WEBVTT 00:00:00.500 --> 00:00:04.700 Vhoti iyi yekuti nyika yeBritain isiye European Union 00:00:04.700 --> 00:00:07.930 inogona kuunza kukanganisika kukuru, kwatisingagone kuzotsanangura 00:00:07.930 --> 00:00:10.450 Vamwe vanokwanisa kuzvigona asi ruzhinji harukwanise 00:00:10.450 --> 00:00:14.190 Parizvino zvinonetsa kuona nyika idzi dzakasiyana 00:00:14.190 --> 00:00:18.110 Nengari yekuti dzine nhorondo yakasiyana kusanganisira nhorondo yeruvengo rwadzo 00:00:18.110 --> 00:00:21.490 zvinonetsa kuti dzizobatane. 00:00:21.490 --> 00:00:24.750 Matangiro eEuropean Union akabva paWorld War 2 00:00:24.750 --> 00:00:27.460 nenhau yedambudziko guru iri, 00:00:27.460 --> 00:00:31.170 chizvarwa Chema Europeans chakati "Hatingazvidzokorodze izvi zvakare!" 00:00:31.170 --> 00:00:34.020 Naizvozvo pakaita kakunzwisisana kekuti kana uchida runyararo, 00:00:34.020 --> 00:00:36.980 panofanira kuitwa wirirano mumaitiro ehupfumi hwedu 00:00:36.980 --> 00:00:40.420 nenzira yekuti hazvizounze ruvengo. 00:00:40.420 --> 00:00:43.510 Vanhu vazhinji havanzwisise kuti chitendero 00:00:43.510 --> 00:00:46.270 ndichochanga chakato kosha mukuumbwa kwe 00:00:46.270 --> 00:00:48.180 European Economic Community. 00:00:48.180 --> 00:00:52.590 Pachine chiratidzo chechitendero panyaya ye European Union. 00:00:52.590 --> 00:00:56.590 Mukutanga kwegore re 2000, mukuru weEuropean Commission, 00:00:56.590 --> 00:00:59.180 VaRamano Prodi, vakanyora bhuku 00:00:59.180 --> 00:01:03.090 Muchirudzi rwe Italian, asi musoro wenyaya yacho muchirungu inoti, "Zano re Europe". 00:01:03.090 --> 00:01:07.000 Vakati, "Chinyi chinokwanisa kubata nyika dzakasiyana? 00:01:07.000 --> 00:01:10.190 hazvina kukwana chete kuti vanoremekedzwa vangounze pfungwa dzavo 00:01:10.190 --> 00:01:13.430 dzezvematongerwo enyika pfungwa yetsika nemagariro zvinofana kuvepo. 00:01:13.430 --> 00:01:16.460 Vakati,"Zvizvarwa zve Europe zvakafanana pachinhu chimwe chete, 00:01:16.460 --> 00:01:19.860 chinhu chinokwanisa kutibatanidza tose, kutendeka kwedu kuKereke." 00:01:19.860 --> 00:01:22.120 Asi semunhu weku Italy. Aireveiko? 00:01:22.120 --> 00:01:24.510 Aireva kuti, Kereke yama Roma. 00:01:24.510 --> 00:01:29.400 Ndonyaya yevanhu varikuedza kuita Europe isimbe mukuburikidza kubatana 00:01:29.400 --> 00:01:31.870 asi iyo Europe inongoramba ichiwira kakawanda. 00:01:31.870 --> 00:01:36.980 Funga nezva Napoleon: zvose zvakaita kunge zvakanaka, asi nemakore akatera; Europe yakawira 00:01:36.980 --> 00:01:40.070 Funga nezve Hitler: zvakakona zvakare. 00:01:40.070 --> 00:01:43.020 Semunhu wemu Europe, ndakakura ndine mubvunzo wekuti: 00:01:43.020 --> 00:01:47.520 "Europe inopindirana seiko nechi Porofita cheBhaibheri?" 00:01:47.520 --> 00:01:51.520 Bhuku ra Daniel chitsauko chechipiri: mambo Nebuchadnezzar vakaita chiroto 00:01:51.520 --> 00:01:56.510 muchiroto ichochi, akaona mufananidzo mukuru wanga wakanaka. 00:01:56.510 --> 00:02:00.510 Simbi dzakasiyana dzaakaona dzaimirira hushe hwakasiyana hwaizotevera. 00:02:00.510 --> 00:02:05.260 Nebuchadnezzar ndiye musoro we goridhe, Babylon, Medo-Persia, humambo wema Greek 00:02:05.260 --> 00:02:08.710 kozoti kusimba kwe humambo hwe Roma. 00:02:08.710 --> 00:02:12.390 Asi kune kutsoka nemakumbo, 00:02:12.390 --> 00:02:16.300 kwakazanganiswa simbi nedhaga. 00:02:16.300 --> 00:02:20.000 Muporofita Daniel akati, "Hazvichasangane zvakare. 00:02:20.000 --> 00:02:25.490 kumwe kwakasimba, kumwe hakuna kusimba". Naizvozvo ndonyaya ye Europe. 00:02:25.490 --> 00:02:31.280 Kunyanya nyaya dzakaitika mu Greece, Spain, Italy ne Cyprus-- 00:02:31.280 --> 00:02:36.270 ndodzaive nyika dzepamusoro mu EU, dzimwe nyika dzeku chamhembe dzainzi dzinodzvanyirira 00:02:36.270 --> 00:02:40.060 nekuti dzaipinda munyaya dzevanhu, uyezve tinofanirwa kuziva kuti, 00:02:40.060 --> 00:02:44.970 rwuvengo rwaivepo kunduzi dzakasiyana rwakamboita senge rwapera 00:02:44.970 --> 00:02:50.790 World War 2 payakaguma, rwuvengo urwu haruna kumbozoka kwemakore 70 adarika 00:02:50.790 --> 00:02:54.180 asi munguva yadarika iyi, rwakudzoka rwuvengo urwu. 00:02:54.180 --> 00:02:57.730 Saka tichiona matambudziko aya EU yainosangana nawo 00:02:57.730 --> 00:03:01.730 kuti nyika ine hupfumi hwakawanda, yaibatsira mumauto 00:03:01.730 --> 00:03:09.400 nekupa hwurongwa hweEU- kubuda kwayo mu EU yasiya kushushikana kukuru mumwoyo. 00:03:09.400 --> 00:03:12.780 Chiporofita hachizi chinhu chinofadza chekuti tiverenge, 00:03:12.780 --> 00:03:16.550 unoziva mumabhuku eHistory kana dzidzo dzeBhaiberi. 00:03:16.550 --> 00:03:20.500 Tinokwanisa kuwana muwono 00:03:20.500 --> 00:03:21.880 kubva kuchiporofita. 00:03:21.880 --> 00:03:26.640 Zvinyorwa zvinoti hakuchazova ne Europe yakabatana zvakare, 00:03:26.640 --> 00:03:29.170 ichashaya simba, ende izvozvo tirikuzviona 00:03:29.170 --> 00:03:33.760 Asi hapazipo panogumira nyaya. Daniel chitsauko chechipiri haigumi nekuti 00:03:33.760 --> 00:03:37.760 mufananidzo netsoka dzesimbi nedhaga. 00:03:37.760 --> 00:03:44.330 Kune Ibwe: rinoita kunge idoko pakutanga, asi Ibwe iroro rinopunza mufananidzo 00:03:44.330 --> 00:03:48.330 Ibwe iroro rinozoita Ibwe guru, ndi Jesu Kristu 00:03:48.350 --> 00:03:52.530 Humambo hutsva. Hwumambo hwaMwari.