Ndinoti sunungurwa pahurwere ihwohwo. Sunungurwa kubva muusungwa ihwohwo. Sunungurwa kubva mukudzvinyirirwa ikoko. Sunungurwa, sunungurwa nezita rakasimba raJesu Kristu. Tinokugashirai kumusangano wemunamato. Pano pa God's Heart TV Studio mu North Wales mu United Kingdom. Uye neNyasha dzaMwari dzinoshamisa musangano wanhasi uno ndewe marudzi ose. Tine Vanhu vabatana nesu kubva kumarudzi ose epasi pano vachimiririra maKondinendi anobata Nyika dzinokwana kusvika makumi mashanu nenomwe.