0:00:00.000,0:00:03.256 (vana varikuseka)[br]♪ mumhanzi ♪ 0:00:03.256,0:00:14.506 ♪ mumhanzi wakapomboka ♪ 0:00:14.506,0:00:22.866 (misindo yendudzi dzakasiyana-siyana)[br]♪ mumhanzi ♪[br] 0:00:22.866,0:00:31.696 (unoyerera zvakapomboka)[br]♪ mumhanzi ♪[br][br] 0:00:31.696,0:00:35.063 (mushauri wechirume)[br]Zvakatangira mukamba kadiki kepamusoro 0:00:35.063,0:00:37.506 vanhu vachinamata[br]nokuperera nekuzvininipisa 0:00:37.506,0:00:39.596 ♪ mumhanzi ♪ 0:00:39.596,0:00:41.641 Pakati pekushungurudzwa nevabati vezvigaro 0:00:41.641,0:00:43.460 nekurambidzwa kuparidza vhangeri, 0:00:43.460,0:00:46.671 sangano rakanamata, varume vairi[br]vakapupura 0:00:46.671,0:00:49.262 zvine simba uye nenyasha 0:00:49.262,0:00:53.782 ♪ mumhanzi wamakwaya ♪ 0:00:53.782,0:00:57.234 Vanhu vakanamata kwese-kwese[br]nohumwe 0:00:57.234,0:01:00.480 vakatendeuka , pamwe nokureurura[br]uye nokuzvininipisa . 0:01:00.480,0:01:02.510 Upenyu hwevanhu hukashanduka. 0:01:02.510,0:01:04.019 (dombo rakapfekerwa)[br]♪ mumhanzi wamakwaya ♪[br] 0:01:04.019,0:01:06.599 ♪ mumhanzi wamakwaya ♪ 0:01:06.599,0:01:10.246 Varume vairi vakapinda murwendo[br]rwoumishinari 0:01:10.246,0:01:14.204 rwaizopidigura nyika rwusingasiiriri. 0:01:14.204,0:01:17.204 ♪ mumhanzi wamakwaya ♪ 0:01:17.204,0:01:21.229 Naizvozvo vhangeri rakaenda[br]kunyika dzekunze. 0:01:21.229,0:01:24.229 ♪ mumhanzi wamakwaya ♪ 0:01:24.229,0:01:27.817 Kubatana pamunamato kwakabatsira kuti[br]musungwa apunyuke mujeri. 0:01:27.817,0:01:31.377 ♪ mumhanzi wamakwaya ♪ 0:01:31.377,0:01:35.470 Umwe mambo akakumbira [br]kuti vanhu vake vanamate nokutsanya 0:01:35.470,0:01:37.462 muvengi akakundwa. 0:01:37.462,0:01:40.498 Hondo yakakundwa pasina kurwisana. 0:01:40.502,0:01:45.712 ♪ mumhanzi wamakwaya ♪ 0:01:45.712,0:01:50.242 Kuburikidza nemuranda akavimbika[br]nekuvimbika neushingi hwamambokadzi 0:01:50.242,0:01:53.154 vanhu vazhinji vakaponeswa. 0:01:53.154,0:01:58.418 Nyaya dzemuBhaibheri dzinoratidza[br]simba rekubatana pamunamato. 0:01:58.778,0:02:00.452 Pandakaverenga bhuku raMabasa, 0:02:00.452,0:02:04.481 ndakaona riri bhuku rinotaura pamusoro[br]pekubatana kwevatendi pamunamato, 0:02:04.481,0:02:07.021 nepamusoro paMwari vanopindura minamato. 0:02:07.021,0:02:09.263 Kuzvimisira kunamata pachako[br]chinhu chakakosha. 0:02:09.263,0:02:11.722 Minamato panzvimbo yakawanzika[br]ndihwo hwupenyu hwemweya 0:02:11.722,0:02:16.541 Asi tinoziva kuti hakuna[br]kumbowanikwa rumutsiriro pane imwe 0:02:16.541,0:02:21.279 nzvimbo munyika ino yese rusina[br]kutangiswa nechisungo chemunamato 0:02:21.279,0:02:25.371 nekuramba tichinamata. Tenzi[br]vedu vakataura pane imwe nguwa kuti 0:02:25.371,0:02:29.493 "vanhu vaviri vakatenderana pasi pano [br]pane chimwe chinhu chavanokumbira, 0:02:29.493,0:02:32.069 vachaitirwa naBaba Vangu vari kudenga..."[br]Saka pane kubatanidzwa kunoitika 0:02:32.069,0:02:37.371 kana tikakochanisa mazwi edu[br]tichichema kuna Mwari. 0:02:37.371,0:02:39.575 Sezvatinotaurirwa nemweya wechiporofita, 0:02:39.575,0:02:44.517 munamato ikiyi inovhura imba inokotswa 0:02:44.517,0:02:45.597 zvikomborero nezvipo zvedenga. 0:02:45.597,0:02:47.799 Mamwe emazano nemashoko aEllen G. White 0:02:47.799,0:02:50.357 pamusoro pechisungo chemunamato [br]akasimba chaizvo. 0:02:50.357,0:02:52.694 Anoti pane imwe nzvimbo- 0:02:52.694,0:02:55.911 paanonyorera vanaFansworth, anoti 0:02:55.911,0:02:57.746 mune simba guru [br]mukuva nechisungo chekunamata 0:02:57.746,0:02:59.164 pamwe kupfuura[br]kunamata muchivande. 0:02:59.164,0:03:00.601 Anoti, "Sei zvichidaro?" 0:03:00.601,0:03:03.201 Nekuti kubatana kwemoyo yevatendi. 0:03:03.201,0:03:04.811 Mwari vanofadzwa zvikuru 0:03:04.811,0:03:06.368 kana tanyatsova nehumwe 0:03:06.368,0:03:08.983 kana tikabatana pamwe[br]sezvakaita vatendi vemuna Mabasa 0:03:08.983,0:03:11.408 Mune imwe nhaurwa anoti, 0:03:11.408,0:03:14.324 panoitwa munyengetero nomwoyo [br]wese, hondo yose yasatani inobvunda. 0:03:14.324,0:03:18.304 Jesu anoziva kuti tsika [br]yokunamata nevamwe 0:03:18.304,0:03:23.071 inobatsira kubvisa chindini[br]chinowanzowanikwa 0:03:23.071,0:03:25.043 muminamato yedu patinonamata tega. 0:03:25.043,0:03:28.615 Naizvozvo kana Bhaibheri richiti,[br]"Imi tsungai pakunamata,"[br] 0:03:28.615,0:03:32.271 harisi kutaura nechiito[br]chinoitwa nemunhu umwe. 0:03:32.271,0:03:36.617 Chidaidziro kusangano rese[br]kuti ridane kuna Mwari. 0:03:36.617,0:03:38.771 Kwete kuti tishandure pfungwa dzaMwari 0:03:38.771,0:03:42.466 asi kuti tiyererane nekuda kwaMwari. 0:03:42.466,0:03:47.227 Zvakare ndinofunga kutiMwari[br]vanotishandisa semhinduro kuminamato. 0:03:47.227,0:03:49.931 Kana uchitarisa mubhuku raMabasa, 0:03:49.931,0:03:53.591 kubatana pamunamato [br]kwakayananisa vana vaMwari. 0:03:53.591,0:03:56.184 Muna Mabasa 1 vhesi 14 na 15, 0:03:56.184,0:03:59.067 sangano rese rakaungana rikanamata[br]pamwe chete. 0:03:59.067,0:04:01.724 Raiziva kuti basa raiva mberi[br]kwavo raiva rakakura. 0:04:01.724,0:04:03.660 Vaiziva zvakare kuti dambudziko[br]rakanga riri guru . 0:04:03.660,0:04:06.922 Vaizivawo kuti pakange pasina nzira[br]yekuendesa nayo vhangeri kupasi rese. 0:04:06.922,0:04:10.631 Asi pavakanamata, Mwari[br]vakaita chishamiso. 0:04:10.631,0:04:13.384 Vakadurura Mweya Mutsvene[br]pazuva rePendekosti 0:04:13.384,0:04:16.238 vanhu zviuru zvitatu[br](3000) vakabhabhatidzwa. 0:04:16.238,0:04:19.435 Unoziva chimwe chinhu---,[br]paunoverenga vhesi ipapo----[br] 0:04:19.435,0:04:22.711 chimwe chezvinhu zvinodauka kubva mandiri,[br]mutsara wakareruka wechirungu unoti, 0:04:22.711,0:04:25.506 "vaiva nehwumwe" 0:04:25.506,0:04:28.885 Pendekosti yaisangova chiitiko[br]chinoshamisa chete. 0:04:28.885,0:04:35.302 Yakaitika mushure mekupetwa kwebasa[br]raCristo munyika ino. 0:04:35.302,0:04:41.801 Zvaitarisika sokuti zvinhu zvese zvainge[br]zvaparadzwa zvachose, 0:04:41.801,0:04:43.893 apo Cristo akange achirembera[br]pamuchinjiko. 0:04:43.893,0:04:46.435 Uye ipapo chokwadi[br]kumuka kwakaitika. 0:04:46.435,0:04:48.092 Akazviratidza kuvadzidzi vake. 0:04:48.092,0:04:51.311 Izvi zvakavapa maonero akasiyana 0:04:51.311,0:04:53.715 pamusoro pechikonzero cheushumiri hwavo. 0:04:53.715,0:04:56.572 Ishe wedu akaudza vadzidzi vake 0:04:56.572,0:05:00.738 kuti vamirire vari muJerusalem,[br]vari muchisungo chemunamato. 0:05:00.738,0:05:03.742 Ndicho chimwe chezvaidiwa 0:05:03.742,0:05:06.381 kuti mhepo huru iyi iuye 0:05:06.381,0:05:09.383 nekuti Mweya Mutsvene uwepo[br]nezuva rependacosti. 0:05:09.383,0:05:10.993 [murume arikutaura mitauro yakasangana] 0:05:10.993,0:05:12.898 Yaiva nguva yePaseka 0:05:12.898,0:05:15.701 naizvozvo tese takange tiri [br]muimba yepamusoro muJerusalema. 0:05:15.701,0:05:18.061 Takange tichinamata tose nomweya wohumwe. 0:05:18.061,0:05:21.113 Takanga tichinyengeterera [br]nekutendeuka nekuzvininipisa, 0:05:21.113,0:05:23.644 uye takanga tichireurura zvivi . 0:05:23.644,0:05:27.726 Takanga tichitsvakawo chiratidzo chaShe ,[br]simba neMweya Mutsvene. 0:05:27.726,0:05:30.236 Pakange paine humwe[br]hunofadza nokushamisa zvikuru 0:05:30.236,0:05:31.902 patakanyengetera nomwoyo[br]wose pamwe chete . 0:05:31.904,0:05:35.842 [murume arikunamata nemitauro yakasangana] 0:05:35.842,0:05:38.842 [mudzimai arikutaura nemitauro yakasangana] 0:05:38.842,0:05:41.812 [mutauri wechidzimai] Pakarepo[br]kwakatanga kunzwikwa ruzha 0:05:41.812,0:05:44.121 rwemhepo yaivhuvhuta, rwakazadza[br]imba yese yatakange takagara 0:05:44.121,0:05:46.721 (ruzha rwemhepo) 0:05:46.721,0:05:48.760 Ipapo marimi omoto wakaburuka 0:05:48.760,0:05:51.264 akazorora pamusoro pevanhu . 0:05:52.624,0:05:54.724 [murume arikutaura mitauro yakasangana] 0:05:54.724,0:05:58.304 [mutauri wechimurume] Vanhu vese vaiwa[br]mumba iyi vakazadzwa nemweya mutsvene. 0:05:58.304,0:06:00.730 Tonderai kuti nenguva yePasika, 0:06:00.730,0:06:03.498 vanhu vaibva kunzvimbo [br]dzakasiyana-siyana kuzonamata 0:06:03.498,0:06:06.068 asi zvino, chiripo-ripocho, vakatanga[br]kunzwa vhangeri 0:06:06.068,0:06:07.752 umwe neumwe nemutauro wekwake. 0:06:07.752,0:06:10.058 Kuburikidza naizvozvo,vanhu zviuru zvitatu[br] 0:06:10.058,0:06:12.664 vakavedzerwa kuvatendi nezuva rimwe! 0:06:12.673,0:06:16.854 ♪ mumhanzi unoyerera zvakapomboka ♪[br] 0:06:16.854,0:06:18.474 [mudzimai arikutaura mitauro yakasangana] 0:06:18.474,0:06:20.668 [mutauri wechidzmai] Vanhu vakazvipira 0:06:20.668,0:06:22.814 kuzvidzidzo zvevaporofita[br]nepakuyanana, 0:06:22.814,0:06:25.382 pakudyidzana nepakunamata. 0:06:25.382,0:06:28.248 Mazuva ese vaisangana mutemberi. 0:06:28.248,0:06:30.967 Vaisangana zvakare mudzimba[br]vachidya pamwe chete. 0:06:30.967,0:06:33.574 Vanhu vakange vachiponeswa[br]vakaramba vachiwanda mazuva ese. 0:06:33.574,0:06:36.574 ♪ mumhanzi wakatsetseka ♪ 0:06:36.574,0:06:38.355 Tinotenda kuti chinhu chakadai 0:06:38.355,0:06:41.402 chichaitika zvakare [br]mumazuva ekupedzisira. 0:06:41.402,0:06:43.728 Asi ndinofunga kuti zvinoitika[br]koga kana isu sesangano 0:06:43.728,0:06:46.137 uye sevanhu tikabatana[br]tikava nohumwe 0:06:46.137,0:06:48.227 uye nemunyengetero womwoyo wose. 0:06:48.227,0:06:51.271 Kunze kwekuti kana tadaro, tinogona[br]kutadza kuona izvi zvichiitika. 0:06:51.271,0:06:53.769 Zvakare, zvakaitika paPendacosti 0:06:53.769,0:06:57.874 zvichaitwa zvakare zvakapetwa[br]kuburikidza naIshe Tenzi 0:06:57.874,0:06:59.630 nenzira yazvakaitika nayo 0:06:59.630,0:07:02.362 apo vhangeri rengirozi[br]nhatu ririkuenda mberi, 0:07:02.362,0:07:06.028 Apo vhangeri rengirozi yechina[br]yaZvakazarurwa 18 rinenge richipupurwa, 0:07:06.028,0:07:10.242 apo tsuri yekupedzisira ichadaidzirwa[br]munyika yese. 0:07:10.242,0:07:14.249 Mweya mutsvene uchadururirwa kune 0:07:14.249,0:07:15.713 avo vakazvipira kuna Mwari, 0:07:15.713,0:07:18.411 vakareurura zvitema zvavo, 0:07:18.411,0:07:20.142 zvakare unogona [br]kutishandisa nenzira inoshamisa. 0:07:20.142,0:07:22.560 Ndinofunga kuti mubhuku raMabasa 6 0:07:22.560,0:07:24.350 sangano rakasangana[br]nedambudziko rakanaka. 0:07:24.350,0:07:26.802 Chechi yakanga ichikura[br]zvinoshamisa nekukasika. 0:07:26.802,0:07:30.744 Asi pakati pechishamiso ichi, pakaita [br]dambudziko rekugowerwa kwezvekudya. 0:07:30.745,0:07:35.758 [ Varume vachita nharo nemitauro yakasanganiswa][br]♪mumhanzi unosimudzira ♪ 0:07:36.968,0:07:40.509 [mutauri wechirume] Chechi yakasangana[br]nematambudziko anobatika. 0:07:40.509,0:07:44.131 VaJudha vechiHereni vakanga [br]vachigunun'unira VaJudha vechiHebheru 0:07:44.131,0:07:47.122 pamusoro pemagowerwo ekudya [br]kwemazuva ese vachiti chirikadzi dzerudzi 0:07:47.122,0:07:49.245 rwavo dzakanga dzichidarikwa[br]mumagoverwo zvokudya. 0:07:49.245,0:07:51.252 Vaapostora vakaona zvakakosha 0:07:51.252,0:07:54.509 kuti vakoshese basa rekunamata [br]nekuparidza vhangeri. 0:07:54.509,0:07:57.254 naizvozvo kwakasarudzwa madhikoni manomwe 0:07:57.254,0:08:00.794 kuti vabate aya mabasa anobatika. 0:08:00.797,0:08:04.254 ♪ mumhanzi unosimudzira ♪ 0:08:04.254,0:08:06.474 [ murume achitaura mitauro yakasanganiswa] 0:08:06.474,0:08:09.500 [ mutauri wechirume] Vapostori[br]vakatikumbira seboka 0:08:09.500,0:08:12.335 kuti tisarudze varume[br]vanomwe vanozivikanwa 0:08:12.335,0:08:15.509 vakagarwa neMweya Mutsvene uye [br]vane uchenjeri. 0:08:15.509,0:08:17.753 Chikumbiro ichi chevapostori 0:08:17.753,0:08:19.789 chakafadza boka rese revatendi. 0:08:19.789,0:08:23.027 Saka takatanga basa rekusarudza[br]vashandiri ava. 0:08:23.027,0:08:24.985 Pavakangosarudzwa, 0:08:24.985,0:08:27.964 vakaunzwa kuvadzidzi vaJesu, 0:08:27.964,0:08:32.037 vakaiswa maoko pamusoro,[br]vakanamatirwa. 0:08:32.037,0:08:35.892 (mutauri wechipiri) Munamato uri chinhu[br]chekutanga kusangano, rakaramba richibudirira. 0:08:35.892,0:08:39.494 Izvi zvapfuura, sangano [br]rakaramba nekukasika. 0:08:39.494,0:08:43.517 Vapirisita vazhinji vakatanga[br]kuteerera shoko raMwari. 0:08:43.517,0:08:46.036 Saka pano ndinoona kuti[br]pane nyaya 0:08:46.036,0:08:48.676 inoti, kana tasangana nematambudziko, 0:08:48.676,0:08:51.931 ngatishandisei uchenjeri,[br]ngatishandisei zvatakadzidza, 0:08:51.931,0:08:53.932 asi zvakare ngationei kuti 0:08:53.932,0:08:56.770 tina Mwari anopindura minamato;[br]anogona kutipa uchenjeri.[br] 0:08:56.770,0:08:59.117 Ndakazviona izvi kazhinji-zhinji. 0:08:59.117,0:09:01.243 Machechi anematambudziko makuru 0:09:01.243,0:09:04.626 akaagadzirisa paakauya pamwe chete[br]kuzonamata. 0:09:04.626,0:09:06.510 ♪mumhanzi wemakwaya webaritoni♪ 0:09:06.510,0:09:12.430 [ Mupristi mukuru achiudza Petro naJohani zvokuita] 0:09:12.430,0:09:17.464 [ Mupristi mukuru achienda mberi[br]kuudza Petro naJohani zvokuita] 0:09:17.485,0:09:19.638 [ Mutauri wechirume][br]Petro naJohani vakadaidzwa 0:09:19.638,0:09:22.171 nevapristi vakuru nevakuru vesangano[br]pamusana pekushumaira kwavaiita. 0:09:22.171,0:09:23.875 Vakaedza kuzvidzivirira, 0:09:23.875,0:09:25.775 asi vatungamiri ava[br]vakavaomesera zvikuru. 0:09:25.775,0:09:27.301 Vakavaudza kuti vasataure 0:09:27.301,0:09:29.448 kana kudzidzisa nezvaJesu. 0:09:29.448,0:09:32.792 Mushure mekutyisidzirwa,[br]vakavarega vachienda. 0:09:32.792,0:09:34.942 Petro naJohane vakadzokera [br]kuvanhu vavo. 0:09:34.942,0:09:38.071 Vakanotaura zvese zvakange[br]zvataurwa nevakuru vechechi. 0:09:38.071,0:09:41.011 ♪mumhanzi wemakwaya webaritoni♪ 0:09:41.011,0:09:43.451 [murume achitaura mitauro yakasanganiswa] 0:09:43.451,0:09:47.421 Patakanzwa zvese izvi, takabva[br]tangosimudza mazwi edu mumunamato. 0:09:47.421,0:09:51.253 Boka rese rakanamatira Petro naJohane. 0:09:51.253,0:09:55.770 "Takanamata kuti Mwari vape [br]varanda vavo vairi ava vakazvininipisa ushingi. 0:09:55.770,0:10:00.421 Ndakange ndisina kumbopinda mumunamato[br]wakaperera zvakadaro kwenguva yakareba. 0:10:00.421,0:10:04.011 Patapedza munamato, chiripo-ripocho, [br]nzvimbo yese yatakange tiri yakadengenyeka. 0:10:04.011,0:10:05.831 [ Mumwe murume achitaura mitauro yakasanganiswa] 0:10:05.831,0:10:07.937 Vanhu vakazadzwa neMweya Mutsvene. 0:10:07.937,0:10:09.261 Petro naJohane ndookubuda 0:10:09.261,0:10:12.155 vakapupura nesimba guru nenyasha 0:10:12.155,0:10:13.821 munyika yese 0:10:13.821,0:10:15.799 nezvekumuka kwaJesu Cristo. 0:10:15.799,0:10:18.229 ♪ mumhanzi wekupedzisira wemagitare ♪ 0:10:18.229,0:10:20.888 Ndinofunga kuti Petro naJohani[br]vaivana simba guru 0:10:20.888,0:10:23.191 mukuziva kuti vakange vachinamata 0:10:23.191,0:10:25.105 uye kubva pasimba rinouya 0:10:25.105,0:10:26.340 kana vanhu vachitinamatira. 0:10:26.340,0:10:27.223 Kunouya runyararo, 0:10:27.223,0:10:28.765 nesimba rinobva kuna Mwari 0:10:28.765,0:10:32.672 rinosvika matiri kana kuine vatendi [br]vazhinji varikudaira munamato iwoyo. 0:10:32.672,0:10:34.122 ♪ mumhanzi wakaterama ♪ 0:10:34.122,0:10:39.074 [mutauri wechidzimai] Ipapo Esita akatumira[br]mhinduro iyi kuna Mordecai: 0:10:39.074,0:10:43.262 "Enda undounganidza vaJudha[br]vese vari kuSusa 0:10:43.262,0:10:46.761 munamate nekunditsanyira. 0:10:46.761,0:10:52.197 Musadye kana kumwa chimwe[br]chinhu kwemazuva matatu. 0:10:52.197,0:10:57.241 Ini nevabati vangu tichatsanyawo[br]sezvamunenge muchiita. 0:10:57.241,0:11:00.506 Mushure maizvozvo ndichaenda kuan mambo 0:11:00.506,0:11:03.396 kunyangwe zvazvo zvri kunze kwemutemo. 0:11:03.396,0:11:07.499 Kana ndaparara, ndaparara." 0:11:07.499,0:11:28.048 ♪ mumhanzi usingagumi unoramba uchikwira ♪ 0:11:28.048,0:11:30.088 ♪ kusaruta kwepahondo ♪ 0:11:30.088,0:11:31.732 Tikatarisa zvakare[br]pana Esiteri iye zvino 0:11:31.732,0:11:34.101 tinombofunga kuti aiva [br]musikana akareruka 0:11:34.101,0:11:37.212 Munoziva, aiva musikana [br]azere kutenda 0:11:37.212,0:11:39.777 Asi aigona kuva munhu atovhundutswawo 0:11:39.777,0:11:41.888 sezvataingaita isu nhasi. 0:11:41.888,0:11:45.167 Yaiwa nguva yakaoma zvikuru. 0:11:45.167,0:11:47.420 Munoiziva tsumo yekare inoti[br]hapana chinhu 0:11:47.420,0:11:48.951 chakafanana nekuti vanhu vasingatendi[br]vanokwana mumwena yemakava. 0:11:48.951,0:11:52.760 Apa vaitoziva kuti kana 0:11:52.760,0:11:56.063 Mwari vakasapindira, 0:11:56.063,0:11:59.857 kana denga rikasapindira,[br]vaitorasikirwa nezvese. 0:11:59.857,0:12:05.021 Asi Esteri akange akachenjera zvakadaro[br]zvekuti akati kuna sekuru vake Mordecai, 0:12:05.021,0:12:07.725 "Iniwo navarandakadzi vangu 0:12:07.725,0:12:12.154 tichatsanyawo...[br]...endai munounganidza vaJuda 0:12:12.154,0:12:15.338 vose vari muSusa mugotsanya[br]zvudya pamusana pangu." 0:12:15.338,0:12:17.451 Ndinofunga kuti tinorasikirwa zvikuru 0:12:17.451,0:12:19.254 panodururwa simba raMwari 0:12:19.254,0:12:22.091 munyika ino nekusatsanya. 0:12:22.091,0:12:25.253 izvi hazvirevi kuti tinofanira kubva[br]tarega kudya zvachose 0:12:25.253,0:12:28.012 asi tinofanira kuzvinyima chimwe chinhu 0:12:28.012,0:12:29.745 chatinofarira zvakanyanya mazuva ese. 0:12:29.745,0:12:31.750 Tikabatanidza izvozvo neminamato 0:12:31.750,0:12:34.761 tiri pamwe chete nevamwe,[br]zvinobatsira zvikuru. 0:12:34.761,0:12:36.758 chinotibatsira kurwa hondo iyi huru. 0:12:36.758,0:12:40.116 Zviri nyore zvikuru kukanganwa[br]dzimwe nguva 0:12:40.116,0:12:42.994 kuti hatigoni kumira tega tisina[br]kutsamira pana Mwari. 0:12:42.994,0:12:45.545 Saka Dwight Nelson achititondedza kuti- 0:12:45.545,0:12:47.612 Ngatinamatei setagumirwa! 0:12:47.612,0:12:49.269 Esteri akange agumirwa. 0:12:49.269,0:12:51.658 Ngatinamatei inodaidza mhinduro ipapo! 0:12:51.658,0:12:54.315 Uye ngatinamatei minamato yetarisiro. 0:12:54.315,0:12:57.706 Ndinoona kuti minamato yaEsteri[br]yaibata izvi zvinhu zvitatu. 0:12:57.706,0:12:59.496 Kana mukatarisa mubhuku raMabasa, 0:12:59.496,0:13:01.751 munamato vaibatanidza vanhu zvikuru. 0:13:01.751,0:13:04.838 Imbofungai nezvaPetro naKoniriyasi. 0:13:04.838,0:13:09.707 Koniriyasi aiwa muJentairi,[br]Petro ari muJudha. 0:13:09.707,0:13:14.196 MaJudha nemaJendairi vaisasangana. 0:13:14.196,0:13:16.505 kutaudzana, 0:13:16.505,0:13:18.499 kana kushanyirana mudzimba 0:13:18.499,0:13:19.425 kana kudya pamwe-chete.[br]Apa Mweya mutswene wakanga 0:13:19.425,0:13:22.766 wakutoputsa midhuri[br]yaipatsanisa marudzi aya. 0:13:22.766,0:13:28.006 Mumwe mujendairi wechiItariya,[br]Koniriyasi, akange achinamata. 0:13:28.006,0:13:30.894 Hazvina kuitika setsaona. [br]Akange achinamata. 0:13:30.894,0:13:33.904 Petrowo, ari paimba yepamusoro[br]akange achinamata. 0:13:33.904,0:13:36.079 Zvino akanamata nguva[br]yakareba kusvikira akotsira. 0:13:36.079,0:13:38.885 Petro anotanga kurota pamusoro[br]pejira guru raidzika pasi 0:13:38.885,0:13:41.370 riine mhando nemhando[br]dzemhuka mariri. 0:13:41.370,0:13:43.390 Mwari ndokuti kuna Petro,[br]simuka Petro, uraya ugodya. 0:13:43.390,0:13:45.413 Perto anopindura kuti, handisati ndambodya 0:13:45.413,0:13:48.484 chinhu chakan'ora, chisina kuchena[br]senyoka, makarwe kana makonzo. 0:13:48.484,0:13:50.390 Asi muono uyu wakange usiri 0:13:50.390,0:13:51.578 pamusoro pezvekudya [br]zvakachena kana zvakasviba. 0:13:51.578,0:13:55.105 Muono wakanga uchitaura pamusoro 0:13:55.105,0:13:56.564 pekuremekedza dzimwe ndudzi. 0:13:56.564,0:14:02.068 Mwari vanotumira miono,[br]zviratidzo kune vese vari vairi. 0:14:02.068,0:14:04.390 Izvi zvadhiritsa mudhuri 0:14:04.390,0:14:06.058 waivapatsanisa. 0:14:06.058,0:14:08.682 naizvozvo Petro akadaidzira[br]kuti Mwari vandiratidza kuti 0:14:08.682,0:14:12.179 haaiti zvokusarura vanhu kwete. 0:14:12.179,0:14:15.493 Vari vairi, vese vakanamata,[br]muJudha nemuJendairi, 0:14:15.493,0:14:17.248 minamato yavo ikakwira kudenga 0:14:17.248,0:14:19.120 ikasangana pachigaro chaMwari. 0:14:19.120,0:14:27.220 ♪ mumhanzi wepiyano unokwira seunokukurwa ♪ 0:14:27.220,0:14:30.741 [mutauri wekutanga] Akange ari masikati [br]apo petro akakwira 0:14:30.741,0:14:32.758 pamusoro pemba kunonamata.[br]ndipo paakapiwa muono 0:14:32.758,0:14:36.633 wejira guru rakange riine musanganiswa[br]wemhuka dzisina kuchena 0:14:36.633,0:14:38.515 rainomirira zvinotaura raMwari 0:14:38.515,0:14:40.015 pamusoro pekusiyana-siyana 0:14:40.015,0:14:41.757 kwevanhu musangano raMwari ririkukura. 0:14:41.757,0:14:45.227 ♪ nyere ichiridzwa zvakanyorovere ♪ 0:14:45.227,0:14:47.573 [mutauri wechipiri] "Takange[br]tanzwa kuti Petro akange achigara 0:14:47.573,0:14:49.757 kuimba yaSaimon, musuki wamatehwe, 0:14:49.757,0:14:53.752 tikatumwa naCornelius, mukuru[br]weboka rezana kunomutsvaka." 0:14:53.752,0:14:55.502 ♪ mumhanzi wepiano nenyere unoenda mberi ♪ 0:14:55.502,0:14:58.478 [Mutauri wekutanga] "Petro paakange [br]achiri kufunga nezvemuono, 0:14:58.478,0:15:00.879 Mweya Mutsvene wakamutaurira[br]kuti adzike pasi 0:15:00.879,0:15:04.608 nekuti painge paine varume[br]vatatu vaimutsvaga. 0:15:04.608,0:15:06.248 [murume mumweyo achitaura mitauro yakasanganiswa] 0:15:06.248,0:15:08.254 Petro akadzika akandotaurira varume vaya 0:15:08.254,0:15:12.079 kuti ndiye munhu vavakange vachitsvaga. 0:15:12.079,0:15:17.173 ♪ mumhanzi wepiano nenyere unoenda mberi zvakanakisa ♪ 0:15:17.173,0:15:18.787 [mutauri wechipiri] "Takazotaurira [br]Petro kuti 0:15:18.787,0:15:21.042 Koniriyasi, mukuru wezana, 0:15:21.042,0:15:22.758 akange audzwa nengirozi 0:15:22.758,0:15:23.892 kuti Petro aizouya 0:15:23.892,0:15:25.416 kuzomuona kumba kwake." 0:15:25.416,0:15:27.411 Naizvozvo, Petro asingazivi, 0:15:27.411,0:15:30.832 Koniriyasi akange akatomirira[br]kushanyirwa naPetro kuSizariya. 0:15:30.832,0:15:33.492 [murume wekutanga achitaura zvakare] 0:15:33.492,0:15:36.261 Zvakaitika apa hazvina kujairika. 0:15:36.261,0:15:38.997 Iko kungoti peter akapinda mumba- 0:15:38.997,0:15:41.165 tonderai kuti zvakange[br]zvisingabvumidzwi nemutemo 0:15:41.165,0:15:43.015 kuti muJudha adyidzane 0:15:43.015,0:15:44.736 kana kushanyira vaGendairi. 0:15:44.736,0:15:47.160 ♪ mumhanzi wakatoweka ♪ 0:15:47.160,0:15:50.009 [mutauri wechipiri] Koniriyasi akaudza[br]Petro kuti 0:15:50.009,0:15:51.788 mazuva matatu apfuura[br]akange achinamata 0:15:51.788,0:15:54.250 ari mumba make [br]apo ngirozi yakamushanyira. 0:15:54.250,0:15:57.000 [murume wekutanga achitaura mitauro[br]yakasanganiwa zvkare] 0:15:57.000,0:15:58.630 "Petro akataurira Koniriyasi 0:15:58.630,0:16:00.686 manzwisisiro ake matswa 0:16:00.686,0:16:02.520 ekuti Mwari haVasarudzi 0:16:02.520,0:16:04.491 uye ndiTenzi Vevese. 0:16:04.491,0:16:06.628 Izvi zvakaunza shanduko itsva. 0:16:06.628,0:16:07.994 Kubva zvino zvichienda mberi, 0:16:07.994,0:16:11.630 vhangeri rakatanga[br]kuparidzirwawo kune mamwe mapoka. 0:16:11.630,0:16:16.600 Uye izvi zvakatanga[br]nemunamato, kutsanya nekuna muono. 0:16:16.600,0:16:19.131 Zvakaita sepavakwa mazambuko[br]pakati pevetsika dzakasiyana 0:16:19.131,0:16:21.312 Midhuri yemipatsano yakaputsirwa asi. 0:16:21.312,0:16:23.078 Mwoyo yakabatanidzwa . 0:16:23.078,0:16:25.828 [br]Uye vakava mumwe muna Jesu Kristu. 0:16:25.828,0:16:27.821 Vhangeri rakaiswa pachena kumaJendairiwo. 0:16:27.821,0:16:28.974 Kubatana paminamato kunoshanda 0:16:28.974,0:16:31.092 sei pakubvisa mupatsa pakati pendudzi? 0:16:31.092,0:16:34.189 Patinopfugama pamwe-chete- 0:16:34.189,0:16:36.899 tsika dzakasiyana, kwatinobva, 0:16:36.909,0:16:39.241 makudzirwo edu akasiyana, 0:16:39.241,0:16:41.918 misiyano pamadzidziro atakaita, 0:16:41.918,0:16:43.476 misiyano pamarudzi eganda redu 0:16:43.476,0:16:45.506 patinopfugama pamwe-chete 0:16:45.506,0:16:48.621 mwoyo yedu inobva yabatanidzwa[br]seumwe muna Jesu Cristo. 0:16:48.621,0:16:50.492 Ndikatarisa mubhuku raMabasa 13, 0:16:50.492,0:16:52.511 umo sangano rekuAndiyoku 0:16:52.511,0:16:55.613 rakange rave kutumira Pauro naBarnabas. 0:16:55.613,0:16:57.511 Richivaisa maoko pamusoro. 0:16:57.511,0:17:00.259 Uye vakanamatira chipo[br]cheMweya Mutsvene. 0:17:00.259,0:17:04.015 Mubhuku raMabasa 13, kuisa maoko[br]pamusoro kwaimirira kutsaurwa, 0:17:04.015,0:17:07.661 kwaPauro naBhanabhasi [br]pabasa revhangeri neumishinari. 0:17:07.661,0:17:11.051 Vakange vave kuzonotangisa[br]nzwendo dzavo dzeumishinari. 0:17:11.051,0:17:15.025 Handifungi kuti pane mashiripiti[br]panyaya yekuiswa maoko pamusoro. 0:17:15.025,0:17:16.401 Ndinofunga kuti mufananidzo[br]chete. 0:17:16.401,0:17:18.911 Sezvakangoita mvura parubhabhatidzo 0:17:18.911,0:17:21.885 kana kuti chingwa chisina kuviriswa[br]uye muto wemazambiringa 0:17:21.885,0:17:23.619 parusando rwechidyo chaTenzi. 0:17:23.619,0:17:26.382 Kana chechi ikauya nohumwe 0:17:26.382,0:17:28.498 ichiisa maoko pamusoro peumwe munhu 0:17:28.498,0:17:30.759 vanange vachinamatira munhu iyeye, 0:17:30.759,0:17:35.503 vachimutsaurira basa rakatsanangurika[br]reupupuri neushumiri. 0:17:35.503,0:17:37.013 [murume arikutaura mitauro yakasanganiswa] 0:17:37.013,0:17:39.491 Apo vaporofita nevadzidzi[br]vesangano rekutanga 0:17:39.491,0:17:41.130 vakange vachitsanya nekunamata, 0:17:41.130,0:17:43.237 Mweya Mutswene Wakadaidza[br]Pauro naBhanabhasi 0:17:43.237,0:17:45.963 kuti vaende parwendo rwavo[br]rwekutanga rwehumishinari. 0:17:45.963,0:17:48.760 Chechi yakanamata pamwe-chete[br]vasati vatuma ava vaviri. 0:17:48.760,0:17:50.360 ♪ mumhanzi unenge wengirozi♪ 0:17:50.360,0:17:51.570 [mutauri wechidzimai achitaura mitauro yakasanganiswa] 0:17:51.570,0:17:53.931 "Vakaiswa maoko pamusoro [br]tikavanamatira nemwoyo yakaperera. 0:17:53.931,0:17:56.821 Sesangano rakabatana, takanamatira[br]kuchengeteka kwavo parwendo 0:17:56.821,0:17:58.260 uye kuti Mwari vavape 0:17:58.260,0:18:00.911 mashoko akafanira avasingataura kuzvaunga 0:18:00.911,0:18:03.432 Takanamatira kuti mamishinari[br] 0:18:03.432,0:18:04.865 edu abudirire mubasa[br]rekuparidza vhangeri. 0:18:04.865,0:18:07.255 ♪ mumhanzi uchikwira ♪ 0:18:07.255,0:18:10.078 Pauro naBhanabhasi [br]vakafamba nzvimbo dzakawanda 0:18:10.078,0:18:12.307 KuSaipurasi, vaparidza shoko raMwari 0:18:12.307,0:18:14.232 mumuasinagogo emaJudha. 0:18:14.232,0:18:16.865 KuAndiyoki yekupisidhiya, [br]guta rese 0:18:16.865,0:18:18.765 rakaungana kuti rinzwe shoko raMwari. 0:18:18.765,0:18:21.655 MaJendairi pavakanzwa shoko,[br]vakatenda muna Mwari. 0:18:21.655,0:18:24.852 Shoko raJehovha rakapararira[br]munyika yose 0:18:24.852,0:18:28.875 vadzidzi vakazadzwa [br]nerufaro nemweya Mutsvene. 0:18:28.875,0:18:31.725 ♪ mumhanzi unoverera unenge wengirozi♪ 0:18:31.725,0:18:34.507 Pauro nabhanabhasi vakagadza[br]vakuru vesangano muchechi yega-yega 0:18:34.507,0:18:38.146 vakanamata nekutsanya, [br]vachivaisa kunaMwari. 0:18:38.146,0:18:39.821 Vakaunganidza sangano pamwe-chete 0:18:39.821,0:18:42.531 vakavazivisa zvese izvo Mwari [br]vakange aita kuburikidza navo 0:18:42.531,0:18:46.030 uye kuti Vakange vavhura musiwo[br]kumaJendairi. 0:18:47.750,0:18:49.265 Sesangano remunamato, 0:18:49.265,0:18:52.762 kana tichiisa maoko pamusoro[br]peavo vatinenge tichinamatira, 0:18:52.762,0:18:56.097 zvinomirira maoko aMwari. 0:18:56.097,0:18:57.882 Kupfugama takakomberedza munhu, 0:18:57.882,0:19:00.107 kuvatsaurira basa iroro, 0:19:00.107,0:19:02.081 tinenge tichikumbira Mweya Mutsvene 0:19:02.081,0:19:04.208 kuti uvape simba nekuvashingisa 0:19:04.208,0:19:06.858 pabasa iro Mwari anenge [br]avapa vachitumwa nechechi. 0:19:06.858,0:19:10.421 Ndinotondera imwe nyay apo Pauro aiva- 0:19:10.421,0:19:12.108 akasangana nemudzimai akanaka. 0:19:12.108,0:19:14.831 Zita rake ainzi Lydia uye akange achinamata. 0:19:14.831,0:19:18.395 Ndinofunga kuti paive parwizi,[br]handinyatsozivi, 0:19:18.395,0:19:20.245 kana kuti parutivi petsime. 0:19:20.245,0:19:22.251 Kana kuti paive pakati pemusika, 0:19:22.251,0:19:23.884 hameno zvaiitika nguva dzavo. 0:19:23.884,0:19:28.053 Chero kwakange kuri kupi,[br]mwari vakakwanisa kudzidzisa mwoyo wake. 0:19:28.053,0:19:30.561 Bhaibheri rinotitaurira kuti akagamushira 0:19:30.561,0:19:33.251 shoko revhangeri akabhabhatidzwa. 0:19:33.251,0:19:36.452 [mutauri wechidzimai] "takange tiri[br]boka remadzimai takamira 0:19:36.452,0:19:38.518 kunze kweguta, parwizi, [br]panzvimbo yedu yemunamato. 0:19:38.518,0:19:40.790 Ridhiya, mutengesi wehanzu tsvuku, 0:19:40.790,0:19:43.035 aibva kuTiyatira akange aripowo. 0:19:43.035,0:19:46.157 Varume vaviri vakasvika, [br]vakatanga kutaura nesu, 0:19:46.157,0:19:48.354 vakatikoka kuti tikumbane[br]navo muminamato. 0:19:48.354,0:19:51.192 Takazoziva kuti varume ava vaiwa[br]Pauro naSairasi. 0:19:51.192,0:19:55.515 Mwari vakavhura mwoyo waRidhiya[br]akagamuchira vhangeri raPauro. 0:19:55.515,0:19:59.494 Iye, pamwe nevemhuri yake yese[br]vakabhabhatidzwa. 0:19:59.494,0:20:03.745 Rimwe zuva Pauro naSairasi [br]vakange vari munzira yavo kuenda 0:20:03.745,0:20:06.245 kunzvimbo yemunamato.[br]Vakasangana nenhapwa 0:20:06.245,0:20:08.900 yechikadzi yaiva nemweya wetsvina[br]waigona kududzira ramangwana. 0:20:08.900,0:20:12.498 Aiwanisa muridzi wake mari[br]yakawanda nekushopera. 0:20:12.498,0:20:15.478 Akatitevera achidaidzira neruzha rukuru 0:20:15.478,0:20:19.254 rwaivhiringidza. Naizvozvo Pauro akarayira[br]mweya wetsvina kuti ubude maari. 0:20:19.254,0:20:22.756 Varidzi vake vakaona kuti[br]varasikirwa nemukana wavo wekuita mari. 0:20:22.756,0:20:25.750 vakakakatira Pauro naSairasi[br]kuvakuru vakuru 0:20:25.750,0:20:27.355 vakakandwa mujeri. 0:20:27.355,0:20:32.762 Pakati peusiku, vasungwa vairi[br]ava vanemwoyo-chena, 0:20:32.762,0:20:35.500 Pauro naSairasi wainamata 0:20:35.500,0:20:38.015 vachiimba nzwiyo kunaMwari. 0:20:38.015,0:20:40.500 Isu vamwe takange takateerera. 0:20:40.500,0:20:42.884 Pakarepo kwakava[br]nokudengenyeka kwenyika 0:20:42.884,0:20:44.645 kukuru kwazvo zvekuti nheyo[br]dzejeri dzakazungunuka. 0:20:44.645,0:20:46.895 Makonhi ese ejeri akabva azaruka 0:20:46.895,0:20:49.761 majoti emusungwa [br]mumwe nomumwe akadonhera pasi. 0:20:49.761,0:20:52.259 Murindi wejeri akapepuka[br]ndookuna makonhi ese akazaruka 0:20:52.259,0:20:54.511 akazvomora bakatwa [br]rake achida kuzviuraya. 0:20:54.511,0:20:57.048 achifunga kuti vasungwa[br]vese vatobuda vakatiza. 0:20:57.048,0:20:59.610 Ipapo Pauro akadaidzira akati,[br]"usazvikuwadze hako 0:20:59.610,0:21:02.154 nokuti tese tiri muno."[br]Akakumbira mwenje akapiwa, ndookumhanyira[br] 0:21:02.154,0:21:07.509 kunozvivisira pamamberi paPauro[br]naSairasi achidedera. 0:21:07.509,0:21:10.750 Murindi wejeri akagamuchira Jesu Cristo, 0:21:10.750,0:21:14.875 akabhabhatidzwa pamwe nemhuri yake. 0:21:14.875,0:21:16.839 Naizvozvo, munamato[br]unogona kuitwa pese pese. 0:21:16.839,0:21:19.249 Munoziva, ini pamwe nevamwe[br]tinopinga purogiramu 0:21:19.249,0:21:21.349 paHope Channel, inonzi [br]Ngatinamatei (Let's Pray) 0:21:21.349,0:21:23.963 Uye saka pano tiri[br]pastudhiyo yeterevhizheni 0:21:23.963,0:21:26.262 ine mwenje, kamera nezviito 0:21:26.262,0:21:30.010 asi hazvitishaisi nguva yekunamata. 0:21:30.010,0:21:32.944 naizvozvo tirikuona Mwari, 0:21:32.944,0:21:36.214 kuburikidza nemhinduro [br]dzaarikupa kuminamato. 0:21:36.214,0:21:39.019 Kana tichigona kunamata mustudhiyo,[br]zvinoreva kuti munamato 0:21:39.019,0:21:40.497 unogona kuitwa pese pese.[br]Imwe shamwari yangu yakati 0:21:40.497,0:21:42.985 tinofanira kunamata zvakananga 0:21:42.985,0:21:45.973 zvekuti kana Mwari vapindura,[br]tinobva tazviziva kuti vapindura. 0:21:45.973,0:21:50.249 Muna Mabasa 12, Petro ari mujeri. 0:21:50.249,0:21:52.643 Atotongerwa kuti aurayiwe. 0:21:52.643,0:21:56.042 Akasungwa necheni ari pakati pemauto. 0:21:56.042,0:21:59.245 Herodhi atorayira kuti aurayiwe. 0:21:59.245,0:22:01.995 Asi apo Petro ari mujeri, sangano rese 0:22:01.995,0:22:04.475 ---ndinozvida izvi----[br]sangano rese ririkunamatira 0:22:04.475,0:22:05.768 Petro ari mujeri. 0:22:05.768,0:22:08.700 Izvi zvisati zvaitika, Jemusi akange 0:22:08.700,0:22:10.766 apinzwa mujeri akaurayiwa. 0:22:10.766,0:22:13.254 Saka ndinofunga kuti vanhu vakange[br]vabatikana zvakanyanya 0:22:13.254,0:22:14.824 vachitya kuti iye zvino[br]vangangorasikirwa naPeter 0:22:14.824,0:22:17.193 paakatakurwa kuenda kujeri. 0:22:17.193,0:22:19.728 Izvi zvakavaita kuti [br]vatambudzike mupfungwa. 0:22:19.728,0:22:23.165 saka vakasangana [br]vakanamata usiku hwese. 0:22:23.165,0:22:26.342 Mambo Herodhi vakange[br]vasunga dzimwe nhengo dzechechi 0:22:26.342,0:22:28.522 uye vakange vachitoda kuvauraya. 0:22:28.522,0:22:30.839 Herodhi paakauraya Jemusi nemunongdo, 0:22:30.839,0:22:33.289 achiona kuti maJudha vakange vazvitendera, 0:22:33.289,0:22:35.449 akabva asunga Petro zvakare. 0:22:35.449,0:22:37.090 [mudzimai achipupura nemitauro yakasangana] 0:22:37.090,0:22:39.377 "Petro ainge akarindwa[br]nemapoka emasoja 0:22:39.377,0:22:41.334 mana ane pfuti, boka[br]rimwe raiva nemasoja mana. 0:22:41.334,0:22:44.268 Takange tichityira upenyu hwake zvikuru. 0:22:44.268,0:22:46.417 Saka chechi yakamunamatira." 0:22:46.417,0:22:49.262 [murume achipupura nemitauro yakasangana] 0:22:49.262,0:22:51.857 "Nousiku hwainzi naHerodi ndichafuma[br]ndichiburitsa Petro kuti atongwe padare, 0:22:51.857,0:22:53.990 Petro akange avete pakati pemasoja maviri 0:22:53.990,0:22:57.889 akasungwa nengetani paine varindi[br]vakange vakarinda mukova. 0:22:57.889,0:22:59.996 Ipapo mutumwa waTenzi akabva auya 0:22:59.996,0:23:02.254 mujeri mukabva maita chiedza. 0:23:02.254,0:23:04.740 Mutumwa akarova Petro parutivi[br]kuti amumutse 0:23:04.740,0:23:07.254 ngetani dzakange dzakamusunga[br]dzikabva dzawira pasi. 0:23:07.254,0:23:10.742 Sekuudzwa kwaakaitwa, Petro[br]akatevera ngirozi vakabuda, 0:23:10.742,0:23:14.771 vachipfuura varindi vese kusvika vave[br]pazambara routare raipinda muguta." 0:23:14.771,0:23:17.251 [mudzimai achipupura nemitauro yakasangana] 0:23:17.251,0:23:19.252 "Manhu vazhinji vakange vari [br]kunamata pamwe-chete 0:23:19.252,0:23:21.734 muimba yaMaria, mai vaJohn. 0:23:21.734,0:23:25.544 Semuranda muimba iyi [br]ndakanzwa kugogodza pamusiwo. 0:23:25.544,0:23:30.844 [br]♪mumhanzi wegitare wakanyorovera ♪[br][br] 0:23:30.844,0:23:33.114 Nokungwarira , ndakaenda kunovhura musuwo. 0:23:33.114,0:23:36.254 Ndakashamisika , kuona pakamira Petro. 0:23:36.254,0:23:39.765 Takange tichitomunamatira ari mujeri. 0:23:39.765,0:23:42.025 [murume achipupura nemitauro yakasanganiswa] 0:23:42.025,0:23:44.758 Ndeimwe nyaya inoratidza[br]simba rekubatana pamunamato. 0:23:44.758,0:23:49.515 Kuparidzwa kweshoko raMwari kwakaramba[br]kuchibudiria uye kuchikura. 0:23:49.515,0:23:51.954 Pavanhu vese vakange vari[br]pamusangano wemunamato 0:23:51.954,0:23:55.021 musi iwoyo, hapana aizokanganwa[br]kuti ana Mwari 0:23:55.021,0:23:57.105 vanopindura minamato. 0:23:57.105,0:23:58.660 Kwese-kwese kwavakazoenda 0:23:58.660,0:24:01.653 hupenyu hwavo hwese,[br]vakaramba vachipupura 0:24:01.653,0:24:03.914 pamusoro pesimba remunamato. [br]nechikonzero ichi isu nhasi 0:24:03.914,0:24:06.511 takainzwa, nekuti vakapupura nesimba guru 0:24:06.511,0:24:09.595 nekuti zvakange zviri pachena kwavari, 0:24:09.595,0:24:12.274 kwete kwoga kuti Mwari vanoda[br]kubatsira vanhu, asi 0:24:12.274,0:24:15.884 kuti Mwari vane simba rekuita[br]zvinhu zvakakurisa zvinoshamisa. 0:24:15.884,0:24:19.568 Kwakambova nemubatanidzwa[br]wenyika huru nhatu, 0:24:19.568,0:24:23.314 waida kurwisa humambo huduku hwaJudha,[br]ruri rudzi rwakasarudzwa naMwari. 0:24:23.314,0:24:26.011 Tichitaria nemaziso enyama,[br]kwaiva kukurirwa kukuru. 0:24:26.011,0:24:28.518 Jehoshaphat anotaura mashoko aa 0:24:28.518,0:24:30.446 akatendeka kune avo vainamata. 0:24:30.446,0:24:31.764 'Hatizivi zvokuita. 0:24:31.764,0:24:32.751 Hatina simba. 0:24:32.751,0:24:35.844 Hatitombokwanisi kurwa negurumwandira[br]ravanhu vauya kuzorwa nesu. 0:24:35.844,0:24:39.667 Asi anotaurawo mashoko echokwadi[br]anoratidza kuti Mwari ndiani. 0:24:39.667,0:24:43.008 Mwari imi munokwanisa. Munoda kutibatsira. 0:24:43.008,0:24:46.055 Munogona uye isu [br]takamirira rubatsiro rwenyu. 0:24:46.055,0:24:49.692 Izvi zvakabatsira kugadzirira vana[br]vaMwari kuona rudzikinuro rwake. 0:24:49.692,0:24:51.984 Kana tikazvininipisa mumunamato 0:24:51.984,0:24:54.131 tinenge tichipa Mwari mvumo 0:24:54.131,0:24:56.901 yekupaza dambudziko redu [br]nenzira inoshamisa 0:24:56.901,0:24:59.742 Tinotaurirwawo zvakare mubhuku[br]Christ's Object lessons, 0:24:59.742,0:25:01.778 kuti tinonofanira kuisa minyengetero 0:25:01.778,0:25:05.583 yedu nekutsunga kwekuti[br]haingatongorambwi. 0:25:06.343,0:25:08.196 Chitsidzo chakanaka sei! 0:25:08.196,0:25:24.797 ♪ mumhanzi wezviratidzo/unotyisa♪ 0:25:24.797,0:25:27.241 Vanhu vazhinji vakauya [br]vakaudza Jehoshaphat 0:25:27.241,0:25:31.101 kuti kune gurumwandira revanhu[br]vaiuya kuzomurwisa. 0:25:31.101,0:25:34.869 Avhundutswa nenhau iyi, [br]Jehoshaphat akatema zuva 0:25:34.869,0:25:37.099 rekutsanya kuma Judha ese. 0:25:37.099,0:25:39.853 Vanhu vakauya vachibva mumaguta ese aJudha 0:25:39.853,0:25:42.379 kuzotsanya nekunamata pamwe chete. 0:25:42.379,0:25:44.414 Isuwo tiri chikamu cheboka guru. 0:25:44.414,0:25:48.868 Jehoshafati akakumbira Mwari[br]nemwoyo wese kuti amubatsire. 0:25:48.868,0:25:51.506 Ipapo umwe murume anonzi Jahaziel[br]akasimuka 0:25:51.506,0:25:55.032 akaudza Jehoshaphat kuti [br]asatye kana kuvhunduka- 0:25:55.032,0:25:58.004 nekuti kurwa kwakange kusiri[br]kwake, asi kwaMwari. 0:25:58.004,0:26:05.251 ♪ mumhanzi unokurumidza♪ 0:26:05.251,0:26:07.191 [murume arikutaura mitauro yakasangana] 0:26:07.191,0:26:08.659 "Akange ari mangwanani-ngwanani[br] 0:26:08.659,0:26:11.376 patakabuda takananga kurenje reTekoa. 0:26:11.376,0:26:14.934 Takange tiine kutya pamusana[br]pehondo huru yaiuya kuzotirwisa, 0:26:14.934,0:26:17.417 asi takaudzwa kuti tive nekutenda. 0:26:17.417,0:26:19.502 Takange tanamatawo zvakare. 0:26:19.502,0:26:21.872 ♪ mumhanzi unotyisa♪ 0:26:21.872,0:26:24.266 Apo vatsori vedu vakauya [br]vachipfuura nepamusoro 0:26:24.266,0:26:26.561 pegomo, takaona zvitunha zvega [br]panzvimbo yese yakakomberedza. 0:26:26.561,0:26:28.621 ♪ mumhanzi unotyisa uchienderera mberi♪ 0:26:28.621,0:26:31.175 Vavengi vakange vapandukirana[br]vakaurayana pachavo.[ndarira nhema] 0:26:31.175,0:26:34.182 Munamato waJehoshafati[br]wakange wahwina hondo 0:26:34.182,0:26:36.627 pasina kurwisana. 0:26:36.627,0:26:38.377 Tikatarisa munamato, 0:26:38.377,0:26:40.111 mubhuku raMabasa muBhaibheri, 0:26:40.111,0:26:41.891 muenzaniso chaiwo unobuda. 0:26:41.891,0:26:44.506 Muenzaniso uyu ndewekuti vadzidzi vaJesu, 0:26:44.506,0:26:48.361 pavanotanga kukowera izvo [br]Mwari akaisa pahana dzavo, 0:26:48.361,0:26:52.435 vanotambudzwa, dzimwe[br]nguva kusvika pakufa. 0:26:52.435,0:26:54.981 Pavanotanga kutambudzwa, 0:26:54.981,0:26:57.592 vanounganidza vatendi pamwe-chete. 0:26:57.592,0:27:01.774 Vanonamata, Mweya Mutsvene[br]wobva wadururwa. 0:27:01.774,0:27:03.688 Izvi zvinobatsira kuti shoko raMwari 0:27:03.688,0:27:06.515 riparidzwe nesimba rakawedzerwa. 0:27:06.515,0:27:09.418 Naizvozvo sangano raMwari rinokura. 0:27:09.418,0:27:11.515 Kubatana pamunamato kwakakosha zvikuru 0:27:11.515,0:27:15.191 kuchechi parumutsiriro 0:27:15.191,0:27:21.505 nekupodzwa kwematambudziko enyika. 0:27:21.505,0:27:24.009 munamato, kunyanya kana[br]vanhu vari pamwe-chete, 0:27:24.009,0:27:25.552 Haungoitirwi kuti zvireruke, 0:27:25.552,0:27:28.020 kumonyorora ruoko rwaMwari, 0:27:28.020,0:27:31.301 vanhu vachdzokerera mutsara umwe-chete[br]kazhinji-kazhinji. 0:27:31.301,0:27:33.887 Munamato unoreva kuti vana[br]vaMwari vanenge vauya pamwe-chete 0:27:33.887,0:27:35.931 vachitsvaga kuenderana nekuda[br]kwaMwari pazvikumbiro zvavo. 0:27:35.931,0:27:38.780 Patinonamata, ndinofunga [br]kuti zvinopindura mwoyo yedu. 0:27:38.780,0:27:42.080 Zvakare kana tikava pamwe pamunamato, 0:27:42.080,0:27:45.191 pane kubatana kunoitika. 0:27:45.191,0:27:48.432 Naizvozvo patinokumbira, chipi kana chipi, 0:27:48.432,0:27:51.885 muzita raJesu rine simba,[br]zvatakumbira zvinoitika. 0:27:51.885,0:27:54.957 Sei zvakakosha kubatana pamunamato? 0:27:54.957,0:27:57.313 0:27:57.313,0:28:00.351 0:28:00.351,0:28:02.488 0:28:02.488,0:28:05.874 0:28:05.874,0:28:08.981 0:28:08.981,0:28:10.338 0:28:10.338,0:28:12.222 0:28:12.222,0:28:14.244 0:28:14.244,0:28:17.760 0:28:17.760,0:28:20.899 0:28:20.899,0:28:28.001 0:28:28.001,0:28:31.251 0:28:31.251,0:28:33.889 0:28:33.889,0:28:36.393 0:28:36.393,0:28:39.513 0:28:39.513,0:28:44.446 0:28:44.446,0:28:48.549 0:28:48.549,0:28:52.521 0:28:52.521,0:28:55.961 0:28:55.961,0:29:12.245 0:29:12.245,0:29:28.671