WEBVTT 00:00:00.000 --> 00:00:03.256 (vana varikuseka) ♪ mumhanzi ♪ 00:00:03.256 --> 00:00:14.506 ♪ mumhanzi wakapomboka ♪ 00:00:14.506 --> 00:00:22.866 (misindo yendudzi dzakasiyana-siyana) ♪ mumhanzi ♪ 00:00:22.866 --> 00:00:31.696 (unoyerera zvakapomboka) ♪ mumhanzi ♪ 00:00:31.696 --> 00:00:35.063 (mushauri wechirume) Zvakatangira mukamba kadiki kepamusoro 00:00:35.063 --> 00:00:37.506 vanhu vachinamata nokuperera nekuzvininipisa 00:00:37.506 --> 00:00:39.596 ♪ mumhanzi ♪ 00:00:39.596 --> 00:00:41.641 Pakati pekushungurudzwa nevabati vezvigaro 00:00:41.641 --> 00:00:43.460 nekurambidzwa kuparidza vhangeri, 00:00:43.460 --> 00:00:46.671 sangano rakanamata, varume vairi vakapupura 00:00:46.671 --> 00:00:49.262 zvine simba uye nenyasha 00:00:49.262 --> 00:00:53.782 ♪ mumhanzi wamakwaya ♪ 00:00:53.782 --> 00:00:57.234 Vanhu vakanamata kwese-kwese nohumwe 00:00:57.234 --> 00:01:00.480 vakatendeuka , pamwe nokureurura uye nokuzvininipisa . 00:01:00.480 --> 00:01:02.510 Upenyu hwevanhu hukashanduka. 00:01:02.510 --> 00:01:04.019 (dombo rakapfekerwa) ♪ mumhanzi wamakwaya ♪ 00:01:04.019 --> 00:01:06.599 ♪ mumhanzi wamakwaya ♪ 00:01:06.599 --> 00:01:10.246 Varume vairi vakapinda murwendo rwoumishinari 00:01:10.246 --> 00:01:14.204 rwaizopidigura nyika rwusingasiiriri. 00:01:14.204 --> 00:01:17.204 ♪ mumhanzi wamakwaya ♪ 00:01:17.204 --> 00:01:21.229 Naizvozvo vhangeri rakaenda kunyika dzekunze. 00:01:21.229 --> 00:01:24.229 ♪ mumhanzi wamakwaya ♪ 00:01:24.229 --> 00:01:27.817 Kubatana pamunamato kwakabatsira kuti musungwa apunyuke mujeri. 00:01:27.817 --> 00:01:31.377 ♪ mumhanzi wamakwaya ♪ 00:01:31.377 --> 00:01:35.470 Umwe mambo akakumbira kuti vanhu vake vanamate nokutsanya 00:01:35.470 --> 00:01:37.462 muvengi akakundwa. 00:01:37.462 --> 00:01:40.498 Hondo yakakundwa pasina kurwisana. 00:01:40.502 --> 00:01:45.712 ♪ mumhanzi wamakwaya ♪ 00:01:45.712 --> 00:01:50.242 Kuburikidza nemuranda akavimbika nekuvimbika neushingi hwamambokadzi 00:01:50.242 --> 00:01:53.154 vanhu vazhinji vakaponeswa. 00:01:53.154 --> 00:01:58.418 Nyaya dzemuBhaibheri dzinoratidza simba rekubatana pamunamato. 00:01:58.778 --> 00:02:00.452 Pandakaverenga bhuku raMabasa, 00:02:00.452 --> 00:02:04.481 ndakaona riri bhuku rinotaura pamusoro pekubatana kwevatendi pamunamato, 00:02:04.481 --> 00:02:07.021 nepamusoro paMwari vanopindura minamato. 00:02:07.021 --> 00:02:09.263 Kuzvimisira kunamata pachako chinhu chakakosha. 00:02:09.263 --> 00:02:11.722 Minamato panzvimbo yakawanzika ndihwo hwupenyu hwemweya 00:02:11.722 --> 00:02:16.541 Asi tinoziva kuti hakuna kumbowanikwa rumutsiriro pane imwe 00:02:16.541 --> 00:02:21.279 nzvimbo munyika ino yese rusina kutangiswa nechisungo chemunamato 00:02:21.279 --> 00:02:25.371 nekuramba tichinamata. Tenzi vedu vakataura pane imwe nguwa kuti 00:02:25.371 --> 00:02:29.493 "vanhu vaviri vakatenderana pasi pano pane chimwe chinhu chavanokumbira, 00:02:29.493 --> 00:02:32.069 vachaitirwa naBaba Vangu vari kudenga..." Saka pane kubatanidzwa kunoitika 00:02:32.069 --> 00:02:37.371 kana tikakochanisa mazwi edu tichichema kuna Mwari. 00:02:37.371 --> 00:02:39.575 Sezvatinotaurirwa nemweya wechiporofita, 00:02:39.575 --> 00:02:44.517 munamato ikiyi inovhura imba inokotswa 00:02:44.517 --> 00:02:45.597 zvikomborero nezvipo zvedenga. 00:02:45.597 --> 00:02:47.799 Mamwe emazano nemashoko aEllen G. White 00:02:47.799 --> 00:02:50.357 pamusoro pechisungo chemunamato akasimba chaizvo. 00:02:50.357 --> 00:02:52.694 Anoti pane imwe nzvimbo- 00:02:52.694 --> 00:02:55.911 paanonyorera vanaFansworth, anoti 00:02:55.911 --> 00:02:57.746 mune simba guru mukuva nechisungo chekunamata 00:02:57.746 --> 00:02:59.164 pamwe kupfuura kunamata muchivande. 00:02:59.164 --> 00:03:00.601 Anoti, "Sei zvichidaro?" 00:03:00.601 --> 00:03:03.201 Nekuti kubatana kwemoyo yevatendi. 00:03:03.201 --> 00:03:04.811 Mwari vanofadzwa zvikuru 00:03:04.811 --> 00:03:06.368 kana tanyatsova nehumwe 00:03:06.368 --> 00:03:08.983 kana tikabatana pamwe sezvakaita vatendi vemuna Mabasa 00:03:08.983 --> 00:03:11.408 Mune imwe nhaurwa anoti, 00:03:11.408 --> 00:03:14.324 panoitwa munyengetero nomwoyo wese, hondo yose yasatani inobvunda. 00:03:14.324 --> 00:03:18.304 Jesu anoziva kuti tsika yokunamata nevamwe 00:03:18.304 --> 00:03:23.071 inobatsira kubvisa chindini chinowanzowanikwa 00:03:23.071 --> 00:03:25.043 muminamato yedu patinonamata tega. 00:03:25.043 --> 00:03:28.615 Naizvozvo kana Bhaibheri richiti, "Imi tsungai pakunamata," 00:03:28.615 --> 00:03:32.271 harisi kutaura nechiito chinoitwa nemunhu umwe. 00:03:32.271 --> 00:03:36.617 Chidaidziro kusangano rese kuti ridane kuna Mwari. 00:03:36.617 --> 00:03:38.771 Kwete kuti tishandure pfungwa dzaMwari 00:03:38.771 --> 00:03:42.466 asi kuti tiyererane nekuda kwaMwari. 00:03:42.466 --> 00:03:47.227 Zvakare ndinofunga kutiMwari vanotishandisa semhinduro kuminamato. 00:03:47.227 --> 00:03:49.931 Kana uchitarisa mubhuku raMabasa, 00:03:49.931 --> 00:03:53.591 kubatana pamunamato kwakayananisa vana vaMwari. 00:03:53.591 --> 00:03:56.184 Muna Mabasa 1 vhesi 14 na 15, 00:03:56.184 --> 00:03:59.067 sangano rese rakaungana rikanamata pamwe chete. 00:03:59.067 --> 00:04:01.724 Raiziva kuti basa raiva mberi kwavo raiva rakakura. 00:04:01.724 --> 00:04:03.660 Vaiziva zvakare kuti dambudziko rakanga riri guru . 00:04:03.660 --> 00:04:06.922 Vaizivawo kuti pakange pasina nzira yekuendesa nayo vhangeri kupasi rese. 00:04:06.922 --> 00:04:10.631 Asi pavakanamata, Mwari vakaita chishamiso. 00:04:10.631 --> 00:04:13.384 Vakadurura Mweya Mutsvene pazuva rePendekosti 00:04:13.384 --> 00:04:16.238 vanhu zviuru zvitatu (3000) vakabhabhatidzwa. 00:04:16.238 --> 00:04:19.435 Unoziva chimwe chinhu---, paunoverenga vhesi ipapo---- 00:04:19.435 --> 00:04:22.711 chimwe chezvinhu zvinodauka kubva mandiri, mutsara wakareruka wechirungu unoti, 00:04:22.711 --> 00:04:25.506 "vaiva nehwumwe" 00:04:25.506 --> 00:04:28.885 Pendekosti yaisangova chiitiko chinoshamisa chete. 00:04:28.885 --> 00:04:35.302 Yakaitika mushure mekupetwa kwebasa raCristo munyika ino. 00:04:35.302 --> 00:04:41.801 Zvaitarisika sokuti zvinhu zvese zvainge zvaparadzwa zvachose, 00:04:41.801 --> 00:04:43.893 apo Cristo akange achirembera pamuchinjiko. 00:04:43.893 --> 00:04:46.435 Uye ipapo chokwadi kumuka kwakaitika. 00:04:46.435 --> 00:04:48.092 Akazviratidza kuvadzidzi vake. 00:04:48.092 --> 00:04:51.311 Izvi zvakavapa maonero akasiyana 00:04:51.311 --> 00:04:53.715 pamusoro pechikonzero cheushumiri hwavo. 00:04:53.715 --> 00:04:56.572 Ishe wedu akaudza vadzidzi vake 00:04:56.572 --> 00:05:00.738 kuti vamirire vari muJerusalem, vari muchisungo chemunamato. 00:05:00.738 --> 00:05:03.742 Ndicho chimwe chezvaidiwa 00:05:03.742 --> 00:05:06.381 kuti mhepo huru iyi iuye 00:05:06.381 --> 00:05:09.383 nekuti Mweya Mutsvene uwepo nezuva rependacosti. 00:05:09.383 --> 00:05:10.993 [murume arikutaura mitauro yakasangana] 00:05:10.993 --> 00:05:12.898 Yaiva nguva yePaseka 00:05:12.898 --> 00:05:15.701 naizvozvo tese takange tiri muimba yepamusoro muJerusalema. 00:05:15.701 --> 00:05:18.061 Takange tichinamata tose nomweya wohumwe. 00:05:18.061 --> 00:05:21.113 Takanga tichinyengeterera nekutendeuka nekuzvininipisa, 00:05:21.113 --> 00:05:23.644 uye takanga tichireurura zvivi . 00:05:23.644 --> 00:05:27.726 Takanga tichitsvakawo chiratidzo chaShe , simba neMweya Mutsvene. 00:05:27.726 --> 00:05:30.236 Pakange paine humwe hunofadza nokushamisa zvikuru 00:05:30.236 --> 00:05:31.902 patakanyengetera nomwoyo wose pamwe chete . 00:05:31.904 --> 00:05:35.842 [murume arikunamata nemitauro yakasangana] 00:05:35.842 --> 00:05:38.842 [mudzimai arikutaura nemitauro yakasangana] 00:05:38.842 --> 00:05:41.812 [mutauri wechidzimai] Pakarepo kwakatanga kunzwikwa ruzha 00:05:41.812 --> 00:05:44.121 rwemhepo yaivhuvhuta, rwakazadza imba yese yatakange takagara 00:05:44.121 --> 00:05:46.721 (ruzha rwemhepo) 00:05:46.721 --> 00:05:48.760 Ipapo marimi omoto wakaburuka 00:05:48.760 --> 00:05:51.264 akazorora pamusoro pevanhu . 00:05:52.624 --> 00:05:54.724 [murume arikutaura mitauro yakasangana] 00:05:54.724 --> 00:05:58.304 [mutauri wechimurume] Vanhu vese vaiwa mumba iyi vakazadzwa nemweya mutsvene. 00:05:58.304 --> 00:06:00.730 Tonderai kuti nenguva yePasika, 00:06:00.730 --> 00:06:03.498 vanhu vaibva kunzvimbo dzakasiyana-siyana kuzonamata 00:06:03.498 --> 00:06:06.068 asi zvino, chiripo-ripocho, vakatanga kunzwa vhangeri 00:06:06.068 --> 00:06:07.752 umwe neumwe nemutauro wekwake. 00:06:07.752 --> 00:06:10.058 Kuburikidza naizvozvo,vanhu zviuru zvitatu 00:06:10.058 --> 00:06:12.664 vakavedzerwa kuvatendi nezuva rimwe! 00:06:12.673 --> 00:06:16.854 ♪ mumhanzi unoyerera zvakapomboka ♪ 00:06:16.854 --> 00:06:18.474 [mudzimai arikutaura mitauro yakasangana] 00:06:18.474 --> 00:06:20.668 [mutauri wechidzmai] Vanhu vakazvipira 00:06:20.668 --> 00:06:22.814 kuzvidzidzo zvevaporofita nepakuyanana, 00:06:22.814 --> 00:06:25.382 pakudyidzana nepakunamata. 00:06:25.382 --> 00:06:28.248 Mazuva ese vaisangana mutemberi. 00:06:28.248 --> 00:06:30.967 Vaisangana zvakare mudzimba vachidya pamwe chete. 00:06:30.967 --> 00:06:33.574 Vanhu vakange vachiponeswa vakaramba vachiwanda mazuva ese. 00:06:33.574 --> 00:06:36.574 ♪ mumhanzi wakatsetseka ♪ 00:06:36.574 --> 00:06:38.355 Tinotenda kuti chinhu chakadai 00:06:38.355 --> 00:06:41.402 chichaitika zvakare mumazuva ekupedzisira. 00:06:41.402 --> 00:06:43.728 Asi ndinofunga kuti zvinoitika koga kana isu sesangano 00:06:43.728 --> 00:06:46.137 uye sevanhu tikabatana tikava nohumwe 00:06:46.137 --> 00:06:48.227 uye nemunyengetero womwoyo wose. 00:06:48.227 --> 00:06:51.271 Kunze kwekuti kana tadaro, tinogona kutadza kuona izvi zvichiitika. 00:06:51.271 --> 00:06:53.769 Zvakare, zvakaitika paPendacosti 00:06:53.769 --> 00:06:57.874 zvichaitwa zvakare zvakapetwa kuburikidza naIshe Tenzi 00:06:57.874 --> 00:06:59.630 nenzira yazvakaitika nayo 00:06:59.630 --> 00:07:02.362 apo vhangeri rengirozi nhatu ririkuenda mberi, 00:07:02.362 --> 00:07:06.028 Apo vhangeri rengirozi yechina yaZvakazarurwa 18 rinenge richipupurwa, 00:07:06.028 --> 00:07:10.242 apo tsuri yekupedzisira ichadaidzirwa munyika yese. 00:07:10.242 --> 00:07:14.249 Mweya mutsvene uchadururirwa kune 00:07:14.249 --> 00:07:15.713 avo vakazvipira kuna Mwari, 00:07:15.713 --> 00:07:18.411 vakareurura zvitema zvavo, 00:07:18.411 --> 00:07:20.142 zvakare unogona kutishandisa nenzira inoshamisa. 00:07:20.142 --> 00:07:22.560 Ndinofunga kuti mubhuku raMabasa 6 00:07:22.560 --> 00:07:24.350 sangano rakasangana nedambudziko rakanaka. 00:07:24.350 --> 00:07:26.802 Chechi yakanga ichikura zvinoshamisa nekukasika. 00:07:26.802 --> 00:07:30.744 Asi pakati pechishamiso ichi, pakaita dambudziko rekugowerwa kwezvekudya. 00:07:30.745 --> 00:07:35.758 [ Varume vachita nharo nemitauro yakasanganiswa] ♪mumhanzi unosimudzira ♪ 00:07:36.968 --> 00:07:40.509 [mutauri wechirume] Chechi yakasangana nematambudziko anobatika. 00:07:40.509 --> 00:07:44.131 VaJudha vechiHereni vakanga vachigunun'unira VaJudha vechiHebheru 00:07:44.131 --> 00:07:47.122 pamusoro pemagowerwo ekudya kwemazuva ese vachiti chirikadzi dzerudzi 00:07:47.122 --> 00:07:49.245 rwavo dzakanga dzichidarikwa mumagoverwo zvokudya. 00:07:49.245 --> 00:07:51.252 Vaapostora vakaona zvakakosha 00:07:51.252 --> 00:07:54.509 kuti vakoshese basa rekunamata nekuparidza vhangeri. 00:07:54.509 --> 00:07:57.254 naizvozvo kwakasarudzwa madhikoni manomwe 00:07:57.254 --> 00:08:00.794 kuti vabate aya mabasa anobatika. 00:08:00.797 --> 00:08:04.254 ♪ mumhanzi unosimudzira ♪ 00:08:04.254 --> 00:08:06.474 [ murume achitaura mitauro yakasanganiswa] 00:08:06.474 --> 00:08:09.500 [ mutauri wechirume] Vapostori vakatikumbira seboka 00:08:09.500 --> 00:08:12.335 kuti tisarudze varume vanomwe vanozivikanwa 00:08:12.335 --> 00:08:15.509 vakagarwa neMweya Mutsvene uye vane uchenjeri. 00:08:15.509 --> 00:08:17.753 Chikumbiro ichi chevapostori 00:08:17.753 --> 00:08:19.789 chakafadza boka rese revatendi. 00:08:19.789 --> 00:08:23.027 Saka takatanga basa rekusarudza vashandiri ava. 00:08:23.027 --> 00:08:24.985 Pavakangosarudzwa, 00:08:24.985 --> 00:08:27.964 vakaunzwa kuvadzidzi vaJesu, 00:08:27.964 --> 00:08:32.037 vakaiswa maoko pamusoro, vakanamatirwa. 00:08:32.037 --> 00:08:35.892 (mutauri wechipiri) Munamato uri chinhu chekutanga kusangano, rakaramba richibudirira. 00:08:35.892 --> 00:08:39.494 Izvi zvapfuura, sangano rakaramba nekukasika. 00:08:39.494 --> 00:08:43.517 Vapirisita vazhinji vakatanga kuteerera shoko raMwari. 00:08:43.517 --> 00:08:46.036 Saka pano ndinoona kuti pane nyaya 00:08:46.036 --> 00:08:48.676 inoti, kana tasangana nematambudziko, 00:08:48.676 --> 00:08:51.931 ngatishandisei uchenjeri, ngatishandisei zvatakadzidza, 00:08:51.931 --> 00:08:53.932 asi zvakare ngationei kuti 00:08:53.932 --> 00:08:56.770 tina Mwari anopindura minamato; anogona kutipa uchenjeri. 00:08:56.770 --> 00:08:59.117 Ndakazviona izvi kazhinji-zhinji. 00:08:59.117 --> 00:09:01.243 Machechi anematambudziko makuru 00:09:01.243 --> 00:09:04.626 akaagadzirisa paakauya pamwe chete kuzonamata. 00:09:04.626 --> 00:09:06.510 ♪mumhanzi wemakwaya webaritoni♪ 00:09:06.510 --> 00:09:12.430 [ Mupristi mukuru achiudza Petro naJohani zvokuita] 00:09:12.430 --> 00:09:17.464 [ Mupristi mukuru achienda mberi kuudza Petro naJohani zvokuita] 00:09:17.485 --> 00:09:19.638 [ Mutauri wechirume] Petro naJohani vakadaidzwa 00:09:19.638 --> 00:09:22.171 nevapristi vakuru nevakuru vesangano pamusana pekushumaira kwavaiita. 00:09:22.171 --> 00:09:23.875 Vakaedza kuzvidzivirira, 00:09:23.875 --> 00:09:25.775 asi vatungamiri ava vakavaomesera zvikuru. 00:09:25.775 --> 00:09:27.301 Vakavaudza kuti vasataure 00:09:27.301 --> 00:09:29.448 kana kudzidzisa nezvaJesu. 00:09:29.448 --> 00:09:32.792 Mushure mekutyisidzirwa, vakavarega vachienda. 00:09:32.792 --> 00:09:34.942 Petro naJohane vakadzokera kuvanhu vavo. 00:09:34.942 --> 00:09:38.071 Vakanotaura zvese zvakange zvataurwa nevakuru vechechi. 00:09:38.071 --> 00:09:41.011 ♪mumhanzi wemakwaya webaritoni♪ 00:09:41.011 --> 00:09:43.451 [murume achitaura mitauro yakasanganiswa] 00:09:43.451 --> 00:09:47.421 Patakanzwa zvese izvi, takabva tangosimudza mazwi edu mumunamato. 00:09:47.421 --> 00:09:51.253 Boka rese rakanamatira Petro naJohane. 00:09:51.253 --> 00:09:55.770 "Takanamata kuti Mwari vape varanda vavo vairi ava vakazvininipisa ushingi. 00:09:55.770 --> 00:10:00.421 Ndakange ndisina kumbopinda mumunamato wakaperera zvakadaro kwenguva yakareba. 00:10:00.421 --> 00:10:04.011 Patapedza munamato, chiripo-ripocho, nzvimbo yese yatakange tiri yakadengenyeka. 00:10:04.011 --> 00:10:05.831 [ Mumwe murume achitaura mitauro yakasanganiswa] 00:10:05.831 --> 00:10:07.937 Vanhu vakazadzwa neMweya Mutsvene. 00:10:07.937 --> 00:10:09.261 Petro naJohane ndookubuda 00:10:09.261 --> 00:10:12.155 vakapupura nesimba guru nenyasha 00:10:12.155 --> 00:10:13.821 munyika yese 00:10:13.821 --> 00:10:15.799 nezvekumuka kwaJesu Cristo. 00:10:15.799 --> 00:10:18.229 ♪ mumhanzi wekupedzisira wemagitare ♪ 00:10:18.229 --> 00:10:20.888 Ndinofunga kuti Petro naJohani vaivana simba guru 00:10:20.888 --> 00:10:23.191 mukuziva kuti vakange vachinamata 00:10:23.191 --> 00:10:25.105 uye kubva pasimba rinouya 00:10:25.105 --> 00:10:26.340 kana vanhu vachitinamatira. 00:10:26.340 --> 00:10:27.223 Kunouya runyararo, 00:10:27.223 --> 00:10:28.765 nesimba rinobva kuna Mwari 00:10:28.765 --> 00:10:32.672 rinosvika matiri kana kuine vatendi vazhinji varikudaira munamato iwoyo. 00:10:32.672 --> 00:10:34.122 ♪ mumhanzi wakaterama ♪ 00:10:34.122 --> 00:10:39.074 [mutauri wechidzimai] Ipapo Esita akatumira mhinduro iyi kuna Mordecai: 00:10:39.074 --> 00:10:43.262 "Enda undounganidza vaJudha vese vari kuSusa 00:10:43.262 --> 00:10:46.761 munamate nekunditsanyira. 00:10:46.761 --> 00:10:52.197 Musadye kana kumwa chimwe chinhu kwemazuva matatu. 00:10:52.197 --> 00:10:57.241 Ini nevabati vangu tichatsanyawo sezvamunenge muchiita. 00:10:57.241 --> 00:11:00.506 Mushure maizvozvo ndichaenda kuan mambo 00:11:00.506 --> 00:11:03.396 kunyangwe zvazvo zvri kunze kwemutemo. 00:11:03.396 --> 00:11:07.499 Kana ndaparara, ndaparara." 00:11:07.499 --> 00:11:28.048 ♪ mumhanzi usingagumi unoramba uchikwira ♪ 00:11:28.048 --> 00:11:30.088 ♪ kusaruta kwepahondo ♪ 00:11:30.088 --> 00:11:31.732 Tikatarisa zvakare pana Esiteri iye zvino 00:11:31.732 --> 00:11:34.101 tinombofunga kuti aiva musikana akareruka 00:11:34.101 --> 00:11:37.212 Munoziva, aiva musikana azere kutenda 00:11:37.212 --> 00:11:39.777 Asi aigona kuva munhu atovhundutswawo 00:11:39.777 --> 00:11:41.888 sezvataingaita isu nhasi. 00:11:41.888 --> 00:11:45.167 Yaiwa nguva yakaoma zvikuru. 00:11:45.167 --> 00:11:47.420 Munoiziva tsumo yekare inoti hapana chinhu 00:11:47.420 --> 00:11:48.951 chakafanana nekuti vanhu vasingatendi vanokwana mumwena yemakava. 00:11:48.951 --> 00:11:52.760 Apa vaitoziva kuti kana 00:11:52.760 --> 00:11:56.063 Mwari vakasapindira, 00:11:56.063 --> 00:11:59.857 kana denga rikasapindira, vaitorasikirwa nezvese. 00:11:59.857 --> 00:12:05.021 Asi Esteri akange akachenjera zvakadaro zvekuti akati kuna sekuru vake Mordecai, 00:12:05.021 --> 00:12:07.725 "Iniwo navarandakadzi vangu 00:12:07.725 --> 00:12:12.154 tichatsanyawo... ...endai munounganidza vaJuda 00:12:12.154 --> 00:12:15.338 vose vari muSusa mugotsanya zvudya pamusana pangu." 00:12:15.338 --> 00:12:17.451 Ndinofunga kuti tinorasikirwa zvikuru 00:12:17.451 --> 00:12:19.254 panodururwa simba raMwari 00:12:19.254 --> 00:12:22.091 munyika ino nekusatsanya. 00:12:22.091 --> 00:12:25.253 izvi hazvirevi kuti tinofanira kubva tarega kudya zvachose 00:12:25.253 --> 00:12:28.012 asi tinofanira kuzvinyima chimwe chinhu 00:12:28.012 --> 00:12:29.745 chatinofarira zvakanyanya mazuva ese. 00:12:29.745 --> 00:12:31.750 Tikabatanidza izvozvo neminamato 00:12:31.750 --> 00:12:34.761 tiri pamwe chete nevamwe, zvinobatsira zvikuru. 00:12:34.761 --> 00:12:36.758 chinotibatsira kurwa hondo iyi huru. 00:12:36.758 --> 00:12:40.116 Zviri nyore zvikuru kukanganwa dzimwe nguva 00:12:40.116 --> 00:12:42.994 kuti hatigoni kumira tega tisina kutsamira pana Mwari. 00:12:42.994 --> 00:12:45.545 Saka Dwight Nelson achititondedza kuti- 00:12:45.545 --> 00:12:47.612 Ngatinamatei setagumirwa! 00:12:47.612 --> 00:12:49.269 Esteri akange agumirwa. 00:12:49.269 --> 00:12:51.658 Ngatinamatei inodaidza mhinduro ipapo! 00:12:51.658 --> 00:12:54.315 Uye ngatinamatei minamato yetarisiro. 00:12:54.315 --> 00:12:57.706 Ndinoona kuti minamato yaEsteri yaibata izvi zvinhu zvitatu. 00:12:57.706 --> 00:12:59.496 Kana mukatarisa mubhuku raMabasa, 00:12:59.496 --> 00:13:01.751 munamato vaibatanidza vanhu zvikuru. 00:13:01.751 --> 00:13:04.838 Imbofungai nezvaPetro naKoniriyasi. 00:13:04.838 --> 00:13:09.707 Koniriyasi aiwa muJentairi, Petro ari muJudha. 00:13:09.707 --> 00:13:14.196 MaJudha nemaJendairi vaisasangana. 00:13:14.196 --> 00:13:16.505 kutaudzana, 00:13:16.505 --> 00:13:18.499 kana kushanyirana mudzimba 00:13:18.499 --> 00:13:19.425 kana kudya pamwe-chete. Apa Mweya mutswene wakanga 00:13:19.425 --> 00:13:22.766 wakutoputsa midhuri yaipatsanisa marudzi aya. 00:13:22.766 --> 00:13:28.006 Mumwe mujendairi wechiItariya, Koniriyasi, akange achinamata. 00:13:28.006 --> 00:13:30.894 Hazvina kuitika setsaona. Akange achinamata. 00:13:30.894 --> 00:13:33.904 Petrowo, ari paimba yepamusoro akange achinamata. 00:13:33.904 --> 00:13:36.079 Zvino akanamata nguva yakareba kusvikira akotsira. 00:13:36.079 --> 00:13:38.885 Petro anotanga kurota pamusoro pejira guru raidzika pasi 00:13:38.885 --> 00:13:41.370 riine mhando nemhando dzemhuka mariri. 00:13:41.370 --> 00:13:43.390 Mwari ndokuti kuna Petro, simuka Petro, uraya ugodya. 00:13:43.390 --> 00:13:45.413 Perto anopindura kuti, handisati ndambodya 00:13:45.413 --> 00:13:48.484 chinhu chakan'ora, chisina kuchena senyoka, makarwe kana makonzo. 00:13:48.484 --> 00:13:50.390 Asi muono uyu wakange usiri 00:13:50.390 --> 00:13:51.578 pamusoro pezvekudya zvakachena kana zvakasviba. 00:13:51.578 --> 00:13:55.105 Muono wakanga uchitaura pamusoro 00:13:55.105 --> 00:13:56.564 pekuremekedza dzimwe ndudzi. 00:13:56.564 --> 00:14:02.068 Mwari vanotumira miono, zviratidzo kune vese vari vairi. 00:14:02.068 --> 00:14:04.390 Izvi zvadhiritsa mudhuri 00:14:04.390 --> 00:14:06.058 waivapatsanisa. 00:14:06.058 --> 00:14:08.682 naizvozvo Petro akadaidzira kuti Mwari vandiratidza kuti 00:14:08.682 --> 00:14:12.179 haaiti zvokusarura vanhu kwete. 00:14:12.179 --> 00:14:15.493 Vari vairi, vese vakanamata, muJudha nemuJendairi, 00:14:15.493 --> 00:14:17.248 minamato yavo ikakwira kudenga 00:14:17.248 --> 00:14:19.120 ikasangana pachigaro chaMwari. NOTE Paragraph 00:14:19.120 --> 00:14:27.220 ♪ mumhanzi wepiyano unokwira seunokukurwa ♪ NOTE Paragraph 00:14:27.220 --> 00:14:30.741 [mutauri wekutanga] Akange ari masikati apo petro akakwira 00:14:30.741 --> 00:14:32.758 pamusoro pemba kunonamata. ndipo paakapiwa muono 00:14:32.758 --> 00:14:36.633 wejira guru rakange riine musanganiswa wemhuka dzisina kuchena 00:14:36.633 --> 00:14:38.515 rainomirira zvinotaura raMwari 00:14:38.515 --> 00:14:40.015 pamusoro pekusiyana-siyana 00:14:40.015 --> 00:14:41.757 kwevanhu musangano raMwari ririkukura. 00:14:41.757 --> 00:14:45.227 ♪ nyere ichiridzwa zvakanyorovere ♪ 00:14:45.227 --> 00:14:47.573 [mutauri wechipiri] "Takange tanzwa kuti Petro akange achigara 00:14:47.573 --> 00:14:49.757 kuimba yaSaimon, musuki wamatehwe, 00:14:49.757 --> 00:14:53.752 tikatumwa naCornelius, mukuru weboka rezana kunomutsvaka." 00:14:53.752 --> 00:14:55.502 ♪ mumhanzi wepiano nenyere unoenda mberi ♪ NOTE Paragraph 00:14:55.502 --> 00:14:58.478 [Mutauri wekutanga] "Petro paakange achiri kufunga nezvemuono, 00:14:58.478 --> 00:15:00.879 Mweya Mutsvene wakamutaurira kuti adzike pasi 00:15:00.879 --> 00:15:04.608 nekuti painge paine varume vatatu vaimutsvaga. 00:15:04.608 --> 00:15:06.248 [murume mumweyo achitaura mitauro yakasanganiswa] 00:15:06.248 --> 00:15:08.254 Petro akadzika akandotaurira varume vaya 00:15:08.254 --> 00:15:12.079 kuti ndiye munhu vavakange vachitsvaga. 00:15:12.079 --> 00:15:17.173 ♪ mumhanzi wepiano nenyere unoenda mberi zvakanakisa ♪ 00:15:17.173 --> 00:15:18.787 [mutauri wechipiri] "Takazotaurira Petro kuti 00:15:18.787 --> 00:15:21.042 Koniriyasi, mukuru wezana, 00:15:21.042 --> 00:15:22.758 akange audzwa nengirozi 00:15:22.758 --> 00:15:23.892 kuti Petro aizouya 00:15:23.892 --> 00:15:25.416 kuzomuona kumba kwake." 00:15:25.416 --> 00:15:27.411 Naizvozvo, Petro asingazivi, 00:15:27.411 --> 00:15:30.832 Koniriyasi akange akatomirira kushanyirwa naPetro kuSizariya. 00:15:30.832 --> 00:15:33.492 [murume wekutanga achitaura zvakare] 00:15:33.492 --> 00:15:36.261 Zvakaitika apa hazvina kujairika. 00:15:36.261 --> 00:15:38.997 Iko kungoti peter akapinda mumba- 00:15:38.997 --> 00:15:41.165 tonderai kuti zvakange zvisingabvumidzwi nemutemo 00:15:41.165 --> 00:15:43.015 kuti muJudha adyidzane 00:15:43.015 --> 00:15:44.736 kana kushanyira vaGendairi. 00:15:44.736 --> 00:15:47.160 ♪ mumhanzi wakatoweka ♪ 00:15:47.160 --> 00:15:50.009 [mutauri wechipiri] Koniriyasi akaudza Petro kuti 00:15:50.009 --> 00:15:51.788 mazuva matatu apfuura akange achinamata 00:15:51.788 --> 00:15:54.250 ari mumba make apo ngirozi yakamushanyira. 00:15:54.250 --> 00:15:57.000 [murume wekutanga achitaura mitauro yakasanganiwa zvkare] 00:15:57.000 --> 00:15:58.630 "Petro akataurira Koniriyasi 00:15:58.630 --> 00:16:00.686 manzwisisiro ake matswa 00:16:00.686 --> 00:16:02.520 ekuti Mwari haVasarudzi 00:16:02.520 --> 00:16:04.491 uye ndiTenzi Vevese. 00:16:04.491 --> 00:16:06.628 Izvi zvakaunza shanduko itsva. 00:16:06.628 --> 00:16:07.994 Kubva zvino zvichienda mberi, 00:16:07.994 --> 00:16:11.630 vhangeri rakatanga kuparidzirwawo kune mamwe mapoka. 00:16:11.630 --> 00:16:16.600 Uye izvi zvakatanga nemunamato, kutsanya nekuna muono. 00:16:16.600 --> 00:16:19.131 Zvakaita sepavakwa mazambuko pakati pevetsika dzakasiyana 00:16:19.131 --> 00:16:21.312 Midhuri yemipatsano yakaputsirwa asi. 00:16:21.312 --> 00:16:23.078 Mwoyo yakabatanidzwa . 00:16:23.078 --> 00:16:25.828 Uye vakava mumwe muna Jesu Kristu. 00:16:25.828 --> 00:16:27.821 Vhangeri rakaiswa pachena kumaJendairiwo. 00:16:27.821 --> 00:16:28.974 Kubatana paminamato kunoshanda 00:16:28.974 --> 00:16:31.092 sei pakubvisa mupatsa pakati pendudzi? 00:16:31.092 --> 00:16:34.189 Patinopfugama pamwe-chete- 00:16:34.189 --> 00:16:36.899 tsika dzakasiyana, kwatinobva, 00:16:36.909 --> 00:16:39.241 makudzirwo edu akasiyana, 00:16:39.241 --> 00:16:41.918 misiyano pamadzidziro atakaita, 00:16:41.918 --> 00:16:43.476 misiyano pamarudzi eganda redu 00:16:43.476 --> 00:16:45.506 patinopfugama pamwe-chete 00:16:45.506 --> 00:16:48.621 mwoyo yedu inobva yabatanidzwa seumwe muna Jesu Cristo. 00:16:48.621 --> 00:16:50.492 Ndikatarisa mubhuku raMabasa 13, 00:16:50.492 --> 00:16:52.511 umo sangano rekuAndiyoku 00:16:52.511 --> 00:16:55.613 rakange rave kutumira Pauro naBarnabas. 00:16:55.613 --> 00:16:57.511 Richivaisa maoko pamusoro. 00:16:57.511 --> 00:17:00.259 Uye vakanamatira chipo cheMweya Mutsvene. 00:17:00.259 --> 00:17:04.015 Mubhuku raMabasa 13, kuisa maoko pamusoro kwaimirira kutsaurwa, 00:17:04.015 --> 00:17:07.661 kwaPauro naBhanabhasi pabasa revhangeri neumishinari. 00:17:07.661 --> 00:17:11.051 Vakange vave kuzonotangisa nzwendo dzavo dzeumishinari. 00:17:11.051 --> 00:17:15.025 Handifungi kuti pane mashiripiti panyaya yekuiswa maoko pamusoro. 00:17:15.025 --> 00:17:16.401 Ndinofunga kuti mufananidzo chete. 00:17:16.401 --> 00:17:18.911 Sezvakangoita mvura parubhabhatidzo 00:17:18.911 --> 00:17:21.885 kana kuti chingwa chisina kuviriswa uye muto wemazambiringa 00:17:21.885 --> 00:17:23.619 parusando rwechidyo chaTenzi. 00:17:23.619 --> 00:17:26.382 Kana chechi ikauya nohumwe 00:17:26.382 --> 00:17:28.498 ichiisa maoko pamusoro peumwe munhu 00:17:28.498 --> 00:17:30.759 vanange vachinamatira munhu iyeye, 00:17:30.759 --> 00:17:35.503 vachimutsaurira basa rakatsanangurika reupupuri neushumiri. 00:17:35.503 --> 00:17:37.013 [murume arikutaura mitauro yakasanganiswa] 00:17:37.013 --> 00:17:39.491 Apo vaporofita nevadzidzi vesangano rekutanga 00:17:39.491 --> 00:17:41.130 vakange vachitsanya nekunamata, 00:17:41.130 --> 00:17:43.237 Mweya Mutswene Wakadaidza Pauro naBhanabhasi 00:17:43.237 --> 00:17:45.963 kuti vaende parwendo rwavo rwekutanga rwehumishinari. 00:17:45.963 --> 00:17:48.760 Chechi yakanamata pamwe-chete vasati vatuma ava vaviri. 00:17:48.760 --> 00:17:50.360 ♪ mumhanzi unenge wengirozi♪ 00:17:50.360 --> 00:17:51.570 [mutauri wechidzimai achitaura mitauro yakasanganiswa] 00:17:51.570 --> 00:17:53.931 "Vakaiswa maoko pamusoro tikavanamatira nemwoyo yakaperera. 00:17:53.931 --> 00:17:56.821 Sesangano rakabatana, takanamatira kuchengeteka kwavo parwendo 00:17:56.821 --> 00:17:58.260 uye kuti Mwari vavape 00:17:58.260 --> 00:18:00.911 mashoko akafanira avasingataura kuzvaunga 00:18:00.911 --> 00:18:03.432 Takanamatira kuti mamishinari 00:18:03.432 --> 00:18:04.865 edu abudirire mubasa rekuparidza vhangeri. 00:18:04.865 --> 00:18:07.255 ♪ mumhanzi uchikwira ♪ 00:18:07.255 --> 00:18:10.078 Pauro naBhanabhasi vakafamba nzvimbo dzakawanda 00:18:10.078 --> 00:18:12.307 KuSaipurasi, vaparidza shoko raMwari 00:18:12.307 --> 00:18:14.232 mumuasinagogo emaJudha. 00:18:14.232 --> 00:18:16.865 KuAndiyoki yekupisidhiya, guta rese 00:18:16.865 --> 00:18:18.765 rakaungana kuti rinzwe shoko raMwari. 00:18:18.765 --> 00:18:21.655 MaJendairi pavakanzwa shoko, vakatenda muna Mwari. 00:18:21.655 --> 00:18:24.852 Shoko raJehovha rakapararira munyika yose 00:18:24.852 --> 00:18:28.875 vadzidzi vakazadzwa nerufaro nemweya Mutsvene. 00:18:28.875 --> 00:18:31.725 ♪ mumhanzi unoverera unenge wengirozi♪ 00:18:31.725 --> 00:18:34.507 Pauro nabhanabhasi vakagadza vakuru vesangano muchechi yega-yega 00:18:34.507 --> 00:18:38.146 vakanamata nekutsanya, vachivaisa kunaMwari. 00:18:38.146 --> 00:18:39.821 Vakaunganidza sangano pamwe-chete 00:18:39.821 --> 00:18:42.531 vakavazivisa zvese izvo Mwari vakange aita kuburikidza navo 00:18:42.531 --> 00:18:46.030 uye kuti Vakange vavhura musiwo kumaJendairi. 00:18:47.750 --> 00:18:49.265 Sesangano remunamato, 00:18:49.265 --> 00:18:52.762 kana tichiisa maoko pamusoro peavo vatinenge tichinamatira, 00:18:52.762 --> 00:18:56.097 zvinomirira maoko aMwari. 00:18:56.097 --> 00:18:57.882 Kupfugama takakomberedza munhu, 00:18:57.882 --> 00:19:00.107 kuvatsaurira basa iroro, 00:19:00.107 --> 00:19:02.081 tinenge tichikumbira Mweya Mutsvene 00:19:02.081 --> 00:19:04.208 kuti uvape simba nekuvashingisa 00:19:04.208 --> 00:19:06.858 pabasa iro Mwari anenge avapa vachitumwa nechechi. 00:19:06.858 --> 00:19:10.421 Ndinotondera imwe nyay apo Pauro aiva- 00:19:10.421 --> 00:19:12.108 akasangana nemudzimai akanaka. 00:19:12.108 --> 00:19:14.831 Zita rake ainzi Lydia uye akange achinamata. 00:19:14.831 --> 00:19:18.395 Ndinofunga kuti paive parwizi, handinyatsozivi, 00:19:18.395 --> 00:19:20.245 kana kuti parutivi petsime. 00:19:20.245 --> 00:19:22.251 Kana kuti paive pakati pemusika, 00:19:22.251 --> 00:19:23.884 hameno zvaiitika nguva dzavo. 00:19:23.884 --> 00:19:28.053 Chero kwakange kuri kupi, mwari vakakwanisa kudzidzisa mwoyo wake. 00:19:28.053 --> 00:19:30.561 Bhaibheri rinotitaurira kuti akagamushira 00:19:30.561 --> 00:19:33.251 shoko revhangeri akabhabhatidzwa. 00:19:33.251 --> 00:19:36.452 [mutauri wechidzimai] "takange tiri boka remadzimai takamira 00:19:36.452 --> 00:19:38.518 kunze kweguta, parwizi, panzvimbo yedu yemunamato. 00:19:38.518 --> 00:19:40.790 Ridhiya, mutengesi wehanzu tsvuku, 00:19:40.790 --> 00:19:43.035 aibva kuTiyatira akange aripowo. 00:19:43.035 --> 00:19:46.157 Varume vaviri vakasvika, vakatanga kutaura nesu, 00:19:46.157 --> 00:19:48.354 vakatikoka kuti tikumbane navo muminamato. 00:19:48.354 --> 00:19:51.192 Takazoziva kuti varume ava vaiwa Pauro naSairasi. 00:19:51.192 --> 00:19:55.515 Mwari vakavhura mwoyo waRidhiya akagamuchira vhangeri raPauro. 00:19:55.515 --> 00:19:59.494 Iye, pamwe nevemhuri yake yese vakabhabhatidzwa. 00:19:59.494 --> 00:20:03.745 Rimwe zuva Pauro naSairasi vakange vari munzira yavo kuenda 00:20:03.745 --> 00:20:06.245 kunzvimbo yemunamato. Vakasangana nenhapwa 00:20:06.245 --> 00:20:08.900 yechikadzi yaiva nemweya wetsvina waigona kududzira ramangwana. 00:20:08.900 --> 00:20:12.498 Aiwanisa muridzi wake mari yakawanda nekushopera. 00:20:12.498 --> 00:20:15.478 Akatitevera achidaidzira neruzha rukuru 00:20:15.478 --> 00:20:19.254 rwaivhiringidza. Naizvozvo Pauro akarayira mweya wetsvina kuti ubude maari. 00:20:19.254 --> 00:20:22.756 Varidzi vake vakaona kuti varasikirwa nemukana wavo wekuita mari. 00:20:22.756 --> 00:20:25.750 vakakakatira Pauro naSairasi kuvakuru vakuru 00:20:25.750 --> 00:20:27.355 vakakandwa mujeri. 00:20:27.355 --> 00:20:32.762 Pakati peusiku, vasungwa vairi ava vanemwoyo-chena, 00:20:32.762 --> 00:20:35.500 Pauro naSairasi wainamata 00:20:35.500 --> 00:20:38.015 vachiimba nzwiyo kunaMwari. 00:20:38.015 --> 00:20:40.500 Isu vamwe takange takateerera. 00:20:40.500 --> 00:20:42.884 Pakarepo kwakava nokudengenyeka kwenyika 00:20:42.884 --> 00:20:44.645 kukuru kwazvo zvekuti nheyo dzejeri dzakazungunuka. 00:20:44.645 --> 00:20:46.895 Makonhi ese ejeri akabva azaruka 00:20:46.895 --> 00:20:49.761 majoti emusungwa mumwe nomumwe akadonhera pasi. 00:20:49.761 --> 00:20:52.259 Murindi wejeri akapepuka ndookuna makonhi ese akazaruka 00:20:52.259 --> 00:20:54.511 akazvomora bakatwa rake achida kuzviuraya. 00:20:54.511 --> 00:20:57.048 achifunga kuti vasungwa vese vatobuda vakatiza. 00:20:57.048 --> 00:20:59.610 Ipapo Pauro akadaidzira akati, "usazvikuwadze hako 00:20:59.610 --> 00:21:02.154 nokuti tese tiri muno." Akakumbira mwenje akapiwa, ndookumhanyira 00:21:02.154 --> 00:21:07.509 kunozvivisira pamamberi paPauro naSairasi achidedera. 00:21:07.509 --> 00:21:10.750 Murindi wejeri akagamuchira Jesu Cristo, 00:21:10.750 --> 00:21:14.875 akabhabhatidzwa pamwe nemhuri yake. 00:21:14.875 --> 00:21:16.839 Naizvozvo, munamato unogona kuitwa pese pese. 00:21:16.839 --> 00:21:19.249 Munoziva, ini pamwe nevamwe tinopinga purogiramu 00:21:19.249 --> 00:21:21.349 paHope Channel, inonzi Ngatinamatei (Let's Pray) 00:21:21.349 --> 00:21:23.963 Uye saka pano tiri pastudhiyo yeterevhizheni 00:21:23.963 --> 00:21:26.262 ine mwenje, kamera nezviito 00:21:26.262 --> 00:21:30.010 asi hazvitishaisi nguva yekunamata. 00:21:30.010 --> 00:21:32.944 naizvozvo tirikuona Mwari, 00:21:32.944 --> 00:21:36.214 kuburikidza nemhinduro dzaarikupa kuminamato. 00:21:36.214 --> 00:21:39.019 Kana tichigona kunamata mustudhiyo, zvinoreva kuti munamato 00:21:39.019 --> 00:21:40.497 unogona kuitwa pese pese. Imwe shamwari yangu yakati 00:21:40.497 --> 00:21:42.985 tinofanira kunamata zvakananga 00:21:42.985 --> 00:21:45.973 zvekuti kana Mwari vapindura, tinobva tazviziva kuti vapindura. 00:21:45.973 --> 00:21:50.249 Muna Mabasa 12, Petro ari mujeri. 00:21:50.249 --> 00:21:52.643 Atotongerwa kuti aurayiwe. 00:21:52.643 --> 00:21:56.042 Akasungwa necheni ari pakati pemauto. 00:21:56.042 --> 00:21:59.245 Herodhi atorayira kuti aurayiwe. 00:21:59.245 --> 00:22:01.995 Asi apo Petro ari mujeri, sangano rese 00:22:01.995 --> 00:22:04.475 ---ndinozvida izvi---- sangano rese ririkunamatira 00:22:04.475 --> 00:22:05.768 Petro ari mujeri. 00:22:05.768 --> 00:22:08.700 Izvi zvisati zvaitika, Jemusi akange 00:22:08.700 --> 00:22:10.766 apinzwa mujeri akaurayiwa. 00:22:10.766 --> 00:22:13.254 Saka ndinofunga kuti vanhu vakange vabatikana zvakanyanya 00:22:13.254 --> 00:22:14.824 vachitya kuti iye zvino vangangorasikirwa naPeter 00:22:14.824 --> 00:22:17.193 paakatakurwa kuenda kujeri. 00:22:17.193 --> 00:22:19.728 Izvi zvakavaita kuti vatambudzike mupfungwa. 00:22:19.728 --> 00:22:23.165 saka vakasangana vakanamata usiku hwese. 00:22:23.165 --> 00:22:26.342 Mambo Herodhi vakange vasunga dzimwe nhengo dzechechi 00:22:26.342 --> 00:22:28.522 uye vakange vachitoda kuvauraya. 00:22:28.522 --> 00:22:30.839 Herodhi paakauraya Jemusi nemunongdo, 00:22:30.839 --> 00:22:33.289 achiona kuti maJudha vakange vazvitendera, 00:22:33.289 --> 00:22:35.449 akabva asunga Petro zvakare. 00:22:35.449 --> 00:22:37.090 [mudzimai achipupura nemitauro yakasangana] 00:22:37.090 --> 00:22:39.377 "Petro ainge akarindwa nemapoka emasoja 00:22:39.377 --> 00:22:41.334 mana ane pfuti, boka rimwe raiva nemasoja mana. 00:22:41.334 --> 00:22:44.268 Takange tichityira upenyu hwake zvikuru. 00:22:44.268 --> 00:22:46.417 Saka chechi yakamunamatira." 00:22:46.417 --> 00:22:49.262 [murume achipupura nemitauro yakasangana] 00:22:49.262 --> 00:22:51.857 "Nousiku hwainzi naHerodi ndichafuma ndichiburitsa Petro kuti atongwe padare, 00:22:51.857 --> 00:22:53.990 Petro akange avete pakati pemasoja maviri 00:22:53.990 --> 00:22:57.889 akasungwa nengetani paine varindi vakange vakarinda mukova. 00:22:57.889 --> 00:22:59.996 Ipapo mutumwa waTenzi akabva auya 00:22:59.996 --> 00:23:02.254 mujeri mukabva maita chiedza. 00:23:02.254 --> 00:23:04.740 Mutumwa akarova Petro parutivi kuti amumutse 00:23:04.740 --> 00:23:07.254 ngetani dzakange dzakamusunga dzikabva dzawira pasi. 00:23:07.254 --> 00:23:10.742 Sekuudzwa kwaakaitwa, Petro akatevera ngirozi vakabuda, 00:23:10.742 --> 00:23:14.771 vachipfuura varindi vese kusvika vave pazambara routare raipinda muguta." 00:23:14.771 --> 00:23:17.251 [mudzimai achipupura nemitauro yakasangana] 00:23:17.251 --> 00:23:19.252 "Manhu vazhinji vakange vari kunamata pamwe-chete 00:23:19.252 --> 00:23:21.734 muimba yaMaria, mai vaJohn. 00:23:21.734 --> 00:23:25.544 Semuranda muimba iyi ndakanzwa kugogodza pamusiwo. 00:23:25.544 --> 00:23:30.844 00:23:30.844 --> 00:23:33.114 00:23:33.114 --> 00:23:36.254 00:23:36.254 --> 00:23:39.765 00:23:39.765 --> 00:23:42.025 00:23:42.025 --> 00:23:44.758 00:23:44.758 --> 00:23:49.515 00:23:49.515 --> 00:23:51.954 00:23:51.954 --> 00:23:55.021 00:23:55.021 --> 00:23:57.105 00:23:57.105 --> 00:23:58.660 00:23:58.660 --> 00:24:01.653 00:24:01.653 --> 00:24:03.914 00:24:03.914 --> 00:24:06.511 00:24:06.511 --> 00:24:09.595 00:24:09.595 --> 00:24:12.274 00:24:12.274 --> 00:24:15.884 00:24:15.884 --> 00:24:19.568 00:24:19.568 --> 00:24:23.314 00:24:23.314 --> 00:24:26.011 00:24:26.011 --> 00:24:28.518 00:24:28.518 --> 00:24:30.446 00:24:30.446 --> 00:24:31.764 00:24:31.764 --> 00:24:32.751 00:24:32.751 --> 00:24:35.844 00:24:35.844 --> 00:24:39.667 00:24:39.667 --> 00:24:43.008 00:24:43.008 --> 00:24:46.055 00:24:46.055 --> 00:24:49.692 00:24:49.692 --> 00:24:51.984 00:24:51.984 --> 00:24:54.131 00:24:54.131 --> 00:24:56.901 00:24:56.901 --> 00:24:59.742 00:24:59.742 --> 00:25:01.778 00:25:01.778 --> 00:25:05.583 00:25:06.343 --> 00:25:08.196 00:25:08.196 --> 00:25:24.797 00:25:24.797 --> 00:25:27.241 00:25:27.241 --> 00:25:31.101 00:25:31.101 --> 00:25:34.869 00:25:34.869 --> 00:25:37.099 00:25:37.099 --> 00:25:39.853 00:25:39.853 --> 00:25:42.379 00:25:42.379 --> 00:25:44.414 00:25:44.414 --> 00:25:48.868 00:25:48.868 --> 00:25:51.506 00:25:51.506 --> 00:25:55.032 00:25:55.032 --> 00:25:58.004 00:25:58.004 --> 00:26:05.251 00:26:05.251 --> 00:26:07.191 00:26:07.191 --> 00:26:08.659 00:26:08.659 --> 00:26:11.376 00:26:11.376 --> 00:26:14.934 00:26:14.934 --> 00:26:17.417 00:26:17.417 --> 00:26:19.502 00:26:19.502 --> 00:26:21.872 00:26:21.872 --> 00:26:24.266 00:26:24.266 --> 00:26:26.561 00:26:26.561 --> 00:26:28.621 00:26:28.621 --> 00:26:31.175 00:26:31.175 --> 00:26:34.182 00:26:34.182 --> 00:26:36.627 00:26:36.627 --> 00:26:38.377 00:26:38.377 --> 00:26:40.111 00:26:40.111 --> 00:26:41.891 00:26:41.891 --> 00:26:44.506 00:26:44.506 --> 00:26:48.361 00:26:48.361 --> 00:26:52.435 00:26:52.435 --> 00:26:54.981 00:26:54.981 --> 00:26:57.592 00:26:57.592 --> 00:27:01.774 00:27:01.774 --> 00:27:03.688 00:27:03.688 --> 00:27:06.515 00:27:06.515 --> 00:27:09.418 00:27:09.418 --> 00:27:11.515 00:27:11.515 --> 00:27:15.191 00:27:15.191 --> 00:27:21.505 00:27:21.505 --> 00:27:24.009 00:27:24.009 --> 00:27:25.552 00:27:25.552 --> 00:27:28.020 00:27:28.020 --> 00:27:31.301 00:27:31.301 --> 00:27:33.887 00:27:33.887 --> 00:27:35.931 00:27:35.931 --> 00:27:38.780 00:27:38.780 --> 00:27:42.080 00:27:42.080 --> 00:27:45.191 00:27:45.191 --> 00:27:48.432 00:27:48.432 --> 00:27:51.885 00:27:51.885 --> 00:27:54.957 00:27:54.957 --> 00:27:57.313 00:27:57.313 --> 00:28:00.351 00:28:00.351 --> 00:28:02.488 00:28:02.488 --> 00:28:05.874 00:28:05.874 --> 00:28:08.981 00:28:08.981 --> 00:28:10.338 00:28:10.338 --> 00:28:12.222 00:28:12.222 --> 00:28:14.244 00:28:14.244 --> 00:28:17.760 00:28:17.760 --> 00:28:20.899 00:28:20.899 --> 00:28:28.001 00:28:28.001 --> 00:28:31.251 00:28:31.251 --> 00:28:33.889 00:28:33.889 --> 00:28:36.393 00:28:36.393 --> 00:28:39.513 00:28:39.513 --> 00:28:44.446 00:28:44.446 --> 00:28:48.549 00:28:48.549 --> 00:28:52.521 00:28:52.521 --> 00:28:55.961 00:28:55.961 --> 00:29:12.245 00:29:12.245 --> 00:29:28.671