1 00:00:00,500 --> 00:00:04,700 Vhoti iyi yekuti nyika yeBritain isiye European Union 2 00:00:04,700 --> 00:00:07,930 inogona kuunza kukanganisika kukuru, kwatisingagone kuzotsanangura 3 00:00:07,930 --> 00:00:10,450 Vamwe vanokwanisa kuzvigona asi ruzhinji harukwanise 4 00:00:10,450 --> 00:00:14,190 Parizvino zvinonetsa kuona nyika idzi dzakasiyana 5 00:00:14,190 --> 00:00:18,110 Nengari yekuti dzine nhorondo yakasiyana kusanganisira nhorondo yeruvengo rwadzo 6 00:00:18,110 --> 00:00:21,490 zvinonetsa kuti dzizobatane. 7 00:00:21,490 --> 00:00:24,750 Matangiro eEuropean Union akabva paWorld War 2 8 00:00:24,750 --> 00:00:27,460 nenhau yedambudziko guru iri, 9 00:00:27,460 --> 00:00:31,170 chizvarwa Chema Europeans chakati "Hatingazvidzokorodze izvi zvakare!" 10 00:00:31,170 --> 00:00:34,020 Naizvozvo pakaita kakunzwisisana kekuti kana uchida runyararo, 11 00:00:34,020 --> 00:00:36,980 panofanira kuitwa wirirano mumaitiro ehupfumi hwedu 12 00:00:36,980 --> 00:00:40,420 nenzira yekuti hazvizounze ruvengo. 13 00:00:40,420 --> 00:00:43,510 Vanhu vazhinji havanzwisise kuti chitendero 14 00:00:43,510 --> 00:00:46,270 ndichochanga chakato kosha mukuumbwa kwe 15 00:00:46,270 --> 00:00:48,180 European Economic Community. 16 00:00:48,180 --> 00:00:52,590 Pachine chiratidzo chechitendero panyaya ye European Union. 17 00:00:52,590 --> 00:00:56,590 Mukutanga kwegore re 2000, mukuru weEuropean Commission, 18 00:00:56,590 --> 00:00:59,180 VaRamano Prodi, vakanyora bhuku 19 00:00:59,180 --> 00:01:03,090 Muchirudzi rwe Italian, asi musoro wenyaya yacho muchirungu inoti, "Zano re Europe". 20 00:01:03,090 --> 00:01:07,000 Vakati, "Chinyi chinokwanisa kubata nyika dzakasiyana? 21 00:01:07,000 --> 00:01:10,190 hazvina kukwana chete kuti vanoremekedzwa vangounze pfungwa dzavo 22 00:01:10,190 --> 00:01:13,430 dzezvematongerwo enyika pfungwa yetsika nemagariro zvinofana kuvepo. 23 00:01:13,430 --> 00:01:16,460 Vakati,"Zvizvarwa zve Europe zvakafanana pachinhu chimwe chete, 24 00:01:16,460 --> 00:01:19,860 chinhu chinokwanisa kutibatanidza tose, kutendeka kwedu kuKereke." 25 00:01:19,860 --> 00:01:22,120 Asi semunhu weku Italy. Aireveiko? 26 00:01:22,120 --> 00:01:24,510 Aireva kuti, Kereke yama Roma. 27 00:01:24,510 --> 00:01:29,400 Ndonyaya yevanhu varikuedza kuita Europe isimbe mukuburikidza kubatana 28 00:01:29,400 --> 00:01:31,870 asi iyo Europe inongoramba ichiwira kakawanda. 29 00:01:31,870 --> 00:01:36,980 Funga nezva Napoleon: zvose zvakaita kunge zvakanaka, asi nemakore akatera; Europe yakawira 30 00:01:36,980 --> 00:01:40,070 Funga nezve Hitler: zvakakona zvakare. 31 00:01:40,070 --> 00:01:43,020 Semunhu wemu Europe, ndakakura ndine mubvunzo wekuti: 32 00:01:43,020 --> 00:01:47,520 "Europe inopindirana seiko nechi Porofita cheBhaibheri?" 33 00:01:47,520 --> 00:01:51,520 Bhuku ra Daniel chitsauko chechipiri: mambo Nebuchadnezzar vakaita chiroto 34 00:01:51,520 --> 00:01:56,510 muchiroto ichochi, akaona mufananidzo mukuru wanga wakanaka. 35 00:01:56,510 --> 00:02:00,510 Simbi dzakasiyana dzaakaona dzaimirira hushe hwakasiyana hwaizotevera. 36 00:02:00,510 --> 00:02:05,260 Nebuchadnezzar ndiye musoro we goridhe, Babylon, Medo-Persia, humambo wema Greek 37 00:02:05,260 --> 00:02:08,710 kozoti kusimba kwe humambo hwe Roma. 38 00:02:08,710 --> 00:02:12,390 Asi kune kutsoka nemakumbo, 39 00:02:12,390 --> 00:02:16,300 kwakazanganiswa simbi nedhaga. 40 00:02:16,300 --> 00:02:20,000 Muporofita Daniel akati, "Hazvichasangane zvakare. 41 00:02:20,000 --> 00:02:25,490 kumwe kwakasimba, kumwe hakuna kusimba". Naizvozvo ndonyaya ye Europe. 42 00:02:25,490 --> 00:02:31,280 Kunyanya nyaya dzakaitika mu Greece, Spain, Italy ne Cyprus-- 43 00:02:31,280 --> 00:02:36,270 ndodzaive nyika dzepamusoro mu EU, dzimwe nyika dzeku chamhembe dzainzi dzinodzvanyirira 44 00:02:36,270 --> 00:02:40,060 nekuti dzaipinda munyaya dzevanhu, uyezve tinofanirwa kuziva kuti, 45 00:02:40,060 --> 00:02:44,970 rwuvengo rwaivepo kunduzi dzakasiyana rwakamboita senge rwapera 46 00:02:44,970 --> 00:02:50,790 World War 2 payakaguma, rwuvengo urwu haruna kumbozoka kwemakore 70 adarika 47 00:02:50,790 --> 00:02:54,180 asi munguva yadarika iyi, rwakudzoka rwuvengo urwu. 48 00:02:54,180 --> 00:02:57,730 Saka tichiona matambudziko aya EU yainosangana nawo 49 00:02:57,730 --> 00:03:01,730 kuti nyika ine hupfumi hwakawanda, yaibatsira mumauto 50 00:03:01,730 --> 00:03:09,400 nekupa hwurongwa hweEU- kubuda kwayo mu EU yasiya kushushikana kukuru mumwoyo. 51 00:03:09,400 --> 00:03:12,780 Chiporofita hachizi chinhu chinofadza chekuti tiverenge, 52 00:03:12,780 --> 00:03:16,550 unoziva mumabhuku eHistory kana dzidzo dzeBhaiberi. 53 00:03:16,550 --> 00:03:20,500 Tinokwanisa kuwana muwono 54 00:03:20,500 --> 00:03:21,880 kubva kuchiporofita. 55 00:03:21,880 --> 00:03:26,640 Zvinyorwa zvinoti hakuchazova ne Europe yakabatana zvakare, 56 00:03:26,640 --> 00:03:29,170 ichashaya simba, ende izvozvo tirikuzviona 57 00:03:29,170 --> 00:03:33,760 Asi hapazipo panogumira nyaya. Daniel chitsauko chechipiri haigumi nekuti 58 00:03:33,760 --> 00:03:37,760 mufananidzo netsoka dzesimbi nedhaga. 59 00:03:37,760 --> 00:03:44,330 Kune Ibwe: rinoita kunge idoko pakutanga, asi Ibwe iroro rinopunza mufananidzo 60 00:03:44,330 --> 00:03:48,330 Ibwe iroro rinozoita Ibwe guru, ndi Jesu Kristu 61 00:03:48,350 --> 00:03:52,530 Humambo hutsva. Hwumambo hwaMwari.