0:00:00.500,0:00:04.700 Vhoti iyi yekuti nyika yeBritain[br]isiye European Union 0:00:04.700,0:00:07.930 inogona kuunza kukanganisika kukuru,[br]kwatisingagone kuzotsanangura 0:00:07.930,0:00:10.450 Vamwe vanokwanisa kuzvigona [br]asi ruzhinji harukwanise 0:00:10.450,0:00:14.190 Parizvino zvinonetsa kuona [br]nyika idzi dzakasiyana 0:00:14.190,0:00:18.110 Nengari yekuti dzine nhorondo yakasiyana[br]kusanganisira nhorondo yeruvengo rwadzo 0:00:18.110,0:00:21.490 zvinonetsa kuti dzizobatane. 0:00:21.490,0:00:24.750 Matangiro eEuropean Union [br]akabva paWorld War 2 0:00:24.750,0:00:27.460 nenhau yedambudziko guru iri, 0:00:27.460,0:00:31.170 chizvarwa Chema Europeans chakati [br]"Hatingazvidzokorodze izvi zvakare!" 0:00:31.170,0:00:34.020 Naizvozvo pakaita kakunzwisisana kekuti[br]kana uchida runyararo, 0:00:34.020,0:00:36.980 panofanira kuitwa wirirano [br]mumaitiro ehupfumi hwedu 0:00:36.980,0:00:40.420 nenzira yekuti hazvizounze ruvengo. 0:00:40.420,0:00:43.510 Vanhu vazhinji havanzwisise [br]kuti chitendero 0:00:43.510,0:00:46.270 ndichochanga chakato kosha mukuumbwa kwe 0:00:46.270,0:00:48.180 European Economic Community. 0:00:48.180,0:00:52.590 Pachine chiratidzo chechitendero[br]panyaya ye European Union. 0:00:52.590,0:00:56.590 Mukutanga kwegore re 2000,[br]mukuru weEuropean Commission, 0:00:56.590,0:00:59.180 VaRamano Prodi, vakanyora bhuku 0:00:59.180,0:01:03.090 Muchirudzi rwe Italian, asi musoro wenyaya [br]yacho muchirungu inoti, "Zano re Europe". 0:01:03.090,0:01:07.000 Vakati, "Chinyi chinokwanisa [br]kubata nyika dzakasiyana? 0:01:07.000,0:01:10.190 hazvina kukwana chete kuti vanoremekedzwa[br]vangounze pfungwa dzavo 0:01:10.190,0:01:13.430 dzezvematongerwo enyika pfungwa [br]yetsika nemagariro zvinofana kuvepo. 0:01:13.430,0:01:16.460 Vakati,"Zvizvarwa zve Europe[br]zvakafanana pachinhu chimwe chete, 0:01:16.460,0:01:19.860 chinhu chinokwanisa kutibatanidza tose, [br]kutendeka kwedu kuKereke." 0:01:19.860,0:01:22.120 Asi semunhu weku Italy. Aireveiko? 0:01:22.120,0:01:24.510 Aireva kuti, Kereke yama Roma. 0:01:24.510,0:01:29.400 Ndonyaya yevanhu varikuedza kuita Europe [br]isimbe mukuburikidza kubatana 0:01:29.400,0:01:31.870 asi iyo Europe[br]inongoramba ichiwira kakawanda. 0:01:31.870,0:01:36.980 Funga nezva Napoleon: zvose zvakaita kunge[br]zvakanaka, asi nemakore akatera; Europe yakawira 0:01:36.980,0:01:40.070 Funga nezve Hitler:[br]zvakakona zvakare. 0:01:40.070,0:01:43.020 Semunhu wemu Europe, [br]ndakakura ndine mubvunzo wekuti: 0:01:43.020,0:01:47.520 "Europe inopindirana seiko nechi [br]Porofita cheBhaibheri?" 0:01:47.520,0:01:51.520 Bhuku ra Daniel chitsauko chechipiri:[br]mambo Nebuchadnezzar vakaita chiroto 0:01:51.520,0:01:56.510 muchiroto ichochi, akaona mufananidzo[br]mukuru wanga wakanaka. 0:01:56.510,0:02:00.510 Simbi dzakasiyana dzaakaona[br]dzaimirira hushe hwakasiyana hwaizotevera. 0:02:00.510,0:02:05.260 Nebuchadnezzar ndiye musoro we goridhe,[br]Babylon, Medo-Persia, humambo wema Greek 0:02:05.260,0:02:08.710 kozoti kusimba kwe humambo hwe Roma. 0:02:08.710,0:02:12.390 Asi kune kutsoka nemakumbo, 0:02:12.390,0:02:16.300 kwakazanganiswa simbi nedhaga. 0:02:16.300,0:02:20.000 Muporofita Daniel akati,[br]"Hazvichasangane zvakare. 0:02:20.000,0:02:25.490 kumwe kwakasimba, kumwe hakuna kusimba".[br]Naizvozvo ndonyaya ye Europe. 0:02:25.490,0:02:31.280 Kunyanya nyaya dzakaitika [br]mu Greece, Spain, Italy ne Cyprus-- 0:02:31.280,0:02:36.270 ndodzaive nyika dzepamusoro mu EU, dzimwe [br]nyika dzeku chamhembe dzainzi dzinodzvanyirira 0:02:36.270,0:02:40.060 nekuti dzaipinda munyaya dzevanhu,[br]uyezve tinofanirwa kuziva kuti, 0:02:40.060,0:02:44.970 rwuvengo rwaivepo kunduzi dzakasiyana[br]rwakamboita senge rwapera 0:02:44.970,0:02:50.790 World War 2 payakaguma, rwuvengo urwu[br]haruna kumbozoka kwemakore 70 adarika 0:02:50.790,0:02:54.180 asi munguva yadarika iyi,[br]rwakudzoka rwuvengo urwu. 0:02:54.180,0:02:57.730 Saka tichiona matambudziko aya [br]EU yainosangana nawo 0:02:57.730,0:03:01.730 kuti nyika ine hupfumi hwakawanda, [br]yaibatsira mumauto 0:03:01.730,0:03:09.400 nekupa hwurongwa hweEU- kubuda kwayo mu EU[br]yasiya kushushikana kukuru mumwoyo.[br][br] 0:03:09.400,0:03:12.780 Chiporofita hachizi[br]chinhu chinofadza chekuti tiverenge, 0:03:12.780,0:03:16.550 unoziva mumabhuku eHistory [br]kana dzidzo dzeBhaiberi. 0:03:16.550,0:03:20.500 Tinokwanisa kuwana muwono 0:03:20.500,0:03:21.880 kubva kuchiporofita. 0:03:21.880,0:03:26.640 Zvinyorwa zvinoti hakuchazova ne Europe[br]yakabatana zvakare, 0:03:26.640,0:03:29.170 ichashaya simba, [br]ende izvozvo tirikuzviona 0:03:29.170,0:03:33.760 Asi hapazipo panogumira nyaya.[br]Daniel chitsauko chechipiri haigumi nekuti 0:03:33.760,0:03:37.760 mufananidzo netsoka dzesimbi nedhaga. 0:03:37.760,0:03:44.330 Kune Ibwe: rinoita kunge idoko pakutanga,[br]asi Ibwe iroro rinopunza mufananidzo 0:03:44.330,0:03:48.330 Ibwe iroro rinozoita Ibwe guru, [br]ndi Jesu Kristu 0:03:48.350,0:03:52.530 Humambo hutsva. Hwumambo hwaMwari.