WEBVTT 00:00:00.000 --> 00:00:02.840 Ndinoti sunungurwa pahurwere ihwohwo. 00:00:02.840 --> 00:00:05.040 Sunungurwa kubva muusungwa ihwohwo. 00:00:05.040 --> 00:00:07.760 Sunungurwa kubva mukudzvinyirirwa ikoko. 00:00:07.760 --> 00:00:14.880 Sunungurwa, sunungurwa nemuzita rinesimba raJesu Kristu. 00:00:14.880 --> 00:00:20.600 Tinokugashirai kumusangano wemunamato. 00:00:20.600 --> 00:00:27.840 Pano pa God's Heart TV Studio mu North Wales mu United Kingdom. 00:00:27.840 --> 00:00:34.880 Uye neNyasha dzaMwari dzinoshamisa musangano wanhasi uno ndewe marudzi ose. 00:00:34.880 --> 00:00:37.520 Tine Vanhu vabatana nesu kubva kumarudzi ose epasi pano 00:00:37.520 --> 00:00:43.840 vachimiririra maKondinendi anobata Nyika dzinokwana kusvika makumi mashanu nenomwe. 00:00:43.840 --> 00:00:45.920 Kunyange kusvika kuUkraine 00:00:45.920 --> 00:00:51.520 nyika iri mundangariro dzedu neminamato yedu panguva ino. 00:00:51.520 --> 00:00:57.960 Ndinoda kutenda moyo yose inotenda kuna Jesu, 00:00:57.960 --> 00:01:03.000 vanotenda kuti kunyange paine chinhambwe chikuru chepanyama 00:01:03.000 --> 00:01:05.800 kubva pandiri kusvika pamuri, 00:01:05.800 --> 00:01:11.160 anotenda kuti Jesu Kristu achakubata nhasi nenzira inokosha, 00:01:11.160 --> 00:01:15.800 nokuti kutenda maari kunokudza Mwari 00:01:15.800 --> 00:01:20.520 kunyange pfungwa dzese dzichipikisana naye. 00:01:20.520 --> 00:01:25.520 uye Mwari vanokudza avo vanomukudza. 00:01:25.520 --> 00:01:31.520 Hongu, tauya kuna Mwari nhasi tichitenda 00:01:31.520 --> 00:01:35.360 kuti kuda kwavo kutinunura, 00:01:35.360 --> 00:01:43.440 kuti atidzoserezve, atiraramise, atisunungure pamatambudziko ose. 00:01:43.440 --> 00:01:50.760 kuda kwake ngakuitwe nokuti kuda kwake ndiwo murayiro yedu. 00:01:50.760 --> 00:01:55.520 saka tirikuda kunamata pamwechete nemuzita raJesu Kristu. 00:01:55.520 --> 00:02:03.960 Tisati tanamata zvakakosha kuti tidyise mweya yedu neshoko raMwari, 00:02:03.960 --> 00:02:09.520 sekutaura kunoita Bhaibheri mu bhuku ra Peter wekutanga , Ndima 1:23 00:02:09.520 --> 00:02:12.000 kuti shoko raMwari imhodzi, 00:02:12.000 --> 00:02:19.200 imhodzi isingaori inopinda mumwoyo yedu 00:02:19.200 --> 00:02:22.200 uye inokonzera kuti kutenda kwedu kukure. 00:02:22.200 --> 00:02:27.080 Zvino, cherechedzai izvi, ndinoti inopinda mumwoyo yenyu, 00:02:27.080 --> 00:02:31.080 mwoyo wako ndiwo unobva wasangana naMwari 00:02:31.080 --> 00:02:36.840 Ndosaka kutenda hakurevi kutevedzera zvinoitwa nemumwe munhu. 00:02:36.840 --> 00:02:38.480 kana kutevedzera mumwe munhu. 00:02:38.480 --> 00:02:45.960 kutenda kunofanhira kusumuka kubva mukati memoyo wako, kunofanhira kubuda mumoyo mako. 00:02:45.960 --> 00:02:47.600 zvichibva pashoko raMwari. 00:02:47.600 --> 00:02:52.640 saka mubvunzo wangu kwauri nhasi ndeuyu, 00:02:52.640 --> 00:02:57.200 moyo wako wakamirasei ? 00:02:57.200 --> 00:02:59.920 Zvibvunze mubvunzo iwoyo izvozvi. 00:02:59.920 --> 00:03:03.800 moyo wako wakamirasei ? 00:03:03.800 --> 00:03:08.600 nokuti ndaona nhasi kuti vanhu vakawanda vanotsvaka Mwari, 00:03:08.600 --> 00:03:12.360 vanotsvaka chiso chaMwari kuti vazorore kubva mumatambudziko avo, 00:03:12.360 --> 00:03:15.480 kubva mumatambudziko avo, kubva mukuremerwa kwavo, 00:03:15.480 --> 00:03:21.360 asi moyo yavo haina kugadzikana, moyo yavo yakavhiringidzika, 00:03:21.360 --> 00:03:25.200 moyo yavo irikunetsekana 00:03:25.200 --> 00:03:34.000 asi Jesu Kristu vakati kwatiri mubhuku ra Johane 14: 1,27 00:03:34.000 --> 00:03:39.120 Moyo yenyu ngairege kumanikidzwa. 00:03:39.120 --> 00:03:42.040 zvino hazvireve kuti hapazove nedambudziko. 00:03:42.040 --> 00:03:44.640 havana kutaura kuti hauchazofe wakasangana nedambudziko, 00:03:44.640 --> 00:03:52.520 asi kuti usaregedze moyo wako uchinetsekana, zvichireva kuti semukristu 00:03:52.520 --> 00:03:56.920 hongu pane zvikonzero zvekunetsekana 00:03:56.920 --> 00:04:02.760 asi panewo zvikonzero zvikuru zvekuti usanetsekane. 00:04:02.760 --> 00:04:06.320 kunyange kwose kwose kune kusagadzikana, 00:04:06.320 --> 00:04:11.640 tarisa mamiriro akaita nyika, hakuna zororo. 00:04:11.640 --> 00:04:17.760 asi semuKristu, moyo wako ngauzorore 00:04:17.760 --> 00:04:22.160 mukuziva kuti Mwari vanewe. 00:04:22.160 --> 00:04:28.960 sekutaura kwa Isaya 41:10, hongu panyika pachava nenhamo hongu, 00:04:28.960 --> 00:04:34.320 asi semukristu moyo wako ngauzorore 00:04:34.320 --> 00:04:41.320 mukuziva kuti Mwari ari kwauri (VaRoma 8:31). 00:04:41.320 --> 00:04:48.120 kunyange madutu ehupenyu achitenderera, achikupoterera 00:04:48.120 --> 00:04:55.440 mwoyo wako ngaugare uri muruzivo rwechipikirwa ichocho chaMwari 00:04:55.440 --> 00:05:00.600 kuti havazombofa vakakusiya kana kukurasa. 00:05:00.600 --> 00:05:07.600 sezvinoreva rugwaro mubhuku ravaHebheru 13:5. 00:05:07.600 --> 00:05:15.960 saka vanhu vaMwari kudikamisa moyo yenyu, tarisai pana Jesu Kristu, 00:05:15.960 --> 00:05:20.320 kwete mamiriro ako, kwete dambudziko rako, kwete dutu rako, 00:05:20.320 --> 00:05:22.120 Tarisa kuna Jesu. 00:05:22.120 --> 00:05:26.560 Rangarira vimbiso yake kwatiri, mubhuku raMateu 11:28. 00:05:26.560 --> 00:05:30.200 Jesu anoti, Huyai kwandiri 00:05:30.200 --> 00:05:37.000 vose vakaremerwa, ndikupeyi zororo. 00:05:37.000 --> 00:05:40.400 kana Mwari vakativimbisa zororo 00:05:40.400 --> 00:05:46.720 hapana chikonzero chekuti moyo yedu isazorore. 00:05:46.720 --> 00:05:51.840 Tinongoda kuziva chokwadi ichi, 00:05:51.840 --> 00:05:55.400 pinda mukuwirirana neshoko raMwari. 00:05:55.400 --> 00:05:57.400 saka ikozvino ndinoda kuti upupure izvi, 00:05:57.400 --> 00:06:03.320 Ndinoda kuti uti: Ndinobvumirana neshoko raMwari. 00:06:03.320 --> 00:06:08.520 Ini handibvumirani nechero mamiriro, chero mamiriro 00:06:08.520 --> 00:06:11.000 anopokana neshoko raMwari. 00:06:11.000 --> 00:06:14.440 Revesa nemoyo wako wose. 00:06:14.440 --> 00:06:20.200 kupupura kwemuromo wako ngakubvumirane nemoyo wako 00:06:20.200 --> 00:06:25.360 naikoko kubvumirana kwemoyo wako , ikozvino 00:06:25.360 --> 00:06:28.840 yavanguva yekunamata. 00:06:28.840 --> 00:06:32.360 moyo wako unofanhira kuwirirana naMwari. 00:06:32.360 --> 00:06:35.240 moyo wako unofanhira kubvumirana naMwari. 00:06:35.240 --> 00:06:39.240 moyo wako unofanhira kuva wakasununguka, wakasungunuka pakugumburwa, 00:06:39.240 --> 00:06:43.760 usina shungu, usina marwadzo ekare. 00:06:43.760 --> 00:06:47.240 izvi zvipingaidzo zvinomira pakati pako naMwari. 00:06:47.240 --> 00:06:51.360 Izvozvi, siya zvakapfuura zvako, siya zvekare zvako, 00:06:51.360 --> 00:06:55.840 uye gadzirira kugamuchira kubva kuna Jesu izvozvi. 00:06:55.840 --> 00:07:03.400 chero kukanganisa kumire pakati pako nezvipikirwa zvaMwari, 00:07:03.400 --> 00:07:07.520 regererwa nemuzita raJesu Kristu. 00:07:07.520 --> 00:07:17.640 00:07:17.640 --> 00:07:22.360 rusvingo urwu rwuri pakati pemoyo wako nemweya waMwari, 00:07:22.360 --> 00:07:29.680 ngaribve izvezvi, ngaribve izvezvi, ngaribve izvezvi. 00:07:29.680 --> 00:07:37.360 00:07:37.360 --> 00:07:41.480 Izvezvi nesimba muzita raJesu Kristu, 00:07:41.480 --> 00:07:44.520 sunungurwa muzita raJesu. 00:07:44.520 --> 00:07:51.160 00:07:51.160 --> 00:07:55.920 Ndinoti sunungurwa pahurwere ihwohwo, sunungurwa kubva muhubatwa ihwohwo 00:07:55.920 --> 00:07:58.760 Sunungurwa kubva mukumbunyikidzwa uku 00:07:58.760 --> 00:08:02.320 Sunungurwa, sunungurwa, sunungurwa 00:08:02.320 --> 00:08:04.960 nemuzita rinesimba raJesu Kristu. 00:08:04.960 --> 00:08:12.640 00:08:12.640 --> 00:08:19.920 Ikozvino, ndinoraira mweya yose irikubata muhupenyu hwako 00:08:19.920 --> 00:08:25.640 kuti ngaibude nezita ra Jesu Kristu, 00:08:25.640 --> 00:08:31.800 ngaibude izvezvi, ngaibude mumuviri wako, ngaibude mukati mako, ngaibude mukati menhengo dzako. 00:08:31.800 --> 00:08:33.480 Ngaibude izvezvi. 00:08:33.480 --> 00:08:48.240 00:08:48.240 --> 00:08:52.200 Rutsa izvezvi, rutsa urwere ihwohwo, rutsa muchetura iwoyo. 00:08:52.200 --> 00:08:55.680 Rutsa hubatwa ihwohwo, rutsa zvibude mukati memuviri wako izvezvi. 00:08:55.680 --> 00:08:58.480 Iwe chirwere, iwe chirwere, 00:08:58.480 --> 00:09:01.080 Ndati buda nezita raJesu. 00:09:01.080 --> 00:09:06.120 Buda rezita raJesu, buda izvezvi nezita rinesimba raJesu Kristu. 00:09:06.120 --> 00:09:07.880 Buda izvezvi 00:09:07.880 --> 00:09:17.280 00:09:17.280 --> 00:09:20.480 Ikozvino, sechiito chokutenda, 00:09:20.480 --> 00:09:24.200 Isa ruoko rwako pose pauri kunzwa marwadzo, 00:09:24.200 --> 00:09:26.200 uri kurwadziwa panyama , 00:09:26.200 --> 00:09:30.440 isa ruoko rwako ipapo izvezvi 00:09:30.440 --> 00:09:32.120 zarura moyo wako, 00:09:32.120 --> 00:09:39.280 taura kuti iwe chirwere, iwe chirwere, iwe utera, 00:09:39.280 --> 00:09:43.760 buda nezita raJesu, buda izvezvi. 00:09:43.760 --> 00:09:49.120 Buda mukati memuviri, buda mukati menhengo, buda mukati mavo. 00:09:49.120 --> 00:09:52.880 Buda izvezvi, buda izvezvi. 00:09:52.880 --> 00:09:54.960 Buda izvezvi. 00:09:54.960 --> 00:10:09.280 00:10:09.280 --> 00:10:13.400 Vanhu vaMwari, rambai muri mukunamata uku, 00:10:13.400 --> 00:10:17.840 murikuona zvirikuita Jesu Kristu pakati pedu ikozvino, 00:10:17.840 --> 00:10:22.640 kunyange tiri kure nekure, simba raMwari riri kuburuka. 00:10:22.640 --> 00:10:27.360 Zarura moyo wako kukutenda kwake, kushoko rake, kumweya wake. 00:10:27.360 --> 00:10:30.600 Murikuona mweya yakaipa ichizvirakidza izvozvi, 00:10:30.600 --> 00:10:33.480 chikonzero cheurwere nehurwere chirikubuda. 00:10:33.480 --> 00:10:34.840 Ino inguva yako, 00:10:34.840 --> 00:10:37.120 Ikozvino inguva yako. 00:10:37.120 --> 00:10:40.640 Ndinoti kune mweya yese, 00:10:40.640 --> 00:10:44.160 sungwa neMweya wa Kristu. 00:10:44.160 --> 00:10:49.200 Sungwa neMweya wa Kristu nezita raJesu. 00:10:49.200 --> 00:10:58.120 00:10:58.120 --> 00:11:03.080 mukumbire nyasha dzekuti uteerere kuShoko Rake. 00:11:03.080 --> 00:11:05.760 kuita kuti Shoko Rake rive chiyero chehupenyu hwako, 00:11:05.760 --> 00:11:09.520 kutevera nzira yakarurama. 00:11:09.520 --> 00:11:11.840 Vhura muromo wako, umukumbire ikozvino. 00:11:11.840 --> 00:11:24.720 00:11:24.720 --> 00:11:32.120 Nemuzita rinesimba ra Jesu Kristu tinonamata. 00:11:32.120 --> 00:11:39.520 Nesimba riri muzita ra Jesu Kristu 00:11:39.520 --> 00:11:44.280 Ndinotaura wasunungurwa nemuzita raJesu. 00:11:44.280 --> 00:11:46.960 Tanga kuzvitarisa izvezvi, 00:11:46.960 --> 00:11:50.840 Watopona, wadzoredzerwa, wasunungurwa. 00:11:50.840 --> 00:11:53.680 Wanunurwa, zvitarise izvezvi. 00:11:53.680 --> 00:11:56.600 Wasunungurwa. wasunungurwa, wasunungurwa. 00:11:56.600 --> 00:12:10.760 [shanduro yechiSpanish ] 00:12:10.760 --> 00:12:15.520 Saka ikozvino, makateverera kubva kumativi mana ose enyika, 00:12:15.520 --> 00:12:20.480 maona kubata kwe simba raMwari kunoshamisa. 00:12:20.480 --> 00:12:24.920 Simba raMwari richiita zvishamiso muhupenyu hwevanhu vake. 00:12:24.920 --> 00:12:31.320 Maona kutendeseka, kuvimbika, kuvimbika kwa Mwari. 00:12:31.320 --> 00:12:35.480 Ikozvino inguva yako. 00:12:35.480 --> 00:12:39.240 nguva iya mukadzi aibuda ropa 00:12:39.240 --> 00:12:42.320 paakatambanudza ruoko kuti abate Jesu, 00:12:42.320 --> 00:12:47.120 kutenda kwake ndiko kwakamuporesa. 00:12:47.120 --> 00:12:52.840 Ndinonamata kuti kutenda kwakowo kukuporese nhasi uno. 00:12:52.840 --> 00:12:57.200 Ndinonamata kuti kutenda kwakowo kukununure nhasi uno. 00:12:57.200 --> 00:13:05.600 Ndinonamata kuti kutenda kwakowo kukuponese nhasi uno, nemuzita rinesimba ra Jesu Kristu. 00:13:05.600 --> 00:13:13.200 Ikozvino, ndinoraira mweya yese irikubata muhupenyu hwako 00:13:13.200 --> 00:13:16.640 kuti ibude nemuzita raJesu Kristu. 00:13:16.640 --> 00:13:19.200 Buda nemuzita raJesu Kristu. 00:13:19.200 --> 00:13:23.760 mweya yese irikubata mukati memusoro wako, buda izvezvi. 00:13:23.760 --> 00:13:28.200 mweya yese irikubata rurimi rwako, buda izvezvi. 00:13:28.200 --> 00:13:33.240 mweya yese irikubata maziso ako, buda izvezvi. 00:13:33.240 --> 00:13:37.920 mweya yese irikubata maziso ako, buda izvezvi. 00:13:37.920 --> 00:13:46.720 Dzingwa, dzingwa nemuzita raJesu Kristu. 00:13:46.720 --> 00:13:51.880 mune chero chikamu chehupenyu hwako, 00:13:51.880 --> 00:13:56.280 mweya yetsvina pairikubata, 00:13:56.280 --> 00:13:59.640 zvingave mubhizinesi rako, zvingave mubasa rako, 00:13:59.640 --> 00:14:05.520 zvingave mumari dzako, zvingave mumuwanano yako, zvingave mumumhuri yako, 00:14:05.520 --> 00:14:10.640 dzingwa, buda nemuzita raJesu Kristu. 00:14:10.640 --> 00:14:18.560 Ngakuve nerusununguko, ngakuve nerusununguko izvezvi. 00:14:18.560 --> 00:14:25.600 Ishe Jesu Kristu, Shoko renyu rinotaura rusununguko. 00:14:25.600 --> 00:14:29.000 Shoko renyu rinoparidzira rusununguko. 00:14:29.000 --> 00:14:33.520 Ikozvino, Ndinotaura rusunungiko ikozvino, 00:14:33.520 --> 00:14:38.160 rusununguko kumweya wako, rusununguko kumweya wako. 00:14:38.160 --> 00:14:42.480 Rusununguko kumuviri wako nemuzita rinesimba ra Jesu Kristu. 00:14:42.480 --> 00:14:47.000 Ndinotaura rusununguko izvozvi, rusununguko kumweya wako, 00:14:47.000 --> 00:14:50.760 rusununguko kumweya wako, rusununguko kumuviri wako 00:14:50.760 --> 00:14:57.040 nemuzita rinesimba raJesu Kristu. 00:14:57.040 --> 00:15:00.200 Ndinokutendai Jesu nerusununguko rwenyu. 00:15:00.200 --> 00:15:03.120 Ndinokutendai Jesu nerusununguko rwenyu. 00:15:03.120 --> 00:15:07.200 Ndinokutendai Jesu Kristu nekubata kwenyu humwari. 00:15:07.200 --> 00:15:13.640 Vanhu vaMwari, tangai kupembera mukuzara kwerusununguko rwenyu 00:15:13.640 --> 00:15:18.560 uye fambayi muchiedza cherusununguko rwenyu. 00:15:18.560 --> 00:15:24.480 Pemberai, nokuti Jesu Kristu zvavanotaura kuti ndezvako, 00:15:24.480 --> 00:15:26.840 ndezvako chaizvo chaizvo. 00:15:26.840 --> 00:15:29.680 HUCHAPUPU 00:15:29.680 --> 00:15:31.120 Mhoroi, zita rangu ndinonzi Victor Makene. 00:15:31.120 --> 00:15:33.280 ndiri mudzidzi wepa Yunivhesiti ane makore makumi maviri ekuberekwa. 00:15:33.280 --> 00:15:35.480 Ndinogara mu United Kingdom. 00:15:35.480 --> 00:15:38.360 Mumwedzi waGumiguru 2021, 00:15:38.360 --> 00:15:42.280 ndaidzidzira semutambi webasketball kuYunivhesiti yangu 00:15:42.280 --> 00:15:45.760 chakaitika ndakabva ndabvarura ACL yangu, Anterior cruciate Ligament. 00:15:45.760 --> 00:15:47.520 yakatsemuka zvachose. 00:15:47.520 --> 00:15:49.440 Manheru iwaya ndakabva ndapihwa madondoro aya, 00:15:49.440 --> 00:15:52.560 uye ndakashandisa madondoro aya kwemavhiki. 00:15:52.560 --> 00:15:58.720 Ndisingagone kufamba. 00:15:58.720 --> 00:16:04.520 VanaChiremba vaindiudza kuti nzira chete yandingazokwanisa kuita 00:16:04.520 --> 00:16:09.040 basa rekuita nemuviri kana kumhanya ndeyekuitwa Sejari yekugadzirwa zvakare kwe ACL, 00:16:09.040 --> 00:16:14.800 Kuitwa kwesejari iyi kwakakomba kwazvo kune nguva refu yekupona. 00:16:14.800 --> 00:16:17.440 Asi ndinotenda seKristu akazvarwa patsva, 00:16:17.440 --> 00:16:20.160 zvirinani kutsvaga Mwari chekutanga. 00:16:20.160 --> 00:16:25.200 Ndakaronga kuti ndibate ve God's Heart TV kuti ndivaudze mamiriro angu. 00:16:25.200 --> 00:16:28.440 nhasi uno, musangano we Interactive Prayer usati watanga, 00:16:28.440 --> 00:16:31.560 ndagnge ndichinzwa kusagadzikana kwakakura mumabvi angu, 00:16:31.560 --> 00:16:35.480 ndange ndisingakwanise kufamba ndisina simbi dzinobata mabvi angu. 00:16:35.480 --> 00:16:37.200 mukati memunamato, ndange ndikavhara maziso angu, 00:16:37.200 --> 00:16:38.960 ndichinamata na Mukoma Chris. 00:16:38.960 --> 00:16:43.480 ndanga ndichibvumira Mwari kuti vatore zvakawanda kubva kwandiri uye vandipe zvakawanda kubva kwavari. 00:16:43.480 --> 00:16:47.160 Ndange ndichinamata, ruoko rwangu rwakabata pabvi rangu. 00:16:47.160 --> 00:16:48.960 Ndange ndichiona Mukoma Chris vachibata paskrini. 00:16:48.960 --> 00:16:50.840 hapana chandanga ndichinzwa, 00:16:50.840 --> 00:16:53.960 asi mushure memunamato pavati wasunungurwa, 00:16:53.960 --> 00:16:56.360 ndabva ndabvisa simbi iya yanga iri pabvi rangu, ndatanga kurinzwa 00:16:56.360 --> 00:16:59.680 ndakati regai ndipinde mu corridor, ndokutanga kumhanya ndichidzika, 00:16:59.680 --> 00:17:00.680 uye ndikabva ndatanga kusvetuka. 00:17:00.680 --> 00:17:03.960 Ikozvino handichanzwi kana marwadzo kana kusagadzikana kuye kwandambenge ndichinzwa mumashure, 00:17:03.960 --> 00:17:06.880 kubvira ipapo ndabva ndaziva kuti ndasunungurwa. 00:17:06.880 --> 00:17:10.000 Ndavekukwanisa kusvetuka. 00:17:10.000 --> 00:17:11.200 Ndavekukwanisa kumhanya. 00:17:11.200 --> 00:17:15.120 Ndinotenda Jesu. 00:17:15.120 --> 00:17:17.400 Makomborero muzita raJesu. 00:17:17.400 --> 00:17:21.680 Ini ndinozi Viviena, ndinobva ku Honduras. 00:17:21.680 --> 00:17:27.520 Ndinoda kukuudzai kuti mushure muporofita Chris vatanga kunamata, 00:17:27.520 --> 00:17:36.520 ndange ndavakutonzwa kununurwa, kakufaranuka kapinda mukati memoyo wangu wese, 00:17:36.520 --> 00:17:40.360 uye ndabva ndatanga kunzwa huvepo hwaMwari. 00:17:40.360 --> 00:17:47.080 Pavange vachishumira, ndange ndichisvipa zvinhu zvinovava kubva mumukanwa mangu, 00:17:47.080 --> 00:17:52.560 uye ndirikunzwa kusununguka nemuzita ra Jesu, ndirikunzwa kusununguka kwakazara mumoyo mangu. 00:17:52.560 --> 00:17:54.080 Ndinorumbidza Jesu. 00:17:54.080 --> 00:17:56.280 Ndinokutendai Jesu. 00:17:56.280 --> 00:17:58.080 Ndinokudai Jesu. 00:17:58.080 --> 00:18:01.800 Mhoroi, Zita rangu ndinonzi Samantha uye ndinobva ku Trinida ne Tobago. 00:18:01.800 --> 00:18:05.440 Chekutanga ndinoda kutenda Mwari nenyasha dzavo kuti ndive ndinobatana pamwe nana Mukoma Chris. 00:18:05.440 --> 00:18:07.640 mumusangano we Interactive prayer. 00:18:07.640 --> 00:18:11.200 Tichiri mumusangano uyu we Interactive prayer, mukupedzisira Mukoma Chris vakati 00:18:11.200 --> 00:18:14.240 zvese zvinopokana naMwari zvinofanhira kubva 00:18:14.240 --> 00:18:16.640 mweya wainge urimandiri wakatanga kuzviratidza , ukati 00:18:16.640 --> 00:18:19.040 Ayehwa handiendi. 00:18:19.040 --> 00:18:22.880 ndokubva ndatanga kuzunguzuka zvisingaite 00:18:22.880 --> 00:18:26.760 asi pavakaramba vachinamata wakabva waenda 00:18:26.760 --> 00:18:33.320 ndakatanga kunzwa kurerukirwa uye nekusvipa zvinhu zvaivava. 00:18:33.320 --> 00:18:35.000 Ndinongoda kutenda Mwari naizvozvo. 00:18:35.000 --> 00:18:41.040 Mhoroi. Zita rangu ndinonzi Mirriam Mkwena, ndinobva ku South Africa. 00:18:41.040 --> 00:18:48.000 Ndaiva ndine dambudziko nebvi rangu, mabvi ese. 00:18:48.000 --> 00:18:52.360 Manheru handaikwanisa kurara zvakanaka nekuda kwemarwadzo. 00:18:52.360 --> 00:18:56.760 Marwadzo acho aibva kubva kuchidya zvichidzika, 00:18:56.760 --> 00:18:58.760 zvaiva zvisingaite. 00:18:58.760 --> 00:19:04.040 vachiri mukunamata kudaro, ndakanzwa kunge magetsi ari mumuviri wangu wese. 00:19:04.040 --> 00:19:09.960 zvanga zvirikose, kana nemumabvi; kwaiita sekugwinha kwemagetsi. 00:19:09.960 --> 00:19:14.000 mumashure ndakanzwa chiveve, sekunge ndinogona kudonha. 00:19:14.000 --> 00:19:18.840 pakarepo ndakanzwa nechepachipfuva pangu sekunge ndoda kukosora. 00:19:18.840 --> 00:19:21.560 Ndakabva ndatanga kukosora. 00:19:21.560 --> 00:19:26.240 ndakakosora mate, nezvimwe zvaitutuma se mate. 00:19:26.240 --> 00:19:31.440 mushure maizvozvo, ndakakotama mabvi angu, ndokubva ndanzwa kuti ndatopora. 00:19:31.440 --> 00:19:34.240 ndokubva ndabvisa zvandaishandisa kubata mabvi angu, 00:19:34.240 --> 00:19:37.480 sezvamunoona ichi chandakaba mumaoko angu, 00:19:37.480 --> 00:19:40.560 ndakatanga kusvetuka ndichirumbidza Mwari 00:19:40.560 --> 00:19:42.400 nekuvatenda nekundiporesa. 00:19:42.400 --> 00:19:45.800 uye zvino, hapachisina. 00:19:45.800 --> 00:19:48.640 ndakuzvikanda, ikozvino handichazvishandi. 00:19:48.640 --> 00:19:54.320 sezvamurikuona, ndave kugona kufamba, maona ka. 00:19:54.320 --> 00:19:57.440 Ikozvino ndavekugona kusvetuka. 00:19:57.440 --> 00:20:02.840 Ndave kugona kuita maekisesaizi, kunyange kukotama. 00:20:02.840 --> 00:20:04.800 ndapora. 00:20:04.800 --> 00:20:06.200 Ndinokutendai Jesu. 00:20:06.200 --> 00:20:11.440 Zita rangu ndinonzi Maricela weku Peru. 00:20:11.440 --> 00:20:15.640 Tichiri mukati memusangano we Interactive Prayer, 00:20:15.640 --> 00:20:18.840 ndakagamuchira rusununguko ne ruponeso. 00:20:18.840 --> 00:20:23.200 Ndakagamuchira kuporeswa kubva kune gastritis uye ronda remudumbu. 00:20:23.200 --> 00:20:27.960 Izvi ndizvo zvinovava zvandakarutsa: 00:20:27.960 --> 00:20:32.200 Ndakanzwa moto uye simba raMwari. 00:20:32.200 --> 00:20:35.560 Ndapora uye ndasunungurwa kuitira mbiri yaMwari.Ameni! 00:20:35.560 --> 00:20:38.360 Zita rangu ndinonzi Antonina uye ndinobva ku Ukraine, 00:20:38.360 --> 00:20:40.720 ndinotenda Mwari zvikuru 00:20:44.880 --> 00:20:52.880 nemukana wekuti Mukoma Chris vandinamatira. 00:20:52.880 --> 00:20:59.440 Mumunamato uyu, ndanunurwa 00:20:59.440 --> 00:21:05.920 uye zvinhu zvine muchetura zvange zvichibuda mandiri. 00:21:05.920 --> 00:21:12.960 mumashure meizvi, ndabva ndanzwa kurerukirwa nekufara kwazvo. 00:21:12.960 --> 00:21:16.720 ndinotenda Mwari zvikuru. 00:21:16.720 --> 00:21:20.880 Zita rangu ndinonzi Lylyana, ndinobva ku Ukraine. 00:21:20.880 --> 00:21:24.080 Ndinotenda neminamato yenyu yamunoitira vanhu vekuUkraine. 00:21:24.080 --> 00:21:27.800 Ndinotenda Mwari zvikuru neminamato yenyu. 00:21:27.800 --> 00:21:31.240 Tichiri mukati mekunamata, ndange ndichirutsa 00:21:31.240 --> 00:21:34.240 pane zvinhu zvichena zvange zvichibuda mandiri. 00:21:34.240 --> 00:21:43.200 Muporofita Chris pavange vachitinamatira, ndanzwa kufara zvikuru. 00:21:43.200 --> 00:21:45.800 Ndinokutendai, ndinokutendai pazvose. 00:21:45.800 --> 00:21:47.280 Tirikufara. 00:21:47.280 --> 00:21:53.280 Mangwanani , Mwari Anesu. 00:21:53.280 --> 00:21:56.640 Zita rangu ndinonzi Jeanyl uye ndinobva ku South Africa. 00:21:56.640 --> 00:22:00.840 Ndirikutenda Mwari nezvavandiitira muhupenyu hwangu. 00:22:00.840 --> 00:22:04.040 Mushure mekupinda muchirongwa chemunamato we Interactive Prayer nemusi we Saturday, 00:22:04.040 --> 00:22:07.720 Mukoma Chris pavange vachitinamatira nekutaura, 00:22:07.720 --> 00:22:11.320 ndarutsa zvose zvanga zvine muchetura zvainge zviri mumuviri mangu. 00:22:11.320 --> 00:22:13.640 ndaigara ndichinzwa musoro kurwadza zvakanyanya, 00:22:13.640 --> 00:22:14.880 zvairwadza zvikuru, 00:22:14.880 --> 00:22:17.280 kunyange mabozo angu airwadza. 00:22:17.280 --> 00:22:19.480 Mushure mekurutsa izvi zvose, 00:22:19.480 --> 00:22:22.880 zveshuwa, hapana chandichanzwa. 00:22:22.880 --> 00:22:26.480 Marwadzo ose akapera uye hupenyu wangu wadzoredzerwa, 00:22:26.480 --> 00:22:30.960 kana Mwari vandiitira izvi vanokwanisa kuitira chero munhu . 00:22:30.960 --> 00:22:35.120 Tinofanhirwa kungotenda chete nekubvuma. 00:22:35.120 --> 00:22:36.040 Mangwanani. 00:22:36.040 --> 00:22:40.120 Zita rangu ndinozi Jane uye ini hangu ndinobva ku France. 00:22:40.120 --> 00:22:43.720 Uchapupu hwangu hwakamira saizvi. 00:22:43.720 --> 00:22:46.680 Ndaive ndine matambudziko ema gamu ne mazino, 00:22:46.680 --> 00:22:52.400 Ndaitadza kudya chikafu zvakanaka. 00:22:52.400 --> 00:22:56.880 kunyange kudya makeke ane tsvigiri aindipa marwadzo akanyanya, 00:22:56.880 --> 00:22:59.240 mazino angu nemagamu angu airwadza. 00:22:59.240 --> 00:23:00.760 Ikozvino ndakunzwa zvakanaka. 00:23:00.760 --> 00:23:04.000 Mukoma Chris pavange vachitinamtira, 00:23:04.000 --> 00:23:12.640 Ndakanzwa kurerukirwa, kupiswa mukati memusoro mangu, mumaziso, nekumeso 00:23:12.640 --> 00:23:14.320 ndokubva ndatanga kurutsa. 00:23:14.320 --> 00:23:21.440 Honai izvi ndizvo zvandakarutsa. 00:23:21.440 --> 00:23:24.600 Jesu ndinokutendai nekununurwa kwangu. 00:23:24.600 --> 00:23:26.960 Ndinonzi Grace weku Philippines. 00:23:26.960 --> 00:23:30.920 ikozvino ndiri ku Qatar. 00:23:30.960 --> 00:23:35.000 zvichibva pane zvandakasangana nazvo kubva ku God's Heart TV, 00:23:35.000 --> 00:23:43.600 Ndakanzwa kutsva mukati memuviri wangu, ndairutsa. 00:23:43.600 --> 00:23:47.760 Handikwanisi kunyatsozvitsanangura zvaiitika mumuviri wangu 00:23:47.760 --> 00:23:50.880 Ndakatanga kurutsa 00:23:50.880 --> 00:23:56.200 Handinyatsoziva zvaiitika mukati mandiri. 00:23:56.200 --> 00:23:58.400 Ndinotenda Mwari, 00:23:58.400 --> 00:24:03.640 Ndinoziva kuti vandisunungura nemuZita raMambo Jesu Kristu. 00:24:03.640 --> 00:24:08.880 Hareruya, Ndinokutendai Jesu. 00:24:08.880 --> 00:24:10.520 Zita rangu ndinonzi Gert, 00:24:10.520 --> 00:24:13.800 Ndinobva ku South Africa. 00:24:13.800 --> 00:24:27.960 Panguva yemunamato, ndakarutsa zvinhu zvaive mumuviri mangu. 00:24:27.960 --> 00:24:33.320 Ndokwanisa kutaura kuti hapachisisina marwadzo epachipfuva. 00:24:33.320 --> 00:24:38.320 Ibvi rangu 100%: 00:24:38.320 --> 00:24:40.840 Hapachisisina marwadzo. 00:24:40.840 --> 00:24:50.000 Ndirikunzwa 100%, Ndirikunzwa kusununguka, Ndanunurwa, Ndava mutsva. 00:24:50.000 --> 00:24:52.000 Mbiri kuna Mwari. 00:24:52.000 --> 00:24:55.880 Zita rangu ndinonzi Haydee weku Costa Rica. 00:24:55.880 --> 00:25:00.440 Ndinotenda Mwari nezuva rakanaka kudai! 00:25:00.440 --> 00:25:04.840 Mukuburikidza na Mukoma Chris, ndakagamuchira kuporeswa 00:25:04.840 --> 00:25:10.800 kubva pakurwadziwa kukuru kwerwoko rwangu rokurudyi. 00:25:10.800 --> 00:25:15.720 Nhasi uno, Mwari vandiporesa uye vandinhonga mu tsitsi dzavo. 00:25:15.720 --> 00:25:19.200 Zita rangu ndinonzi Amosi weku Zambia. 00:25:19.200 --> 00:25:23.720 Ndinoda kupupura kunaka kwa Ishe mukati mehupenyu hwangu, 00:25:23.720 --> 00:25:30.840 nezvandaitirwa naMwari mukati mehupenyu hwangu. 00:25:30.840 --> 00:25:34.600 Munhu waMwari pavange vachitinamatira, 00:25:34.600 --> 00:25:39.120 Ndanzwa simba guru raMwari pandiri. 00:25:39.120 --> 00:25:41.840 Pavange vachitinamatira, 00:25:41.840 --> 00:25:46.680 Ndangopatika ndavekurutsa zvimwe zvinhu. 00:25:46.680 --> 00:25:50.280 Mushure mekurutsa zvinhu zviya, ikozvino ndavekunzwa kurerukirwa, 00:25:50.280 --> 00:25:53.000 Ndavekunzwa zvakanaka mumoyo wangu 00:25:53.000 --> 00:25:55.200 Ndave nerunyararo mukati mepfungwa. 00:25:55.200 --> 00:25:56.760 Mhoroi mose, Zita rangi ndinonzi Dina 00:25:56.760 --> 00:26:00.400 uye ndirikubatana pamwe chete nechinochirongwa che Interactive Prayer ndiri ku Canada. 00:26:00.400 --> 00:26:06.880 Ndirikutenda Mukoma Chris nekutendera kwavakaita Mwari kuti vavashandise 00:26:06.880 --> 00:26:10.360 kubata kuvanhu vakawanda pasi rose. 00:26:10.360 --> 00:26:14.520 Ndirikutenda zvikuru kuti ndiri mumwe vavanhu ava 00:26:14.520 --> 00:26:17.760 vakwanisawo kupinda muchirongwa chemunamato wanhasi. 00:26:17.760 --> 00:26:21.480 Panguva yemunamato, 00:26:21.480 --> 00:26:23.680 ipapo ipapo Mukoma Chris pavatanga kunamata, 00:26:23.680 --> 00:26:26.840 Ndanzwa chimwe chinhu chabva pamuviri wangu. 00:26:26.840 --> 00:26:29.680 Ndanzwa kureruka. 00:26:29.680 --> 00:26:31.960 Ndirikunzwa runyararo mukati mandiri. 00:26:31.960 --> 00:26:36.600 Ndinoziva kuti Runyararo urwu runobva kunaMwari chete. 00:26:36.600 --> 00:26:39.480 Ndirikunzwa kutambanuka, ndirikunzwa kufara. 00:26:39.480 --> 00:26:43.240 Ndinonzwa kunge mutoro wabviswa pandiri. 00:26:43.240 --> 00:26:45.600 Ndirikunyatsotenda Mwari nekundinunura. 00:26:45.600 --> 00:26:47.120 00:26:47.120 --> 00:26:49.360 00:26:49.360 --> 00:26:51.280 00:26:51.280 --> 00:26:54.920 00:26:54.920 --> 00:26:57.520 00:26:57.520 --> 00:26:59.480 00:26:59.480 --> 00:27:01.520 00:27:01.520 --> 00:27:06.920 00:27:06.920 --> 00:27:12.320 00:27:12.320 --> 00:27:19.440 00:27:19.440 --> 00:27:21.920 00:27:21.920 --> 00:27:28.440 00:27:28.440 --> 00:27:30.760 00:27:30.760 --> 00:27:33.600 00:27:33.600 --> 00:27:34.600 00:27:34.600 --> 00:27:36.600 00:27:36.600 --> 00:27:42.120 00:27:42.120 --> 00:27:44.840 00:27:44.840 --> 00:27:46.920 00:27:46.920 --> 00:27:53.760 00:27:53.760 --> 00:27:56.000 00:27:56.000 --> 00:28:04.600 00:28:04.600 --> 00:28:10.000 00:28:10.000 --> 00:28:12.160 00:28:12.160 --> 00:28:15.640 00:28:15.640 --> 00:28:21.840 00:28:21.840 --> 00:28:27.160 00:28:27.160 --> 00:28:31.200 00:28:31.200 --> 00:28:35.560 00:28:35.560 --> 00:28:41.480 00:28:41.480 --> 00:28:47.360 00:28:47.360 --> 00:28:51.160 00:28:51.160 --> 00:28:55.240 00:28:55.240 --> 00:28:58.400 00:28:58.400 --> 00:29:01.320 00:29:01.320 --> 00:29:04.200 00:29:04.200 --> 00:29:09.000 00:29:09.000 --> 00:29:14.120 00:29:14.120 --> 00:29:15.880 00:29:15.880 --> 00:29:18.840 00:29:18.840 --> 00:29:24.240 00:29:24.240 --> 00:29:27.440 00:29:27.440 --> 00:29:30.880 00:29:30.880 --> 00:29:33.880 00:29:33.880 --> 00:29:36.800 00:29:36.800 --> 00:29:39.880 00:29:39.880 --> 00:29:42.640 00:29:42.640 --> 00:29:44.960 00:29:44.960 --> 00:29:48.160 00:29:48.160 --> 00:29:53.280 00:29:53.280 --> 00:29:56.760 00:29:56.760 --> 00:30:04.240 00:30:04.240 --> 00:30:05.760