Takatanga Universal Subtitles nekuti tinofunga kuti mifananidzo ese epaInternet anofanira kuita kuverengeswa. Vanhu vazhinji vasinga gone kunzwa nevanonetseka nenzeve dzavo havagone kunzwisisa mifananidzo pasina mazwi. Vagadziri vemifananidzo nemabepa epawebhu vanofanira kusa vakanganwe.