nhasi ndeuyu, Dialogue: 0,0:02:52.64,0:02:57.20,Default,,0000,0000,0000,,mwoyo wako wakamirasei ? Dialogue: 0,0:02:57.20,0:02:59.92,Default,,0000,0000,0000,,Zvibvunze mubvunzo iwoyo izvozvi. Dialogue: 0,0:02:59.92,0:03:03.80,Default,,0000,0000,0000,,mwoyo wako wakamirasei ? Dialogue: 0,0:03:03.80,0:03:08.60,Default,,0000,0000,0000,,nokuti ndaona kuti vanhu vakawanda nhasi uno vanotsvaka Mwari, Dialogue: 0,0:03:08.60,0:03:12.36,Default,,0000,0000,0000,,vanotsvaka chiso chaMwari kuti vazorore kubva mumatambudziko avo, Dialogue: 0,0:03:12.36,0:03:15.48,Default,,0000,0000,0000,,kubva mumatambudziko avo, kubva mukuremerwa kwavo, Dialogue: 0,0:03:15.48,0:03:21.36,Default,,0000,0000,0000,,asi mwoyo yavo haina kugadzikana, moyo yavo yakavhiringidzika, Dialogue: 0,0:03:21.36,0:03:25.20,Default,,0000,0000,0000,,mwoyo yavo irikunetsekana Dialogue: 0,0:03:25.20,0:03:34.00,Default,,0000,0000,0000,,asi Jesu Kristu vakati kwatiri mubhuku ra Johane 14: 1,27 Dialogue: 0,0:03:34.00,0:03:39.12,Default,,0000,0000,0000,,Mwoyo yenyu ngairege kumanikidzwa. Dialogue: 0,0:03:39.12,0:03:42.04,Default,,0000,0000,0000,,zvino hazvireve kuti hapachazove nedambudziko. Dialogue: 0,0:03:42.04,0:03:44.64,Default,,0000,0000,0000,,havana kutaura kuti hauchazofe wakasangana nedambudziko, Dialogue: 0,0:03:44.64,0:03:52.52,Default,,0000,0000,0000,,asi kuti usaregedze moyo wako uchinetsekana, zvichireva kuti semukristu Dialogue: 0,0:03:52.52,0:03:56.92,Default,,0000,0000,0000,,hongu pane zvikonzero zvekunetsekana Dialogue: 0,0:03:56.92,0:04:02.76,Default,,0000,0000,0000,,asi panewo zvikonzero zvikuru zvekuti usanetsekane. Dialogue: 0,0:04:02.76,0:04:06.32,Default,,0000,0000,0000,,kunyange kwose kwose kune kusagadzikana, Dialogue: 0,0:04:06.32,0:04:11.64,Default,,0000,0000,0000,,tarisa mamiriro akaita nyika, hakuna zororo. Dialogue: 0,0:04:11.64,0:04:17.76,Default,,0000,0000,0000,,asi semuKristu, mwoyo wako ngauzorore Dialogue: 0,0:04:17.76,0:04:22.16,Default,,0000,0000,0000,,mukuziva kuti Mwari vanewe. Dialogue: 0,0:04:22.16,0:04:28.96,Default,,0000,0000,0000,,sekutaura kwa Isaya 41:10, hongu panyika pachava nenhamo hongu, Dialogue: 0,0:04:28.96,0:04:34.32,Default,,0000,0000,0000,,asi semukristu moyo wako ngauve parunyararo Dialogue: 0,0:04:34.32,0:04:41.32,Default,,0000,0000,0000,,mukuziva kuti Mwari ari kwauri (VaRoma 8:31). Dialogue: 0,0:04:41.32,0:04:48.12,Default,,0000,0000,0000,,kunyange madutu ehupenyu achitenderera, achikupoterera Dialogue: 0,0:04:48.12,0:04:55.44,Default,,0000,0000,0000,,mwoyo wako ngaugare uri muruzivo rwechipikirwa ichocho chaMwari Dialogue: 0,0:04:55.44,0:05:00.60,Default,,0000,0000,0000,,kuti havazombokusiya kana kukurasa. Dialogue: 0,0:05:00.60,0:05:07.60,Default,,0000,0000,0000,,sezvinoreva rugwaro mubhuku ravaHebheru 13:5. Dialogue: 0,0:05:07.60,0:05:15.96,Default,,0000,0000,0000,,saka vanhu vaMwari dzikamisai mwoyo yenyu, tarisai pana Jesu Kristu, Dialogue: 0,0:05:15.96,0:05:20.32,Default,,0000,0000,0000,,kwete mamiriro ako, kwete dambudziko rako, kwete dutu rako, Dialogue: 0,0:05:20.32,0:05:22.12,Default,,0000,0000,0000,,Tarisa kuna Jesu. Dialogue: 0,0:05:22.12,0:05:26.56,Default,,0000,0000,0000,,Rangarira vimbiso yake kwatiri, mubhuku raMateu 11:28. Dialogue: 0,0:05:26.56,0:05:30.20,Default,,0000,0000,0000,,Jesu anoti, Huyai kwandiri Dialogue: 0,0:05:30.20,0:05:37.00,Default,,0000,0000,0000,,vose vakaremerwa, ndinokupayi zororo. Dialogue: 0,0:05:37.00,0:05:40.40,Default,,0000,0000,0000,,kana Mwari vakativimbisa zororo Dialogue: 0,0:05:40.40,0:05:46.72,Default,,0000,0000,0000,,hapana chikonzero chekuti mwoyo yedu isazorore. Dialogue: 0,0:05:46.72,0:05:51.84,Default,,0000,0000,0000,,Tinongoda kungoziva chokwadi ichi, Dialogue: 0,0:05:51.84,0:05:55.40,Default,,0000,0000,0000,,pinda mukuwirirana neshoko raMwari. Dialogue: 0,0:05:55.40,0:05:57.40,Default,,0000,0000,0000,,saka ikozvino ndinoda kuti upupure izvi, Dialogue: 0,0:05:57.40,0:06:03.32,Default,,0000,0000,0000,,Ndinoda kuti uti: Ndinobvumirana neshoko raMwari. Dialogue: 0,0:06:03.32,0:06:08.52,Default,,0000,0000,0000,,Ini handibvumirani nechero mamiriro, chero mamiriro Dialogue: 0,0:06:08.52,0:06:11.00,Default,,0000,0000,0000,,anopokana neshoko raMwari. Dialogue: 0,0:06:11.00,0:06:14.44,Default,,0000,0000,0000,,Revesa nemwoyo wako wose. Dialogue: 0,0:06:14.44,0:06:20.20,Default,,0000,0000,0000,,kupupura kwemuromo wako ngakubvumirane nemwoyo wako Dialogue: 0,0:06:20.20,0:06:25.36,Default,,0000,0000,0000,,naikoko kubvumirana kwemwoyo wako , ikozvino Dialogue: 0,0:06:25.36,0:06:28.84,Default,,0000,0000,0000,,yavanguva yekunamata. Dialogue: 0,0:06:28.84,0:06:32.36,Default,,0000,0000,0000,,mwoyo wako unofanhira kuwirirana naMwari. Dialogue: 0,0:06:32.36,0:06:35.24,Default,,0000,0000,0000,,mwoyo wako unofanhira kubvumirana naMwari. Dialogue: 0,0:06:35.24,0:06:39.24,Default,,0000,0000,0000,,mwoyo wako unofanhira kuva wakasununguka, wakasungunuka pakugumburwa, Dialogue: 0,0:06:39.24,0:06:43.76,Default,,0000,0000,0000,,usina shungu, usina marwadzo ekare. Dialogue: 0,0:06:43.76,0:06:47.24,Default,,0000,0000,0000,,izvi zvipingaidzo zvinomira pakati pako naMwari. Dialogue: 0,0:06:47.24,0:06:51.36,Default,,0000,0000,0000,,Izvozvi, siya zvakapfuura zvako, siya zvekare zvako, Dialogue: 0,0:06:51.36,0:06:55.84,Default,,0000,0000,0000,,uye gadzirira kugamuchira kubva kuna Jesu izvozvi. Dialogue: 0,0:06:55.84,0:07:03.40,Default,,0000,0000,0000,,chero kukanganisa kumire pakati pako nezvipikirwa zvaMwari, Dialogue: 0,0:07:03.40,0:07:07.52,Default,,0000,0000,0000,,regererwa nemuzita raJesu Kristu. Dialogue: 0,0:07:07.52,0:07:17.64,Default,,0000,0000,0000,,[Shanduro yeSpanish] Dialogue: 0,0:07:17.64,0:07:22.36,Default,,0000,0000,0000,,Rusvingo urwu rwuri pakati pemwoyo wako neMweya waMwari, Dialogue: 0,0:07:22.36,0:07:29.68,Default,,0000,0000,0000,,ngarubve izvezvi, ngarubve izvezvi, ngarubve izvezvi. Dialogue: 0,0:07:29.68,0:07:37.36,Default,,0000,0000,0000,,[Shanduro yeSpanish] Dialogue: 0,0:07:37.36,0:07:41.48,Default,,0000,0000,0000,,Izvezvi nesimba muzita raJesu Kristu, Dialogue: 0,0:07:41.48,0:07:44.52,Default,,0000,0000,0000,,sunungurwa muzita raJesu. Dialogue: 0,0:07:44.52,0:07:51.16,Default,,0000,0000,0000,,[Shanduro yechiSpanish] Dialogue: 0,0:07:51.16,0:07:55.92,Default,,0000,0000,0000,,Ndinoti sunungurwa pahurwere ihwohwo, sunungurwa kubva muhubatwa ihwohwo Dialogue: 0,0:07:55.92,0:07:58.76,Default,,0000,0000,0000,,Sunungurwa kubva mukumbunyikidzwa uku Dialogue: 0,0:07:58.76,0:08:02.32,Default,,0000,0000,0000,,Sunungurwa, sunungurwa, sunungurwa Dialogue: 0,0:08:02.32,0:08:04.96,Default,,0000,0000,0000,,nemuzita rine simba raJesu Kristu. Dialogue: 0,0:08:04.96,0:08:12.64,Default,,0000,0000,0000,,[Shanduro yeSpanish] Dialogue: 0,0:08:12.64,0:08:19.92,Default,,0000,0000,0000,,Ikozvino, ndinoraira mweya yose irikubata muhupenyu hwako Dialogue: 0,0:08:19.92,0:08:25.64,Default,,0000,0000,0000,,kuti ngaibude nezita ra Jesu Kristu, Dialogue: 0,0:08:25.64,0:08:31.80,Default,,0000,0000,0000,,ngaibude izvezvi, ngaibude mumuviri wako, ngaibude mukati mako, ngaibude mukati menhengo dzako. Dialogue: 0,0:08:31.80,0:08:33.48,Default,,0000,0000,0000,,Ngaibude izvezvi. Dialogue: 0,0:08:33.48,0:08:48.24,Default,,0000,0000,0000,,[Shanduro yeSpanish] Dialogue: 0,0:08:48.24,0:08:52.20,Default,,0000,0000,0000,,Rutsa izvezvi, rutsa urwere ihwohwo, rutsa muchetura iwoyo. Dialogue: 0,0:08:52.20,0:08:55.68,Default,,0000,0000,0000,,Rutsa hubatwa ihwohwo, rutsa zvibude mukati memuviri wako izvezvi. Dialogue: 0,0:08:55.68,0:08:58.48,Default,,0000,0000,0000,,Iwe chirwere, iwe chirwere, Dialogue: 0,0:08:58.48,0:09:01.08,Default,,0000,0000,0000,,Ndati buda nezita raJesu. Dialogue: 0,0:09:01.08,0:09:06.12,Default,,0000,0000,0000,,Buda nezita raJesu, buda izvezvi nezita rine simba raJesu Kristu. Dialogue: 0,0:09:06.12,0:09:07.88,Default,,0000,0000,0000,,Buda izvezvi Dialogue: 0,0:09:07.88,0:09:17.28,Default,,0000,0000,0000,,[Shanduro yechiSpanish] Dialogue: 0,0:09:17.28,0:09:20.48,Default,,0000,0000,0000,,Ikozvino, sechiito chokutenda, Dialogue: 0,0:09:20.48,0:09:24.20,Default,,0000,0000,0000,,Isa ruoko rwako pose pauri kunzwa marwadzo, Dialogue: 0,0:09:24.20,0:09:26.20,Default,,0000,0000,0000,,uri kurwadziwa panyama , Dialogue: 0,0:09:26.20,0:09:30.44,Default,,0000,0000,0000,,isa ruoko rwako ipapo izvezvi Dialogue: 0,0:09:30.44,0:09:32.12,Default,,0000,0000,0000,,zarura mwoyo wako, Dialogue: 0,0:09:32.12,0:09:39.28,Default,,0000,0000,0000,,taura kuti iwe chirwere, iwe chirwere, iwe utera, Dialogue: 0,0:09:39.28,0:09:43.76,Default,,0000,0000,0000,,buda nezita raJesu, buda izvezvi. Dialogue: 0,0:09:43.76,0:09:49.12,Default,,0000,0000,0000,,Buda mukati memuviri, buda mukati menhengo, buda mukati mavo. Dialogue: 0,0:09:49.12,0:09:52.88,Default,,0000,0000,0000,,Buda izvezvi, buda izvezvi. Dialogue: 0,0:09:52.88,0:09:54.96,Default,,0000,0000,0000,,Buda izvezvi. Dialogue: 0,0:09:54.96,0:10:09.28,Default,,0000,0000,0000,,[Shanduro yechiSpanish] Dialogue: 0,0:10:09.28,0:10:13.40,Default,,0000,0000,0000,,Vanhu vaMwari, rambai muri mukunamata uku, Dialogue: 0,0:10:13.40,0:10:17.84,Default,,0000,0000,0000,,murikuona zvirikuita Jesu Kristu pakati pedu ikozvino, Dialogue: 0,0:10:17.84,0:10:22.64,Default,,0000,0000,0000,,kunyange tiri nechekure nekure, simba raMwari riri kuburuka. Dialogue: 0,0:10:22.64,0:10:27.36,Default,,0000,0000,0000,,Zarura mwoyo wako kukutenda kwake, kushoko rake, kumweya wake. Dialogue: 0,0:10:27.36,0:10:30.60,Default,,0000,0000,0000,,Murikuona mweya yakaipa ichizvirakidza izvozvi, Dialogue: 0,0:10:30.60,0:10:33.48,Default,,0000,0000,0000,,chikonzero cheurwere nehurwere chirikubuda. Dialogue: 0,0:10:33.48,0:10:34.84,Default,,0000,0000,0000,,Ino inguva yako, Dialogue: 0,0:10:34.84,0:10:37.12,Default,,0000,0000,0000,,Ikozvino inguva yako. Dialogue: 0,0:10:37.12,0:10:40.64,Default,,0000,0000,0000,,Ndinoti kune mweya yenyu yese, Dialogue: 0,0:10:40.64,0:10:44.16,Default,,0000,0000,0000,,batana neMweya wa Kristu. Dialogue: 0,0:10:44.16,0:10:49.20,Default,,0000,0000,0000,,batana neMweya wa Kristu nemuZita raJesu. Dialogue: 0,0:10:49.20,0:10:58.12,Default,,0000,0000,0000,,[Shanduro yechiSpanish] Dialogue: 0,0:10:58.12,0:11:03.08,Default,,0000,0000,0000,,mukumbire nyasha dzekuti uteerere kuShoko Rake. Dialogue: 0,0:11:03.08,0:11:05.76,Default,,0000,0000,0000,,kuti Shoko Rake rive chiyero chehupenyu hwako, Dialogue: 0,0:11:05.76,0:11:09.52,Default,,0000,0000,0000,,kutevera nzira yakarurama. Dialogue: 0,0:11:09.52,0:11:11.84,Default,,0000,0000,0000,,Vhura muromo wako, umukumbire izvozvi. Dialogue: 0,0:11:11.84,0:11:24.72,Default,,0000,0000,0000,,[Shanduro yechiSpanish] Dialogue: 0,0:11:24.72,0:11:32.12,Default,,0000,0000,0000,,Nemuzita rinesimba ra Jesu Kristu tinonamata. Dialogue: 0,0:11:32.12,0:11:39.52,Default,,0000,0000,0000,,Nesimba riri muzita ra Jesu Kristu Dialogue: 0,0:11:39.52,0:11:44.28,Default,,0000,0000,0000,,Ndinotaura wasunungurwa nemuzita raJesu. Dialogue: 0,0:11:44.28,0:11:46.96,Default,,0000,0000,0000,,Tanga kuzvitarisa izvezvi, Dialogue: 0,0:11:46.96,0:11:50.84,Default,,0000,0000,0000,,Watopona, wadzoredzerwa, wasunungurwa. Dialogue: 0,0:11:50.84,0:11:53.68,Default,,0000,0000,0000,,Wanunurwa, zvitarise izvezvi. Dialogue: 0,0:11:53.68,0:11:56.60,Default,,0000,0000,0000,,Wasunungurwa. wasunungurwa, wasunungurwa. Dialogue: 0,0:11:56.60,0:12:10.76,Default,,0000,0000,0000,,[shanduro yechiSpanish ] Dialogue: 0,0:12:10.76,0:12:15.52,Default,,0000,0000,0000,,Saka ikozvino, makateverera kubva kumativi mana ose enyika, Dialogue: 0,0:12:15.52,0:12:20.48,Default,,0000,0000,0000,,maona kubata kwe simba raMwari kunoshamisa. Dialogue: 0,0:12:20.48,0:12:24.92,Default,,0000,0000,0000,,Simba raMwari richiita zvishamiso muhupenyu hwevanhu vake. Dialogue: 0,0:12:24.92,0:12:31.32,Default,,0000,0000,0000,,Maona kutendeseka, kuvimbika, kuvimbika kwa Mwari. Dialogue: 0,0:12:31.32,0:12:35.48,Default,,0000,0000,0000,,Ikozvino inguva yako. Dialogue: 0,0:12:35.48,0:12:39.24,Default,,0000,0000,0000,,nguva iya yemukadzi aibuda ropa Dialogue: 0,0:12:39.24,0:12:42.32,Default,,0000,0000,0000,,paakatambanudza ruoko kuti abate Jesu, Dialogue: 0,0:12:42.32,0:12:47.12,Default,,0000,0000,0000,,kutenda kwake ndiko kwakamuporesa. Dialogue: 0,0:12:47.12,0:12:52.84,Default,,0000,0000,0000,,Ndinonamata kuti kutenda kwako kukuporese nhasi uno. Dialogue: 0,0:12:52.84,0:12:57.20,Default,,0000,0000,0000,,Ndinonamata kuti kutenda kwako kukununure nhasi uno. Dialogue: 0,0:12:57.20,0:13:05.60,Default,,0000,0000,0000,,Ndinonamata kuti kutenda kwako kukuponese nhasi uno, nemuZita rine simba ra Jesu Kristu. Dialogue: 0,0:13:05.60,0:13:13.20,Default,,0000,0000,0000,,Ikozvino, ndinoraira mweya yese irikubata muhupenyu hwako Dialogue: 0,0:13:13.20,0:13:16.64,Default,,0000,0000,0000,,kuti ibude nemuzita raJesu Kristu. Dialogue: 0,0:13:16.64,0:13:19.20,Default,,0000,0000,0000,,Buda nemuZita raJesu Kristu. Dialogue: 0,0:13:19.20,0:13:23.76,Default,,0000,0000,0000,,mweya yese irikubata mukati memusoro mako, buda izvezvi. Dialogue: 0,0:13:23.76,0:13:28.20,Default,,0000,0000,0000,,mweya yese irikubata rurimi rwako, buda izvezvi. Dialogue: 0,0:13:28.20,0:13:33.24,Default,,0000,0000,0000,,mweya yese irikubata maziso ako, buda izvezvi. Dialogue: 0,0:13:33.24,0:13:37.92,Default,,0000,0000,0000,,mweya yese irikubata maziso ako, buda izvezvi. Dialogue: 0,0:13:37.92,0:13:46.72,Default,,0000,0000,0000,,Dzingwa, dzingwa nemuzita raJesu Kristu. Dialogue: 0,0:13:46.72,0:13:51.88,Default,,0000,0000,0000,,mune chero chikamu chehupenyu hwako, Dialogue: 0,0:13:51.88,0:13:56.28,Default,,0000,0000,0000,,mweya yetsvina pairikubata, Dialogue: 0,0:13:56.28,0:13:59.64,Default,,0000,0000,0000,,zvingave mubhizinesi rako, zvingave mubasa rako, Dialogue: 0,0:13:59.64,0:14:05.52,Default,,0000,0000,0000,,zvingave mumari dzako, zvingave mumuwanano yako, zvingave mumhuri yako, Dialogue: 0,0:14:05.52,0:14:10.64,Default,,0000,0000,0000,,dzingwa, buda nemuzita raJesu Kristu. Dialogue: 0,0:14:10.64,0:14:18.56,Default,,0000,0000,0000,,Ngakuve nerusununguko, ngakuve nerusununguko izvezvi. Dialogue: 0,0:14:18.56,0:14:25.60,Default,,0000,0000,0000,,Ishe Jesu Kristu, Shoko renyu rinotaura rusununguko. Dialogue: 0,0:14:25.60,0:14:29.00,Default,,0000,0000,0000,,Shoko renyu rinoparidzira rusununguko. Dialogue: 0,0:14:29.00,0:14:33.52,Default,,0000,0000,0000,,Ikozvino, Ndinotaura rusunungiko izvezvi, Dialogue: 0,0:14:33.52,0:14:38.16,Default,,0000,0000,0000,,rusununguko kumweya wako, rusununguko kumweya wako. Dialogue: 0,0:14:38.16,0:14:42.48,Default,,0000,0000,0000,,Rusununguko kumuviri wako nemuZita rine simba ra Jesu Kristu. Dialogue: 0,0:14:42.48,0:14:47.00,Default,,0000,0000,0000,,Ndinotaura rusununguko izvozvi, rusununguko kumweya wako, Dialogue: 0,0:14:47.00,0:14:50.76,Default,,0000,0000,0000,,rusununguko kumweya wako, rusununguko kumuviri wako Dialogue: 0,0:14:50.76,0:14:57.04,Default,,0000,0000,0000,,nemuZita rine simba raJesu Kristu. Dialogue: 0,0:14:57.04,0:15:00.20,Default,,0000,0000,0000,,Ndinokutendai Jesu nerusununguko rwenyu. Dialogue: 0,0:15:00.20,0:15:03.12,Default,,0000,0000,0000,,Ndinokutendai Jesu nerusununguko rwenyu. Dialogue: 0,0:15:03.12,0:15:07.20,Default,,0000,0000,0000,,Ndinokutendai Jesu Kristu nekubata kwenyu kwehumwari. Dialogue: 0,0:15:07.20,0:15:13.64,Default,,0000,0000,0000,,Vanhu vaMwari, tangai kupembera mukuzara kwerusununguko rwenyu Dialogue: 0,0:15:13.64,0:15:18.56,Default,,0000,0000,0000,,uye fambayi muchiedza cherusununguko rwenyu. Dialogue: 0,0:15:18.56,0:15:24.48,Default,,0000,0000,0000,,Pemberai, nokuti Jesu Kristu zvavanotaura kuti ndezvako, Dialogue: 0,0:15:24.48,0:15:26.84,Default,,0000,0000,0000,,ndezvako chaizvo chaizvo. Dialogue: 0,0:15:26.84,0:15:29.68,Default,,0000,0000,0000,,HUCHAPUPU Dialogue: 0,0:15:29.68,0:15:31.12,Default,,0000,0000,0000,,Mhoroi, zita rangu ndinonzi Victor Makene. Dialogue: 0,0:15:31.12,0:15:33.28,Default,,0000,0000,0000,,ndiri mudzidzi wepa Yunivhesiti ane makore makumi maviri ekuberekwa. Dialogue: 0,0:15:33.28,0:15:35.48,Default,,0000,0000,0000,,Ndinogara mu United Kingdom. Dialogue: 0,0:15:35.48,0:15:38.36,Default,,0000,0000,0000,,Mumwedzi waGumiguru 2021, Dialogue: 0,0:15:38.36,0:15:42.28,Default,,0000,0000,0000,,ndaidzidzira semutambi webasketball kuYunivhesiti yangu Dialogue: 0,0:15:42.28,0:15:45.76,Default,,0000,0000,0000,,chakaitika ndakabva ndabvarura ACL yangu, Anterior cruciate Ligament. Dialogue: 0,0:15:45.76,0:15:47.52,Default,,0000,0000,0000,,yakatsemuka zvachose. Dialogue: 0,0:15:47.52,0:15:49.44,Default,,0000,0000,0000,,Manheru iwaya ndakabva ndapihwa madondoro aya, Dialogue: 0,0:15:49.44,0:15:52.56,Default,,0000,0000,0000,,uye ndakashandisa madondoro aya kwemavhiki. Dialogue: 0,0:15:52.56,0:15:58.72,Default,,0000,0000,0000,,Ndisina madondoro aya handaigona kufamba. Dialogue: 0,0:15:58.72,0:16:04.52,Default,,0000,0000,0000,,VanaChiremba vaindiudza kuti nzira chete yandingazokwanisa kuita Dialogue: 0,0:16:04.52,0:16:09.04,Default,,0000,0000,0000,,basa rekuita nemuviri kana kumhanya ndeyekuitwa Sejari yekugadzirwa zvakare kwe ACL, Dialogue: 0,0:16:09.04,0:16:14.80,Default,,0000,0000,0000,,Kuitwa kweSejari iyi kwakakomba kwazvo kune nguva refu yekupora. Dialogue: 0,0:16:14.80,0:16:17.44,Default,,0000,0000,0000,,Asi ndinotenda semuKristu akazvarwa patsva, Dialogue: 0,0:16:17.44,0:16:20.16,Default,,0000,0000,0000,,kuti zvakandinakira, chekutanga kutsvaga Mwari. Dialogue: 0,0:16:20.16,0:16:25.20,Default,,0000,0000,0000,,Ndakasarudza kuti ndibate ve God's Heart TV kuti ndivaudze mamiriro angu. Dialogue: 0,0:16:25.20,0:16:28.44,Default,,0000,0000,0000,,Nhasi uno, chirongwa cheMunamato we Interactive Prayer usati watanga, Dialogue: 0,0:16:28.44,0:16:31.56,Default,,0000,0000,0000,,ndange ndichinzwa kusagadzikana kwakakura mumabvi angu, Dialogue: 0,0:16:31.56,0:16:35.48,Default,,0000,0000,0000,,ndange ndisingakwanise kufamba ndisina zvinondibatsira kubata ibvi rangu. Dialogue: 0,0:16:35.48,0:16:37.20,Default,,0000,0000,0000,,Munguva memunamato, ndange ndakavhara maziso angu, Dialogue: 0,0:16:37.20,0:16:38.96,Default,,0000,0000,0000,,ndichinamata na Mukoma Chris. Dialogue: 0,0:16:38.96,0:16:43.48,Default,,0000,0000,0000,,ndanga ndichibvumira Mwari kuti vatore zvakawanda kubva kwandiri uye vandipe zvakawanda kubva kwavari. Dialogue: 0,0:16:43.48,0:16:47.16,Default,,0000,0000,0000,,Ndange ndichinamata, ruoko rwangu rwakabata pabvi rangu. Dialogue: 0,0:16:47.16,0:16:48.96,Default,,0000,0000,0000,,Ndange ndichiona Mukoma Chris vachibata paSkrini. Dialogue: 0,0:16:48.96,0:16:50.84,Default,,0000,0000,0000,,hapana chandanzwa kuti pane chaitika, Dialogue: 0,0:16:50.84,0:16:53.96,Default,,0000,0000,0000,,asi mushure meMunamato pavati wasunungurwa, Dialogue: 0,0:16:53.96,0:16:56.36,Default,,0000,0000,0000,,ndabva ndabvisa zvakange zvakabata ibvi rangu zvaive zvichindibatsira pakufamba, ndokubva ndatanga kurinzwa ibvi rangu, Dialogue: 0,0:16:56.36,0:16:59.68,Default,,0000,0000,0000,,ndakati regai ndipinde mu corridor, ndokutanga kumhanya ndichidzika, Dialogue: 0,0:16:59.68,0:17:00.68,Default,,0000,0000,0000,,uye ndikabva ndatanga kusvetuka. Dialogue: 0,0:17:00.68,0:17:03.96,Default,,0000,0000,0000,,Ikozvino handichanzwi kana marwadzo kana kusagadzikana kuye kwandambenge ndichinzwa pakutanga, Dialogue: 0,0:17:03.96,0:17:06.88,Default,,0000,0000,0000,,kubvira ipapo ndabva ndaziva kuti ndasunungurwa. Dialogue: 0,0:17:06.88,0:17:10.00,Default,,0000,0000,0000,,Ndavekukwanisa kusvetuka. Dialogue: 0,0:17:10.00,0:17:11.20,Default,,0000,0000,0000,,Ndavekukwanisa kumhanya. Dialogue: 0,0:17:11.20,0:17:15.12,Default,,0000,0000,0000,,Ndinotenda Jesu. Dialogue: 0,0:17:15.12,0:17:17.40,Default,,0000,0000,0000,,Makomborero muzita raJesu. Dialogue: 0,0:17:17.40,0:17:21.68,Default,,0000,0000,0000,,Ini ndinozi Viviena, ndinobva ku Honduras. Dialogue: 0,0:17:21.68,0:17:27.52,Default,,0000,0000,0000,,Ndinoda kukuudzai kuti panguva yekuti muporofita Chris vasati vatanga kunamata, Dialogue: 0,0:17:27.52,0:17:36.52,Default,,0000,0000,0000,,ndange ndavakutonzwa kununurwa, kufaranuka kwabva kwapinda mukati memwoyo wangu wese, Dialogue: 0,0:17:36.52,0:17:40.36,Default,,0000,0000,0000,,uye ndabva ndatanga kunzwa huvepo hwaMwari. Dialogue: 0,0:17:40.36,0:17:47.08,Default,,0000,0000,0000,,Pavange vachishumira, ndange ndichisvipa zvinhu zvinovava kubva mumukanwa mangu, Dialogue: 0,0:17:47.08,0:17:52.56,Default,,0000,0000,0000,,uye ndirikunzwa kusununguka nemuzita ra Jesu, ndirikunzwa kusununguka kwakazara mumwoyo mangu. Dialogue: 0,0:17:52.56,0:17:54.08,Default,,0000,0000,0000,,Ndinorumbidza Jesu. Dialogue: 0,0:17:54.08,0:17:56.28,Default,,0000,0000,0000,,Ndinokutendai Jesu. Dialogue: 0,0:17:56.28,0:17:58.08,Default,,0000,0000,0000,,Ndinokudai Jesu. Dialogue: 0,0:17:58.08,0:18:01.80,Default,,0000,0000,0000,,Mhoroi, Zita rangu ndinonzi Samantha uye ndinobva ku Trinida ne Tobago. Dialogue: 0,0:18:01.80,0:18:05.44,Default,,0000,0000,0000,,Chekutanga ndinoda kutenda Mwari nenyasha dzavo kuti ndive ndinobatana pamwe naMukoma Chris. Dialogue: 0,0:18:05.44,0:18:07.64,Default,,0000,0000,0000,,muChirongwa cheMunamato we Interactive prayer. Dialogue: 0,0:18:07.64,0:18:11.20,Default,,0000,0000,0000,,Tichiri muChirongwa ichi che Interactive prayer, mukupedzisira Mukoma Chris vati Dialogue: 0,0:18:11.20,0:18:14.24,Default,,0000,0000,0000,,zvese zvinopokana naMwari zvinofanhira kubva Dialogue: 0,0:18:14.24,0:18:16.64,Default,,0000,0000,0000,,mweya wainge uri mandiri wakatanga kuzviratidza , ukati Dialogue: 0,0:18:16.64,0:18:19.04,Default,,0000,0000,0000,,Ayehwa hausikuenda. Dialogue: 0,0:18:19.04,0:18:22.88,Default,,0000,0000,0000,,ndokubva ndatanga kuzunguzuka zvisingaite Dialogue: 0,0:18:22.88,0:18:26.76,Default,,0000,0000,0000,,asi pavaramba vachinamata wabva waenda Dialogue: 0,0:18:26.76,0:18:33.32,Default,,0000,0000,0000,,ndakatanga kunzwa kureruka uye nekusvipa zvinhu zvaivava. Dialogue: 0,0:18:33.32,0:18:35.00,Default,,0000,0000,0000,,Ndinongoda kutenda Mwari naizvozvo. Dialogue: 0,0:18:35.00,0:18:41.04,Default,,0000,0000,0000,,Mhoroi. Zita rangu ndinonzi Mirriam Mkwena, ndinobva ku South Africa. Dialogue: 0,0:18:41.04,0:18:48.00,Default,,0000,0000,0000,,Ndaiva ndine dambudziko nebvi rangu, mabvi ese. Dialogue: 0,0:18:48.00,0:18:52.36,Default,,0000,0000,0000,,Manheru handaikwanisa kurara zvakanaka nekuda kwemarwadzo. Dialogue: 0,0:18:52.36,0:18:56.76,Default,,0000,0000,0000,,Marwadzo aya aibva kubva kuchidya zvichidzika, Dialogue: 0,0:18:56.76,0:18:58.76,Default,,0000,0000,0000,,zvaiva zvisingaite. Dialogue: 0,0:18:58.76,0:19:04.04,Default,,0000,0000,0000,,vachiri mukunamata kudaro, ndakanzwa kunge magetsi ari mumuviri wangu wese. Dialogue: 0,0:19:04.04,0:19:09.96,Default,,0000,0000,0000,,zvanga zvirikose, kana nemumabvi; kwaiita sekugwinha kwemagetsi. Dialogue: 0,0:19:09.96,0:19:14.00,Default,,0000,0000,0000,,mumashure ndakanzwa chiveve, sekunge ndinogona kungodonha. Dialogue: 0,0:19:14.00,0:19:18.84,Default,,0000,0000,0000,,pakarepo ndakanzwa nechepachipfuva pangu sekunge ndoda kukosora. Dialogue: 0,0:19:18.84,0:19:21.56,Default,,0000,0000,0000,,Ndakabva ndatanga kukosora. Dialogue: 0,0:19:21.56,0:19:26.24,Default,,0000,0000,0000,,ndakakosora mate, nezvimwe zvaitutuma se mate. Dialogue: 0,0:19:26.24,0:19:31.44,Default,,0000,0000,0000,,mushure maizvozvo, ndakakotamisa mabvi angu, ndokubva ndanzwa kuti ndatopora. Dialogue: 0,0:19:31.44,0:19:34.24,Default,,0000,0000,0000,,ndokubva ndabvisa zvandaishandisa kubata mabvi angu, Dialogue: 0,0:19:34.24,0:19:37.48,Default,,0000,0000,0000,,sezvamunoona ichi chandakaba mumaoko angu, Dialogue: 0,0:19:37.48,0:19:40.56,Default,,0000,0000,0000,,ndakatanga kusvetuka ndichirumbidza Mwari Dialogue: 0,0:19:40.56,0:19:42.40,Default,,0000,0000,0000,,nekuvatenda nekundiporesa. Dialogue: 0,0:19:42.40,0:19:45.80,Default,,0000,0000,0000,,uye zvino, hapachisina. Dialogue: 0,0:19:45.80,0:19:48.64,Default,,0000,0000,0000,,ndakuzvikanda, ikozvino handichazvishandisi. Dialogue: 0,0:19:48.64,0:19:54.32,Default,,0000,0000,0000,,sezvamurikuona, ndave kugona kufamba, maona ka. Dialogue: 0,0:19:54.32,0:19:57.44,Default,,0000,0000,0000,,Ikozvino ndavekugona kusvetuka. Dialogue: 0,0:19:57.44,0:20:02.84,Default,,0000,0000,0000,,Ndave kugona kuita maekisesaizi, kunyange kukotama. Dialogue: 0,0:20:02.84,0:20:04.80,Default,,0000,0000,0000,,ndapora. Dialogue: 0,0:20:04.80,0:20:06.20,Default,,0000,0000,0000,,Ndinokutendai Jesu. Dialogue: 0,0:20:06.20,0:20:11.44,Default,,0000,0000,0000,,Zita rangu ndinonzi Maricela, ndinobva ku Peru. Dialogue: 0,0:20:11.44,0:20:15.64,Default,,0000,0000,0000,,Munguva yeChirongwa cheMunamato we Interactive Prayer, Dialogue: 0,0:20:15.64,0:20:18.84,Default,,0000,0000,0000,,ndakagamuchira rusununguko nekuporeswa. Dialogue: 0,0:20:18.84,0:20:23.20,Default,,0000,0000,0000,,Ndakagamuchira kuporeswa kubva kune gastritis uye ronda remudumbu. Dialogue: 0,0:20:23.20,0:20:27.96,Default,,0000,0000,0000,,Izvi ndizvo zvine muchetura zvandakarutsa: Dialogue: 0,0:20:27.96,0:20:32.20,Default,,0000,0000,0000,,Ndakanzwa moto uye simba raMwari. Dialogue: 0,0:20:32.20,0:20:35.56,Default,,0000,0000,0000,,Ndapora uye ndasunungurwa kupa mbiri kuna Mwari.Ameni! Dialogue: 0,0:20:35.56,0:20:38.36,Default,,0000,0000,0000,,Zita rangu ndinonzi Antonina uye ndinobva ku Ukraine, Dialogue: 0,0:20:38.36,0:20:40.72,Default,,0000,0000,0000,,ndinotenda Mwari zvikuru Dialogue: 0,0:20:44.88,0:20:52.88,Default,,0000,0000,0000,,nemukana wekuti Mukoma Chris vandinamatira. Dialogue: 0,0:20:52.88,0:20:59.44,Default,,0000,0000,0000,,Mumunamato uyu, ndanunurwa Dialogue: 0,0:20:59.44,0:21:05.92,Default,,0000,0000,0000,,uye zvinhu zvine muchetura zvange zvichibuda mandiri. Dialogue: 0,0:21:05.92,0:21:12.96,Default,,0000,0000,0000,,mumashure meizvi, ndabva ndanzwa kurerukirwa nekufara kwazvo. Dialogue: 0,0:21:12.96,0:21:16.72,Default,,0000,0000,0000,,ndinotenda Mwari zvikuru. Dialogue: 0,0:21:16.72,0:21:20.88,Default,,0000,0000,0000,,Zita rangu ndinonzi Lylyana, ndinobva ku Ukraine. Dialogue: 0,0:21:20.88,0:21:24.08,Default,,0000,0000,0000,,Ndinotenda neminamato yenyu yamunoitira vanhu vekuUkraine. Dialogue: 0,0:21:24.08,0:21:27.80,Default,,0000,0000,0000,,Ndinotenda Mwari zvikuru neminamato yenyu. Dialogue: 0,0:21:27.80,0:21:31.24,Default,,0000,0000,0000,,Munguva yekunamata, ndange ndichirutsa Dialogue: 0,0:21:31.24,0:21:34.24,Default,,0000,0000,0000,,pane zvinhu zvichena zvange zvichibuda mandiri. Dialogue: 0,0:21:34.24,0:21:43.20,Default,,0000,0000,0000,,Muporofita Chris pavange vachitinamatira, ndanzwa kufara zvikuru. Dialogue: 0,0:21:43.20,0:21:45.80,Default,,0000,0000,0000,,Ndinokutendai, ndinokutendai pazvose. Dialogue: 0,0:21:45.80,0:21:47.28,Default,,0000,0000,0000,,Tirikufara. Dialogue: 0,0:21:47.28,0:21:53.28,Default,,0000,0000,0000,,Mangwanani , Mwari Anesu. Dialogue: 0,0:21:53.28,0:21:56.64,Default,,0000,0000,0000,,Zita rangu ndinonzi Jeanyl uye ndinobva ku South Africa. Dialogue: 0,0:21:56.64,0:22:00.84,Default,,0000,0000,0000,,Ndirikutenda Mwari nezvavandiitira muhupenyu hwangu. Dialogue: 0,0:22:00.84,0:22:04.04,Default,,0000,0000,0000,,Mushure mekupinda muchirongwa chemunamato we Interactive Prayer nemusi we Mugovera, Dialogue: 0,0:22:04.04,0:22:07.72,Default,,0000,0000,0000,,Mukoma Chris pavange vachitinamatira nekutaura, Dialogue: 0,0:22:07.72,0:22:11.32,Default,,0000,0000,0000,,ndarutsa zvose zvanga zvine muchetura zvainge zviri mumuviri mangu. Dialogue: 0,0:22:11.32,0:22:13.64,Default,,0000,0000,0000,,ndaigara ndichinzwa musoro kurwadza zvakanyanya, Dialogue: 0,0:22:13.64,0:22:14.88,Default,,0000,0000,0000,,zvairwadza zvikuru, Dialogue: 0,0:22:14.88,0:22:17.28,Default,,0000,0000,0000,,kunyange mabonzo angu airwadza. Dialogue: 0,0:22:17.28,0:22:19.48,Default,,0000,0000,0000,,Mushure mekurutsa izvi zvose, Dialogue: 0,0:22:19.48,0:22:22.88,Default,,0000,0000,0000,,zveshuwa, hapana chandichanzwa. Dialogue: 0,0:22:22.88,0:22:26.48,Default,,0000,0000,0000,,Marwadzo ose apera uye hupenyu wangu wadzoredzerwa, Dialogue: 0,0:22:26.48,0:22:30.96,Default,,0000,0000,0000,,kana Mwari vandiitira izvi vanokwanisa kuitira chero munhu . Dialogue: 0,0:22:30.96,0:22:35.12,Default,,0000,0000,0000,,Chatinofanhirwa kungotenda chete nekubvuma. Dialogue: 0,0:22:35.12,0:22:36.04,Default,,0000,0000,0000,,Mangwanani. Dialogue: 0,0:22:36.04,0:22:40.12,Default,,0000,0000,0000,,Zita rangu ndinonzi Jane uye ini hangu ndinobva ku France. Dialogue: 0,0:22:40.12,0:22:43.72,Default,,0000,0000,0000,,Uchapupu hwangu hwakamira sezvizvi. Dialogue: 0,0:22:43.72,0:22:46.68,Default,,0000,0000,0000,,Ndaive ndine matambudziko ema gamu ne mazino, Dialogue: 0,0:22:46.68,0:22:52.40,Default,,0000,0000,0000,,Ndaitadza kudya chikafu zvakanaka. Dialogue: 0,0:22:52.40,0:22:56.88,Default,,0000,0000,0000,,kunyange kudya makeke ane tsvigiri aindipa marwadzo akanyanya, Dialogue: 0,0:22:56.88,0:22:59.24,Default,,0000,0000,0000,,mazino angu nemagamu angu airwadza. Dialogue: 0,0:22:59.24,0:23:00.76,Default,,0000,0000,0000,,Ikozvino ndakunzwa zvakanaka. Dialogue: 0,0:23:00.76,0:23:04.00,Default,,0000,0000,0000,,Mukoma Chris pavauya kuzotinamatira, Dialogue: 0,0:23:04.00,0:23:12.64,Default,,0000,0000,0000,,Ndanzwa kureruka, kupiswa mukati memusoro mangu, mumaziso, nekumeso Dialogue: 0,0:23:12.64,0:23:14.32,Default,,0000,0000,0000,,ndokubva ndatanga kurutsa. Dialogue: 0,0:23:14.32,0:23:21.44,Default,,0000,0000,0000,,Honai izvi ndizvo zvandakarutsa. Dialogue: 0,0:23:21.44,0:23:24.60,Default,,0000,0000,0000,,Jesu ndinokutendai nekununurwa kwangu. Dialogue: 0,0:23:24.60,0:23:26.96,Default,,0000,0000,0000,,Ndinonzi Grace, ndinobva ku Philippines. Dialogue: 0,0:23:26.96,0:23:30.92,Default,,0000,0000,0000,,ikozvino ndiri ku Qatar. Dialogue: 0,0:23:30.96,0:23:35.00,Default,,0000,0000,0000,,zvichibva pane zvandakasangana nazvo kubva ku God's Heart TV, Dialogue: 0,0:23:35.00,0:23:43.60,Default,,0000,0000,0000,,Ndanzwa kutsva mukati memuviri wangu, ndikarutsa. Dialogue: 0,0:23:43.60,0:23:47.76,Default,,0000,0000,0000,,Handikwanisi kunyatsotsanangura chaiitika mumuviri wangu Dialogue: 0,0:23:47.76,0:23:50.88,Default,,0000,0000,0000,,Ndatanga kurutsa. Dialogue: 0,0:23:50.88,0:23:56.20,Default,,0000,0000,0000,,Handinyatsoziva zvaiitika mukati mandiri. Dialogue: 0,0:23:56.20,0:23:58.40,Default,,0000,0000,0000,,Ndinotenda Mwari, Dialogue: 0,0:23:58.40,0:24:03.64,Default,,0000,0000,0000,,Ndinoziva kuti vandisunungura nemuZita raMambo Jesu Kristu. Dialogue: 0,0:24:03.64,0:24:08.88,Default,,0000,0000,0000,,Hareruya, Ndinokutendai Jesu. Dialogue: 0,0:24:08.88,0:24:10.52,Default,,0000,0000,0000,,Zita rangu ndinonzi Gert, Dialogue: 0,0:24:10.52,0:24:13.80,Default,,0000,0000,0000,,Ndinobva ku South Africa. Dialogue: 0,0:24:13.80,0:24:27.96,Default,,0000,0000,0000,,Panguva yemunamato, ndarutsa zvinhu zvaive mumuviri mangu. Dialogue: 0,0:24:27.96,0:24:33.32,Default,,0000,0000,0000,,Ndokwanisa kutaura kuti hapachisisina marwadzo epachipfuva. Dialogue: 0,0:24:33.32,0:24:38.32,Default,,0000,0000,0000,,Ibvi rangu 100%: Dialogue: 0,0:24:38.32,0:24:40.84,Default,,0000,0000,0000,,Hapachisisina marwadzo. Dialogue: 0,0:24:40.84,0:24:50.00,Default,,0000,0000,0000,,Ndirikunzwa 100%, Ndirikunzwa kusununguka, Ndanunurwa, Ndava mutsva. Dialogue: 0,0:24:50.00,0:24:52.00,Default,,0000,0000,0000,,Mbiri kuna Mwari. Dialogue: 0,0:24:52.00,0:24:55.88,Default,,0000,0000,0000,,Zita rangu ndinonzi Haydee,ndinobva Costa Rica. Dialogue: 0,0:24:55.88,0:25:00.44,Default,,0000,0000,0000,,Ndinotenda Mwari nezuva rakanaka kudai! Dialogue: 0,0:25:00.44,0:25:04.84,Default,,0000,0000,0000,,Mukuburikidza na Mukoma Chris, ndagamuchira kuporeswa kwangu Dialogue: 0,0:25:04.84,0:25:10.80,Default,,0000,0000,0000,,kubva pakurwadziwa kukuru kwerwoko rwangu rokurudyi. Dialogue: 0,0:25:10.80,0:25:15.72,Default,,0000,0000,0000,,Nhasi uno, Mwari vandiporesa uye vandinhonga mu tsitsi dzavo. Dialogue: 0,0:25:15.72,0:25:19.20,Default,,0000,0000,0000,,Zita rangu ndinonzi Amosi weku Zambia. Dialogue: 0,0:25:19.20,0:25:23.72,Default,,0000,0000,0000,,Ndinoda kupupura kunaka kwa Ishe mukati mehupenyu hwangu, Dialogue: 0,0:25:23.72,0:25:30.84,Default,,0000,0000,0000,,nezvandaitirwa naMwari mukati mehupenyu hwangu. Dialogue: 0,0:25:30.84,0:25:34.60,Default,,0000,0000,0000,,Munhu waMwari pavange vachitinamatira, Dialogue: 0,0:25:34.60,0:25:39.12,Default,,0000,0000,0000,,Ndanzwa huvepo hwakasimba hwaMwari pandiri. Dialogue: 0,0:25:39.12,0:25:41.84,Default,,0000,0000,0000,,Pavange vachitinamatira, Dialogue: 0,0:25:41.84,0:25:46.68,Default,,0000,0000,0000,,Ndangopatika ndavekurutsa zvimwe zvinhu. Dialogue: 0,0:25:46.68,0:25:50.28,Default,,0000,0000,0000,,Mushure mekurutsa zvinhu zviya, ikozvino ndavekunzwa kurerukirwa, Dialogue: 0,0:25:50.28,0:25:53.00,Default,,0000,0000,0000,,Ndave kunzwa zvakanaka mumoyo wangu Dialogue: 0,0:25:53.00,0:25:55.20,Default,,0000,0000,0000,,Ndave nerunyararo mukati mepfungwa. Dialogue: 0,0:25:55.20,0:25:56.76,Default,,0000,0000,0000,,Mhoroi mose, Zita rangu ndinonzi Dina Dialogue: 0,0:25:56.76,0:26:00.40,Default,,0000,0000,0000,,uye ndirikubatana pamwe chete nechino chirongwa che Interactive Prayer ndiri ku Canada. Dialogue: 0,0:26:00.40,0:26:06.88,Default,,0000,0000,0000,,Ndirikuda kutenda Mukoma Chris nekutendera kwavakaita Mwari kuti vavashandise Dialogue: 0,0:26:06.88,0:26:10.36,Default,,0000,0000,0000,,kubata kuvanhu vakawanda pasi rose. Dialogue: 0,0:26:10.36,0:26:14.52,Default,,0000,0000,0000,,Ndirikutenda zvikuru kuti ndiri mumwe wevanhu ava vapihwa mukana uyu Dialogue: 0,0:26:14.52,0:26:17.76,Default,,0000,0000,0000,,vakwanisawo kupinda muchirongwa cheMunamato wanhasi. Dialogue: 0,0:26:17.76,0:26:21.48,Default,,0000,0000,0000,,Panguva yemunamato, Dialogue: 0,0:26:21.48,0:26:23.68,Default,,0000,0000,0000,,ipapo ipapo Mukoma Chris pavatanga kunamata, Dialogue: 0,0:26:23.68,0:26:26.84,Default,,0000,0000,0000,,Ndanzwa chimwe chinhu chabva pamuviri wangu. Dialogue: 0,0:26:26.84,0:26:29.68,Default,,0000,0000,0000,,Ndanzwa kureruka. Dialogue: 0,0:26:29.68,0:26:31.96,Default,,0000,0000,0000,,Ndirikunzwa runyararo mukati mandiri. Dialogue: 0,0:26:31.96,0:26:36.60,Default,,0000,0000,0000,,Ndinoziva kuti Runyararo rwakadayi runobva kuna Mwari chete. Dialogue: 0,0:26:36.60,0:26:39.48,Default,,0000,0000,0000,,Ndirikunzwa kutambanuka, ndirikunzwa kufara. Dialogue: 0,0:26:39.48,0:26:43.24,Default,,0000,0000,0000,,Ndinonzwa kunge mutoro wabviswa pandiri. Dialogue: 0,0:26:43.24,0:26:45.60,Default,,0000,0000,0000,,Ndirikunyatsotenda Mwari nekundinunura. Dialogue: 0,0:26:45.60,0:26:47.12,Default,,0000,0000,0000,,Ndokutendai Jesu. Dialogue: 0,0:26:47.12,0:26:49.36,Default,,0000,0000,0000,,Zita rangu ndinonzi Jayson, mukadzi wangu anonzi Lorna. Dialogue: 0,0:26:49.36,0:26:51.28,Default,,0000,0000,0000,,Tinobva ku Phillipines. Dialogue: 0,0:26:51.28,0:26:54.92,Default,,0000,0000,0000,,dambudiko raivapo munamato usati waitwa, ndaive ne hernia iyi, Dialogue: 0,0:26:54.92,0:26:57.52,Default,,0000,0000,0000,,inguinal hernia, piles Dialogue: 0,0:26:57.52,0:26:59.48,Default,,0000,0000,0000,,uye nemuviri wairema kwazvo. Dialogue: 0,0:26:59.48,0:27:01.52,Default,,0000,0000,0000,,Zvidya zvangu zvairwadza futi. Dialogue: 0,0:27:01.52,0:27:06.92,Default,,0000,0000,0000,,Mukadzi wanguwo airwadziwa nezvidya zvake, mabvi airwadza uye Dialogue: 0,0:27:06.92,0:27:12.32,Default,,0000,0000,0000,,uyewo pfungwa dzehasha mazuva ose. Dialogue: 0,0:27:12.32,0:27:19.44,Default,,0000,0000,0000,,Panguva yekunamata takademba zvikuru pamusoro pezvivi zvedu uye Dialogue: 0,0:27:19.44,0:27:21.92,Default,,0000,0000,0000,,takakumbira ruregerero kubva kuna Jesu Kristu . Dialogue: 0,0:27:21.92,0:27:28.44,Default,,0000,0000,0000,,ndakanzwa kunge mhepo yabata musoro wangu, Dialogue: 0,0:27:28.44,0:27:30.76,Default,,0000,0000,0000,,ndakabva ndanzwa kuda kurutsa. Dialogue: 0,0:27:30.76,0:27:33.60,Default,,0000,0000,0000,,Ikozvino, mushure memunamato, zvabva zvapera. Dialogue: 0,0:27:33.60,0:27:34.60,Default,,0000,0000,0000,,Hapachisina marwadzo. Dialogue: 0,0:27:34.60,0:27:36.60,Default,,0000,0000,0000,,Hernia yangu haichakure, Dialogue: 0,0:27:36.60,0:27:42.12,Default,,0000,0000,0000,,uyewo mukadzi wangu haachisina marwadzo mumabvi ake ne pazvidya zvake. Dialogue: 0,0:27:42.12,0:27:44.84,Default,,0000,0000,0000,,Ndinokutendai zvikuru Jesu nekutiporesa, tinotenda. Dialogue: 0,0:27:44.84,0:27:46.92,Default,,0000,0000,0000,,Ndinokutendai Jesu.Ameni. Dialogue: 0,0:27:46.92,0:27:53.76,Default,,0000,0000,0000,,Mazita edu anonzi Eric na Sarah, tinobva ku Sweden. Dialogue: 0,0:27:53.76,0:27:56.00,Default,,0000,0000,0000,,Tinotenda Mwari nekuda kwe chirongwa cheMunamato. Dialogue: 0,0:27:56.00,0:28:04.60,Default,,0000,0000,0000,,changa chakazadzwa neMweya mutsvene uye Jesu vanga vari panzvimbo. Dialogue: 0,0:28:04.60,0:28:10.00,Default,,0000,0000,0000,,Ndanzwa kufara uye kufaranuka mumoyo mangu mushure memunamato. Dialogue: 0,0:28:10.00,0:28:12.16,Default,,0000,0000,0000,,Ndinoda kutenda uye nekurumbidza Mwari ne Dialogue: 0,0:28:12.16,0:28:15.64,Default,,0000,0000,0000,,mukana wakanaka uyu kuti tivepo. Dialogue: 0,0:28:15.64,0:28:21.84,Default,,0000,0000,0000,,kwandiri ndinonzwa kunge mumoyo mangu mava nechiedza. Dialogue: 0,0:28:21.84,0:28:27.16,Default,,0000,0000,0000,,uyewo ndanzwa chimwe chinhu chichienda mumaoko angu, Dialogue: 0,0:28:27.16,0:28:31.20,Default,,0000,0000,0000,,munguva yekunamata na mukoma wedu Chris. Dialogue: 0,0:28:31.20,0:28:35.56,Default,,0000,0000,0000,,Mushure memunamato ndanzwa kureruka, Dialogue: 0,0:28:35.56,0:28:41.48,Default,,0000,0000,0000,,rima rabva mumwoyo mangu, Dialogue: 0,0:28:41.48,0:28:47.36,Default,,0000,0000,0000,,zvandisina kumbenge ndanzwa kare Dialogue: 0,0:28:47.36,0:28:51.16,Default,,0000,0000,0000,,uye nekunzwa rumwe rudzi rwemufaro Dialogue: 0,0:28:51.16,0:28:55.24,Default,,0000,0000,0000,,mukati memuviri wangu, mumoyo mangu, mupfungwa dzangu. Dialogue: 0,0:28:55.24,0:28:58.40,Default,,0000,0000,0000,,Nokudaro tinokutendayi Jesu. Dialogue: 0,0:28:58.40,0:29:01.32,Default,,0000,0000,0000,,Zita rangu ndinonzi Evelin, ndinobva ku Argentina. Dialogue: 0,0:29:01.32,0:29:04.20,Default,,0000,0000,0000,,Munguva yechirongwa che Interactive Prayer, Dialogue: 0,0:29:04.20,0:29:09.00,Default,,0000,0000,0000,,Ndanzwa simba raMwari richifamba mukati memuviri mangu. Dialogue: 0,0:29:09.00,0:29:14.12,Default,,0000,0000,0000,,Ndanzwa moto uchibata padumbu rangu uye ndabva ndapora. Dialogue: 0,0:29:14.12,0:29:15.88,Default,,0000,0000,0000,,Ndinokutendai Mwari. Dialogue: 0,0:29:15.88,0:29:18.84,Default,,0000,0000,0000,,Chirongwa che Interactive Prayer chisati chatanga, Dialogue: 0,0:29:18.84,0:29:24.24,Default,,0000,0000,0000,,ndanga ndichirwadziwa neChiropa, Musoro uye nedambudziko reNzeve. Dialogue: 0,0:29:24.24,0:29:27.44,Default,,0000,0000,0000,,Asi mushure meMunamato, zvese zvadzoredzerwa! Dialogue: 0,0:29:27.44,0:29:30.88,Default,,0000,0000,0000,,Handichisina kurwadziwa ne Musoro, kana ne Chiropa Dialogue: 0,0:29:30.88,0:29:33.88,Default,,0000,0000,0000,,uye ikozvino ndavekunzwa zvakanaka kupa mbiri kuna Mwari. Dialogue: 0,0:29:33.88,0:29:36.80,Default,,0000,0000,0000,,Zita rangu ndinonzi Marina, ndinobva ku Argentina. Dialogue: 0,0:29:36.80,0:29:39.88,Default,,0000,0000,0000,,Munguva yeMunamato, ndanzwa huvepo waMwari Dialogue: 0,0:29:39.88,0:29:42.64,Default,,0000,0000,0000,,uye moto pamuviri wangu wose. Dialogue: 0,0:29:42.64,0:29:44.96,Default,,0000,0000,0000,,Ndagamuchira kuponeswa kubva kumarwadzo ebvi Dialogue: 0,0:29:44.96,0:29:48.16,Default,,0000,0000,0000,,andainge ndichinzwa pandaimira. Dialogue: 0,0:29:48.16,0:29:53.28,Default,,0000,0000,0000,,Ndange ndichinzwa kunge mapfupa angu arikushanduka. Dialogue: 0,0:29:53.28,0:29:56.76,Default,,0000,0000,0000,,Izvi zvakonzera marwadzo, asi mushure meMunamato Dialogue: 0,0:29:56.76,0:30:04.24,Default,,0000,0000,0000,,Ndave kukwanisa kufambisa ibvi rangu pasina kana dambudziko. Dialogue: 0,0:30:04.24,0:30:05.76,Default,,0000,0000,0000,,Ndinokutendai, Jesu!